No video
VOVO EXPLAINS HER SIDE WHY SHE IS LEAVING NAIZA BOOM FILMS | NAIZA BOOM AINDIPA $30 PER MONTH
#naizaboom2023 #vovonaizaboomfilms
#zimrealityeyetv #naizaboomfounder #naizaboomcomedy #naizaboomlatest #naizaboomfilms #naizaboomvovo #vovolatest #vovonaizaboo 2023 #jatiwerocomedy #jatiweronaizaboomfilms #jatiweronaizaboomfilms #dhafunaizaboom
VOVO EXPLAINS HER SIDE WHY SHE IS LEAVING NAIZA BOOM FILMS | NAIZA BOOM AINDIPA $30 PER MONTH
Пікірлер: 381
Those who were Naiza Boom's audiences because of Ozemwa, Vovo, Jetiwero and Netsai should just unsubscribe.
@user-sj7jl7yy6u
10 ай бұрын
Kana Ari SA ozemwa ndiye munhu wangu manje Dai vanhu vese vangomusiya naiza wavo uyu amboregedza kuzvifonera kwaari kuda kuita vanhu Ava vanogona ku actor Ava ngava edze kuzviita pachavo nekuti vango actor vega
@wilmarmarara2448
10 ай бұрын
Ngawa vhure page yawo zvonotofaya more
@user-sj7jl7yy6u
10 ай бұрын
Ichokwadi iii
@evelynkoropi7576
10 ай бұрын
Guys very fast ne KZread account
@wilmarmarara2448
10 ай бұрын
@@evelynkoropi7576 yaa hazvichadi kunonokera
Move on guys ,we shall always support you
Vovo you are so humble kwaunoenda God will see you through
Lets all drop NB for the injustice he is doing to his actors
@marvemudau8033
10 ай бұрын
True he's heatless I can imagine
@veejay9436
10 ай бұрын
True
@pssamuelmavezere8122
10 ай бұрын
Haunyepe hako
@omo2800
10 ай бұрын
True Ini ndatomu unsubscriber
@wilmarmarara2448
10 ай бұрын
That's not it nonsense
Akomanaka ini kuti nditi Naizer boom ndivo anaVovo nana Ozemwa 😢akomana ukauona munhu akuda pachena anenge abva kure achinzwa kuti butsu yandakapfeka irikushinya zvigunwe zvazvimba # mota for Vovo she worked for it for mane years 😢
Vovo anotaura zvisina dzungu ❤❤❤ l love her big ss u will be fyn
what happened to these guys should be a lesson to everyone that paperwork is important no matter how small is the business.
Guys if you starte your chanel don't change names use the same names you were use in Naizerboom i will be the first to subscribe ❤❤ Naizer feel for actors salute Matsanga hes already there😢 love Jedza and athers
$30 a month is an insult,a good director allows his actors and actresses push other things on the side specially on social media,I’m hurt started watching these 4,with the other ogs smh
From 200$ to 50$ instead of improving payGrade wakutodzikisa.. Naiza kaa
Vhovho is naturally beautiful❤❤❤
@samsonkaziko544
9 ай бұрын
icho ndochokwadi😜
Imi munoti zvaizoendp naMoira...these guys should move on vasiyane nemfc uyu our support will be there
Moira Knight apinza bongozozo muNB ndiye akudya mari yevashandi😂😂😂😂
Pamwewo naiza boss ndovabatwa naSatan vakupandilukira vamwe
Vovo is cool...zvemutauro zvomunetsa uyo......azongoita move yake coz panga pasina option but she is nyc person uyu
Aah Nhayi Naiza usadaro sha ndarwadziwa gara nevanhu avo unmm Vhovho
Ane hutsinye Naiza wenyu Yes bro, it’s all about Jesus. Respect for you my guy, you’re not ashamed of Jesus. You’re a star * and a vibe ❤️
Written and signed agreements on contracts is very important.
Hapana chinorwadza sekutambira mari isingakwane uchiipihwa pane kut ufare unoita stress apa uchirambidzwa kuita something kuside it shall never be well with you naiza😢
Vovo you are humble
Isu ve Magtom media takutopusha maworks boyz
@user-wn1lq6qy7k
10 ай бұрын
Takambovaudza kuty magton media ndoikupisa vachiramba kkk 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂Moira knight anodya veduwe Sehcalaz now akazovakawo imbaaa now akudya mari dzemaActor
Moooove we are your fans we will keep on following u wherever u go u have our support
As empresas se destroem deste jeito, grupos consistentes se derubam quando o diretor não partilha as conquistas do jeito certo
@sofiarodrigues7634
10 ай бұрын
Verdade
@princemassucaofficial6073
10 ай бұрын
Whauuu
@chicupsivinesskitshumormun6140
10 ай бұрын
É verdade
@drpatriciamushonga5411
9 ай бұрын
Wabaya dede nemukanwa
Haa sparks takukukumbirawo kuti uvabatsiro since vati havana equipment cz zvinorwadza
Vovo ndomuda shame itay zvenyu tatokumiriray ❤❤❤❤
Vovo,jati,netsai naOzemwa Naiza wadonha mupfanha kurasa mamain actors nekuda kwevauyi haaaa ndokudonha kwawaita uku
@kellygands1682
10 ай бұрын
Especially Netsai
@KylieKikie-to1xx
10 ай бұрын
Nokuda kwaSolo😂
How many episodes per month 🤔? And you only get $50. This guy must pay his actors and actresses per episode. He is evil.
