Vanhu vopera nemapere kwaMurehwa

Ойын-сауық

Murehwa inotyisa kugara

Пікірлер: 267

  • @bennymapfumo2986
    @bennymapfumo29862 жыл бұрын

    drewmas media basa mnogona dai maramba makadaro rimwe.gore ndkaitavo mari nichakusenderai kp it up th good wrk

  • @aaroncharles4637
    @aaroncharles46372 жыл бұрын

    Drewmas Media hey we salute you guys Andrew and Chihera taking us to another level, hey this is sad guys may his soul rest in peace, you are doing a great job guys may the Almighty continue to open up your minds to take us far

  • @estermuchagoneyi5923
    @estermuchagoneyi59232 жыл бұрын

    Very sorry chokwadi may his soul rest in peace. Zvinorwadza chokwadi kufa munhu achirwiswa nemhuka dzesango

  • @ashleygotami8217
    @ashleygotami82172 жыл бұрын

    Im happy to see Chihera.Thank u mkoma Andrew for taking us to another level.May his soul rest in peace

  • @daphiersaunyama
    @daphiersaunyama2 жыл бұрын

    Thanks Drewmas. Bvunzai kuti hembe dzakanga dzakadii, hembe dzinotaura dzega. Kana riri Bere dzinobvaruka kwete kusara dziri intact

  • @vongairosemarymutebuka9423

    @vongairosemarymutebuka9423

    2 жыл бұрын

    Vati dzakabvaruka bvaruka

  • @Kuzz988
    @Kuzz9882 жыл бұрын

    Tragically sad. Tine hurombo hukuru. Zimbabwe yarwadza zvese zvese..hapana kwekutarisa, zvese zvirikurwadza mwoyo Mwari tateterera.

  • @beautymukonorwichase5050
    @beautymukonorwichase50502 жыл бұрын

    Zvino rwadza tongoti chemai netariro vana vekumusha kwangu zvinorwa chokwadi

  • @solomonmachokoto1274
    @solomonmachokoto12742 жыл бұрын

    What a painful way to die! I can't imagine what was going through this young man's mind as the hyena overpowered him,and started mauling him to death. He was probably crying for help hoping some fellow human beings would hear him cry,and come to his rescue. He also sounded like a likeable guy,the headman started shedding tears when talking about him. The professionalism of our police force is also questionable here. They're the professionals,yet they seem to be asking the villagers to help them come up with cause of death. Rather than waiting for the gov't some of these villagers should apply for licences to own guns. It's very easy if you can prove your areas are vulnerable to invasions by wild animals. They have the right to protect themselves and their livestock. All they need is somebody without a criminal background. Maybe they can put their resources together and arm their security guard. It doesn't make sense they had to fight with a hyena for several hours using axes and other homemade weapons.

  • @serbiamazise3569

    @serbiamazise3569

    Жыл бұрын

    😅o Opk.ppl Its pain ful sad

  • @mariazulu6805
    @mariazulu68052 жыл бұрын

    Nhai imi mapere anovisa munhu yembe here zvivunzei.

  • @placxedissami3792
    @placxedissami37922 жыл бұрын

    Mapere azere kwamurewa ndokumusha kwangu nheweyembwa kwachingwaru marongedza muchakwa chin'ono school shamba nzvimbo idzi dzarura Mapere kuma7 manheru Mapere anenge otofamba kare ini pacha zvangu ndakamuona matatu ose asvika pamba murewa yavekutyisa chokwadi nema pere aya Mapere aya akabva kwamutoko kukwari kwaka bviswa matombo

  • @edmoremunyaradzigwande9234

    @edmoremunyaradzigwande9234

    2 жыл бұрын

    Wataura musha wangu maShamba chaimo! Mapere tanzwa arura chokwadi!

