Please revist the issue yekuti shumba ne mbizi zvakafamba sei?
@obadiahdumbu25752 сағат бұрын
Mukakapazhe vatete
@DanielDaniel-qo2rr3 сағат бұрын
Maita motifungidza vasharuka vakaita sana vaChigwedere rambai muchiita izvi tizive kwatakabva salute you va chikwape
@user-sh5yj7wl8l4 сағат бұрын
Presenter is useless. I am very angry and hurting
@ThelmaKanyangira6 сағат бұрын
Shame this is so touching
@NgonidzaisheNgonidzashe16 сағат бұрын
Proud Shumba from Mutasa, Manicaland Province
@royaltracking372823 сағат бұрын
Tis presenter is an idiot why arikida kumanikidza meana kubvuma mhosva yaasina kupara
@mehlulidlamini2383Күн бұрын
Tell us about Moyo people cos am told they were the ones heading those people from Africa
@mehlulidlamini2383Күн бұрын
How come there is NO siziba in KZN if they didn't get lost. I am told the Rozvi people were the ones heading people from Central/East Africa
@AlmandyassamoMuhlanga-lh4uyКүн бұрын
Love such content, it's time we know our history than jus the story
@cleopaschariga3306Күн бұрын
Ndatenda hangu panyaya ye promised land / nyika yechipikirwa
@cleopaschariga3306Күн бұрын
Program iyi muri kuipa nguva shoma. Inoda an hour or more
@AshleyChikomoКүн бұрын
Haaa lenon uriwekumama dai ukangodhumwa nemota ufire pasport. Uri satan chaiye ko maimutorerei henyu kwaaigara
@kervinmutasa9493Күн бұрын
On point wakomana wangu panhoroondo apo...we are the Ngoni people
@pastormvhvoices2 күн бұрын
Ko Mutasa haisi Dube here nhai mbizi manjenje
@TensonNota-sd1id2 күн бұрын
I think colonel is not clear on Mbizi/Shumba issue. The Mutasa in Mozambique are mbizi, the Mutasa in Midlands are mbizi as well. There is an explanation from other sourced which say the Shumba was adopted later by the mutasa in manicaland only
@maggiesingano21782 күн бұрын
Yuhwii
@paulinegwati87822 күн бұрын
Ko Chief Mutasa zvawari ku looker very young
@Takudzwasibanda-i5k3 күн бұрын
The law and Thier magistrate they're fucked up
@acquelinedutchess61304 күн бұрын
I mhosva here kuti mwana waMainini vako ndakamutsvagira basa ku hurumende ini aaah nhai Bamukuru 😂😂😂
@acquelinedutchess61304 күн бұрын
54k,iPhone, sang sang and ma computer 😂😂😂
@DadiraiPhulusa4 күн бұрын
According to body language this boy is 100% innocent
@cathrinemusinazano2774 күн бұрын
I once went thru kupomerwa in the house of hama,forced to testify lies against yourself is a very painful thing.Takudzwa i love tht u dont bow to lies.Continue to stand for the truth.Jere rinopera mwanangu God is for us all.tiriko Takudzwa life yako inoenda mberi we will help nezvatinokwanisa.
@cathrinemusinazano2774 күн бұрын
It was a set up.Bamnn set up this for the boy.for the y nhai bamnn to young children?
@xlanichenai4 күн бұрын
musatoshanya henyu kumwana uyo moyo dzenyu dzakaoma mungatomukanganisa musiyei arikutorarama wani , God will find a way , asi mwari dai maisawo justice pakadai mwana uyo zvakaoma sua
I think the police should investigate further how the stolen cattle ended up in Takudzwa uncle kraal because that is where he took it from which means the uncle was in postion of the cattle. Babamunini ndovane nyaya. Mombe yakazopinda mudanga ravo sei? Isiri kumba kwayo. Mombe yarara mudanga rako iyo yakabiva.
@user-qh5hd9kb5r8 күн бұрын
Dai murume akamutema maiti chiiii , murume anga anemepo dzake uyuuu iye ayiirisepi demoooo
@PreciousSamson-dh6km8 күн бұрын
😮😅
@josephmabugu79818 күн бұрын
Haaaa ndasvoda ini 😢
@paulinegwati87829 күн бұрын
Hapana chatadzidza apa hauna kubvunza mibvunzo chaiyo
@faraidongonda15089 күн бұрын
Zambezi haabvi ku Okavango Swamps. Anobva mu Zambia. Chobe River ane ma tributaries from the swamps iye Chobe odira muna Zambezi
@gracechiripo121710 күн бұрын
Madhanzi manyama😂😂😂
@dandeheritage10 күн бұрын
Munhu anoba mombe obva ayibopa here masikati machena
@Palaz_Adventure10 күн бұрын
That uncle is drunk. He is even drinking musombo in front of the camera. The Presenter was forcing the young man to apologise! Why?? I am team Takudzwa
@SalikaPrim10 күн бұрын
💔💔🥺🥺
@user-mg3mr7ch5m10 күн бұрын
😂😂😂honestly kule muromo wavo wakunda muzukuru
@BrightFaraiTauro11 күн бұрын
Remember Joseph kumba kwa portifa same nyaya asi akazoguma ave Governor we Egypt so God will not remain quite my boy Takudzwa your destiny is big
@gaingtztawodzera97911 күн бұрын
<ndichipara mhosva, ndichizonobatwa ndichizono dai > i language here inofundiswa vanhu kujeri nhayi ?
