Zimbabwe's top bloggers expose Fake Prophets. zigo tv, dj sparks, saint tv, kundai Chitima
#chillspotrecords #djfantan #hararezimbabwe #jahprayzah #sainttv #trending #zimbabwe #winkyd #zimcelebs #zimrealityeyetv #passionjavalatest #prophetmakandiwa #miraclepaul
#babaguti #kudakwashejose #prophetmadungwe #prophetemmanuelmakandiwa
Пікірлер: 247
Ini zvangu chokwadi chinozivikanea naiye Mwari
Prophet Miracle Paul is a True Man of God
@JoyceChikwanha-qu4ob
2 ай бұрын
Not n,anga here . Kuna mwari hakubhadharwe. 500 dollars ndeyei
@Brenda-Luwanda84
2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂please laugh at yourself
@becyadpee129
2 ай бұрын
😂😂😂 shuwa pple have eyes but they can’t see 😂😂😂😂
@givemorenyamunzororo2958
2 ай бұрын
Urikumuvheta neyi kuti umuti a true man of God .N'anga zvayo ityai mwari vanhuwe zivai zvokwadi yaMwari.
@denissethmbwanda
Ай бұрын
Basa raMwari Hari bhadhariswe zvaro
Kupusiswa kunotangira pakuti ndiri mwana wapapa nhingi....... SHAME
Guys to be very honest all those prophets are fake hakuna munhu wamwari akatumwa kuzoporesa oti huya ne $400 hakuna zvakadaro
@vongaitichagwa1735
2 ай бұрын
Vanhu vavakursvaka kurarama nemari vachivanda muzita raJesu
@Michaelmushamba274
2 ай бұрын
@@vongaitichagwa1735 i agree 💯% with you
@florencemutsikwa2411
Ай бұрын
Ndoo chokwadi ichocho haasi muprofita asi kuti in'anga
@SitinahMushohwe-oe1kt
Ай бұрын
Kkkkkkk true
@RudoMatumbu
Ай бұрын
Ini hangu andisati ndapedza ku terera this story but I believe in prophet Jose 🤞🤞🤞🤞vamwe vese ndizive hangu Mwari ndiye anoziva
Not miracle Paul.. Apostol miracle Paul is the real man of God.
@ttfam8742
2 ай бұрын
Have you been kuma 1:1, kana usina nyarara
@bhoki9296
2 ай бұрын
Don't believe everything u see on TV
@carolinesachikunda1714
2 ай бұрын
hahahahahahha ma fake ese ayo
@stephenmacheza3735
2 ай бұрын
How do u know?
@sabastainmasimo8859
2 ай бұрын
Wanyepa iwe ndomuziva uyo ifake
Zigo vese maprophets aya ndeenhema they a using the Gospel to enrich themselves yet Jesus Christ said tsvagai upfumi hwekudenga kusina mbavha nengura zvinoparadza
Vese Makandiwa,T Fredy, Magaya dzose imbavha vanoda mari
Not miracle Paul ,Freddy and Jose
Miracle Paul is a man of God
Those call themselves prophets or apostles varikutanga muchurch are fake . Vese varikutsvaga mari vanhu ivavo , Ndosaka uchiona kuti avhura church he becomes owner of that church and noone will overpower him . Kana azviti Apostle, hakuzomborina umwe achamuka muchurch imomo achitiwo ava Apostle . Zvimwe chete naProphet , hakuzomborina anomuka muchurch imomo ava Prophet too . zvimacompanies izvi guyz.
@Korolin_Music
Ай бұрын
That's when you will see that no one is perfect before God.
I love the way uncle Saint analysis things
Miracle Paul is really
Anoziva ndimwari kweteisuvanhu inindinoti munhuwese ndewamwari
Miracle Paul munhu wamwari
Fake prophets fake traditional healers ndozvimwe zvatiuraya senyika.
Apostle Chiwenga anoparidza hake jealous down
@givemorenyamunzororo2958
2 ай бұрын
He is the only man of God amongst vese varikutaurwa
@gloriakapfu
2 ай бұрын
I like his gospel but I hate kutuka vanhu
@Michaelmushamba274
2 ай бұрын
@@gloriakapfu 😆😆😆😆😆😆 vanenge vachizviona kut those guys are playing with the name of God
@HopeApostle
Ай бұрын
😢
@felistuspaganga1099
Ай бұрын
Anoita Basa rekushora nekutuka mamwe ma church,who is he to judge?
