THE CLOSURE DNA SHOW: S9 EP25 (MWANA ANE MISIKANZWA)

Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 9 Episode # 25 CHIHOTA
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our KZread Channel: kzread.info/dron/n2d-FKT.html...

Пікірлер: 626

  • @stellahchakwenya1335
    @stellahchakwenya133510 ай бұрын

    Mwana wangu ane one year akutoimba cozha DNA show 😂😂😂😂😂

  • @bazeltatendamanyame9506

    @bazeltatendamanyame9506

    10 ай бұрын

    😂😂😂😂

  • @elleng5645

    @elleng5645

    10 ай бұрын

    😂makaita cozha here nababy wenyu

  • @jeoffrey40jm

    @jeoffrey40jm

    10 ай бұрын

    ​@@elleng5645kkkkkk

  • @rachaelpomo9839

    @rachaelpomo9839

    10 ай бұрын

    you and me together. they really do these bundles.

  • @emmiesmit1241

    @emmiesmit1241

    10 ай бұрын

    Kikikikiki

  • @evechisvoshaseven3624
    @evechisvoshaseven362410 ай бұрын

    1 Musikanzwa haitadzise kuti avemwana wako. 2 Mimwe misikanzwa inyaya yebroken family 3 Imwe kurara musame room nemwana vachiona zviri kuitika imi muchiti mwana akarara. 4 Kuba inzara, mwana ari kuguta here uyu?

  • @user-zd9tb9sv3e

    @user-zd9tb9sv3e

    10 ай бұрын

    Kuba haisi nzara misikanzwa cz chero ini ndaidya sugar dovi jam chero chinondinakira chandaona mumba ndaiba ndichidya haisi nzara misikanzwa

  • @sharontangirai1262

    @sharontangirai1262

    10 ай бұрын

    @@user-zd9tb9sv3e hapana musikanswa wekuba inzara iyi

  • @constancemlambo2694

    @constancemlambo2694

    2 ай бұрын

    I agree especially on number 2.trauma inokonzoresa a rebellious behaviour.

  • @shamblomusic
    @shamblomusic10 ай бұрын

    Who else is addicted to Tinashe’s shows

  • @beaulahmandishona8446

    @beaulahmandishona8446

    10 ай бұрын

    KO ndozvega zvinovaraidza muZim zvaVaMugabe izvi

  • @gladmorejaphet

    @gladmorejaphet

    10 ай бұрын

    Mee😊

  • @TalentHambirepi-xn2wq

    @TalentHambirepi-xn2wq

    10 ай бұрын

    Me too 🎉🎉 wahaalaaaaa

  • @rosie15615

    @rosie15615

    10 ай бұрын

    Me

  • @mainahm5717

    @mainahm5717

    10 ай бұрын

    Me

  • @brianmazorodze4860
    @brianmazorodze486010 ай бұрын

    Thank you for listening to the concerns raised by your viewers regarding zooming. It's an act of class and professionalism that can only be admired. Thank you. And the creativity of a walk around the compound on today's episode added an interesting dimension to the show. It's very much appreciated. Seeing the chickens and rural fields is priceless for those in the diaspora. Well done Tinashe.

  • @chipfutotawe

    @chipfutotawe

    10 ай бұрын

    Plus kumenya nzungu,awesome 🎉

  • @babava2263

    @babava2263

    10 ай бұрын

    @@chipfutotawe pakumenya nzungu aratidza kuti haana skiri racho Tinashe.

  • @maryagneskaingwe6286

    @maryagneskaingwe6286

    10 ай бұрын

    Ndine urombo zwangu kutaura inini ndaona kuti mwana uyu arikushugurudwa nezwakawanda he is not happy I think if you can try and help this boy to unit with his mother that can change his life that child needs a help

  • @babava2263

    @babava2263

    10 ай бұрын

    @@maryagneskaingwe6286 that would be an even bigger mistake. Mai vake iBishu muJoni.