@tafadzwamandidzora885011 күн бұрын
Hapana Lawyer here to help this young man.l think Sekuru ava vakanyatsorohwa vanotaura chokwadi
Пікірлер
Alice shaa I'm sry😂
Please revist the issue yekuti shumba ne mbizi zvakafamba sei?
Mukakapazhe vatete
Maita motifungidza vasharuka vakaita sana vaChigwedere rambai muchiita izvi tizive kwatakabva salute you va chikwape
Presenter is useless. I am very angry and hurting
Shame this is so touching
Proud Shumba from Mutasa, Manicaland Province
Tis presenter is an idiot why arikida kumanikidza meana kubvuma mhosva yaasina kupara
Tell us about Moyo people cos am told they were the ones heading those people from Africa
How come there is NO siziba in KZN if they didn't get lost. I am told the Rozvi people were the ones heading people from Central/East Africa
Love such content, it's time we know our history than jus the story
Ndatenda hangu panyaya ye promised land / nyika yechipikirwa
Program iyi muri kuipa nguva shoma. Inoda an hour or more
Haaa lenon uriwekumama dai ukangodhumwa nemota ufire pasport. Uri satan chaiye ko maimutorerei henyu kwaaigara
On point wakomana wangu panhoroondo apo...we are the Ngoni people
Ko Mutasa haisi Dube here nhai mbizi manjenje
I think colonel is not clear on Mbizi/Shumba issue. The Mutasa in Mozambique are mbizi, the Mutasa in Midlands are mbizi as well. There is an explanation from other sourced which say the Shumba was adopted later by the mutasa in manicaland only
Yuhwii
Ko Chief Mutasa zvawari ku looker very young
The law and Thier magistrate they're fucked up
I mhosva here kuti mwana waMainini vako ndakamutsvagira basa ku hurumende ini aaah nhai Bamukuru 😂😂😂
54k,iPhone, sang sang and ma computer 😂😂😂
According to body language this boy is 100% innocent
I once went thru kupomerwa in the house of hama,forced to testify lies against yourself is a very painful thing.Takudzwa i love tht u dont bow to lies.Continue to stand for the truth.Jere rinopera mwanangu God is for us all.tiriko Takudzwa life yako inoenda mberi we will help nezvatinokwanisa.
It was a set up.Bamnn set up this for the boy.for the y nhai bamnn to young children?
musatoshanya henyu kumwana uyo moyo dzenyu dzakaoma mungatomukanganisa musiyei arikutorarama wani , God will find a way , asi mwari dai maisawo justice pakadai mwana uyo zvakaoma sua
asi Mwari mmm zvakaoma hazvo ,
Uyu muzukuru wacho haasi munhu anemoyo wekubereka imbwa chaiyo 😢😢
We black pfutseki wako arii innocent takudzwa uyo
Self defence yacho ndeipi mutemo mur kutidzvinyirira pliz
Moyo wangu waputsika 😢sure vanhu hatina moyo sure vakadii kumusiya zvake ari Harare kwange akamirira kuita course ye carpenter vakawona kuti ane bright future vakati timukanganise😢
inyaya ye nhaka iyo hahaha sekuru imbavha
Mwari pindirai murimi
😭😭💔
Havana moyo havana tsitsi munhu haraswe imi makamurasa mune hutsinye ... Kune mwana enderera mberi nedzidzo yako vachakufunga nerimwezuva
I think the police should investigate further how the stolen cattle ended up in Takudzwa uncle kraal because that is where he took it from which means the uncle was in postion of the cattle. Babamunini ndovane nyaya. Mombe yakazopinda mudanga ravo sei? Isiri kumba kwayo. Mombe yarara mudanga rako iyo yakabiva.
Dai murume akamutema maiti chiiii , murume anga anemepo dzake uyuuu iye ayiirisepi demoooo
😮😅
Haaaa ndasvoda ini 😢
Hapana chatadzidza apa hauna kubvunza mibvunzo chaiyo
Zambezi haabvi ku Okavango Swamps. Anobva mu Zambia. Chobe River ane ma tributaries from the swamps iye Chobe odira muna Zambezi
Madhanzi manyama😂😂😂
Munhu anoba mombe obva ayibopa here masikati machena
That uncle is drunk. He is even drinking musombo in front of the camera. The Presenter was forcing the young man to apologise! Why?? I am team Takudzwa
💔💔🥺🥺
😂😂😂honestly kule muromo wavo wakunda muzukuru
Remember Joseph kumba kwa portifa same nyaya asi akazoguma ave Governor we Egypt so God will not remain quite my boy Takudzwa your destiny is big
<ndichipara mhosva, ndichizonobatwa ndichizono dai > i language here inofundiswa vanhu kujeri nhayi ?
Hapana Lawyer here to help this young man.l think Sekuru ava vakanyatsorohwa vanotaura chokwadi
Zvakaoma weduwe ndarwadzirwa nemwana uyo