  • @maimushore6011
    @maimushore60112 жыл бұрын

    Murewa zvanyanyisa

  • @mollineshato8442
    @mollineshato84424 ай бұрын

    Mapere arura Mrehwa,Mtoko ,Mudzi ende akafamba kusati kwasviba asi iro bere rinofamba masikati nderemunhu iro aaaah

  • @WokeDetection

    @WokeDetection

    2 ай бұрын

    have you ever watched natinal geo. hyenas hunt anytime. typically during the day

  • @patiencemawunga596
    @patiencemawunga5962 жыл бұрын

    Haaaa munhu uyu akapondwa akazodyiwa nebere

  • @aegifarchaira4177

    @aegifarchaira4177

    2 жыл бұрын

    Taura hako bere rakazongodyawo haro but munhu akapondwa Ko iwo musoro wakadamburwa sei

  • @evidencetapfuma7497

    @evidencetapfuma7497

    2 жыл бұрын

    Yh wataura chokwadi

  • @kudakwasherembo3067
    @kudakwasherembo30672 жыл бұрын

    Ko kubutcher mbudzi yakatonotengeswa heyiii . Mari unechitema sure.

  • @gracechikwekwete2656
    @gracechikwekwete26562 жыл бұрын

    Haana kugurwa musoro hre vatarisa mutsipa hre bcz ummmmm pamwe anogona akauraiwa vakatora ma parts mhuka kwakuzongodyawo

  • @lamecknicodemusmawelankomo2724
    @lamecknicodemusmawelankomo27242 жыл бұрын

    People did steal farm wires or farm fences. That's the result of all this. I think this is also a good lesson to Zimbabwean citizens & government to restore field fences. So there will be a Borders between humans and animals

  • @cdechirume2979

    @cdechirume2979

    2 жыл бұрын

    And poachers. They kill and finish prey fothe predators. There is no more food for the carnivals, so they are coming into villages

  • @lamecknicodemusmawelankomo2724

    @lamecknicodemusmawelankomo2724

    2 жыл бұрын

    @@cdechirume2979 Million percent correct

  • @ratchelgwande2828

    @ratchelgwande2828

    2 жыл бұрын

    Kunototyisa imba iyo iri pasango chaipo hakushaikwe mhuka musango

  • @bettybetty9569
    @bettybetty95692 жыл бұрын

    Tapiwa Makore akangopondwa Wani nanhasi Hakuna anoziva kune musoro wake,imhondi dzakaponda,mhuka dzakazodya vatora maparts avaida voti ibere,zorora murugare hako hanzvadzi nyaradzi mhuri iyi😭😭😭😭💔💔

  • @joymafukidze6297

    @joymafukidze6297

    2 жыл бұрын

    Yaah ini ndinotsigirana nepfungwa yenyu , kt munhu uyu ,anofita akapondwa , then mhuka dzakazouya dzichidyao , cz koo hembe dzaive pamuviri hr or else kana dzaive padiki pane something fishy behind his death!!anyway dzangove ndangariro , azorore murugare,,zvave kuitika munyika its scary

  • @tandiwetineyi9280

    @tandiwetineyi9280

    2 жыл бұрын

    You think my mind

  • @nyatius5198
    @nyatius51982 жыл бұрын

    Ummm that was a painful experience I was there when this crew visited our village to cover this story, I also gave what I believed might have happened to Sechi. I'm the one putting on that printed brown shirt. I was really in pian because Sechi would also be there for me kana janha iri rasvika kwangu kumba. He would come and we would agree on on payment after he had completed the task. On this particular day janha ranga rina Mwendaz vasingatozivivo kuti that was the last day to see him. Now there is a new twist to this sad story. You shall hear it from Drewmas and team because they went back to our homeland after being contacted to come back for yet another revelation concerning Sechi's death. Ini ndongoti Sechi munín'ína rwisa kana paine akakuita zvisirizvo. But rest in peace Mlilo.

