ZIM SHORT MOVIES RICH POOR UNCLE
Комедия
A story of an Uncle who went to abroad now he has come back. No one really knows what happened to his money in Abroad @chihwacheguhunecomics9320 @chatibwegeecommedies8908 @lainatalent6340 @mamavee @HeadmanChigodora @NaizaBoomFilms @tichkachmtvdjtone @Karanganda @graciousmangei7740 ZIMCOMEDY SERIES EPISODE 1
Пікірлер: 107
Kkkkkkk
Ndaseka
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
😂😂😂
More likes for chihwa guys
@Uncle_Anesu
2 ай бұрын
Many many likes
Pamberi na Mai Chihwa ❤❤❤,,vakaunzirwa toronga
@mhopi9744
Ай бұрын
😂😂😂😂
Eustin chiii chiri kuramba hanty ndimi muri tambira ma20 000rands pawedzi herr kkkkkkk
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
Kkkk inobvepiko
Bhuru 😂😂😂😂😂
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
Richaita mawanga manje 😂😂😂
😂😂😂😂😂mai chihwa kupa anhu musengwa 😂😂😂😂😂
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
Imagine 😂😂😂
Akauye nembeu yemhiripiri kkk
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
Basi 😂😂😂
❤❤❤❤
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
🫶🫶🙏🏽🙏🏽
Uk meets Czechoslovakia😂😂😂😂
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
Hazviperi musheba 😂😂😂
Okay will it end well na sekuru
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
Haaa Hazviperi mushe 😂😂😂
Musarapavana manyama😂
Mai Chihwa 😀😀😀 musadaro
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
Kutisiira dambudziko. Watch out for part 2
@user-mf7tb8vx7o
Ай бұрын
😂😂😂 vari kumusha unovarairwa gara nawo
Mai chihwa may and bags two bho here😅
KKKKKKK. Great this
Chihwaaa
😂😂😂😂 very entertaining
Enjoyingi seeingi tv
haaaa zvakaoma mwari ngaatiitire nyasha.
@Uncle_Anesu
2 ай бұрын
Nyasha hombe tizvigadzirire ramangwana redu
😂😂😂😂😂😂ndiwo ma experienced achozve
Ma hrs 😂😂
Mai chihwa kkkkkkkk hanzi experience zve😂
Enjoying seeing tv ok ok 😂😂
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
😂😂😂
Kikkkkkkk makanyanya
@Uncle_Anesu
2 ай бұрын
Thank you Team
Chakakosha kt Uri Kunze kwenyika zvekuuya ngechiro or kusauya ngechiro hazvina basa😂😂😂
@Uncle_Anesu
2 ай бұрын
Ko kuzoshupa azukuru manje 😂😂😂
@mhopi9744
Ай бұрын
😂😂😂😂
@SharonMoyana
Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk makoti arwadxiwa shuva
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
😂😂😂😂
Kule vakauuya nemhiripiri😂😂😂😂
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
YekuIndia 😂😂😂
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
YekuIndia 😂😂😂
Kunze kwenyika kunze kwenyika zvenyu imi ah 😂😂
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
😂😂😂😂
Kunze kwenyika kkkkkkkkkk mai Chihwaaaaaa musatidaroba. Watching from kunze kwenyika 😂😂😂😂
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
Kkkk muite muchichengeta Mari musazouye muchishupa anhuba kuno 🙈😂😂
Kana sekuru vari padhuze ,zvese bhoo
@Uncle_Anesu
2 ай бұрын
Kkkk hapana bhoo apa
Kkk mai chihwa musape vanhu mutoro plz im mazvitadzavo vani
@Uncle_Anesu
2 ай бұрын
Haa atigezera kani
Magona Chiwa
Toronga 🌶️
Imbaiyo ndeyaSekuru- I think Sekuru vakatambwa nemuzukuru.I hope I am right.
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
Hahaha achitambweiko hawo 😂😂😂
Ko iye munhu waishanda kuUk akakoniwa nei kuvakawo pawo this is a lesson to all people who is leaving in diaspora
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
A big lesson. Let us prepare for our retirement period
Roughly the faster
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
😂😂😂😂
The faster yaanoone basa kwaaaaaaaaaaaa 🤣🤣🤣🤣🤣 mai chihwa ka muchati shupa 🤣🤣🤣
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
Kushupa Ana 😂😂😂
Tototenda mwari passport yakadzoka😂
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
😂😂😂😂
@tashachirands7897
Ай бұрын
Sekuru Rombe 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ndine ka little knowledge 😂
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
😂😂😂
Maikuru ❤❤❤❤
Sekuru vakauya netika masala nothing else 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
😂😂😂😂 Imagine
Adzoka asina kana chipikiri chaicho kkkk
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
Kuuya nemhiripiri basi
Pete pandinoona makapfeka hat yenyu iyo ndinotarisa kashinda ako kkkk knange Kari panzvimbo one kkkkk ayaaas ndofunga mukashaya hat iyi maushute ba
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
Hahaha munotoona kashinda shuwa 😂😂😂
Roughly the faster 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 is my new statement as of now kutopfura kuti dzviiii😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊.
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
😂😂😂 hahaha
plumber uyo umm
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
Kkkk
Passport hamuna kuona yakadhidhwaba kkkkk
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
😂😂😂😂 chero adzoka Ari mupenyu
😂😂 life ma1
life ma1
@Uncle_Anesu
2 ай бұрын
Unouya usina kana chinhu kubva Hingirandi shuwa
@SharonMoyana
Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 kuuya ne upenyu pasina kana chimwe chinoonekwa
😂😂😂
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
😂😂😂
Sekuru varikubuye chingezi😂
@Uncle_Anesu
2 ай бұрын
Cheku hingirandi kkkk
The faster yamunowana basa, anokwanisa kugare ma hours, ko makoti kuti imi simukai mutsvagire sekuru basa, anoriwanepi 2 minutes idzodzo
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
Kkkk Makoti kutukirira ukoo 😂😂😂
Death by hakushandiswi ma tissue😂
@Uncle_Anesu
2 ай бұрын
Kkkk kutibatisa ndowe manje kkkk
Little knowledge
Vari joni makawaka dzimba here
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
Kkkkk
@eustinamasika
Ай бұрын
Moyo urikuda asi zvirikuramba
Wasn't the fact
@Uncle_Anesu
2 ай бұрын
😂😂😂😂
❤❤❤❤
😂😂
@Uncle_Anesu
2 ай бұрын
😂😂😂
Roughly the faster
@Uncle_Anesu
Ай бұрын
😂😂😂😂