Prophet Miracle Paul chibaba
I love all of this prophet may God bless them
Ummmmm usiye prophet miracle paul naT fred hadzizi mbavha idzi
@MelaniaSimbanegavi
27 күн бұрын
Amen
Siyanayi nevanhu vava Mwari ndiye anoziva huye ndiye anoziva vechokwadi kana venhema
Social science is showing humanity manipulation due to the understanding of timidity in human nature and poverty.
May God have mercy on you.Evil hearts see evil in all good.
Apostle chiwenga vanobata bible ❤
Panonzi mari fake pane yechokwadi mashaya nyaya varume Hatidi nawo maporofitA awa
Vese ndeve fake avo tine hama dzakawanda dzakanyangarikirwa nehama dzadzo sei vasingakwanisi kuvabatsira ivo vachiona kudaro nhema dzega
Zigo be orderly and factual
Fake o not fake chero ndabatsirwa zvandiri kuda
😂😂😂😂 imi ka imi chokwadi mochiziva henyu kkkkkk
You should also include women in your group to bring in a gender balance.
Yàaa Apostle FTChivenga ngavaonewo futi apo kuti havasi musame group here
Ini vese ndevenhema kusara kwachiwenga chiwenga ane true gospel
Pazvinobvira unotozwa munhu achiti ndirisekuru veZimbabwe ndopaunoona kuti ishoma pfungwa muzisoro rinenge rejuru
Hapana zvavari kumbotaura vese vari kungoita noise mu studio umo
@FutureMakoto
2 ай бұрын
Not miracle poul and T fread
Vanoshandisa misoro yema gora vese ava
Uuu Passion Java ndimi dzacho ndidzo dzinotiitira kunge fake
Tibvirepo iwe wakaitei nxaaa
Touch not the anointed ones of God Mwari ndivo vanoziva kuipa kwavo not us
Zivai zvekutamba nazvo
Only God knows we cant judge
Wese anobhadharisa mari haasi waMwari
Prophet Paul miracle munhu wamwri🎉🎉
@givemorenyamunzororo2958
2 ай бұрын
N'anga iyo
Iwe unoti ndevenhema wakamboparidzira ani kana kuporesa zvaunoziva chokwadi
Yes thts true paso aripa 2
Hama jangu munhu hosse arikuita nezwa mwari munhu wamwari shero asingatoendi ku church munhu wamwari hama jangu because mwari anessu nguvha yosse amen ❤
But Passion kaa vanhu vakutotya kutaura hanzi page rinonamatirwa 🤣🤣🤣
They are gold diggers prophecy prophecy what prophecy?propheting politics?
Mucharohwa neshamhu ya Mwari. Who are we to judge vanhu vaMwari
let God judge his pple nt us .coz we also are doing wrong in our daily life we aren't perfect
Vese ndevenhema.
Kundai ari right ...birds of a feather
Iwo maprofita awa pane akambomutsa vafi here or kusvinudza mapofu?
Why the prohets don't go to hospitals,home-based care homes,places where deaf, dumb,cripled and blind people to healing them
Wangu we fake no one ndi Alexander DOWIE,1847 to 1907 then Frank Sandford😢 1862 to 1948 kozouya WILLIAM BRANHAM in the post world war 2 revival akapopulariser doctrine ye the sepent seed yakatanga ña Wesley swift,anti biblical teachings were taught.ndopane list renyu mese nana wese wamakavharwa navo Romans 1:25 (KJV) Who changed the truth of God into a lie, and worshipped and served the creature more than the Creator, who is blessed for ever. Amen.😢
Munhu wese ndewa Mwari ASI vana vaMwari ndovashoma. Bhaibheri rinoti Ani nani anoreva inzwi under prophecying rikasazadzisika munhu iyeye ndewe nhema
Passion haasitori zvachose.Shoko harizi amoral lessons anotaurwa kumachurch ayo.
Sparks warevesa chitubu 1 chingabuda mvura mbiri here if arivanhu 2 ndisatan zve mutumwa wenhema.
Mese maguta sadza siyanai ne vanhu va mwari
How can non-believers determine true & false prophets?