  • @letwinamupamba5065

    @letwinamupamba5065

    10 ай бұрын

    Dai mwana ambowana counseling yakasimba pamwe misikanzwa ingaita mishoma

  • @nkonie7177
    @nkonie717710 ай бұрын

    What a coo family, they really seem to be happy & content living off the grid & enjoying a simple country/rural life. Honestly if it wasn’t for the money & responsibilities we have when we move abroad, I bet a lot of us living in the diaspora would trade places. I’m happy for them & hopefully will have these issues calmed for good. I expect a 10yr to somehow misbehave but not including rape nekuba mu garden zuva nezuva. Vamwe vanogadzira zvirimwa nezvipfuyo zvavo ramangwana harina kujeka rekakomana ikaka.

  • @pm392

    @pm392

    10 ай бұрын

    A child who steals food is hungry. As for the 'rape', he might have seen adults doing it. He needs counselling and good but firm boundaries.

  • @taku9010

    @taku9010

    10 ай бұрын

    i dont think its because of hunger, a child needs both parents wachiwirirana. separation affects the child more @@pm392

  • @faithlast3056

    @faithlast3056

    10 ай бұрын

    ​@@pm392mmmmmm sometimes it's not hunger, it might be a spirit which needs prayers. As for rape takaura tichirara separate rooms nemaparents but taiti kana taakumahumbwe vahombe vaitomhanyira kuita daddy namama vachida kutamba zvechikuru...... In other words it's nature

  • @albertnyamayaro559

    @albertnyamayaro559

    9 ай бұрын

    the husband is a well cultured, humble and hardworking brother . May the Dear Lord bless these two and their son

  • @beyoncesibanda3557

    @beyoncesibanda3557

    9 ай бұрын

    He needs prayers he is used by evil spirits

  • @itaimashaire3170
    @itaimashaire317010 ай бұрын

    The visuals, showing the rural life made todays show exceptional, I really miss my rural home and that rural life, thank you Tinashe and team for the creativity.

  • @angipand3703

    @angipand3703

    9 ай бұрын

    Loved it too, I feel homesick 😅

  • @alicehunda7844
    @alicehunda784410 ай бұрын

    Mwana uyo lacks attention and love, he is crying out for help. Poor boy🙆🏽‍♀️

  • @silindiwetshumasilindiwe7811

    @silindiwetshumasilindiwe7811

    10 ай бұрын

    So who will love the child.umwe neumwe nemwana wake.Unenge uchida kudirwa nani mwana wako

  • @MarthaTholanah

    @MarthaTholanah

    10 ай бұрын

    Gogo seems to have caused the division. Kana vachiti kumwana usatumwe naStepmother, how is child supposed to get any motherly nurturing?

  • @emazhawu4370

    @emazhawu4370

    10 ай бұрын

    I don't think mwana lacks attention, dzimwe mbavha dzamunoona makura dziya dzakatangira pazera iroro. As parents they should be firm when handling him.

  • @rudoevasmaswera2453

    @rudoevasmaswera2453

    10 ай бұрын

    Musade kunyepa asikana crying out for love achibata vana vevanhu?

  • @BrianJustice-ii8nx
    @BrianJustice-ii8nx10 ай бұрын

    Ndangofarira mhuri iyi baba namayi vese vakarongeka wish all the best pakuchengeta mwana wenyu Mwari vakuitireyi zvakakomborerwa

  • @user-zh1xd1ij6m
    @user-zh1xd1ij6m10 ай бұрын

    Muchinda, enda unobisa mombe yehumai mwana adzikame. Roora as well, for your son, bisa kana mombe imwe yedanga. Wosuma mwana kudzinza uyo, uchikumbira chitova. Kana pane zvakaipa zviri kuitwa naamai, enda naye ashambwe.

  • @tanyamilewski5700
    @tanyamilewski570010 ай бұрын

    The child is not getting parenting. It’s as simple as that. Mother left, father moved on to new wife and new life. Child does whatever and expected to reason like an adult. The scary thing is he is now a rapist at 10. He is headed to jail if they don’t take drastic measures. Like the father should have him wherever he is and teach him the proper ways. Many Zimbabwe men are quick to abandon rather than step up and be a parent.

  • @babava2263

    @babava2263

    10 ай бұрын

    Apa ndhiMai vakatiza mwana nekuda chihure.

