Tilder Live - handichadi huroyi hwandakapihwa

Tilder Live - handichadi huroyi hwandakapihwa kumhuri yandakaroorwa, vana vangu vapera.

Пікірлер: 61

  • @user-yf3ef5mj4u
    @user-yf3ef5mj4u6 ай бұрын

    huroyi huripo hawo .asi i believe kuti vamwe vana kufa nekushaiwa ma vaccinations

  • @realgrealg2722
    @realgrealg27226 ай бұрын

    tilda nyaya dzako dzinonakidza bt unonyanya kubvunza unotopedzisira wadisturber nyaya kana kutorasisa munhu zvaari kuda kutaura, try to give munhu time wozova netime yema questions.

  • @mamoMangondoza
    @mamoMangondoza4 ай бұрын

    Ndigogo hr ivava kn kt iye Tilder ndiye gogo sei achingosimbirira kt gogo

  • @Radixast
    @Radixast6 ай бұрын

    Tilder you interrupt a lot.

  • @NyarieMarozva
    @NyarieMarozva6 ай бұрын

    Haahhh kwaMarange kune huroyi husingaite ende wanourayana zvekuti

  • @tendaimakoni9918
    @tendaimakoni99186 ай бұрын

    Tete Tilder munozonyanyo disturber munhu kutaura mirai ataure zvose musamukanganise pliz zvobhowa zvamunoita

  • @Ben-er4de
    @Ben-er4de3 күн бұрын

    Saka vaporofiti vaisaona here kuti vanamati vaivepo vairoya? Mmmm, huh,, pasi rino rinorema. Ngatinamatei hama. Mmmm, vana nine kufa??? Zvakaoma!!!

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h6 ай бұрын

    Vanhu ibvai munguvo chena kana mada zvokuroya .

  • @mekong7529

    @mekong7529

    6 ай бұрын

    Same whatsapp group

  • @mercybakacha

    @mercybakacha

    6 ай бұрын

    Ndokunevaroyi vese kuya

  • @thomasjames4138
    @thomasjames41386 ай бұрын

    Tiridha Tiridha Tiridha siya munhu apedze kutaura usadaro

  • @EniyaDeke
    @EniyaDeke6 ай бұрын

    Cei vanhu muchiti vanonyepa amai ava varikutaura chokwadi

  • @charibannywell
    @charibannywell6 ай бұрын

    i think kurombwa nemurume was a way of giving way kunana maiguru to initiate her.

  • @deangb8651
    @deangb86516 ай бұрын

    Kumapostori endai mega.zvino toendepi kwana Papa trikurohwa Mari kkkk zvinhu zvacho

  • @wendymtandagai5240

    @wendymtandagai5240

    6 ай бұрын

    Namata wega kunaMwari, He listens kunemunhu wese wavakasika. You don't need anyone to hear from God on your behalf.

  • @elinagweza8728
    @elinagweza87286 ай бұрын

    Tete Tilda pamunoti you yowee ayas ndozadzwa nekutya

  • @thandompofu3503
    @thandompofu35036 ай бұрын

    Huroi uripho kumashonaland kwakaipha yoo

  • @nancyrimai1224
    @nancyrimai12246 ай бұрын

    Officer tsvagira 😭😭😂😂😂

  • @janekangara4417
    @janekangara44176 ай бұрын

    Tete Tildah mnekakushamisika kanonakidza sooo

  • @TatendaSaruchera
    @TatendaSaruchera6 ай бұрын

    Vana vazhinji vakafa apo nyaya yekusayenda kuclinc hongu huroyi huripo zvawo

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami12746 ай бұрын

    Amai imi munamato hausiwo wakaita kuti muroye,hakuna zvakadaro,izvooo ndezve mumusha

  • @mercybakacha

    @mercybakacha

    6 ай бұрын

    Ariko maporofita akaromba zvinodaro vanhu vakuvanda nezita rekuti Mwari kuchechi kwazara varoyi saka kuchinzi munhu zvinamatire not zvekupiwa matombo nemvura izvo kana kuturikwa musoro maoko eumwe munhu vanhu vasviba pasi pano

  • @faraimaraidza1645

    @faraimaraidza1645

    15 күн бұрын

    Urimupostori ka ?😂😂😂😂

  • @dornamunatswa
    @dornamunatswa6 ай бұрын

    First.😊

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga46646 ай бұрын

    Marange church. Manyama

  • @user-yf3tf1ec8s
    @user-yf3tf1ec8s6 ай бұрын

    Kwamarange kune varoi zvekuti,bt havasi gogo stereki ava

  • @nomsaenias8383
    @nomsaenias83836 ай бұрын

    Regai kungoti masowe zvese zvese ari kuti marange wani

  • @ganyaz

    @ganyaz

    6 ай бұрын

    masowe ndiyo worse !! hawatomboziwi kt mwari wawanonamata ndeupi same same nemarange vanonamata wawanoti mutumwa !