$50 haisi Mari yekupa munhu musikana webasa anotambira $100 pasina chikafu pasina rental
Zimbabwe Zimbabwe 🥰 Zimbabwe Zimbabwe yaaaaaaaaa
I understand you Yvonne. Staying away from your husband and child then returning with 50 dollars eish
@rosemaseva4464
10 ай бұрын
Imagine, it’s so sad
😢😢😢😢pane mhepo yatopimda ipapa ndozvakaita jesu akapandukirwa nevadzidzi vake vadzidzi vakanga vabatwa naSatan saka dai boss Naiza vagadzirisa zvinhu izvi
@oneloveinternetcafe6659
10 ай бұрын
satan ndeupi apa manje Naiza rwoda kurobwa rwuya fokofu
@user-no3rs2rf4m
10 ай бұрын
Akapandukirwa neumwe chete mudzidzi wake jesu
Vovo u a very open n humble hauna dzungu iwe❤
Naiza boom don't be heartless 😢
With those hardworking episodes wopihwa 30mai here
@rosemaseva4464
10 ай бұрын
Imagine
File a complaint and the cameras he have are not his cameras are for all who participated. Talk with him if he doesn't listen. Report the equipments have to be shared ❤ 13:35
At face value mari dzavari kutaura kuti vaipihwa ishoma zveshuwa but we won't know a fair remuneration if we don't know money that is being made. On the other hand I also sense some insecurities on the guys who are leave. They feel threatened with the rising talent of Solo, Chapepa and the Masvingo girl. Organizations transform and change and the director is right to give more roles to pple who can execute them well. Jati and Ozemwa need to renew themselves and maintain relevance like Dhafu. It's sad for them to leave but their departure won't kill Naiza boom. Good scripts and talent identification will keep Naiza Boom. As for the 4 they won't start anything meaningful together becoz what keeps them together now is their common anger for their director and it's not enough to sustain a project. Macheso's band members tried it and failed. The same will befall these guys too
@tashachirands7897
10 ай бұрын
Iwe naiza stop ranting and treat others well xnaaaaaaaaa
$30 per month is an insult 😢move on guys were there to support you
Ini hangu mese munondiitira team imi. Ndarwadziwa nekuparadzana kwenyu
Sorry guys we will always support you asi ndarwadziwa naiza wandirwadza nemudzimu gud lucky team tinemwi handi kaa❤
We thought NB is a gentleman, he planted his own downfall
Don't be sorry Yvonne ,move on ,you are talented
This is painful guys, but Naiza Why?????
But guys 😂😂😂 maitoti naizaboom kubasa here aaah
My question is...iye naizaboom wacho akumbowanawo marii per month from KZread nemaprojects acho per month
@normettertamuhla5836
10 ай бұрын
Tikaziva ipapo tinonzwisisa zvese kkkk.
@normettertamuhla5836
10 ай бұрын
Tinenge tiri busy kufunga kuti there are making a lot of money only to realise mapeanuts nhai
@kudakwashemuza3397
10 ай бұрын
@@normettertamuhla5836 exactly....you wil be thinking kti akugadzira bag zvekudaro iye atori pama1
Thanks Sparks ne update
Anoda kuiswa ndhandhi na matsanga
@rosemaseva4464
10 ай бұрын
😂😂🤣🤣🤣
All will be well with you guys!
Vovo chagumbuka no braa kuinterview
Torai jedza muchitangidze fty❤
Vakomana zvorwadza tangai zvenyu tiripo tokutsingirai muchi shandisa mazita enyu iyaya tokudai mese ❤
Haaa plus machenero anga akuita Masvingo 😂😂 haako @the minister's daughter " ndiko kari kuseducer naiza boom 😅😅
@EnergyKaseke-ub8ri
10 ай бұрын
🤣🤣🤣
@LinajacksonJack-zo2sv
10 ай бұрын
😂😂😂
@RevaiDzingisai
10 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂Ndambozvifungawo 😅😅
@rosemaseva4464
10 ай бұрын
😅😅😅😅😅😅😅
Kanoda mhata kamukuru kenyu kamukono ketsambarafuta kamukosho kako iwe mukuru we Naiza boom
Dj sparks wakanyany...tora team iro
Kana uchidada nema actors manyowani ayo haana chaanogona kana varikubuda vacho ndovaikusimudzira manyowani ese aya haana kana chaanogona ndarwadziwa hangu
Hasha dzina Vovo dzakanyanya dzatomutadzisa kupfeka bra,, ndofunga arikutsva nehasha
@faithmwale346
10 ай бұрын
Kkkk
@missdee112
10 ай бұрын
😂😂😂😂
What happened to Naiza boom vovo we will miss you ❤❤❤
Life goes on start something new. In music industry it always happens. Separate and mve on.