  • @tanyamilewski5700

    @tanyamilewski5700

    10 ай бұрын

    @@babava2263 even the father because the child is running around raping and stealing at 10. And the DNA tests are so he can run too

  • @simbarashemanjemanje1521

    @simbarashemanjemanje1521

    10 ай бұрын

    Hamuna moyo, song by obert Chari.

  • @potiphajerenyenje6870

    @potiphajerenyenje6870

    10 ай бұрын

    Kids do those things kumahumbwe. Not sure if we can say he is now a rapist.

  • @tanyamilewski5700

    @tanyamilewski5700

    10 ай бұрын

    @@potiphajerenyenje6870 that’s not normal child’s play to remove kids virginity or play such games . It’s rape because the kid can get pregnant or get traumatized for life by premature sex and on his part he can develop a nasty habit of pedophilia which may never go away. Because he knows what it’s like to sleep with a child. And will continue to rape them, those grown men who rape kids it’s these childhoods

  • @ShupikaiTarausa-jm2yd
    @ShupikaiTarausa-jm2yd10 ай бұрын

    VaMugabe imbogarai nemwana uyo pasi mumubvunze kuti akagara sei cz zvinhu zvaanzi ari Kuba ndezvekudya chete zvichireva kuti anenge ane nzara pamwe havamupi chikafu chaanoguta. As for kunyenga vana vamwe nezera rake iro pamwe vabereki vairarawo muroom 1 naye vachingoti mwana izvo mwana aitozviona ava kutoita experiment kkkk.Chimwe futi hanzi ndinenge ndotorova zvebasa chaizvo hmmm ini handikurudziri vanhu kurova mwana zvakanyanya cz unogona kukaruka wauraya mwana uchiti ndiri kuraira.zvavaziva kuti mwana ndewavo ngavamuindise kucounseling mwana anoita bhoo kwete kurova please

  • @user-bd2ts3ns7v

    @user-bd2ts3ns7v

    10 ай бұрын

    Ichokwadi iwe

  • @patiencemaunga3679

    @patiencemaunga3679

    10 ай бұрын

    Shuwa

  • @EvelynTsitsiSatumba
    @EvelynTsitsiSatumba10 ай бұрын

    Mama is so beautiful and smart ❤❤

  • @dianambuwayesango9017

    @dianambuwayesango9017

    10 ай бұрын

    Very true musha wakatsvinda unoyevedza Pamusha pane order apa

  • @tuesdaymusariri6385

    @tuesdaymusariri6385

    10 ай бұрын

    Ndazvionawo❤❤❤

  • @belindahomar
    @belindahomar10 ай бұрын

    Tinashe you really came up with a good show in Zimbabwe which many broken family needed, thank you

  • @paidajiri1621
    @paidajiri162110 ай бұрын

    Family iyi ndaifarira zvangu, there are so calm and very respectful. I'm happy that mwana ndewavo, now it's time to discipline mwana vakasunukunga.

  • @leonardmukwewa5792

    @leonardmukwewa5792

    10 ай бұрын

    Ndozvandaona

  • @PaloSant

    @PaloSant

    10 ай бұрын

    Ambuya vemwana itori big problem. Chokwadi ungaudze mwana kuti ramba kutumwa. Angogove mwana werudzii asingatumike.

  • @babava2263

    @babava2263

    10 ай бұрын

    Kwete kurova zvinotaurwa nadzunguman Dambudzo.

  • @LoveOfSouthernAfrica
    @LoveOfSouthernAfrica10 ай бұрын

    This kid’s situation is written Truama all over it. The biological mother needs to have a relationship with her child and counselling for everyone involved.

  • @babava2263

    @babava2263

    10 ай бұрын

    Mwana uyo ane maAbandonment and rejection issues. Gogo vanodawo rubatsiro kuti vasadzidzise mwana zvisizvo zvavanoita. Family therapy ndhoo iri kudiwa apa.

