Muri kubira munhu mari yake muchida abhadhare zinhu rakatiza rikaroorwa
@kudakwashechikwiro3029Ай бұрын
Kana makaroorwa nerombe makuda kuteera wamakatiza kare manje kudhara ikoko
@user-ul3be7co3k29 күн бұрын
Mambo matadza kubata nyaya mese nevadare venyu
@winnetkambarami8038Ай бұрын
Vakadzika please ngatityei Mwari
@user-cv2dg2ql9dАй бұрын
Mambo bushu are you married??? Ndonzi Michael pacapetown 27yrs😂😂😂
@user-ex6qw6cj5cАй бұрын
Masvihumburudza zvivarume izvi Mambo ,zvima dofo chaizvoo
@tinymukwati7376Ай бұрын
Chief munogona respect inodiwa,
@DadairaiMamwoyoАй бұрын
Hanzi hakuna shona yakadero yemombe yehumai baba munopengaa
@maxwellmugutsoАй бұрын
Nombre yakotorwa namai ndeyavo yamai haina kuvaroora
@sharontekenya25625 күн бұрын
This is so embarrassing, so embarrassing why do people stoop so low , it shows kuti some people don’t have anything they did in their lives kuteeera roora like this , some of our Zimbabwean custom ari so low , bad , l don’t know how to express it
@SarahTirivanhuАй бұрын
Mambo nemakurukota mogona
@winnetkambarami8038Ай бұрын
Vakadzika please ngatityei mwari
@HazelMoyo-bo6yfАй бұрын
Mambo bushu are you married 😂😂
@user-vh1yy3nm4c
Ай бұрын
Vakuda kuyenda namambo here kkkkk
@HazelMoyo-bo6yf
Ай бұрын
@@user-vh1yy3nm4c kkkkkkkkkkk eye
@zvanyadzamutsvangwaАй бұрын
Wise words from the wise chief
@user-zc7mc5vt1mАй бұрын
Haa varume avo Havana hunhu
@dorothychihuri1928Ай бұрын
Mambo magona asi vanhu vekwa Chigombe nevema fights kurwa chete asi Brain hapana
@enwardmusanzika6209Ай бұрын
Mambo Bushu vakavharwa Nana chiGombe avo Mai kana vakapihwa Mombe nemukuwasha ndeyavo yemai yabva kumukuwasha wavo asi panoda yehumao inobva kunana chiGombe avo ichienda kunaMai vabereka mukadzi wavo
@user-tn4uc5lr2oАй бұрын
Turume utwo tunodherera utwo
@joshgwashavanhu4104Ай бұрын
Apo unenge uchi gariswa pasi uchibvunzwa mibvunzo iri silly nemunhu asina kana grade 2, ndirini i can simply stand up and walk away , anondi bata ndinofa naye
@mucherorichard4670Ай бұрын
murume akadhakwa uyu dai akana ane vana vakomana chete ainobvisa chii mazidofo evanhu
Пікірлер: 51
Zvinongoda Mambo Mutasa izvii the best Mambo in Zimbabwe sofar
Vaipagara sei mai avo netu bhuru bombo twevarume utwo saka mukadzi akaenda
Ayo machinda amambo angori against mafesi ayo this is worst dare ever
Ndafarira kutonga kwenyu mambo Bushu mhuri yevarume inodherera ungaudza maiguru kt inzenza iwe bmnini urikapenzi
Chief Bushu anoratidza kuti machinda ayo akambotonga neumwe mambo saka vanozviita vanoziva kudarika iye
Mambo komombe yamai yakutorerweyi. Ndeyavo avo ngavabvise 2 dzakasara. Tozotoda mbodze dzichiredzsa
Pane mudhara aripadhuze namambo uyo ndiye anotesvera pfungwa dzamambo.Good job mambo MANYAMA
Mombe iyo ndeyehumai yavo,mabirira
Muri kubira munhu mari yake muchida abhadhare zinhu rakatiza rikaroorwa
Kana makaroorwa nerombe makuda kuteera wamakatiza kare manje kudhara ikoko
