Sabhuku uyu haagone kugadzirisa nyaya why au continue to put pressure kuvabereki va dhiki kuti vataure naye of which vari kuti nyaya iyi taitadza,musarambe muchipa vanhu pressure avo,
@Nokutenda77437 минут бұрын
Mai vacho vane wisdom kuti mwana wavo angazviuraye imi journalist who are you. Akasara akazviuraya munoitasei?
@Nokutenda77439 минут бұрын
The journalist ane kahurough and she already has a side. Muri kuda kuvamanikidza kudzokera kune murume wavakaramba sei?
@Nokutenda77441 минут бұрын
Pekutanga akatora ane 42 years so ndivo vavanotoda. Munodii kuenda kumadhara anotora maunderage.
@Nokutenda77443 минут бұрын
These are adults it can be solved by strangers. You are now taking advantage of them.
@tawandaranga284643 минут бұрын
It sounds rehearsed like he knew about these questions before the interview. Their almost getting along on almost everyrthing, these are real questions that were well prepared for, this is a conversation not an interview. Two people giving each other time to talk about things they both practiced or conversed in privacy
@Nokutenda77444 минут бұрын
Mukadzi wemunhu chiiko?
@beverleymadamombe577252 минут бұрын
Apa mhepo ndidzo dzakadanana.life is spiritual kani.vakasanganiswa nevadzimu wawo ,zvemhepo hapana anoziva kuti zvofamba sei
@lucillemukunyadzi691455 минут бұрын
AArikuda baby rake kkkkkkkkl
@Faustina-nf9yq55 минут бұрын
😅😅😅
@memorymagadzire850558 минут бұрын
Vanhu matowana content nemarriage yevanhu shuwa chii chinoshamisa ipapa everyday pamba pachingouya maCamera zvinoitawo hre guys ..no stop it
Hanzi Dee 😄 zvakaom asikana rudo ibofu zvaro but not kuzosvika apa😮
@NatalieMusekiwaСағат бұрын
Zimbuya iri
@user-qz6dp4ni5yСағат бұрын
Hatina zera ne comments section haisi kudzora tsvimbo kani😂😂😂😂
@sandrahmakaure8867Сағат бұрын
Interviewer ndiye ane yese haa ndaseka zvangu
@vickynkani5920Сағат бұрын
Your presentation is world class, the way you follow the nyay is structured and you have a way with people well done. i used to watch your channel sporadically, you have gained a subscriber my sister
@babrachakawata5992Сағат бұрын
Mai ava vanonyepa pekutanga vakati ndakambo shandisawoo vanonyepa Mandevera ane chihure chino nyadzisa
@tamariemusangeya-magaisa8281Сағат бұрын
Komadhara anotora vakadzi vechidoko munotii
@pilaelomukwena-jw8pyСағат бұрын
Murudo murudo
@GodfreyChimwanjaСағат бұрын
Yaah kahunhu kechiMalawians ikako.
@sandrahmakaure8867Сағат бұрын
I think Dii uyu and zvimwe zvirikutomunetsawo koz shuwa 3 yrs difference Namai vake iye otora oti mkadzi haa bodo .
@user-zs9ii7ej7zСағат бұрын
Iri ndo drama vamwene vakuda pfuma kubva kumuroora
@user-ok4tq1gl8sСағат бұрын
Dicky akuda kubatsirwa umm
@ChazaniMlamboСағат бұрын
Ugogo asimthathi author ugogo uqomile kkkkk❤ in lv
@GodfreyChimwanja2 сағат бұрын
Vakamurambanisa anonyema mai vake tsaga uyu.Paanosvitsva 30 anenge atove gumaguma.
Пікірлер
Regerai kuvashungurudza nezvimubvunzo zvenyu zvenhando siyai vanhu vakadaro pirizi
DICK UYO DAI AInyatsopomba chembere iyo yaisazoda vana futi
Dee nemukadzi wacho zvigunduru izvi asi vamwene vakachangamuka chaizvo
Mupfanha uyu anodakurohwa😂😂😂
Dick anotopenga he is not normal😂
Pamhata penyu ndozvamungada kudzingira vabereki vari innocent hr
Haa imurehwa zveshuwa MASVINGO hakuna mashura evanhu vakanzungaira kudai haa mapurazi akanaka achitipa chikafu kana achidaiso akashata.