  • @afronews7034

    @afronews7034

    10 ай бұрын

    Tinashe wave panzunguapo🤣🤣🤣

  • @afronews7034

    @afronews7034

    10 ай бұрын

    Kalife kuruzevha kanongoita no noise cars etc time at your own pace

  • @fungaidunnischibaya5213

    @fungaidunnischibaya5213

    10 ай бұрын

    Lovely rural life

  • @carolinechirima

    @carolinechirima

    10 ай бұрын

    Tinashe busy kudya hake nzungu😂

  • @mshotness4509
    @mshotness450910 ай бұрын

    Its the man's mannerisms ❤❤❤ love it. He was raised well❤

  • @sir_kay

    @sir_kay

    9 ай бұрын

    Akasununguka zvekuti

  • @mercuryjack1502
    @mercuryjack150210 ай бұрын

    Ngavambomuendesa Kuma purisa anozvamburwa stereki 10yrs achibata vamwe Vana chibharo 💔💔💔💔ngachinorohwa CHINHU icho

  • @lysahmasvavike7531
    @lysahmasvavike753110 ай бұрын

    What l liked about this lady is what she does not know ,she does not ansr ,she don't want to bad mouth anyone cheers stepmom varivamwe vato taura kuti kwai arara nevarume vakawanda but no she did not 👌👌👌🙏🙏

  • @FungaiMbanje
    @FungaiMbanje10 ай бұрын

    Hanzi na tinashe mhuka achireva huku 😂😂😂😂 idzi ndidzo firewood yekuvesa moto. Mu nose brigade

  • @tatendamaronga

    @tatendamaronga

    10 ай бұрын

    Kkkkkkk

  • @maviechimbunde579
    @maviechimbunde57910 ай бұрын

    DNA man anofanira kumbotaura nemwana achinzwa kuti akagara sei na step mother vake nokuti imwe misikanzwa inokonzerwa nokusagara zvakanaka zvinoita kuti mwana agumisire akuba

  • @churublessed9977

    @churublessed9977

    10 ай бұрын

    Exactly

  • @user-zd9tb9sv3e

    @user-zd9tb9sv3e

    10 ай бұрын

    Step mon ava ndaona ma nap emwana kureva kuti mwana wavo achiri mudiki uye vakawanikwa manje manje matauriro aita step mom anoreva kuti haana chekuita pamusoro pemwana nekuti ibhande ragogo step mom vakanyima mwana food kana kumuita rough vanichiona nagogo

  • @gugulaboncube8137
    @gugulaboncube813710 ай бұрын

    Such a humble family may God keep them. Thank vaMugabe

  • @user-fe8yo6yz6s
    @user-fe8yo6yz6s10 ай бұрын

    The alleged firewood is not excluded as the building material for the garden.😢

  • @judithamensinyoro9154

    @judithamensinyoro9154

    10 ай бұрын

    Haaa yaaaaaaaa

  • @kudzayingadze4044
    @kudzayingadze404410 ай бұрын

    Mwana uyu needs prayers and counselling. Nekuti remangwana rake harina kujeka akaramba achidai

  • @PecosOne205
    @PecosOne20510 ай бұрын

    Women are so lovingly accepting I hope men can also accept children from women I hope for the best future to this couple

  • @Maka20537

    @Maka20537

    10 ай бұрын

    So so true.

  • @maiyeukai9346

    @maiyeukai9346

    10 ай бұрын

    Very very very few women do. Many just pretend but when the dad isnt there its another story. Even if they find the children there. Actually im yet to find one woman who looks after the child properly...last night's episode one of gogos said step mother was evil like they are....

  • @tamiranashemupinda-ls7yd
    @tamiranashemupinda-ls7yd10 ай бұрын

    @tinashe chimbomira kudya nzungu tozoisa mubota rava dovi.😂😂😂😂

  • @victoriamarufu3953
    @victoriamarufu395310 ай бұрын

    Thanx Mr Mugabe , u are helping pple to get their real Fathers, may God bless u always

  • @vakuruvv5855
    @vakuruvv585510 ай бұрын

    a good and more intimate twist which makes it more social than witch hunting. keep it up its more relaxing

  • @rueluv82
    @rueluv8210 ай бұрын

    Are u giving that child enough to eat... Kuba chikafu is usually a sign yekuti mwana anenzara...