Mambo matadza kubata nyaya mese nevadare venyu
Vakadzika please ngatityei Mwari
Mambo bushu are you married??? Ndonzi Michael pacapetown 27yrs😂😂😂
Masvihumburudza zvivarume izvi Mambo ,zvima dofo chaizvoo
Chief munogona respect inodiwa,
Hanzi hakuna shona yakadero yemombe yehumai baba munopengaa
Nombre yakotorwa namai ndeyavo yamai haina kuvaroora
This is so embarrassing, so embarrassing why do people stoop so low , it shows kuti some people don’t have anything they did in their lives kuteeera roora like this , some of our Zimbabwean custom ari so low , bad , l don’t know how to express it
Mambo nemakurukota mogona
Vakadzika please ngatityei mwari
Mambo bushu are you married 😂😂
@user-vh1yy3nm4c
Ай бұрын
Vakuda kuyenda namambo here kkkkk
@HazelMoyo-bo6yf
Ай бұрын
@@user-vh1yy3nm4c kkkkkkkkkkk eye
Wise words from the wise chief
Haa varume avo Havana hunhu
Mambo magona asi vanhu vekwa Chigombe nevema fights kurwa chete asi Brain hapana
Mambo Bushu vakavharwa Nana chiGombe avo Mai kana vakapihwa Mombe nemukuwasha ndeyavo yemai yabva kumukuwasha wavo asi panoda yehumao inobva kunana chiGombe avo ichienda kunaMai vabereka mukadzi wavo
Turume utwo tunodherera utwo
Apo unenge uchi gariswa pasi uchibvunzwa mibvunzo iri silly nemunhu asina kana grade 2, ndirini i can simply stand up and walk away , anondi bata ndinofa naye
murume akadhakwa uyu dai akana ane vana vakomana chete ainobvisa chii mazidofo evanhu
Ngaatevere murume akaroora uyo amuendese kudare kuti akatorerwa mkadzi
Haa kutonga zvejende chaiko apa
Karume ako hakana kukwana
Ko ivo mbuya ava vakuchemera kubvisirwa roora ne ex husband sei
Dare iri ndere chitsotsi muri mboko dzedare
MAMBO MATONGA MAGONESA CHAIZVO TEAM IYO YAUYA YAKARONGA BUT VAKARONGA DONDO
Bushu usade kuzviita unoziva vanhu ngavaende kwaNyajena musade kuzviita munoziva too much imi zvimadhara zvekwaBushu
@blessmoregoredema
Ай бұрын
Ko ndiye anodeedza vanhu here hnty vanhu ndovanokwira dare rake
Kamukwasha dondo ako ma 1 chaiwo
Mambo Bushu apa maita fair wadzanisai vanhu ngavabise mombe nembudzi yedare vkutemesai musoro
Iro hure iro ndoo ratuma katsano ako kuzoreva pfuma otherwiz arikungoshandiswa uyo
maku looser focus manje ungaroore munhu akaenda kumwe
makuita useless kunge chigodora very soon we will unsubscribe😢
Hakuna chikaranga chakadaro kuroora munhu Ava kugara nemumwe murume hakuna zvakadaro and anofanirwa kuenda kwaakatanga kunoita dare why vakuuya uko kune rimwe dare
@ROGUE406
Ай бұрын
Chikaranga kwaBushu here samusha? 😅😂
@mucherorichard4670
Ай бұрын
Andizvo as long pane vana u have to pay roora not zvaurikutaura
@SibusisiweZhou-ik3xq
Ай бұрын
Anenge akuroora vana kwete mai
@petronellachiyangwa6766
Ай бұрын
Ukuroora kugara kwawakaita naye plus wakabarirwa.roorai musatizise
@tichamanuelmunzverengwi416
Ай бұрын
Haaaaaa iwe ndichiroora chiiii munhu akutogara nemumwe munhu
Pabhaizika apa hapana roora inofana kubviswa apa