Mai Jani vanoda kuchengetedzwa asi Mai Mfundisi havazvinzwisise.
Nijo: Chisarai muchipedzisa izvi (chikafu) Patricia: Ahh, ndini ndinodya zvinoshata manje
Hanzi dai ndauya namai Mufundisi picture yacho yaitozoita black and white🤣🤣🤣🤣
Chibaba Nigel chimbondimhoresaiwo. I've been following u for years boss. Keep up the good comedy.
Me too bro
Motongomhoresana😂😂😂
@@flexxbeatz95 😂😂😂😂
@@angie_skyler 😅😅
Cheers to us those who like and comment before watching 🥂😝 muve ne weekend yakanaka ini ndatotanga ipapa soo😅😅
Hanzi ini ndini ndodya zvinoshata manje asi ndiye abika Patricia 🤣🤣🤣🤣🙌
Kuti pangaite tea, apa was wabva kumba waramba chikafu
Please mfundisi musadzinge vamandebvu muchechi kkk
Kumba kwenyu masiya chikafu asi makubvunza tii mufundisi kwanai
Kkkķ mai mkafitwa nhasi kuita mai chaivo
Nijo kkkkk hanziii mutendi mukuru ndovamasungira tie kkkkk
Ndiwe uri pamudxi penyaya iyi
Kereke iri kundikurira...humility yamfundisi is touching.
Ndiri kuda kuona kugadziriswa kwavaMandebvu. But I know muchanyimwa sanitaiza
Nigel and Patricia u are the best
Vamandebvu 😂😂😂vatambudza church
Kereke yacho haimbotadza kukukurirai Mufundisi kkk vatendi vacho ma1🤣🤣🤣🤣
Mufundisi murikuda Mai advicer ndoosaka murikutadza kuvagadzirisa namai mufundisi
Nijo namai jani kkkk
Kamunhu kahombe ka😹😹
Nice one. Keep on the gr8ness
Hazvipere mushe Haaa vanhu ava sooo
Lovely team Nijo
I miss Mandebvu
Nijo mufudzi wemweya kkkkk
Pastor matambudzwa nayo Church iyo kkkkkkkkk
murikuti here imi ndirikubika svinoshata! murikufunga mai jani kkkkkk
Mai Janhi 😘💯✔️
Kkkk mufundisi maramba chikafu kumba ,makubvunza kuti mangaite tea .
imimi baba ndimi murikunyanya kuita too soft🤥🙆🏾♂️😂🤣😅🙌🏾Patricia kaa🤟🏾🤣🤣
Kkkkkkkkk pfungwa dzamufundisi dzashata
Saka Mai Jani ndovama sungira tie!!!!!!!!!
Vaviri ava
Ukaona mfundisi asvika pakukumbira tea hameno 😂😂😂😂😂
Kwaaa Nijo so
Kkkkkkkkk ndini ndinodya zvinoshata kkkkkkkkk. Kusungira Mai Janhi tie
Lol kkk kusungirai Mai jani tie kkkk
Zvaigona kuzoshaya chimiro dai ndatouya navo manje🤣🤣🤣🤣
Kuti pangaite tea😂😂😳
Kereke yanetsa Baba 😂😂😂😂😂
Hanz uripamoyo pehondo yese iyi😂
Boss nijo ma 1
Vamandebvu svikai pano murikurongerwa kkkkkk
Mai Janhi munhu chaiye cozy mufundisi havangauye Vega but mufundisi boo here kuti matumwa namai mufundisi?
Kuti pangaite tea 🍵 kkkk
Kuti pangaite ☕ 😅takaenda
😂 😂 😂 Zvandakubika zvakushata zvandakubika zvakushata
Its "pangaite Tea" for me 🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkk Nijo kaaa
Ba Nijoo
Hanzi hazvisi kutaster hazvo
Nijo 🤜👊👊
Dai ndauya navo yaizogona kuita black and white picture yacho😂😂🙌🙌.. Haha nijo ma1.
🤣🤣🤣🤣🤣 iwewe soo
Babamunini Nijo black and white, imimi munondifungisa mukoma John Banda ahahahahahaha,
Aaaaah Nigel and P munogona guys
Nijooo
🤣🤣🤣haaa nijo I surrender
I can't wait
kkkkkkkkkk team munondiita boe waramba kudya kumba nekuda kunonwa tea kwamai jani
Dai ndandauya navo yaigona kuzoita black n white picture yacho🤣🤣😂
Nijo
Road to 100k 💥
Kkkkk black and white
Kuti pangaite tea imi masiya chikafu kumba kkkkkkkk
Munogona
Mandebvu maita vatete hamumukwanise
Kuti pangaite tea😂😂😂
Mufundisi maramba kudya kumba kuda tea yekumba kwemutendi
do you ever keep quiet Patricia ...aaahh aaaahh iwe iwe wee ..lol ....Nigel uri tooo soft ...LOL
Tanaka tapinda
Kuramba food
Pangaite tea
pakuzoti chikafu chacho yaa chaive chichishatawo pakaoma pat adzipwa pahuro
Lol 😂😂😂😂 ,But Baba Mufundisi vane nharo varamba kuti Mai Jani vabude kereke
Mufundisi is in love wth mai. Advisor. Lets wait and see
saka hamenooo kuti pangaite tea? 😂 😂
Kkkkkkk
😂
Kkkkkkkkk
Too soft 🤣🤣
Picture yacho yaitozoita black and white dai mai vauya!
Mkadzi wenyu ndiye aiitisa picture black and white manje
😅🤣
Saka mufundisi varikuziva kuti mai Mufundisi namai Advisor vacharwa kurwira mufundisa hanzi tibongotarisa toona anenge arohwa
@Nigel irikupera rini promotion? Handina kuona number tinovabata papi vanhu avo 🙏🙏🙏
Kkkkkkkkkkk Patricia unondinakidza
Guys munogona
gadzirisai pa volume guys.. 🙏🙏
Mai Janhi matadzisa mufundisi kudya musadaro
Ndichiona hangu ndichiverenga ma comments 🐕
Пікірлер: 101

@brianchabvuka4257
2 жыл бұрын
Me too bro
@flexxbeatz95
2 жыл бұрын
Motongomhoresana😂😂😂
@angie_skyler
2 жыл бұрын
@@flexxbeatz95 😂😂😂😂
@takudzwagwavava9098
Жыл бұрын

@powermansiawundu9925
2 жыл бұрын
Lol 😂😂😂😂 ,But Baba Mufundisi vane nharo varamba kuti Mai Jani vabude kereke
Mufundisi is in love wth mai. Advisor. Lets wait and see
saka hamenooo kuti pangaite tea? 😂 😂
Kkkkkkk
😂
Kkkkkkkkk
Too soft 🤣🤣
@joysibanda9372