Tindo Ngwazi - Musatipedzere Nguva. (Ft. Tryson Chimbetu)

Song composed by Tendai Ngwazi and Tryson Chimbetu. Recorded at Trutone Studios
Mixing and mastering by Bothwell Nyamhondera.
#andante #tindongwazi #charwadza

Пікірлер: 174

  • @JDEE7KING
    @JDEE7KING5 ай бұрын

    Cheers to everyone Who looks for the Song after top 50

  • @ruvimbodeshe6111

    @ruvimbodeshe6111

    5 ай бұрын

    😂😂 me

  • @phumziledineo4617

    @phumziledineo4617

    5 ай бұрын

    Me even though im south African

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Thanks fam🙏🏽

  • @milfordchezhara2052

    @milfordchezhara2052

    5 ай бұрын

    Eheka after top 5 hai

  • @takavadamakore

    @takavadamakore

    4 ай бұрын

    Guilty as charged

  • @tindongwaziofficial
    @tindongwaziofficial5 ай бұрын

    Varimi, magweja, mateacher, mapurisa, masoja, nevamwe vese vanongozviitira Mandisvitsa Kure Mufunge. Ndokutendai zvakanyanya neku voter kwamakaita. Kana muchida rimwe album chingoisai hashtag iyi #DengaRadavira

  • @fradrickparfiny539

    @fradrickparfiny539

    4 ай бұрын

    I'm in S. A wangu... Pabasa pangu ndini munhu akatanga kuudza vanhu kuti urimupfana waMark b4 matop 50 Aya

  • @oscarmutoko4992
    @oscarmutoko499221 күн бұрын

    Guys Tindo anogona he's even more good than his brother but God is still capturing him for a purpose, tindo ma1

  • @user-cv9eo2xt4v
    @user-cv9eo2xt4v5 ай бұрын

    Chako chipo chakava chekufadza vanhu vabva kumabasa vakazorora nevamwe vanozvifarirawo ❤❤❤

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @ambassadormunatsi8883
    @ambassadormunatsi8883 Жыл бұрын

    Tinto Tinto Tinto Tinto how many times did l call you? .........it is crystal clear to epitomize that Zimbabwe music in safe hands through this masterpiece 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 #Charwadza

  • @victorvicsolutions2716

    @victorvicsolutions2716

    Жыл бұрын

    3 times

  • @user-jl2ry4ed2h
    @user-jl2ry4ed2h4 ай бұрын

    Well done Tindo🇿🇼🇿🇼 mwana Mai Cecilia uyo bhora mberi

  • @willmaps439
    @willmaps4393 ай бұрын

    Mandirangaridza zvirimudzinza rangu.

  • @sadzatimukudze9954
    @sadzatimukudze99544 ай бұрын

    Tindo chibaba ndabvuma❤

  • @makomborerogwezhira2006
    @makomborerogwezhira20062 ай бұрын

    Tauya kuzonzwa after top 50

  • @Teevanfore2012
    @Teevanfore20125 ай бұрын

    Dicriscento Asande bhutsu inohaka mweya wakayipa

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @gwinyairushwaya7483
    @gwinyairushwaya74834 ай бұрын

    Thank you 🙏

  • @user-xw5by6yq9o
    @user-xw5by6yq9o5 ай бұрын

    Munogona mukoma

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @jaisonmukiza2207
    @jaisonmukiza22075 ай бұрын

    Mhofu yangu zvazodaira musacheuke muridzo. Conglats number one glow top 50

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @victorvicsolutions2716
    @victorvicsolutions2716 Жыл бұрын

    Inzwa waya bedzi,, Andante

  • @CleopasChiruka-nz9je
    @CleopasChiruka-nz9je5 ай бұрын

    I'm here because of dendera music🔥

  • @FabianShara

    @FabianShara

    26 күн бұрын

    Me too

  • @user-uh5ey2hc3d
    @user-uh5ey2hc3d5 ай бұрын

    Makorokoto vapfanha the Ngwazi makapinda mufield yemusic nepower keep the fire burning 🔥

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Matisvika kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @gabankufemamoto
    @gabankufemamoto4 ай бұрын

    Tindo for me, haaaa mukoma wake anogona kupinda muchibage anytime if you maintain the chodes,lyrical style and order of instruments

  • @planet263suweta4
    @planet263suweta45 ай бұрын

    tauya kuzonzwa after top 50 number one spot. bravo

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @Teevanfore2012
    @Teevanfore20125 ай бұрын

    Apa bhutsu yakahaka mweya wakayipa apa

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @CliveMashingaidze-no3ng
    @CliveMashingaidze-no3ng Жыл бұрын

