Mhanzi yakaibva iyi,inzwa kangoma ako kari mukati.
@user-tk4vf5iu8yАй бұрын
What a nice songs
@user-tk4vf5iu8yАй бұрын
Uyu munhu anogona uyu
@desmondpardie7035Ай бұрын
Profound message Museyamwa, may the lord keep on increasing wisdom in you. Zvaunoimba hazvina zera newe, ndiani watingapa mbiri vakasava Mwari vaunoisa mberi pazvinhu zvako zvese, # TANGAI MANATA MUSATI MANYORA MHANZI#🎉❤
@amosgitau5553Ай бұрын
Listening from kisii kenya
@donaldmuchemwa9754Ай бұрын
Good stuff
@PeterMavaveАй бұрын
Wambo manyama
@humphrey4167Ай бұрын
Iwe watova mutarakita yemeriyeji😂😂😂
@masterconfuzeАй бұрын
irikupisa
@peterlisa4229Ай бұрын
One bee yasara inobika huchi kuti mwaaaaa, coffee and cremora,kkkkkk you are on top brther
@SereneChronicles.Ай бұрын
Kufulaya kuchando...😅😂😂😂😂
@desmondpardie7035Ай бұрын
Well done Baba🎉
@desmondpardie7035Ай бұрын
Well done @givemore muchemwa. Parikuda kushandwa on marketing chete otherwise your music yakaibva kudhara dhara iyi kudarika mamwe mashura atinonzwa even pama broadcasting radios chaipo. All the best murume, kana iri semessage yacho yakakora, clear and profound meaning mupractical life. #Hadzisi dzese dzinobuda shuviro amai kwandiri zvakandiomera.# #Musango mandiri kuvhima amai muzere mavhimi vanoti chamukawo seni, chero Shumba dzave kufawo nayo nzara#
@user-ll5vi2sr2zАй бұрын
Ndanakirwa
@user-ll5vi2sr2zАй бұрын
Nice song
@geraldsaratiel4128Ай бұрын
2024
@muthabisit.hhlapi3139Ай бұрын
Its sad I only got to know about this song on tiktok just last week,,b4 I ddnt know there was a musician named Takesure Chari..now am very happy I know & this song is a big hit & all,instruments,voice,messages are on point.well done sir.this is super.keep it up! Wish I knew how to dance to the rythms..on repeat now❤
Пікірлер
I love this song
Cheso power to the world
Mhofu pafair...!
uyu murume uyu bol hr,ngoma munobata
Nice sungura
Ummmmmm yaaaaaa paipa apooo
Antante zvinhu! Kana tazogara.
Nice music keep it up
Hmmm mkoma vanogona ava
Anogona uyu
2024 tiripo 😂
Wuw ths s good song yakabatwa iy😅
Wakanyanya iwe mashoko anopfuura
May I have link for sungura music
Chasara ingori aggressive marketing chete coz ngoma dzinobatwa apa.
Mhanzi yakaibva iyi,inzwa kangoma ako kari mukati.
What a nice songs
Uyu munhu anogona uyu
Profound message Museyamwa, may the lord keep on increasing wisdom in you. Zvaunoimba hazvina zera newe, ndiani watingapa mbiri vakasava Mwari vaunoisa mberi pazvinhu zvako zvese, # TANGAI MANATA MUSATI MANYORA MHANZI#🎉❤
Listening from kisii kenya
Good stuff
Wambo manyama
Iwe watova mutarakita yemeriyeji😂😂😂
irikupisa
One bee yasara inobika huchi kuti mwaaaaa, coffee and cremora,kkkkkk you are on top brther
Kufulaya kuchando...😅😂😂😂😂
Well done Baba🎉
Well done @givemore muchemwa. Parikuda kushandwa on marketing chete otherwise your music yakaibva kudhara dhara iyi kudarika mamwe mashura atinonzwa even pama broadcasting radios chaipo. All the best murume, kana iri semessage yacho yakakora, clear and profound meaning mupractical life. #Hadzisi dzese dzinobuda shuviro amai kwandiri zvakandiomera.# #Musango mandiri kuvhima amai muzere mavhimi vanoti chamukawo seni, chero Shumba dzave kufawo nayo nzara#
Ndanakirwa
Nice song
2024
Its sad I only got to know about this song on tiktok just last week,,b4 I ddnt know there was a musician named Takesure Chari..now am very happy I know & this song is a big hit & all,instruments,voice,messages are on point.well done sir.this is super.keep it up! Wish I knew how to dance to the rythms..on repeat now❤
Uri chibab My
Its equally good
Jerasi down, murume anosota uyu.
Unoziya mnhu uyo
Uyu anopisa kuti piiiiiiiiiiiiisha moto musazobate munetsvaaaaaa
Your combination guys no no no munogona
Listening frm South Africa 🇿🇦
Muri kumberi team Ngwazi keep it up
Tindo and Mark come to music industry with a mission. Best wishes for the future and success.
Haaaaaaaa ifodya idzi mai
Big engine
😢tindo mudhara
Baba Muchemwa kumberi Guyz inzwa kurongeka chete uuummmm uyu akanyanya GP sounds kumberi kune zvipo uku
Mukuru makanýanya kani masongs ese akanyanya
I'm looking for song yaTindo yekuti siyanai neni
well done guys
well done guys
I love the way you play with the strings uncle