VAITA SORRY VAKUDA BOTA!!! :THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 10
Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 12 Episode 10 GWERU
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our KZread Channel: kzread.info/dron/n2d-FKT.html...
Пікірлер: 1 200
Vese vanoti pamberi na tinashe mugabe let's gather here watching from mutare Zim kumakomo yo ⛰️🏔️
@SibongileThomas-le3tp
4 ай бұрын
Ndimika murikudhuze nakadrone kkkkk
@user-kd2qt3jz5g
4 ай бұрын
Kkkķk Kwaaaaa kadrone kakapenga wena
@BlessingMucheche-gs5th
4 ай бұрын
kkk ha baba kadrone kuseri manje vato popular zvekudaro
@cathrinenyabadza9613
4 ай бұрын
Drone family
@BlessingMucheche-gs5th
4 ай бұрын
@@cathrinenyabadza9613 🤣🤣
Now l understand Tinashe Mugabe when he say "we have tried our level best to look deeper into this case", He really do 😂😂😂
@cleoisaac2140
4 ай бұрын
Knowing him anenge achitsvaga something 😂he will say baba mhamha vati zvakati then baba vopindura iye obva ati taurai namhamha. Kunenge kurikutsvaga kuti vanhu vapopotedzane😂😂😂this guy 👐
@leahafauconier4072
4 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@artwellzienderana8146
4 ай бұрын
Some cases are so irritating blessed are those who love and trust
@user-sr1pe3qy9g
4 ай бұрын
Kikikikikiki,vanenge vadzika dzika nayo
@tarirobetera3248
4 ай бұрын
Apa Talent anga asingadye bota achiiitira kuzodya babe rauya paden izvo vaitodyisa havo nemumwe. Kunyepera kuzungaira uko mainini ava muridzi wemwana vanonyatsomuziva. She has lost a good man. Sorry babamudiki wenyu achauya.
A Shona saying comes to mind. Imbwa nyoro ndidzo tsengi dzematowo. Guys do not be fooled. The cookie has its own separate mind to its Baker. It can be stolen and enjoyed as long as one praises the Baker.
@tongogarapmu3418
4 ай бұрын
kunyepera kunzungaira it is within their nature. habitual liars by nature
@edmorechemhuru8629
4 ай бұрын
😂😂😂
@karidzataurai5880
4 ай бұрын
Kamuface kuribho ako
@TinahMunamati-ny5wt
4 ай бұрын
Ndiri kuzviona pano 😢😢
@rumbidzaimakoni9362
4 ай бұрын
Ndimi ka munoda vakanyarara kkkkkk
Tete is a rare gem 💎. Thank you for being a wonderful sister to your brothers . Mazuvano angova mazvake mazvake mudzimhuri umu
Moral lesson for this man.... always listen to your twin.
@stephenchisadza4975
4 ай бұрын
Twin could not let his brother go down like this. At least akaramba and made a lot of noise leading to this
I loved the educational background question yabvunzwa musikana. This will alert our children kuti O level hakusi kupedza chikoro. Vana ngavaenderere mberi nedzidzo college/university moshonda before maita zvemba izvi. Musikana uyu anenge ari slow mbichana, kunge pfungwa dzisina kuperera. Ndamunyarira pange potaura tete. Tete has a good heart, wazviruza chisikana.
😂😂golden question ndiyo inondipa maresults...ukanzwa kwanzi ndongogamichira zvadhakwa
@cathytawax2800
4 ай бұрын
Unogogamuchira sei iwe uchiziva mwana ndewababa vauri kugara navo 😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣
@user-hj1iq1qy8o
4 ай бұрын
Kkkk munhu anenge achiziva Baba vemwana
@fungaiwakata682
4 ай бұрын
True
@WeMasvingo
4 ай бұрын
You're right nyaya inototangira ipapo
@user-bd8jx5iu1z
3 ай бұрын
😂😂😂😂anoziva uyu ngaaudze muridzi wemwana kuti ndewako
Wakanaka twin haumboenderane nemukadz uyu😊
Tikazogara DNA chiporofita chisingarasise..... Tingatsvaga zvimwe zviporofita zvinonyepa. Asi dna chikwapuro mudzmba umu. We are learning a lot 💖 💖 Thumbs up to Doctor Dna.. We appreciate basa ramunoita 🎉
Tete vanonzwisisa, vanoratidza rudo Mwari akuitirei zvakanaka
@ChristineManyandu
4 ай бұрын
Haaa tete avo dai vari vangu. She is so loving
@stephenchisadza4975
4 ай бұрын
They are lucky to have a Tete like that because she stood in for them financially and even now said what he was too pained to say.