  • @churublessed9977

    @churublessed9977

    10 ай бұрын

    Very true

  • @stellasithole4705
    @stellasithole470510 ай бұрын

    Thank you theDna team. Thank you family mataridza kuda mwana wenyu

  • @tonderaimushore
    @tonderaimushore10 ай бұрын

    The picture is crystal clear thanx Mr Mugabe and your team

  • @Girliza828
    @Girliza82810 ай бұрын

    This platform deserve million subscribers ❤❤

  • @SodaNishto
    @SodaNishto10 ай бұрын

    Your Expertise Really Shines Through In This Video, Thank You For Sharing 💯💯💯 Whoelse Had Subscribed To The Closure DNA Show ✅✅✅

  • @rutendochingombe5182
    @rutendochingombe518210 ай бұрын

    The stand up presentation on point...Welldone team👏👏👏👏👏💥

  • @jayleechangatah-rh5lp
    @jayleechangatah-rh5lp10 ай бұрын

    watching each n every episode..❤❤

  • @maudenyamandi6239
    @maudenyamandi623910 ай бұрын

    If a child steals food stuff, usually it's a sign that he's not properly fed. Madzimai kana tasiyana nevarume ngatiende nevana vedu

  • @babava2263

    @babava2263

    10 ай бұрын

    Mai vaķaenda kunoita Bishu kuJoza. Mwana ainovatadzisa kuRunner company yavo Chegotsi pvt ltd.

  • @nomatternyonga2247

    @nomatternyonga2247

    10 ай бұрын

    Mumwe ruoko chete zvisina kuti akaguta hre.Mwana uyo misikanzwa chete ko zvekubata vamwe vana toti chii

  • @evekamba5418

    @evekamba5418

    10 ай бұрын

    ko paari kunzi ari kubata zvana zvidiko, what could be the problem???

  • @miriamtachiwona4056
    @miriamtachiwona405610 ай бұрын

    This child is suffering from trauma, he feels rejected he needs mother's love. It's better Mai vambotora mwana wavo vachengete

  • @user-zd9tb9sv3e

    @user-zd9tb9sv3e

    10 ай бұрын

    Matopinda kare mumusoro memwana

  • @learnmore369

    @learnmore369

    10 ай бұрын

    Mfana uyu indururani chete kuvata vana vevanhu nei nei ..unoda shamhu uyu

  • @leveniamaregere4573
    @leveniamaregere457310 ай бұрын

    I'm addicted to this show I can't miss any episode 😅

  • @mercuryjack1502
    @mercuryjack150210 ай бұрын

    Finally ehe tazviziva Kut ndewenyu but achingokura cht munhu kuJERI haangaite basa rekuRAPER vamwe Vana 😢😢😢ndoovanozounzwa ft Kuno kuDNA vachinz vaisava MHANDARA 😢😢😢💔💔💔💔

  • @ChihwawekwaMutasa

    @ChihwawekwaMutasa

    10 ай бұрын

    Ok magistrate

  • @cynthiaapril8137

    @cynthiaapril8137

    10 ай бұрын

    Ngaaendeswe ku probation ku highfiridzi kana ichiriko

  • @EvelynTsitsiSatumba

    @EvelynTsitsiSatumba

    10 ай бұрын

    He needs help and counseling chaiyo

  • @user-bd2ts3ns7v

    @user-bd2ts3ns7v

    10 ай бұрын

    Ahhhhh iwe ndezvekumahumbwe

  • @gracedzapasi664

    @gracedzapasi664

    10 ай бұрын

    Mahumbwee haana penetration

  • @joonykids
    @joonykids10 ай бұрын

    The B Roll is perfect!

  • @ngulubeprincess5009
    @ngulubeprincess500910 ай бұрын

    Tinashe abva aita town boy comes to the village chaiye.....hanzi ifirewood here iyi....

  • @babava2263

    @babava2263

    10 ай бұрын

    Tinashe muNose wekuMarondera🤣🤣

  • @kudzitagwireyi4082
    @kudzitagwireyi408210 ай бұрын

    Yooh the quality is another dimension so crystal clear❤❤❤

  • @babava2263

    @babava2263

    10 ай бұрын

    They bought better quality cameras. Zviri kufaya.

