Bustop Tv is a youth-run Zimbabwean media house that was established in 2014. We are widely known for our satirical skits that go viral as they comment on economy, political and social issues that affect society. BustopTv has the most creative, talented and experienced personnel in comedy, journalism, film and video production as well as script writing. BustopTv has a massive online audience.
Bustop Tv Mission Statement
Create awareness that enables people to make informed decisions daily.
Пікірлер
Steven ane mhuri mhiri kwemakungwa so haazvigoni atore mkadzi uyo.
People u myt not understand tezvara but ndikunzwisisa hangu point yavo. Anyway he myt be mentally challenged,he need help
Mmmmm nyaya yacho yakakanya kanyana
Tsano nyama dzinengedzisinakumira mushe saka njere dzinengedzogwadza
😢ndanyara
Vanhu vakere vese ava kuita basa rekunyepa.Iye mkwasha futi ngaagare nemkadzi wake nxaaa.
Tezvara hawana problem hombe hombe ndoona sekunge waka defaulter saka dzakambonzvenga mbichana
Tezvara vari kuziva chihure chehanzvadzi, he got greedy. Vanga vaakuda mari yakawandisa kuti vasataure
Iwe mdara iwe gara nemkadzi wako kuEngland or kune mkadzi ariko futi
Tauriranai mukoma nemunin'ina ibhuru remudanga zvowanika, Mukoma ava vanogona vene mushonga wavakashandisa ku mukadzi kumurivadza mukadzi akatozobengenuka kuridzwa Sha tora mukadzi wako mutaurirane vana vakure zvakanaka
Tezvara kuda zvinhu
Dare rakarongeka iri,( Smart)❤
Tezvara vanoda muchengetwa
Tezvara vanopenga varikuda kuchengetwa munhu akura havana brain
Tezvara shandai ndapedza
Tezvara vanoda kuitirwa zvese saka apa vanga vave Kuda kuparadza imba ye hanzvadzi yavo kuti hanzvadzi itambure
Tezvara kkkkk zera rekuda kuchengetwa makura
Mambo kaidzai mukwasha asapa tezvara wake achiverenga kuti ndakakupa chakati nechakati hanzi akadya loaf zvinotaurwa here izvozvo mangwana tezvara vangazodya kumba kwenyu
Zvinozotaurwa kana ukaratidza kusakwana
Munhu ari ku UK anotaura zve loaf chairo re$😂😂😂😂
😂😂😂Tezvera vane problem kudazvinhu kunge kahure, ngavashande vakwane
Tezvara ngavakwane, learn to be a man aka able to look after yourself without favours from mukwasha and mukwasha tora mukadzi mugare naye
Kune imwe mari irikuuya,apa iri kuuya Monday 😂😂😂😂😂#Zig #2024
Serial bishu😅😅😅😅
Kutorerwa umwe mkadzi is not an excuse yekuhura mai nana.Saka muri kudaidziria 50/50 here.
Ndoona kunge tip off chete,sei vakabatwa kana aiziva kuti murume ari kuuya.Zvakaoma kusvika irimo here iwe uri kutarisira kusvikodya bota rako kkkk.Chinhu chacho chinenge chaakutosemesa futi😂😂😂😂😂
It was not love but sex kkkkk.
Mainini ava ibhishu hupenyu hwavo.Apa vakabatwa chete asi vaitodyisa beans nevamwe futi.
Wtf how do u live like this?
You look like a man of god bless the lord for understanding
Mambo makabhaizwa apo. Hamuna evidence yekuti iye akaroora here as he is claiming. That being said, kana mukadzi ari kutaura kuti handina murume, uyu ndibaba vemwana wangu, ko vaviri avo vari kuripireyi kumunhu anoti handina murume? Muchinda ari kutoita kaproject kake nemunhu waasina kuroora. Ko madii mabvunzawo nyaya yekubatira munhu banga kuti kumbira ruregerero? Though anşina kuita report mukadzi nekutya kuurayiwa but it’s something else. Varume vanenge uyu vanozviite but get away with these cases if not scrutinised
Gonyeti hee ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Yuwi nhai amainini marerutsa murume wenyu
Mukadz uyu muroyi chaiye
Zimbabwean ladies iiiiii nyangwe kuno kusa ndivo shasha chaidzo pakutengesa muiiri mahure mahombe chaiwo
Vakadzi futi ka..... Uyu Uuummm akanyanya zvake Unongoona wega wega kuti madomasi or mangoes dzepamusika ada kudzvanya anongodzvanya achisiya
Sekuru muchaudza vamwe. Mapostori havana msoro.
No longer a love triangle but a love square.
Well done chief Mukadzi semunhu haabatwe unofa
Noise kani mudare vanhu vanotaurisa avakani
KO KUNGOSISIYA MUKADZI KANA WAONA KUTI HAACHADI ZVINEI ?
Babamnini you are a star my brother may god bless you
Dare iri riri murank ipi chaizvo panonzwikwa hooter yemota kudaro? Iri pambare?
Dare iri riri murank ipi chaizvo?
If you here from zimcelebs tap in🤣
Nyika yaoma zvopisa tsitsi mweyai varume kuuraya upenyu rwemwana ngavasungwe ndarwadziwa
😂😂😂😂😂 am still hre 2024😂😂
Kudanana nabamkuru here haaaa nyangwe zvikanzii vakanzi tinekamwe ka liver so Kane fat paside
‘24
Pakashata uuuummm zvakaoma hazvo
Sad reality
Panyika pashata ..