@scottwajesu8857
4 ай бұрын
Nhym vamugabe motoda fty kuziva kty vakatiii pavakanyengwa😅😅😅😅
@delightmuchafa586
4 ай бұрын
Tete is sweet
Mimba ndeyemukomna wemombe zvewe airforce inhema idzo
@iyletechindeka6017
4 ай бұрын
True ndeyemukomana wemombe
@PaulaNdaba-gi5gr
Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
All addicts hit like ❤❤❤don't forget to share and like.
This guy is pained. The lady had lost a perfect man. Mai vane kakuzungaira.
@gee9961
4 ай бұрын
Akuzviitisa uyo anoziva zvaanoita itsotsi
@vhenekaimakamure
4 ай бұрын
Sure ,bt musikana uyu anenge asina kuita mushe mushe
@keenakeena8924
4 ай бұрын
@@gee9961y🎉🎉t55ttttty🎉5tt🎉55t🎉t🎉5🎉t to🎉ttt🎉tttyyttyttt5🎉tt5tt5ttttt5 to t6🎉y🎉ttt5tyyt🎉555555555🎉🎉t555🎉t🎉t5🎉t5555 to tt55555555y🎉5🎉65 to tt5 to t55t🎉🎉🎉y6🎉y5t to 55555🎉🎉t🎉🎉 to🎉tyyt55t555t555y5ttttt55y5🎉🎉t5y6yyy🎉y5🎉 to y🎉🎉5🎉t5655t5🎉56🎉🎉yty😢y6y🎉y🎉t🎉🎉555🎉🎉55566🎉tt🎉5🎉🎉🎉566yy55tt🎉t🎉5🎉🎉555555🎉🎉t5t🎉🎉5🎉5🎉t5tt555🎉55t5555🎉55y666t5🎉tt6🎉t5🎉55t6t to 5t5555tt
@keenakeena8924
4 ай бұрын
@@gee9961y🎉🎉t55ttttty🎉5tt🎉55t🎉t🎉5🎉t to🎉ttt🎉tttyyttyttt5🎉tt5tt5ttttt5 to t6🎉y🎉ttt5tyyt🎉555555555🎉🎉t555🎉t🎉t5🎉t5555 to tt55555555y🎉5🎉65 to tt5 to t55t🎉🎉🎉y6🎉y5t to 55555🎉🎉t🎉🎉 to🎉tyyt55t555t555y5ttttt55y5🎉🎉t5y6yyy🎉y5🎉 to y🎉🎉5🎉t5655t5🎉56🎉🎉yty😢y6y🎉y🎉t🎉🎉555🎉🎉55566🎉tt🎉5🎉🎉🎉566yy55tt🎉t🎉5🎉🎉555555🎉🎉t5t🎉🎉5🎉5🎉t5tt555🎉55t5555🎉55y666t5🎉tt6🎉t5🎉55t6t to 5t5555tt
@keenakeena8924
4 ай бұрын
@@gee9961y🎉🎉t55ttttty🎉5tt🎉55t🎉t🎉5🎉t to🎉ttt🎉tttyyttyttt5🎉tt5tt5ttttt5 to t6🎉y🎉ttt5tyyt🎉555555555🎉🎉t555🎉t🎉t5🎉t5555 to tt55555555y🎉5🎉65 to tt5 to t55t🎉🎉🎉y6🎉y5t to 55555🎉🎉t🎉🎉 to🎉tyyt55t555t555y5ttttt55y5🎉🎉t5y6yyy🎉y5🎉 to y🎉🎉5🎉t5655t5🎉56🎉🎉yty😢y6y🎉y🎉t🎉🎉555🎉🎉55566🎉tt🎉5🎉🎉🎉566yy55tt🎉t🎉5🎉🎉555555🎉🎉t5t🎉🎉5🎉5🎉t5tt555🎉55t5555🎉55y666t5🎉tt6🎉t5🎉55t6t to 5t5555tt
Unenge wati ndawana wangu wekumaruzevha andingawane wemumadhorobha singing hangu kkkkk
@reeghanmakuwerere3707
4 ай бұрын
😂😂😂
@sophiamuzvidzwa3109
4 ай бұрын
Pwaaaaaa
@Mapantsula01
4 ай бұрын
Nditsvagirei wekumapfanya handidi anosakadza tsika
@josephchenjerai1075
4 ай бұрын
Apa unenge waroora muroyi
@beatricekayiya9270
4 ай бұрын
Singing along with you😂😂😂
From Botswana 🇧🇼 never want to miss an episode
Mamwe maface aya haazi echihure😂😂😂
@deckbully
4 ай бұрын
😂😂😂😂
@christinawatungwa64
3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@advicedamu6599
3 ай бұрын
😂😂😂😂😂hazvidi kumunhu akapusa seuyu
Ahhhh! Am so surprised, the way she looks and talks like an innocent person.