  • @beautymukonorwichase5050
    @beautymukonorwichase50502 жыл бұрын

    💃💃💃💃🔥🔥 chihera murora vekuva era shumba tonda nebasa renyu be Drewmas media nebasa renyu

  • @Paparazzi-ProMax
    @Paparazzi-ProMax2 жыл бұрын

    Ndinobvumirana nekuti veNational Parks vauye vatigadzirire musha uyu nekuti its either mapere aya achapedza vanhu or achapedzwa nevanhu. These hyenas come from mountains in the Macheke catchment areas the main being Bokoto Mountain. I attended Nyahuni Secondary School (2007-2008) from Mazana/Mushayi village. Mapere iwaya taisangana nawo muRoad tichienda kuchikoro just after sunset achipinda muVillage achibva mumakomo ekuNyahuni. Dzimwe nguva taitotya kufamba nekuti aichema mberi kwedu (muzvikomo zvataidarika kuti tizosvika kuchikoro) tichiri muvillage. At one instance one day around 7pm tava kuda kubuda Mazana village towards school with my friend we also escaped this hyena attack nepadiki, one hyena was following us closely at approx 3 meters behind me rikazotiza ndavhunduka pandakariwona. Surprisingly raive 1 as in the recent case of Mazana village attack. We have relatives walking to and from Nyahuni daily on various missions making this hyena issue a matter of great concern. ..... On the Poor Roads issue: The roads were destroyed by heavy rains attributable to Cyclone Eline that swept parts of the nation during the 1999-2000 rain season. That time we had a very useless Member of Parliament: the late Joel Biggie Matiza who did no good to our communities except presiding over: primary and secondary school price giving days, and a young brood of uneducated militia of hate, mbanje, chikokiyana nehurombe which to date terrorizes the whole community for ZANU PF votes. Some of the interviewees in the video footage can testify to this nekuti vakarohwa kwazvo nesurusuruidzodzi vakasungwa mawoko nemaBundages vakanzi mese muchati hatigoni kunyora saka muchapinda muvoting booth nemunhu wemusangano achanokuvhoterai to make sure hatiwani even 1 opposition vote nekuti imi muno supporter opposition. There was a perfect plan to electrify the villages in concern and tar the road connecting them to the Musami-Marondera road some time around 2012-2013 but zvakavharwa nevakuru takatarisa and only electrification of part of Mazana Village succeeded. Let's register to vote for the future we want.

  • @plaxcedeskawisi9593

    @plaxcedeskawisi9593

    2 жыл бұрын

    Mweya wako search ngauzorore murugare hako sry anzvadzi wafa rufu rwunirwadza waiva munhu Anerudo kumunhu wese ndinoti matambudziko kinemhuri yese yekwaChaza ndinoti chemai netariro . Ndarwadziwa ummm

  • @catherinesiziba6729

    @catherinesiziba6729

    2 жыл бұрын

    May his soul rest in peace

  • @journeyoflife5676
    @journeyoflife56762 жыл бұрын

    Chihera vane Ka glow ke pregnant

  • @mamavoxy3354
    @mamavoxy33542 жыл бұрын

    Shrm zvakaoma chokwadi murehwa Mwari munazoirangarirawo nhau dzekufa kwevanhu 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭

  • @dinomanyara
    @dinomanyara2 жыл бұрын

    Mkoma Neshamba batsirai panyqya ye game park kutaura chokwadi vana vechikoro vanopera plas havazosununguki kuenda kuchikoro

  • @judynemaz3283
    @judynemaz32832 жыл бұрын

    Vadzimu venyika yedu vakatsamwa zvakuitika zvawandisa zvinotyisa zvinoti moto urikutanga wega matombo vanhu vachitemwa iyezvino ava mapere ngationesayi mhuri yeZimbabwe

  • @nai6474

    @nai6474

    2 жыл бұрын

    Nyaya yaTapiwa Makore futi nedzimwe hobho🤦🏾‍♀️

  • @mollineshato8442

    @mollineshato8442

    4 ай бұрын

    True l was in Zim last year kuMudzi mapere akutanga kufamba na5 chaidzo kusati kwasviba but imwe problem ndeyevanhu vakugara kumakomo kwaaigra so haachisina nzvimbo dzekugara mapere ayaa mhosva kumasabhuku

  • @juniornyonker6925
    @juniornyonker69252 жыл бұрын

    This is a foul play, how come Hembe dzadzisir pamuviri? Munhu akabuda achinofudza mombe and Ddnt come back, mombe dzacho dzakazoita sei?