    Wozodei wapedza masports mafanami BHOBHOJANI SPANNER 😂rikatadza kukumura bhaudhi ,rinoita zvekutyora 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉famba famba famba famba

  • @AbilityS.MMudenda-to5el
    @AbilityS.MMudenda-to5el Жыл бұрын

    Song iyi Tindo ndinomupa sando dzake, ramba wakadaro

  • @blessingphetha9308
    @blessingphetha93085 ай бұрын

    This is original

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @royaldee618
    @royaldee6184 ай бұрын

    Tindo wakapenga wangu

  • @Munyie2022
    @Munyie2022Ай бұрын

    Tindo Ngwazi

  • @user-hn5se9fh3w
    @user-hn5se9fh3w4 ай бұрын

    Wakarova Tindo

  • @richardmuswavinda1741
    @richardmuswavinda17414 ай бұрын

    Musambo wangu womene,,usanyanyise Tindo unotikuvadzisa nemafaro mafaro huchi ndokubasa 😂😂😂

  • @sashasithole1022
    @sashasithole10225 ай бұрын

    🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 congratulations my brother

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @kingsolomonmugoni-og6mx
    @kingsolomonmugoni-og6mx4 ай бұрын

    wakanyanya Tindo

  • @nashtv74
    @nashtv74 Жыл бұрын

    Handidi kurwisanisa Tindo kana kumuenzanisa na blaz vake asi ini hangu I give Tindo sando ne hamuri anorova uyu.. Ndafunga Samson munaziri

  • @oscarmutoko4992

    @oscarmutoko4992

    21 күн бұрын

    Even his voice mwari vakamupa but blve me Mwari varikuona kut vakavhurira pana Tindo mkomana anogona kufa achimwan but Tindo anogonesa

  • @InnocentRwezuro-ku2yg
    @InnocentRwezuro-ku2yg5 ай бұрын

    Tindo well done for the song , you are one of the best artist in Zimbabwe

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge, Maita mhuri yangu irarame🎤. 🙏🏽

  • @Bonganilawrencemachiansi
    @Bonganilawrencemachiansi5 ай бұрын

    Zvayendwa zvayendwa Ngwazi heya heya Dendera❤❤❤

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @justicepasipanodya1295
    @justicepasipanodya12955 ай бұрын

    Andande

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @giftndawana
    @giftndawana5 ай бұрын

    congratulations 🎊 boy

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @stuartjohanne8152
    @stuartjohanne8152 Жыл бұрын

    Well done younger ramba wakadzvanya ❤

  • @hardlifejongwe9256
    @hardlifejongwe92565 ай бұрын

    Song of the year ,welldone CAPTAIN TINDO...

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🙏🏽

  • @bothwellmachekezi7941
    @bothwellmachekezi7941 Жыл бұрын

    Andante ukugona. Your music is simple and organised. Ndozvaiita ma legends Ana dembo vairova magitare mashoma iwawo ari simple kwete over emphasis yakuitwa mazuva ano. However you shld be yourself. Zvekudeedzera mazita ndezvekwababa Sharon dai masiya coz you put yourself second to him and nullify the creativity you have already worked hard for. Ita song isina kana chawatevedzera follow you path. Ridza muridzo pakunakidza gomera panokunakidza pururdza pakunakidza kwete zve set formulas. Ndomaonero angu thank you

  • @NgwereTube

    @NgwereTube

    Жыл бұрын

    It's appreciation pane pavakazviona.

  • @crispenmadzamba6467

    @crispenmadzamba6467

    Жыл бұрын

    Mazita ayo ndeemapromoter arikupromoter kubatsira industry nothing bad ,,,, iwe ukatobatsirawo pakuru unotoimbwawo kusimbisa kutenda abatsira kuti zviende mberi

  • @user-cv7nq2lg7h
    @user-cv7nq2lg7h5 күн бұрын

    😂😂 but there is a macheso flavour.However, good stuff

  • @bonynhira5627
    @bonynhira56275 ай бұрын

    Congratulations Tindo ,tasimudza pa radio Zimbabweeeeee,welldone

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @TafadzwaGono-cv8vc
    @TafadzwaGono-cv8vc5 ай бұрын

    Saka iwe tindo irikuda kutokunda Mark na Macheso kaiwee ukunyatsoronga coup kaiwee ndikukuona hangu

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @user-rn6nh1tr6o
    @user-rn6nh1tr6o3 ай бұрын

    Chibaba icho

  • @AcksonMasendeke
    @AcksonMasendeke3 ай бұрын

    Before I was listening you music I was bzy to cy why can't you join your brother. But now I'm say why can't your brother join you sorry I didn't say anything. You are my champion brother.