@Ashy-zw
4 ай бұрын
Before ma results ndandichingoty whatever this girl is saying is true 😢she lost a good man
@tavasikachabvonga5026
4 ай бұрын
@@Ashy-zw its so sad!
The way i trusted this lady kaa ,thank you Mr Mugabe mwana kumuridzi
@Claragaza
4 ай бұрын
😂😂😂😂😂the way this shona language is being translated by Google mmmm it made me laugh 😂😂😂😂😂😂😂😂
Saka twin brother was correct kti maiguru havasi kufamba zvakanaka
@taagono
4 ай бұрын
nehudununu ihwohwo unotoonawo kut anoitiswa uyu
@SPM-tm1ti
4 ай бұрын
Pamwe Twin akambodhlawo
It's sad that kids are rushing to settle down so young.
I'm not zimbabwean and I don't understand the language but ummmm ndarwadziwa fani😢😢😢
@BabaTania.
4 ай бұрын
Kkkkkk sorry. Tichadovokudzidzisa shona
@theodosiamukwiri9935
4 ай бұрын
😂😂😂😂
@cindelna
4 ай бұрын
I'm not from Zim either but ndabatikana...
@isabelmuchineuta9879
4 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@SibongileThomas-le3tp
4 ай бұрын
Handigoni hangu ndebele but zvamanje manje abantu batsamwile aaaah zero kwazero here
Kushinga kunoita verudzi rwangu (vakadzi) 😢 apo mwana obuda achinzi 0% Ndizvo zvinoratidza kt vazhinji vari kuchengeta vana vasiri vavo....
@user-ko4rm5ye8o
4 ай бұрын
😊😅😊😅😅😊😅
@Mamoyooo
4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂kushinga kwete zvekutamba munhu wozotaura hake kt akadanana nevanhu hobho
@SHYLEENChinyundo
4 ай бұрын
Aaah nekutonhora kwakaita amai avo imiwee uuuum uyo ndamutya zvangu asi asadaro mufunge family iyo yaive nemoyo wakanaka zvawo
@user-og7ql2xh3i
4 ай бұрын
😂😂😂😂rudzi rwalo here😂😂fear women
@user-gn4ln5rg2y
4 ай бұрын
Iwe neni ndanyara
Im true fan of this program watching from south sudan
@abslomchigede5131
4 ай бұрын
i like sudanees people
Umwe mwedzi wangu handichauvone 😂😂😂
@yolanderchanhuwa-zt1gx
4 ай бұрын
One day kuti akwane 9
@user-fr1ej8eo8z
4 ай бұрын
Kwaaassss
@owentmutenje2082
4 ай бұрын
😂😂
@tracymusiyiwa7125
4 ай бұрын
Murume aati 7 months mukadzi akuti wakashota nehwani kubvira 8 months ndabva ndaziya kuti zvaendwa hakuna anobara ne 8 months madzimai kana tazogara😅
@swemarichardmakonope1532
4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂watiza
Isn't it possible kuburitsa episode everyday lm addicted nechishow Ichi mhani 💯🔥🔥🔥
@delightmuchafa586
4 ай бұрын
Same here
Tinashe ita fodya shoma hanzi hindaaa mwedzi yakashota ne1 sei😂😂😂😂😂
@efildachirwa7907
4 ай бұрын
🤣Nhay hako
@ellyzhou393
3 ай бұрын
😂😂😂😂😂 Tinasheo so imwe mibvunzo yake so 😂😂😂😂
What a great lesson to young ladies who are still growing ,knw who you're INLOVE with n family members honai sis venyu hapna Kana chavanoziva nezvemunhu wavakapakurira bota 😢😢I feel for the guy it's not easy to invest in what isn't belong to yu..vmwe vakdzi munehuroyi Shout out to Tinashe Mugabe ❤❤❤maenzanise##
I believe this girl genuinely didn’t know. Maybe akangofunga kuti ndasiya mukomana uyu ndavakuda uyu ari mudhuze. I mean the guy is like handsome so I mean who wouldn’t 😜😊
@ethelsawadye4023