  • @blessingmapiku9831
    @blessingmapiku983110 ай бұрын

    The father needs to step up as a father and also try to engage the biological mother in a bid to co-parenting

  • @netsaichikwanda7568
    @netsaichikwanda756810 ай бұрын

    Great job Tinashe

  • @kimomosi340
    @kimomosi34010 ай бұрын

    Tinashe’s humility is top tier 🙏

  • @preciousmoyo9607

    @preciousmoyo9607

    10 ай бұрын

    Tinashe uchapedza dzungu nekudya zwiri mvishi,kkkkk ,that lady is cool

  • @hillarymudhindi5548

    @hillarymudhindi5548

    10 ай бұрын

    ​o😊

  • @hillarymudhindi5548

    @hillarymudhindi5548

    10 ай бұрын

    ​p😊lop

  • @KK-tk9qd
    @KK-tk9qd10 ай бұрын

    Very neat homestead.

  • @tendaibare2707
    @tendaibare270710 ай бұрын

    Thank u Tinashe for bringing closure to the fmly.anoda help mwana asati akura

  • @gamuchiraikanyemba8877
    @gamuchiraikanyemba887710 ай бұрын

    Thanks Tinashe, saka birth remwana haribude here apa zvapave neDNA inotaura kuti baba ndivo chaivo

  • @lorrainencube374
    @lorrainencube37410 ай бұрын

    The way I eny country living so😊. This show just made me fall deeply in love

  • @konekt.
    @konekt.10 ай бұрын

    Best setting ever, mai vachitonongora nzungu dzavo baba vachiveza mpini wavo

  • @user-df2tk2lu8f
    @user-df2tk2lu8f6 ай бұрын

    VERY BEAUTIFUL AND CLEAN HOMESTEAD...WE-LL SWEPT TOO!

  • @user-eq1gu6nv2p
    @user-eq1gu6nv2p10 ай бұрын

    Thanks Tinashe be blessed

  • @rotinabhecha5391
    @rotinabhecha539110 ай бұрын

    Great, chilled atmosphere! Lovely episode. Nice wrist watch Mr Mugabe. Thanks DNA crew for yet another puzzle solved😊

  • @theclosurednashow

    @theclosurednashow

    10 ай бұрын

    Thanks again!

  • @JupiterPunungwe
    @JupiterPunungwe10 ай бұрын

    Zvinhu zvisina kunaka kuti mwana asvike 10 years asina birth certificate. Kana mai vachiramba kuuya baba indai ku High Court. Mopa chikumbiro chekuti mupuhwe birth-certificate mai vasipo. Kana High Court yove ndiyo inodaidza mai kuti huya kuno. Vakaramba zvinenge zvave ne jeri recontempt of court mukati. Pamunoinda isaiwo zita rambuya mai vamai kana sekuru baba vamai sema witness achatsanangura kuti mai varipi uye kuti vanoziva kuti mwana ndewemwana wavo. Ingotevendzai matanho emutemo munhu ane nharo aite nharo nemutemo pane kuti muita nharo naye imi

  • @trymoremushirivindi2698
    @trymoremushirivindi269810 ай бұрын

    We are away on holiday but instead of going for activities we are sitting in the car watching dna show ya Tinashe

  • @YvonneFungai-go6nl
    @YvonneFungai-go6nl10 ай бұрын

    Top fan ranonoka kupinda, basa veduwe 😂😂😂😂hello Bota Family 👏

  • @agnesschidhuwa552
    @agnesschidhuwa55210 ай бұрын

    Best show ever 👌

  • @user-ne2xg9nj9k
    @user-ne2xg9nj9k10 ай бұрын

    Mr Mugabe varikumenyera mukanwa😂😂😂

  • @politemagidi6161

    @politemagidi6161

    10 ай бұрын

    Ndazvionawo kkkk

  • @babava2263

    @babava2263

    10 ай бұрын

    🤣🤣🤣 shuwa iyoyo. Dzapedza kumenyera mukanwa. Anofanira kuvatengera dovi.