God is still on the throne watching.judgement day will come
Number 1 Java
Zigo ndakuda number dzako unekachokwadi so
Chinonzi chiporofita kuudzwa mapast events aunoziva ,uye present yechokwadi ,kozouya future ichazoitika yausingazive ,asi wabvumirana nezvawamboudzwa hazvina basa kuti muporofita shandisa simba ripi ,saka kuti uzive kuti uyu ifake uyu ndewechokwadi zvozikamwa namwari
@destinygrace8077
2 ай бұрын
God revealeth the deep secret of man seek God and be his friend you will know the truth
@symtonmhlanga6886
19 күн бұрын
@@Shirimanhenga hamirire izvozvo nokuti bible rinotaura kuti vachaveko maporofita enhema anesimba rekusimudza gomo uye vachakokorodza vanhu vakawanda kuvakanda mugomba pawakamira ipapo iva nemweya wediscernment kuti zvikuitika ndizvo here vazhinji vedu nekuda kwenhamo nematambudziko tavekungoita hwezongororo rinodzoka nekudhumira, a despondent nation is easy to prey on sakeyo Mwari vakataura kuburikidza nomuporofita Isaaya kuti vanhu vangu vofa nekushaya zivo
T Fred miracle Paul mabaya ipapo
Noise hey
Guys you shld know abt the 5 fold ministries
Ndisu Wana aniko kutonga vanhu tikatonga vamwe mwari wachatongei Ummm hameno ndimi mwari wacho
I don't know about some other things when it comes to real prophet and fake ones only the almighty most high God knows we do not have any right to judge them let's leave it in God's hands
Saka nekuti pane benzi rato munhu ifake then automatically we have to agree with that h ah hahaha ndochidofo ka ichocho
Not Miracle Paul
Let's this pastors go to hospital and do miracle there
Ichokwadi vamwe. I don't understand
Mazimbo madofo akomana eish😊
Freddy haaa manyama
Zigo wakashinga kunge ini
Eubert angel mamusiuawo😂
Prophet Miracle Paul mutumwa waMwari
You can not judge spiritual things with physical eyes ,vamwe muchazvitorera shamhu on yourselves and generations to come ,Leave these men for God to judge
Vamwe vose mungabate .but not Miracle Paul .ava varikushandiswa na Mwari Shame.
@teclajosemajuta2972
2 ай бұрын
Mambo zvidirei musatongere vamwe
vese ndeve nhema except DR Ian , plus imi mese hamuzivi vana baba venyu here munoti baba vangu ndi NDINGANA hamuzivi vana baba venyu here musada kudzungaira imi
Kkkkkkkkk sa Freddy haaa mafunnies
@MelaniaSimbanegavi
27 күн бұрын
But anobatsira nemafunies iwayo akandibatsira ndisisina tariro nelife
Bhoo here 😂😂😂😂
Maporofita ose ane chaunga ndeenhema. Ndivana godobori vese. Kusanganisa ana Chris. Aftr Jesus Christ hakuna chiporofita chakazouya kuvanhu. Jesu akasiya Mweya Mutsvene kuvadzidzi kuti ufambe nevanotenda. Uye kuvimba naJesu nekudzidzisa nezve upenyu husingaperi hwemweya yedu kana tasiya nyika. Kunamatira vanhu vachiponeswa nesimba raJesu rinova ndirio rakashandiswa naMwari kumutsa Mwanakomana muguva. Vese ana Java nana Makandiwa havaparidziri vanhu shoko rekuponeswa kwemweya. Instead vano paridza prosperity iyo ine chekuita nenyama kwete mweya. Why is it maporofita erudzi uru anowanikwa muZmbabwe neNigeria chete?
Saka tichipai vechokwadi
Not miracles paul
Not miracle Paul and Freddy ndogwa nemi musatambe nevnhu avoo😔
@MelaniaSimbanegavi
27 күн бұрын
Taurai ini Freddy m taking from experience akandinamatira musoro ukanyarara after 7 months Uchirwadza
Kkkkkk zvaka woma
Varume tipeiwo vechokwadii vamurikuziva imi vamunoti ndivo vechokwadii
@user-jo1iz8eg6b
Ай бұрын
No one only God
Prophet echokwadi akanga ari mubible ,izvi zvinozivikana naMwari
The source of power defines who is the true one and who is fake. Apostle Chiwenga is not a prophet but he is given prophecies here and there.
Vese vanorecorder basa raMwari vachiposta ma fake
I think your platform its a device that satan has brought to manipulate human mind.Namatirai nyasha Mwari vakupei zivo.
Kkkkkkk ndaseka zvangu ini
mwari ndivo vane yese jahmani
Matthew 24: 24 For false Messiahs and false prophets will appear and perform great signs and wonders TO DECEIVE, if possible, even the elect.(NIV) The reason for fake great signs in capital letters.
Munhu wamwari anozvideredza zvakanyaya
😂😂😂😂😂 imimika how come to you so mukuda ana madzibaba ishumaeri nhyka kkkkk zimboz so
Hapana mprofita apa pane kwavanozvitora asi havatauri Kuti takazviwanepi
Siyanai nevanhu vamwari motongwa guys
Tibvirei apo imi mashaya nyaya
Munorwadziwa nekusunungurwa kwevanhu imi chero muchitamba tambai nezvimwe imi siyanani ne ma prophets imi