  • @jenniferkimpiobi8905

    @jenniferkimpiobi8905

    2 жыл бұрын

    What’s a very good question dear

  • @cdechirume2979

    @cdechirume2979

    2 жыл бұрын

    The predators don't eat clothes. They will rip them off easily

  • @evymugozhi7589

    @evymugozhi7589

    2 жыл бұрын

    Mombe by nature kukadoka dzodzokera kumba

  • @moyosekai9544
    @moyosekai95442 жыл бұрын

    Chihera Uri cy hako ndafara kukuona thank yu Drewmas media mose

  • @Pbgr100
    @Pbgr1002 жыл бұрын

    Mukoma Andrew ndichakutengerai 4×4 kuti munyatsofamba Zvakanaka mumaRoad Zimbabwe muchitipa News kuti Tionewo Kumusha , regai ndishande🙏🏿.. 🇬🇧🇿🇼

  • @missdunstable5618
    @missdunstable56182 жыл бұрын

    Murehwa todii neMurehwa

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful2 жыл бұрын

    Vanhu vanoti Gokwe kwakanyanya hamuzivi Mrehwa imi varoyi vanorura zvekuti vanodya munhu mukati imhuka makambooba kupi bere rokurura munhu hembe hanti dzinobvarura wosara nemamvemve , amai vatsanangura zviri very clear vekutanga

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro57252 жыл бұрын

    MHSRIP 😔and may his family and friends be comforted with the Holy Spirit & God protect all the villagers from the wild animals.

  • @sedzanithompson2081
    @sedzanithompson20812 жыл бұрын

    Nyaya iyi yakaoma sure vana ndovava kutyisa kut vaende kuchikoro vega

  • @mandlasbu7267
    @mandlasbu72672 жыл бұрын

    Y kodwa abantu befaka ithemba kuhulumeni ongekhoyo 🤥abantu abazingelayo abekho yini kudala besizingela thina nemihlambi yezinja kube akulalwa kungakabulawa lezimphisi

  • @svodaimubaiwa8158
    @svodaimubaiwa81582 жыл бұрын

    Ichokwadi chema pere aya ini hanzvadzi yangu yakapotsa yadyiwa nebere masikati machena kwaMrehwa akatozobetserwa nevakomana vaifudza mombe rakamutandanisa kusvika pamusiwo hanzi raive rakagumbuka nanhasi hatisi kutoenda kumusha tikutya Bere isu tiri mubhuku rekwashamu

  • @charitymareya255

    @charitymareya255

    2 жыл бұрын

    Mapere akanetsa ku Bhohera kwa Chinotimba . Akatozo daidza ve parks vakama pfura. Hamungatadze kudzokera kumusha nekuda kwe bere kkkk

  • @loicemunyonga4277
    @loicemunyonga42772 жыл бұрын

    Murewa ndookumaraini kwangu thanx Neshamba namaiguru Chihera you are really taking us to another level .this is so sad rufu runorwadza kudai eish my condolences to the family and friends.

  • @stannielexxus3466
    @stannielexxus34662 жыл бұрын

    Murehwa,Murehwa,Murehwa how many times did l call you? Gokwe yakutosara pasi

  • @mandlasbu7267
    @mandlasbu72672 жыл бұрын

    Eish ya kunzima kodwa lohulumeni womuntu omnyama usazolunga pho?"

  • @wilf_moyo

    @wilf_moyo

    2 жыл бұрын

    Zimbabwe ayila hulumeni. Kukhona izigebengu ezaqumba umbuso. Ngabe kulo hulumeni, ngabe ngalesi sikhathi ama Rangers Adele report of what happened

  • @pertumuchemwa2590
    @pertumuchemwa25902 жыл бұрын

    Taking us to another level Thank you Drewmas media.