  • @Madzivas
    @Madzivas4 ай бұрын

    Munhu airova lead uyo haana kukwana😂😂😂

  • @stanleysitima7643
    @stanleysitima7643 Жыл бұрын

    Dendera nekoko ndarinzwa rachema konapo konapo

  • @augustojoao1075
    @augustojoao1075 Жыл бұрын

    Grande aposta para o futuro talento sungura

  • @isheanesumazokera155
    @isheanesumazokera155 Жыл бұрын

    Tindo is always best on Sungura

  • @tafaramashawi5759
    @tafaramashawi57594 ай бұрын

    Tryson waka master collaboration pawakamboita naTuku. Tindo famba hako you are on right track.

  • @kudakwashemakiyi5534
    @kudakwashemakiyi5534 Жыл бұрын

    Jehovah ndimi makamutuma kutifadza isu vatsigiri vake. Ma1 Aya, pamangoma uriRumble ende hauimbe nyambo.

  • @desmondpardie7035
    @desmondpardie703511 ай бұрын

    Very good work Tindo Ngwazi ANTANTE, chagwadza taitambira zvekudaro. Well done chibaba❤!!!

  • @edmorelangton8
    @edmorelangton85 ай бұрын

    Sungura is in safe hands guys

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @user-jq9hc6go7r
    @user-jq9hc6go7r5 ай бұрын

    Congratulations Tindo Ngwazi Andande

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @sirlukas594
    @sirlukas594 Жыл бұрын

    Famba shava ishamhu iyi ponda ngoma ndookubasa kwako ndmira newe pakudhonza musambo

  • @mosesmarara798
    @mosesmarara7983 ай бұрын

    Just brilliant. I like the dimension you guys have brought to sungura music

  • @user-ow2uu5xl5x
    @user-ow2uu5xl5x5 ай бұрын

    Congratulations 🎉

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @user-ve1bz4me7j
    @user-ve1bz4me7j5 ай бұрын

    Very talented anorova Tindo haana kumira mushe

  • @forwardnhema3838
    @forwardnhema38384 ай бұрын

    Tindo pamangoma uri mambo hauimbe nyambo

  • @tinashemoyo3226
    @tinashemoyo32266 ай бұрын

    Tindo tindo panomera modzi ivhu rinotsemukira

  • @tendencymunemo5248
    @tendencymunemo5248 Жыл бұрын

    Sungura is in good hands,,, well done Mhofu yangu,,, Talento Marara here,,, kure tasvika on my way coming ❤

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @lazarousstanfordmashindi5674
    @lazarousstanfordmashindi5674 Жыл бұрын

    Haaaaaaa takaenda takaendaaaaaa 🤝🤝🤝🤝 Ngwazi kuvanhu

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @tsokotas
    @tsokotas5 ай бұрын

    Congratulations

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @laziemarongedza2877
    @laziemarongedza28774 ай бұрын

    At least tawanda vanhu varikuona kugona kwemunhu uyu

  • @simionzivengwa7209
    @simionzivengwa7209 Жыл бұрын

    Pamangoma uri Mambo

  • @paulthecctvinstaller5510
    @paulthecctvinstaller5510 Жыл бұрын

    Uuuuuum 24/7 ndakadzvanya button irori

  • @Gapulogy
    @Gapulogy4 ай бұрын

    Super lyrics making a lot of sense in our culture

  • @owentachiona2681
    @owentachiona26815 ай бұрын

    🎉🎉🎉congratulations ✅✅✅✅✅

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @user-bz1ky2do2q
    @user-bz1ky2do2q5 ай бұрын

    Congratulations tindo

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @craigbasikiti
    @craigbasikiti Жыл бұрын

    Tindo unogona asi ploblem hauseki zvonoita mukoma

  • @GettyTangwena-wu9vq
    @GettyTangwena-wu9vq5 ай бұрын

    Congrats 🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @tafadzwachigamha4283
    @tafadzwachigamha4283 Жыл бұрын

    Haaaaaa unogona manje Tindo

  • @shiningstartomoro6772
    @shiningstartomoro67723 ай бұрын

    This albulm is splendid. A masterpiece. Tindo is more calm and composed, deep message and great variation. This is great for Sungura, his style is surely his, interesting times lie ahead. Will be banging this all day as i await for Baba Shero to release in June 2024. Macheso brothers vakafamba nesu mid 2023 to end of year, Tindo asimudzira toinda naye kusvika June 2024, unless Mark vakavhura hombe before that. Well done our Sungura artists, great support for the Legend Macheso asaremegwa ega.