  • @user-zd9tb9sv3e

    @user-zd9tb9sv3e

    10 ай бұрын

    Kkkkkkkk mbuya vangu hanzi usamenyera mukanwa

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni35310 ай бұрын

    Thank you so much ❤❤

  • @taremeredzwatmwakutuya3122
    @taremeredzwatmwakutuya312210 ай бұрын

    Mama try to show extra kumwana,mimwe musikanzwa inokonzereswa nekushaya rudo rwevabereki,zvambuya vanotaura zvisina basa vaudzei chokwadi,step in and let her know you're now the mother of the boy

  • @user-uw8qh9gw6t
    @user-uw8qh9gw6t10 ай бұрын

    baba waidya botakumukadziwechi 2 mwana achiona so akazviona ndosaka akuita izvozvo ndapedza hangu

  • @wendychikukwa1654
    @wendychikukwa165410 ай бұрын

    Can't wait

  • @synthiadzamwaraka6578
    @synthiadzamwaraka657810 ай бұрын

    Mr Mugabe ne DNA Closure team please am pleading with you to offer this family help such as conselling especially the child that was in question ,we need better leaders of tomorrow. He definitely needs help and the opportunity to be a better man or person in future and in community as well.

  • @petertembo9496
    @petertembo94967 ай бұрын

    Thank u Tinashe... zvakanaka kuchengeta Mwana arivako yah... vakaita hako

  • @tarisaitaruona3845
    @tarisaitaruona384510 ай бұрын

    Tinashe menyera mumugomo kwete mkanwa Plaz hausikunyatso menya zvine simba upiwe mbeub

  • @MunasheSharon
    @MunasheSharon10 ай бұрын

    It's a pleasure and also a humbling experience to grow with this show. Initially, people (myself included) mainly saw the need for DNA to be a result of a wifey material being promiscuous, but now we see that DNAs are needed for peace of mind for so many reasons including behavioral and trauma traits. Yah! We are learning! Thank you Team Porridge🙏

  • @FredericaMoyo

    @FredericaMoyo

    10 ай бұрын

    Asi Tinashe guhwa unogona zvake kutsvetera kuti ribude

  • @nhexnhekairo2687
    @nhexnhekairo268710 ай бұрын

    Naturally beautiful, l like her....

  • @kudziesairai1244

    @kudziesairai1244

    10 ай бұрын

    Me too

  • @moreblessinghove7063
    @moreblessinghove706310 ай бұрын

    God bless these souls ❤❤n VaMugabe too

  • @ngonidzashedube3777
    @ngonidzashedube377710 ай бұрын

    Mafere ini hangu ndinoziva kuti anonzi mashamba

  • @user-zd9tb9sv3e

    @user-zd9tb9sv3e

    10 ай бұрын

    Saka inga uri kuziva wani kuti kune mazwi akawanda anoreva zvakafanana kwako ndekupi avo vari kupi zviya

  • @MissMS22..
    @MissMS22..10 ай бұрын

    I love the fam ,,very calm

  • @moreblessingnkome1297
    @moreblessingnkome129710 ай бұрын

    Humble couple, mwana anoda professional help

  • @SibongileThomas-le3tp
    @SibongileThomas-le3tp10 ай бұрын

    Kurumidzai veduwe because madyiro amakuita nzungu zvingasanonoke here kkkkkkkkk

  • @edithgarah3736
    @edithgarah373610 ай бұрын

    Congratulations 👏

  • @user-vf6im6cj1h
    @user-vf6im6cj1h10 ай бұрын

    Tinashe arikupedzera nzungu mumuromo kkkk.addicted to this show❤

  • @memoriegomana5850

    @memoriegomana5850

    10 ай бұрын

    Kkkkkk

  • @shawnmasaira8911

    @shawnmasaira8911

    10 ай бұрын

    😂😂😂😂😂

  • @PanasheChilimanzi
    @PanasheChilimanzi10 ай бұрын

    Just in time

  • @omegamutsvedu1050
    @omegamutsvedu105010 ай бұрын

    Iyi ndo programme yaita mbiri kwese nekwana Papa Fred. Yakanonoka kutouya tainzwirira vedu tiri kumaTerrace🤣🤣🤣💃🏽💃🏽💃🏽

  • @MargaretNdhlela-lz4kv

    @MargaretNdhlela-lz4kv

    10 ай бұрын

    Kkkkkkk iyi program irikupisa

  • @AliceSanyamahwe
    @AliceSanyamahwe9 ай бұрын

    One of our best shows so far in Zimbabwe. Job well done Mr Mugabe, you are indeed making a change to our communities.