  • @mariazulu6805
    @mariazulu68052 жыл бұрын

    Mapere hadye mhunu mupenyu vanhu veye vekuponda mwana wamai Tapiwa..ndivo hakuna mapere.

  • @felismunyakare8021

    @felismunyakare8021

    2 жыл бұрын

    Have u seen national geo... these animals are ruthless.....they eat prey alive!!!!!!!!!!!!!!!!

  • @catherinechakamanga7428
    @catherinechakamanga74282 жыл бұрын

    Afa zvirwadza veduwwe Mwari nyaradzai mhuri

  • @mrwoods9410
    @mrwoods94102 жыл бұрын

    Happy to c u maiguru Chihera naMkoma

  • @esierayner533
    @esierayner5332 жыл бұрын

    Hevoi chihera ,mkoma Andrew and crew taking us to another level

  • @tafadzwashonhai3867
    @tafadzwashonhai38672 жыл бұрын

    RIP 🙏 ko ingwe hadziko here pamwe ingwe

  • @mariazulu6805
    @mariazulu68052 жыл бұрын

    Mabere hadaro.pane arikuuraya vanhu then mabere ozodya munhu.

  • @robertzvidza383
    @robertzvidza3832 жыл бұрын

    Even before you started talking i already knew this was a sad story...keep it up Drewmas Media

  • @barbragava7029
    @barbragava70292 жыл бұрын

    Uuuum zvinorwadza guys kufa kwekuti munhu arwara kurinani pane kufa uchi attakwer nemhuka

  • @johnamakavi3171
    @johnamakavi31712 жыл бұрын

    Zvinorwadza,,, rip. Kana wakapondwa irwa hondo yako wega,,, nyika yedu mazuvaano yaipa😥

  • @ellinamhlanga9386
    @ellinamhlanga93862 жыл бұрын

    VeParks should come urgently

  • @veronicamathabire5803
    @veronicamathabire58032 жыл бұрын

    Saka hakuchina mapurisa e forensic here shuwa kuzobvunza munhu🤦🏾‍♀️🤦🏾‍♀️🤦🏾‍♀️🤦🏾‍♀️. Kusiya chitunha kudzoka chadyiwa futi, asi chii nhai🙆🏾‍♀️🙆🏾‍♀️🙆🏾‍♀️🙆🏾‍♀️

  • @mpalampala4678
    @mpalampala46782 жыл бұрын

    Zvinorwadza

  • @nolinendebvu5743
    @nolinendebvu57432 жыл бұрын

    It's so touching thank you dremas ko chihera havasati vaenda

  • @Olcool

    @Olcool

    2 жыл бұрын

    Kuendepiko. Hatidi naChihera vedu. kkkkk

  • @theyjustwantyourmoney4539
    @theyjustwantyourmoney45392 жыл бұрын

    The game reserve fences are not being inspected and repaired so dangerous wild animals are escaping into villages, this is sad.

  • @zivaichiriga7825
    @zivaichiriga78252 жыл бұрын

    Zvakaoma hazvo ini ndakurira kune mapere bere rinofarira matumbu musoro bere haridyi

  • @joymugwambi3819
    @joymugwambi38192 жыл бұрын

    Ko kwa musami maenda here

  • @ameenchokuda6922
    @ameenchokuda69222 жыл бұрын

    Basa sebasa Drewmass take you to onother level

  • @willchimms1591
    @willchimms15912 жыл бұрын

    Ko inzvimbo yakaita sei, rinongova sango here, kune makomo here saka vanhu ava vanofungidzira kuti mhuka idzi dzinogara pai?

  • @couragechikonye6059
    @couragechikonye60592 жыл бұрын

    So painful zvinorwadza

  • @mercyme9189
    @mercyme91892 жыл бұрын

    This is scary. Where are they coming from? National Parks ngavatore action

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano32412 жыл бұрын

    This is very sad story Drewmas media taking you to another level may his soul rest in peace 🙏

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina52032 жыл бұрын

    Drewmas Media you are the best. Real people real stories

  • @nelliechitimbe6286
    @nelliechitimbe62862 жыл бұрын

    Mukoma Andrew munogonesa Munopa munhu nguva kuti anatsotsanangure kwete kudambura munhu achitaura.

