No video

Toendesa vakadzi vedu kuchikoro here? Irimudariro, irikupisa!! Imi munotiwo kudii?

#maititi #mnangagwa #makandiwa
#makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi #madamboss #mhosva #mamavee #comicelder

Пікірлер: 12

  • @blessedcouragegotore8387
    @blessedcouragegotore83872 ай бұрын

    Yea nyaya inonetsa, 90% of these cases end in tears, but go ahead gents😂

  • @mrlonaczw

    @mrlonaczw

    2 ай бұрын

    Unenge wati pamwe zvingaitewo

  • @CharityMukwasa-jl4ib
    @CharityMukwasa-jl4ib2 ай бұрын

    Kuendesa vakadzi kuchikoro kwakanaka but most important thing is respect

  • @mrlonaczw

    @mrlonaczw

    2 ай бұрын

    tinotenda zvikuru tinovimba kuti tinobatsirikana

  • @FaithSeda-vx8kp
    @FaithSeda-vx8kpАй бұрын

    Classdissmissed mum success Zvakanaka kumuendesa

  • @mrlonaczw

    @mrlonaczw

    Ай бұрын

    Thank you so much

  • @FaraiBayisa
    @FaraiBayisa2 ай бұрын

    Kuyendesa mudzimayi kuchikoro kwanaka chose

  • @mrlonaczw

    @mrlonaczw

    2 ай бұрын

    Tongoendesa hedu handiti

  • @collenaaronzulu8804
    @collenaaronzulu88042 ай бұрын

    Kana mari unayo endesa,mumwe wake,kana usina or uchizochemera tamari rega.....wangu anoenda without fail.

  • @mrlonaczw

    @mrlonaczw

    2 ай бұрын

    Maybe kuti wongomubatsirawo kana azongoenda anenge aendawo hake

  • @TavengwaMasamha
    @TavengwaMasamha2 ай бұрын

    Kuenda kuchikoro kwakasiyana nekumuendesa kuchikoro. Haana kuuya ku boarding but marriage. Mukaita dzungu mozviita vabereki vavo munochema chete

  • @mrlonaczw

    @mrlonaczw

    2 ай бұрын

    thank you so much nekutipa maonero enyu