Yaah iyi nyaya yakaoma handina kumboona zvakadai. But ndafarira hangu kakuzvidzora kwakaita nemurume uyu. Well done.. Otherwise dei zvakaitirwa imwe type ye vamwe vanhu paidai pakatofiwa
@rojamillerover4 жыл бұрын
Mukoma muroyi,mukadzi muroyi ..It will never be well with them,9 years shuwa.Vana ndevamukoma
@rojamillerover4 жыл бұрын
Unopenga here iwe kuti usarambe mukadzi viewer uyu,saskamu yemunhu.Kudzokerana nehure rine maboyfriends for years,uyu anenge brother yemukadzi
@silindiwetshumasilindiwe78113 жыл бұрын
Chihure chemunhukadzi chinonetsa unodzoserwa kumba kwenyu but kana uri murume scotfree
@tinamwashanja9282 Жыл бұрын
Caller ibenzi chairo kudzokerana naye pakudii
@blackcherry93443 жыл бұрын
Uyu arikuti usarambe nemukadzi tsek aaaa siya asiyane nemunhu uyo, reality chaiyo is mukadzi haarambirwe kuroya kupfuhwira kasi anorambirwa chihure
@silindiwetshumasilindiwe78113 жыл бұрын
Maiguru vakabvisisa munhu pamusha wake umwe mukadzi akaenda mmmmm nayewo aenda kkkkkk it's a rollercoaster
Пікірлер: 26
Yaah iyi nyaya yakaoma handina kumboona zvakadai. But ndafarira hangu kakuzvidzora kwakaita nemurume uyu. Well done.. Otherwise dei zvakaitirwa imwe type ye vamwe vanhu paidai pakatofiwa
Mukoma muroyi,mukadzi muroyi ..It will never be well with them,9 years shuwa.Vana ndevamukoma
Unopenga here iwe kuti usarambe mukadzi viewer uyu,saskamu yemunhu.Kudzokerana nehure rine maboyfriends for years,uyu anenge brother yemukadzi
Chihure chemunhukadzi chinonetsa unodzoserwa kumba kwenyu but kana uri murume scotfree
Caller ibenzi chairo kudzokerana naye pakudii
Uyu arikuti usarambe nemukadzi tsek aaaa siya asiyane nemunhu uyo, reality chaiyo is mukadzi haarambirwe kuroya kupfuhwira kasi anorambirwa chihure
Maiguru vakabvisisa munhu pamusha wake umwe mukadzi akaenda mmmmm nayewo aenda kkkkkk it's a rollercoaster
Uyuu mukadzi ane demon rechikure chairo aaa zvonyadzisa
Akomana dzimwe mbiti dzichatitadzisa kuroriwa anhuweeeee
@John-Mash
4 ай бұрын
kkkkk 2 years now wakazorooriwa
inhanguhandipe mozvamurume
Kugara ne nyoka pasi pemhuno ahaaa
cheromukama
Vakakaura bmkuru Karma knows its adress Vakakaura bmkuru
😂😂😂unotongerwa almost committing suicide?😂😂😂haaa chavawana shuwa
Mapudzi anowira kusina hari vamwe tikutoshuwirawo kuwana murume anerudo
@rumbidzaitukazi4549
4 жыл бұрын
Hiiii inga ma1
@porshialetsie5120
4 жыл бұрын
asipachokwadi mukanziwako ndiyehure
@porshialetsie5120
4 жыл бұрын
huremukanzi .munhungabude Mujerengaarambe.kunyegwa
Vabatsireiwo tete vaende kuma test evana munhu akachengeta vana vasiri vake
@idahkefasimasuka181
4 жыл бұрын
How z it Joy
Uribenzi ukuti adzokere nemukadzi warumwa Nani iwe
Stru
@cellshop9537
4 жыл бұрын
Ummm zvinorwadza mkoma wako mroyi chaiye endai kuma DNA test zvibude pachena
Bmkuru vacho imbiti nxa