4 ай бұрын
But ndagara ndaita mubvunzo kuti nemanakiro akaita mukomana uyo pana mainini aida kuvatambisa here kana kuti aive serious kkkkkk.cos iiiii vanga vasiri kuyenderana havo
@SheStoicForLife77
4 ай бұрын
rega ndione kuti mufungiro wako ndewani 🧐 ….. 😳wafurirwa ne twin brother yake😮 cos hanzi anga asingatomudi. Saka waakutonogara mwoto nemufaro achiimba maiguru vaenda😂😂😂
@derrybeevee1056
4 ай бұрын
Ummm vanozviitisa. Vangati handisisiri shuwa kuti ndakavata nemunhu here prior to alleged father, zvinhu zvaungatokanganwe here izvi. Vanozviitisa, kunyepera kupusa. Manje sequence of events exposed her. Hakuna magic yekuti mwana anozvarwa mu9th month, iwe wakarara naAlleged father 7mnths ago. Ndosaka vanga vaakutaura zvekushortesa month kunge till operator ashortesa.
@user-gn4ln5rg2y
4 ай бұрын
😂😂unoda zvinhu
@SheStoicForLife77
4 ай бұрын
@@user-gn4ln5rg2y 🤣🤣🤣🤣
I am really shocked by the outcome🙄. No even a single sorry from the girl. The guy is so calm and collective. Hopefully obe he gets someone who is trustworthy.
@shabangujonathanvusi4439
4 ай бұрын
Why can't you take over ? 😅😅
@madamdelicious3183
4 ай бұрын
Ati sorry wani kumurume natete zvese @ the end
U gal ngathi akakho 100% ryt ekhanda
@fungaitakaidza
3 ай бұрын
Urytlo udzungairiswa ne.....😂😂😂😂
@BekithembaMahlangu
2 ай бұрын
Yes kulentambo engafikiyo kuparaffin😢
This guy is so genuine ❤
Mukomana wemombe ngaa uye aende kuma dna nemwana ndiye muridzi wemwana
@abigailmarikosi
4 ай бұрын
True chaaiteverera kuty ukudiwa kumba chii? Iye mushandiwo
@EstellaChikudza
4 ай бұрын
Eeeee kuhuni kwaidyiwa bota uko
Watching from Botswana, lm addicted to this show
@AthenaForexGroup
4 ай бұрын
Watching from heaven, I am also addicted to this show
@tanyamusaidzi9911
4 ай бұрын
Kurisei ko ku Gaborone
@maiyeukai9346
4 ай бұрын
Kubotswana mukuona sei? Mukuona zvakaenda kuPVt sch
@eustinamandigo1282
4 ай бұрын
Even me watching ndiri pa BBS apo
Mainini apa marasikirwa manga mavana murume akanaka kumbirai ruregerero from bottom of your heart
@ernestmbaura3086
3 ай бұрын
Haaregerereke uyu
Thank you sooo much Mr Tinashe Mugabe ❤❤❤vanhu varikuziva chokwadi
I feel for this guy he is genuine
Kuzonyepera kuramba kuti mukomana adye bota iye achiziva kwaari kuridyisa hake 😂😂😂😂
I love this tete, she's so down to earth, tete kudos to you❤
@isabelmutumba4218
4 ай бұрын
Ende varwadziwa 😢
Watching from Pretoria Centurion also addicted to the show
Watching from Namibia l am now addicted to this show
Chokwadi naMwari gore rino tichafa nenyadzi😮
@ethelsawadye4023
4 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@monangilazi8925
4 ай бұрын
Kuti dhiii chaiko
@madamdelicious3183
4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 zviomile
@SeleYusuf
4 күн бұрын
Kkkkkkkkkkkk kkkkk Kkkkkkkkkkkk kkkkk Kkkkkkkkkkkk kkkkk Kkkkkkkkkkkk kkkkk Kkkkkkkkkkkk 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
So heart breaking
Uumm DNA test imboma ,fire fire Mr T man.