  • @Dalailama3674
    @Dalailama36742 жыл бұрын

    Regerai kutsoropodza Chihera, tarirai izvezvi haasisina confidence pakutaura Ndebele yake

  • @portiapaidamoyosakupwanya3547
    @portiapaidamoyosakupwanya35472 жыл бұрын

    Ndafara kuona chihera😘

  • @Inini289
    @Inini2892 жыл бұрын

    It breaks my heart each someone says "tinokumbirawo hurumende itibatsire..." ipi...??

  • @rashedngadze8853

    @rashedngadze8853

    2 жыл бұрын

    Hurumende haitarise zvikadaro asi dai zvanzi CCC irikuita rally mapurisa vanouya. Kunyebera kusaziva asi vane maCIO ndiro basa ravo kuziva zvinetswa zvogadziriswa. Hurumende yevanhu hapana hapana kune matsotsi chete

  • @Olcool
    @Olcool2 жыл бұрын

    Ehe zve. Chihera ndizvo. Nhasi i m smiling for Chihera.

  • @tatendagatsi8252
    @tatendagatsi82522 жыл бұрын

    Ndarwadziwa veduwe 😭

  • @ossie500
    @ossie5002 жыл бұрын

    Sad news, wonder what type of hyena. Could be the brown hyena or the spotted hyena but most likely the spotted as it solitary and hard to detect.

  • @lillianmagomo6762

    @lillianmagomo6762

    2 жыл бұрын

    Its a spotted hyena go to fb and check ku Murewa in SA it was killed

  • @rasrealitymacky3489

    @rasrealitymacky3489

    2 жыл бұрын

    Spotted hyenas are not solitary, brown hyenas are solitary

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea2 жыл бұрын

    Yowe veduwe zvakaoma this is so touching. Mmm may his soul rest in peace.

  • @monicamanamo7579
    @monicamanamo75792 жыл бұрын

    Ndipeiwo nziyo ye INTRO iyo.,..inondiitira veduwe

  • @rumbiechidawaya51
    @rumbiechidawaya512 жыл бұрын

    Mwari muzotirangarirawo semhuri yema murehwa

  • @cdechirume2979
    @cdechirume29792 жыл бұрын

    It's sad. Hyena is Normally scared of a tall figure unless there is a group of them hungry. Ma1. These predators do have prey anymore partly due to poaching. It's a cycle

  • @Mancube-Sokolate

    @Mancube-Sokolate

    2 жыл бұрын

    True bere rinotya

  • @dsiyamagani
    @dsiyamagani2 жыл бұрын

    chihera you are improving so much , mukugona Andrew.

  • @naisonchiore2548
    @naisonchiore25482 жыл бұрын

    Hesy sisi chihera

  • @stelladeredzai7792
    @stelladeredzai77922 жыл бұрын

    My condolences to the family eish what a painful death zvakaoma izvi

  • @manyaramarweyi9989
    @manyaramarweyi99892 жыл бұрын

    Chihera urisei namukoma Andrew .Ummm zvinorwadza hama

  • @lydiat7636
    @lydiat76362 жыл бұрын

    Which side of Murewa pls brief me

  • @tadiwanashejangano
    @tadiwanashejangano2 жыл бұрын

    Another level

  • @lookout1234
    @lookout12342 жыл бұрын

    Ndri kchema nehama dzakaraskirwa but ndabhoikana nechikepesi chasabhuku icho chezanu nxaa

  • @Paparazzi-ProMax
    @Paparazzi-ProMax2 жыл бұрын

    surprisingly, the man akabata Neshamba mawoko, akazobvunzwa akati Searchie akauraiwa nemunhu and pane vakatomuwona achiuraiwa seem to have detail, he said the prophetic, there is now a new twist to this matter in accordance to his words.