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    25 күн бұрын

    Thanks for listening

  • @user-eb2jo1od2k
    @user-eb2jo1od2k5 ай бұрын

    Sando my brother 🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Mandisvitsa Kure mufunge 🎤🙏🏽

  • @zim1diaries255
    @zim1diaries255 Жыл бұрын

    Tindo ma1 aya vakomana mwana wamai sisiriya akanyanya zvake

  • @edmorelangton8
    @edmorelangton8 Жыл бұрын

    Tindo uri chibaba

  • @user-jj8cs7hi7e
    @user-jj8cs7hi7e Жыл бұрын

    Bra Tindo❤❤ndimi muneyese hazvanzi yangu

  • @jahhardymusic
    @jahhardymusic Жыл бұрын

    Mambo rambo wedzimbo Dhonza tambo hauimbe nyambo mambo Solomon Andaaaaandeeeeeee

  • @MPMosesProject-gc9ir
    @MPMosesProject-gc9ir7 ай бұрын

    unorova mukomana

  • @markmulakazuwa1031
    @markmulakazuwa1031 Жыл бұрын

    Famba Antande, MUNOPEDZA Sport KING, you have redefined the SUNGURA Genre

  • @tatendag9921
    @tatendag9921 Жыл бұрын

    Vanogona vauya, musatipedzera time 🔄

  • @previousmurombo
    @previousmurombo Жыл бұрын

    🎉 chibaba

  • @user-zl2rz1io6n
    @user-zl2rz1io6n10 ай бұрын

    Fambaaa

  • @TendaiChomi-gj5jn
    @TendaiChomi-gj5jn11 ай бұрын

    Tindo ma1

  • @Shamiraitsara
    @Shamiraitsara5 ай бұрын

    Wonderful music with touching massage , weldone

  • @nationmoyo8892
    @nationmoyo8892 Жыл бұрын

    Tindo ngwazi chibaba , mark ngwazi mudhara😅😅😅

  • @marslineparehwa
    @marslineparehwa Жыл бұрын

    Tindo pamangoma urimambo shuwa❤well done 🎉

  • @mafiahungwe-su1bh
    @mafiahungwe-su1bh Жыл бұрын

    You never disappoint Tindo ngwazi ramba wakadzwanya❤

  • @kudakwashemarire851
    @kudakwashemarire851 Жыл бұрын

    Tindo chibaba kana mozogara

  • @GabriellaJove-zq6ri
    @GabriellaJove-zq6ri Жыл бұрын

    Tsamba yandibata iyi

  • @itaichatambudza8655
    @itaichatambudza8655 Жыл бұрын

    Guys song iyi makazvambura

  • @isaacnyemba4520
    @isaacnyemba4520 Жыл бұрын

    Mwana wenjenja hazvakarongeka

  • @josephchenjerai1075
    @josephchenjerai1075 Жыл бұрын

    Unogona zvako Tindo

  • @backerboys
    @backerboys Жыл бұрын

    Magita for me🔥🔥🔥

  • @tafadzwa1626
    @tafadzwa1626 Жыл бұрын

    Sunguru in good hands

  • @nyashangulube1598
    @nyashangulube159811 ай бұрын

    Well done mwana wamai Sisiria

  • @MuseveTVzw
    @MuseveTVzw Жыл бұрын

    Mwana wamai sisiria ma1❤

  • @tauraichimhanda-pi5me
    @tauraichimhanda-pi5me Жыл бұрын

    Tindo ... inzwa gitare eheee....riri kutodairira.

  • @user-fx5jq1gl5y
    @user-fx5jq1gl5y6 ай бұрын

    Everton

  • @EdmoreKucherera-nw3rg
    @EdmoreKucherera-nw3rg Жыл бұрын

    Pakanaka ipapo ...

  • @user-or4rt7dp5s
    @user-or4rt7dp5s Жыл бұрын

    Ummmmm wakanyanya wenjanja❤

  • @CharlesSundirai-rd7yp
    @CharlesSundirai-rd7yp Жыл бұрын

    The best of the bst

  • @YekaniMadhoyo-fo6mb
    @YekaniMadhoyo-fo6mb Жыл бұрын

    Uchi ❤❤❤

  • @takemoremazuruse6177
    @takemoremazuruse61775 ай бұрын

    Homegrown talent at its best 🎉❤

  • @tindongwaziofficial

    @tindongwaziofficial

    5 ай бұрын

    Thank you so much 🙏🏽