It's giving porridge ❤❤ l can't wait
'' Ndakashotesa 1".... henge kuzungaira, henge udununu, henge kupusa,henge utsotsi, henge kungwara, henge kunyorova.... Mwana ndewa garden boy. Dr DNA pamberi nebasa. The most effective way to de-stress = watching The Closure DNA Show. ... So addicted zvangu to this show...Watching from USA.❤❤
@user-rl1pq8fi3s
4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂 izungairwa Mai iya akada kune Mari fudzamombe raizotadza kumuchengeta
@priscamazoe694
4 ай бұрын
😂😂hakuna form4 yakasvikwa nezvakadai
@user-rl1pq8fi3s
4 ай бұрын
@@priscamazoe694 inenge grade 7 iyo
@tendaichawira64
4 ай бұрын
But shaa ndiani akakunyengera asi waiva usiku here or maziso ako haaoni
@a-tg5bs
4 ай бұрын
😂😂😂😂
😢😢😢lf kuzungaira was a person😢😢
@gladysxaba5863
4 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@tariromundingi-nf5ui
4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@tariromundingi-nf5ui
4 ай бұрын
Haaaaa finish 😂😂😂😂😂😂
@rumbidzaimamhungo4332
4 ай бұрын
Taura hako.kuruza murume wake nehubenzi
DNA Tinashe Mugabe is the best 🙏
Watching from Maryland, USA. Love this show.
Mazita ngaataurwe hapana chekuvanza apa
Mwedzi 1 wakashotera maiguru Ava zviripachena Kuti vakapinda Mumba havo vasingazive Kuti Mimba yavepo problem Havana kuzoda kutaurira Murume chokwadi
@ethelsawadye4023
4 ай бұрын
Hausi 1 mwedzi wakashota i2 coz kana akaenda March achiti hana kudya bota kutitanga kuverenga April.asi mainini vakawona kuti vazvimbirea nebota vakawona Talent ari nani kutizira pane mukomana wemombe 🏃🏽♀️🏃🏽♀️🏃🏽♀️
eeh mwana uyu look so innocent kabva iih haarambi varume chaaii
Bota familiar ❤❤❤
Ah ende maiguru so ka. Hazvitendegwi izvi. Haa maiguru rongekai
Saka muchaitasei nhai mwanasikana baba wemwana hausikuziva kwavari unovaziva iwe kunyepera kusaziva zvako
@takesuresamuneti3682
4 ай бұрын
Mukomana wemombe ndivo baba vemwana
Tete nehanzvadzi yenyu itirwai zvakanaka naMwari, you are the coolest family ever. l love your composure and your genuine love. Ma1 anowanikwa pakurarama. Just remain strong, makatokunda kare.
Wife .... iye aingondidawo asi ini handina kumuda😢mwana ndewe mukomana vebasa
@tasarira
4 ай бұрын
Apa zvainzi ndisekuru! 99.99% its the herd boy's. Kutevera kwaanga aroorwa was a sign!
0% 😢😢 apa ndanga ndichitovatemba haadaa 😅
Apa nekudzikamira kwacho ndanga ndatoti 99 zvino eishy
Hakuna mukadzi asingazive baba vemwana. That's correct Tete
@anywaypangai543
4 ай бұрын
Baba vemwana ndiye fudzamombe
Listening to her talking I quickly concluded that she was very innocent and true. The result was devastating. FUDZAMOMBE NDIRO MWENE WE MWANA . Twin brother was spot on. Some women so ka.
Saka baba vemwana wacho anovawanepi iye akadya bota ega kkkk😂
@dreynokue5371
4 ай бұрын
Kkkkk kudya ega 😅😅
Guys munhu anenge asiri sure. Uyu mface ndiye akaenda pa bae wa garden boy. Musikana uyu needs help ari blank
@lisasemu2516
4 ай бұрын
Help yei 😂
Indeed our favourite program
At other moments soon after recharging my phone . I always say to myself I don't want to go on you tube for data long lasting purpose but Tinashe Tinashe you always challenge me. I end up find myself on the platform streaming. The DNA man you are a true Fighter to those who cheats.