  • @tendaichikaka3100
    @tendaichikaka31002 жыл бұрын

    Ndafara nhasi pana Chihera

  • @anywaylupengachirengwa5905
    @anywaylupengachirengwa59052 жыл бұрын

    mudhara uyu iiii ndasarenda hapana zvirikunzwika hapana munhuwo angatsanangura kwazvo here

  • @markomunhande2299
    @markomunhande22992 жыл бұрын

    aaaaaa akapondwa uyu chokwadi chataurwa nemusharukwa

  • @mahafrika7116
    @mahafrika71162 жыл бұрын

    Very painful death. May his soul rest in peace. Hurumende needs to act urgently vanhu vangapera

  • @theyjustwantyourmoney4539

    @theyjustwantyourmoney4539

    2 жыл бұрын

    Government doesn't give a sheet

  • @darlingtonchivhunga1575
    @darlingtonchivhunga15752 жыл бұрын

    I m so tough, kumusha kwaMama wangu yhooo

  • @anesumpofu9907
    @anesumpofu99072 жыл бұрын

    Inga zvakaoma

  • @placxedissami3792
    @placxedissami37922 жыл бұрын

    Anobata mbudzi mhuru mats imba muroad zvaanenge akaita anofamba mudzimba kuchema zvako handicha taure tichikura kwaive kusina Mapere aya kunze kwekwa mutoko ndokwa I've nema pere saka nzvimbo dzigara Mapere aya dzaka bviswa matombo nevekwari ndokubva auya murewa manje

  • @mdarajone8303
    @mdarajone83032 жыл бұрын

    Happy to see Chihera

  • @milcahchogugudza6358
    @milcahchogugudza63582 жыл бұрын

    But mapere aya ane tym ari pa nzvimbo iyi ndakadzidza panyahuni 1999 taimaona aitouya kuma rooms zvekuty by now awandisa

  • @constancemarifiye7331
    @constancemarifiye73312 жыл бұрын

    Uiuum so pain full mwri nyaradzai mhuri iyi rest in peace brthr

  • @lennoxcliff3597

    @lennoxcliff3597

    2 жыл бұрын

    Haaaa potai muchitiradza pazvinenge zvaitikira

  • @margaretmakoni7958
    @margaretmakoni79582 жыл бұрын

    Chihera ndiya watisingadi kushaiwa pateam renyu nemi mukoma Andrew we love you all

  • @josephinemutede423
    @josephinemutede4232 жыл бұрын

    Apa ndokumusha unobatira hura mumaoko

  • @urayanyimartha1337
    @urayanyimartha13372 жыл бұрын

    Chikepesi chasabhuku chandibhowa strk chinjai maitiro

  • @user-qq4eo8cg6q
    @user-qq4eo8cg6q5 ай бұрын

    Kana pari paside perwizi pamwe akabatwa achigezaka abvisa hembe kuti ageze kwaakurwisiwa 😭😭😭😭😭😨

  • @memorymangwere4101
    @memorymangwere41012 жыл бұрын

    Shem very sry family and community its so painfull

  • @gertrudesoup6244
    @gertrudesoup62442 жыл бұрын

    Umm mapere evaroi aya

  • @madalenmpofu8002
    @madalenmpofu80022 жыл бұрын

    Zvakaoma veduwe nematambudziko

  • @patiencenyathi2617
    @patiencenyathi26172 жыл бұрын

    Taking us to another level...thank u drewmas

  • @nomattermudzivo6967
    @nomattermudzivo69672 жыл бұрын

    Muri sei bhudhi namaiguru vangu . Zvorwadza veduwe

  • @gladysgumbo8247
    @gladysgumbo82472 жыл бұрын

    Murehwa👐

  • @Mancube-Sokolate
    @Mancube-Sokolate2 жыл бұрын

    Bere nderemunhu hakuna zvakadaro and rinofamba husiku mapere

  • @rumbiechidawaya51
    @rumbiechidawaya512 жыл бұрын

    Pamashops pedu apo .....ummmm mrewa zvanyanya todiiko nhai nenzvimbo yedu iyi

Келесі