  • @elinagweza8728
    @elinagweza87286 ай бұрын

    Yoo uhhmn

  • @loicevavi2968
    @loicevavi29686 ай бұрын

    Manyoka haashaikwe panozvarwa vanhu kudaro huyanga and manyoka can kill within minutes

  • @angelamoyo2009
    @angelamoyo20096 ай бұрын

    Mai ava vakapiwa huroyi kwete mumunamato asi neimwe nzira iye varikutooneka kuti varikutaura chokwadi chavo ..... dai waro vabatsirikana

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami12746 ай бұрын

    Waendesei kwa Tasvu or Kanengo

  • @mekong7529

    @mekong7529

    6 ай бұрын

    Inga ndiko kwavabva .

  • @Ishmael4513
    @Ishmael45136 ай бұрын

    What is the point yekuti mazita asataurwe yet muri kuti ngazvifumurwe. Tilder unemanyoka mupfungwa.

  • @Rhambo485
    @Rhambo4856 ай бұрын

    Mai vachanyepawo ava so varikureva kuti musha wese wavarikuti vanoroya vakagezawo futi muteuro here or vakagara vane huroi hwavo

  • @berthasautalenjoyed2552
    @berthasautalenjoyed25526 ай бұрын

    kugumburana Chimhene😂😂😂

  • @raymondtshuma1950

    @raymondtshuma1950

    5 ай бұрын

    Beef

  • @christinme7414
    @christinme74146 ай бұрын

    have you noticed kuti vanhu vese vanouya pa show iyi vachiti vanoroya mazino avo akabuda panze.....

  • @user-qj8bt1jp7t

    @user-qj8bt1jp7t

    6 ай бұрын

    Wow really, maybe it's what nyama yemhunu does to teeth

  • @joyk981

    @joyk981

    6 ай бұрын

    Kkk kuda nyama yacho inenge isingarumiki😊

  • @kilfordgomba8279
    @kilfordgomba82796 ай бұрын

    😂😂😂

  • @NyarieMarozva
    @NyarieMarozva6 ай бұрын

    Third😅

  • @itayikaseke3480
    @itayikaseke34806 ай бұрын

    I thought murume

  • @lucymashinge

    @lucymashinge

    6 ай бұрын

    Me too

  • @user-zz2zj3mh9g

    @user-zz2zj3mh9g

    6 ай бұрын

    A waipiwa nani mari yekumbo pema msoro😂😂😂 unenge uchinzi wakanakisa wakadaro

  • @ganyaz

    @ganyaz

    6 ай бұрын

    even me ndawonawo sekudaro

  • @Mpholosisndlam8675
    @Mpholosisndlam86756 ай бұрын

    Lies matanga mati ndai enda kuJohane yenguwo chena mapedza maapabarika chishanu hatina barika mapedza maakuti docket kumukuru we church zvese hazviiko kungowo chena vanonyepa drama

  • @lucymashinge

    @lucymashinge

    6 ай бұрын

    Ati Marange wani

  • @happymanmagunje3453

    @happymanmagunje3453

    6 ай бұрын

    Nyaya iyi ndabva nayo kwakanengo inyaya yechokwadi drama hapana hama

  • @user-cu1lo6mc2x

    @user-cu1lo6mc2x

    6 ай бұрын

    Imi chibgozivai kuti mapistiri vanoroy😊

  • @lucymashinge

    @lucymashinge

    6 ай бұрын

    @@happymanmagunje3453 Did she get help

  • @happymanmagunje3453

    @happymanmagunje3453

    6 ай бұрын

    @@lucymashinge yes but hasati apedzerwa kwasekuru kanengo

  • @user-qj8bt1jp7t
    @user-qj8bt1jp7t6 ай бұрын

    I thought it was a man

  • @Exodus1075
    @Exodus10756 ай бұрын

    Tilda idofo chairo thus why I stopped watching she acts as if she doesn't know huroyi Inga ambuya vako vairoya wani

  • @shingiraikambarami1274

    @shingiraikambarami1274

    6 ай бұрын

    Kkkkkkkk wandipedza chokwadi zvawe kuita sokuti amai awo ndiwo watanga kuroya

  • @Exodus1075

    @Exodus1075

    6 ай бұрын

    Nhai

  • @bernmubuyayi656

    @bernmubuyayi656

    6 ай бұрын

    You stopped watching sei manji tiri tese pano haa dofo ndiwe

  • @ganyaz

    @ganyaz

    6 ай бұрын

    some of her questions are very silly coz she deals with these type of cases everyday so there is no need to repeat same question time and again !

  • @Exodus1075

    @Exodus1075

    6 ай бұрын

    @@bernmubuyayi656 iwewe ndiwe rimwe racho primary school drop out you get the sense here fuck off

  • @Mumzo
    @Mumzo6 ай бұрын

    Second😂

Келесі