Bt mai Maka vane disability irimavari guys kana zvisizvo sekuru vekubsa ndivo muridzi waMaka vakunyara kutaura chete😂
@freddymutema4564
4 ай бұрын
Yaaa mai maka vanoratidza kuva zungairwa, brain hadzinyatsokakata apa. Sekupusa,kuvota,kuvata,kunyor9va haungambonzwisisi
@missclarabrefo1196
4 ай бұрын
❤😊😊❤❤❤❤❤❤❤❤
Never judge a book by its cover
Iyazve! These modest ladies ka vanobura!
Watching from Port Elizabeth. Um addicted to this show
Kkk kanonyepera kudzungaira aka mwana ndewa garden boy
@carolinemukono9286
4 ай бұрын
I think so too
@josephchenjerai1075
4 ай бұрын
Taura hako
@user-xi7yo6id1q
4 ай бұрын
Vakato dzungaira vari 2 avo or kutsamwira situation yavari. Hapana kana akati changamu vandipedza simba😢
@tariromagwaza
4 ай бұрын
Kakudzungaira kazere kkkkk
Welcome to my home town Gweru
Northlea.... thanks Tinashe this makes me miss home G- town
The guy is handsome than the lady
Ever since we started watching Tinashe's show, hakuna watinobeliever. People lie shame. Ini hangu i now believe paper rinobuda muEnvelope maTinashe chete, zvimwe zvese izvo vanhu vanonyepa. My fav question: Amai, mwana akabuda achinzi haasi wababa ava muchazvitambira sei. Mubvunzo iwoyu ndiwo une yese manje. Response yemukadzi says it all. Hanzi ndongozvigashira, chii chaunogashira iwe wapedza episode yese uchiti hakuna umwe wawakarara naye 😂😂.
@TheresaMaps
15 күн бұрын
😅😅😅😅😅
I pray she can forgive herself 😢
Watching from Pitori, addicted to Bota family
Veduweee deno nyadzi dzaiurayaka ndafira Rumbi nhasi ndanyara mfunge senge ndini shem Talent agwadziwa veduweee also Tete thumps up avana papaz mnhu Boe zvekuti Rumbi wabhaiza shem
Oh finally she did apologise. Thanks vatete for the wise words. As women we should always say the truth
Haaa mukomana wemombe ndiye muridzi wemwana
She is the best Tete ever varivamwe dai vakatopopota .The husband is also a cool guy anga azviwanira a very humble family bt eeeesh mupfanha wami ndochii icholcho chinenge ngozi.
Its a right for a child to know his true biological parents, moral of the lesson: Never Judge a book by its cover.
Watching from Plumtree ,Madlambudzi Mall
too much rural back ground to some extend gives problems
Watching from Mozambique manica
# Tinashe am also addicted watching from SA..
tete vano nzwisisa mumwe munhukadziwo ..God bless
Watching from Namibia i love this show
Good words from Tete hanzi hapana mukadzi asingazive Baba vemwana
@thandiwechitehwe4192
4 ай бұрын
Kana musi wainobata unotozvinzwa kuti chachaya
so sad, i hope she is in a financial position to look after the child. otherwise the real father must pay maintenance
At least vakumbira ruregerero zvavo,please Mr Mugabe we want a follow up panyaya iyi yamai Maka😅
Looking forward to this one . Number one fan from Kenya ❤
@theclosurednashow
4 ай бұрын
Big up
@sarahmatambiko9764
4 ай бұрын
True anochema kana pasiri pavo webro yangu ndozvaaiita haaaa pavailodger haa vakango tadza havo kudzingwa DNA yakazotiwo 0%
Tinashe Mugabe You are the Best
The guy is decent❤
Watching from Capetown.... Kkkkkk vakadzi tonyadzisa varume pliz ngwaraiwo imi
Ummmm was not expecting this the coolness ina mai ava ,,,buh how do we shinga to go all this way uchiziva hako makona ako
Nhasi vaMugabe munenge mabva kumba mapakurirwa bota rakatiwandei kkkk mune energy nhasi
Mr bota never disappoints ,,, Thank u for the epsode Bota crew Shem mainini ibhushu havo truly speaking You have lost the gud thing my young sis Kuzowana perfect man kuchanetsa muhupenyu hwenyu mainini
Those results shocked me 😮😮😮😮I thought it was going to be a 99%
That's why I go for the looks because chero zvibage zvirikungopakura bota. At least kuchitwa nemunhu akanaka haunyanuorwadziwe But I know dai result rabuda ririr 99% wainzwa vanhu vachiti this lady is beautiful
RULE NUMBER ONE always listen to your twin.
Mentally Challenged but aware of her actions.