🤔🤔🤔
Sabhuku uyu haagone kugadzirisa nyaya why au continue to put pressure kuvabereki va dhiki kuti vataure naye of which vari kuti nyaya iyi taitadza,musarambe muchipa vanhu pressure avo,
Mai vacho vane wisdom kuti mwana wavo angazviuraye imi journalist who are you. Akasara akazviuraya munoitasei?
The journalist ane kahurough and she already has a side. Muri kuda kuvamanikidza kudzokera kune murume wavakaramba sei?
Pekutanga akatora ane 42 years so ndivo vavanotoda. Munodii kuenda kumadhara anotora maunderage.
These are adults it can be solved by strangers. You are now taking advantage of them.
It sounds rehearsed like he knew about these questions before the interview. Their almost getting along on almost everyrthing, these are real questions that were well prepared for, this is a conversation not an interview. Two people giving each other time to talk about things they both practiced or conversed in privacy
Mukadzi wemunhu chiiko?
Apa mhepo ndidzo dzakadanana.life is spiritual kani.vakasanganiswa nevadzimu wawo ,zvemhepo hapana anoziva kuti zvofamba sei
AArikuda baby rake kkkkkkkkl
😅😅😅
Vanhu matowana content nemarriage yevanhu shuwa chii chinoshamisa ipapa everyday pamba pachingouya maCamera zvinoitawo hre guys ..no stop it
Nhai hako mwedzi mingani nyya 1 vnhu vchichnjana pamba pevanhi
Zvako iwe, they are now taking advantage of them. This is a family matter. Chembere dzinotora underage but hatikuonei ikoko muchivabvunzurudza.
The interviewer is brilliant well done Rejoice👏🏿👏🏿👏🏿
Sis Caro 😂😂😂
Iyi nyaya kana urine mwana mukomana unoita mudumbu.Kana ndiri ini ndinosiya musha wacho ndoti Sara ugare nemukadzi wake 😂
Hmmmmmm aiboo this is juss weird😮on so.many levels 😳 😐
Mafunga kuparadza imba ya dik hr nhai ss
Makoti kugeza❤kuti Enzane naDickson
Akasurirwa nechembere kumeso
Chembere mukadzi hazvienzani neasina moda dziroorwe nani plus irikutochengeta benzi renyu
Hanzi Dee 😄 zvakaom asikana rudo ibofu zvaro but not kuzosvika apa😮
Zimbuya iri
Hatina zera ne comments section haisi kudzora tsvimbo kani😂😂😂😂
Interviewer ndiye ane yese haa ndaseka zvangu
Your presentation is world class, the way you follow the nyay is structured and you have a way with people well done. i used to watch your channel sporadically, you have gained a subscriber my sister
Mai ava vanonyepa pekutanga vakati ndakambo shandisawoo vanonyepa Mandevera ane chihure chino nyadzisa
Komadhara anotora vakadzi vechidoko munotii
Murudo murudo
Yaah kahunhu kechiMalawians ikako.
I think Dii uyu and zvimwe zvirikutomunetsawo koz shuwa 3 yrs difference Namai vake iye otora oti mkadzi haa bodo .
Iri ndo drama vamwene vakuda pfuma kubva kumuroora
Dicky akuda kubatsirwa umm
Ugogo asimthathi author ugogo uqomile kkkkk❤ in lv
Vakamurambanisa anonyema mai vake tsaga uyu.Paanosvitsva 30 anenge atove gumaguma.
Uyu regai agate nechembere ndodzinoenderana naye mvura haitambewo wechidiki angadawo izvozvo ndiani 😂😂😂😂😂😂
Kkkkkk mai vaD vakati vhurikei
It's Dickson please kna muchii interview vanhu taura full names why kuti mukoma Dick ..dick ..
The parents must just be honest n understand kuti mwana wavo has a problem zwisinei nemukadzi uyu
Pliz musada kuputsa dzimba dzevanhu monyanya kubvunzawo mubvunzo nhando imi
Haaa zvakaoma hazvo
Malawi ndosaka varimazungairwa vese baba nemwana
Musikana 😂😂😂😂
Center pass😂😂