Haa Naiza wakuita sei futi ndeipi iyi?,, start afresh guys we support you
#UnsubscribeNAIZABoom #NoToModernDaySlavery Muface uyu ngaasadaro
@LencyAlicia-zk7fp
10 ай бұрын
Haiwa asingade ngaabude ,,can’t u see kuty vanhu vawandisawo ikoko
@mitchelmusharu4443
10 ай бұрын
They should make a new channel without NaZa anobhohwa
I wonder why matsanga jedza chipo and others vakabuda. Move on and start your own business we funs are here for you
I subscribe bcoz of Jatiwero Matemai manje kna zvadai huh taenda isu
this is so disappointing, it’s acceptable 😢i was not expecting this form NB aagh Naiza boom haikona kudaro munhu hauite mari wega
Tomuwanepi muporofita aakaita saozemwa guys
Naiza boom yadirwa jecha 😢 vhurai hombe guyz nets,,,ozee,,,voovoo,,,,huh mutsvake jedza
Naiza he is immature lol😅😊
Tazvisiya zveNaiza izvi ngamboita ega
Quality picture Sparks
Naiza Boom ndewekushaya
Straight ndakano unsubscribe kunaiza boom I dnt support corruption
Don't change your previous names in whatever you are doing,, remain Vovo,Netsai,Jatiwero,Ozemwa tajaira those names
I think hatifanire kupopota apa regai tingonanga kwaari naiza tingogara tamupakurira zvatinonzwa kuda ndoda kutomumamira mumusoro chaimo akajaidzwa
50 Mari yemumakutchen here guys and all the effort yawanoita 😢😢😢
Netsai, vovo and ozemwa guys please just start your own business well be there for you
Dressing bho here vovol plz next epsold musaita kuva juma
@ruramaimunogara383
10 ай бұрын
,😂😂😂😂vangatenga nei nema50yuwesi veduwe 😂😂😂
@SusanGatse-bc6pc
10 ай бұрын
Angovajumha vaita duty
@tsitsijichichi398
10 ай бұрын
@@ruramaimunogara383zvorwadza mufunge hko ndabatikana mufunge
lets drop NB nxaaa
Vovo akanaka 😊
Naiza ngaataurirane nevanhu ava koz tanga tajaira maCharacters avo vakazoshaikwa ndoona zvichidhakwa
Ndarwadziwa kudarika zvaChamisa naMunangagwa
Vovo, don't mind about a car but, focus on your tomorrow my dear fellow citizen. Life is all about making opportunities from your past so don't say 'tichaona matanho achatorwa akasatenga mota'. Your happiness is more than a car
Kkkkk akunzwa kupindwa nechando mupei bhachi
Haaaa naiza boom arikujairira vanhu aaaaaa ndirikuteera mavideo's ese and wese warikungotaura chinhu 1
Ini hangu ndabva ndanoita unsubscribe Naiza Boom. Waiting for these guys to create their own content. Ozemwa ainakidza veduwee Jatiwero kuchema kwese kuya opihwa peanuts no mhani
Guys my point is mike anogona kuva aine problem nemunhu 1 pavanhu vese vabuda ava asi vakungo furirana kuti vangosiya nyaya dzemari vanhu munotaurirana
Poor management from director who hires more employees when u cant pay yo current employees inhunzvatunzva director ndakamuona and from what Vovo is saying hz childish director anoda shamboko
These are the people vakaita kut NB izikanwe, aisafanira kuvarasa.
Naiza Boom kudhara ikoko.
Kubuda kwavo kur right, zvichaita kut vagone kuzvimiriraw as team uyezve kune zvicha extender production yemitambo
I blame Moira knight for this
@Samaita_Mukono_Media
10 ай бұрын
Kkkkk apedza mari yevashandi
Dhafu . Dhimba. Solo . Tete Masvingo. Chapepe ndo Naiza boom dzimwe dzangove nharo idzo
But why naiza so sad 😔
NB anomamira vanhu nhatimusiye ari ega now akuda vana chapepa nevamwe vanyovani akanganwa chazuro nehope but ngaangwarire cz ndoda kumubaya ndikamuona
Move on guys tokudai zvekuti kasiyeyi kabenz ako nxaaa
Naiza ane hutsinye zvokuti
Director akaita mudiki kune maActors anenge achitoda kuberekwa😂😂😂😂
Let's all drop NB gys
Sorry vovo 😢
Budai guys it will be his downfall
Lets drop naiza coz vanhu vataida vabuda
Kana maenda ndapota musazodzoke uye zivai anokubatsirai kut muzikanwe plus munhu ari kukupai ma advice akadhakwa akazokurasisai musadzoke pliz