  • @yeukaimundonda7275
    @yeukaimundonda727510 ай бұрын

    Ndafarira calmness yecouple Iyi. Mwana uyu anoda shamhu. Ngaamurove kusvika aiita straight

  • @user-zd9tb9sv3e

    @user-zd9tb9sv3e

    10 ай бұрын

    Ummm vanouraya vakamurova zvakanyanya ma case evana vafa nekurohwa nevabereki awsndisa

  • @kathrynphiri

    @kathrynphiri

    10 ай бұрын

    ​@@user-zd9tb9sv3emarovero acho ngaarohwe neshamhu kumagaro haambofi kana bhaibheri kuna zvirevo rakakurudzira kuranga mwana neshamhu,hunhu hwese hurikukozerwa nekushota shamhu

  • @johannesjohannesj.m9061

    @johannesjohannesj.m9061

    10 ай бұрын

    10 years anorangika neshamhu but 14 years and above haaaaaa unomukuvadza because anenge akura plus atokomba

  • @FaithMashava-yi7qe
    @FaithMashava-yi7qe10 ай бұрын

    Very neat home . Mhuri ndaifarira iyi .

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa10 ай бұрын

    Zvakaoma congratulations

  • @ontrancemanyame8279
    @ontrancemanyame827910 ай бұрын

    Tabva kure naTinashe veduwe 😂😂never missed a single episode. Waiting for the day we have vekuma dale dale and the slay queens 😂😂

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake555210 ай бұрын

    Hanzi kuchengeta Mwana Asiri wako kuwaster Mmmmm is ths good word to use here

  • @babava2263

    @babava2263

    10 ай бұрын

    Apa pano vazere maSinguru mothers vanodawo kuchengetwa nevana vavo.

  • @user-kq7im4pg6w
    @user-kq7im4pg6w10 ай бұрын

    Musapedza nzungu amugabe 😂😂😂

  • @TheDrShar
    @TheDrShar10 ай бұрын

    The father suggested something very interesting at the end. DNA testing being provided at every baby delivery. Most unlikely event, however.

  • @phillkater7219

    @phillkater7219

    10 ай бұрын

    I also think it's a great idea. Munhu ngaachengete mwana out of choice not kunyeberwa. Hapana chakaipa kuita step parent on either side but honestly vakadzi takunyanyawo kunyeba zvinozokanganisa mwana

  • @user-gn8gb1gg1j
    @user-gn8gb1gg1j4 ай бұрын

    What a humble guy mwari vakuchengete

  • @user-ol2ll2hb4q
    @user-ol2ll2hb4q10 ай бұрын

    Hopefully everyone is learning more from these shows

  • @user-pr3rs1bl7o

    @user-pr3rs1bl7o

    10 ай бұрын

    Taurai zvenyu we are learning

  • @matildamatare1415
    @matildamatare141510 ай бұрын

    Best show ever ❤❤

  • @priscilamadamombe6944
    @priscilamadamombe694410 ай бұрын

    Amai ngavave nenguva nemwana wavo ,vasaite sevaramwa mwana wavakabereka zvinotosimudzira mwana mhepo izvozvo Moyo wokubereka uripapi manje Ummm ndarwadziwa Mwana anoda kubatsirwa uyo Thanks Mr Mugabe

  • @berthapaison7905
    @berthapaison790510 ай бұрын

    Counseling is needed for the child, and i think hunger is also an issue

  • @churublessed9977
    @churublessed997710 ай бұрын

    Ukaona mwana achiba anenge asingapihwe chikafu chakakwana I know that very well

  • @josephchenjerai1075

    @josephchenjerai1075

    10 ай бұрын

    Kwete wangu kuba kumwe kutogutisa anoda shamhu chete kana kupiswa maoko ne plastic

  • @babava2263

    @babava2263

    10 ай бұрын

    Waiba nenzara ka? Haurevi nhema.

  • @melodymusasanya6247
    @melodymusasanya624710 ай бұрын

    Ngavafambe nemwana dzimwe imhepo chaidzo

  • @babava2263

    @babava2263

    10 ай бұрын

    Ngaaende naye kwaHeadman Chigodora.

  • @maviechimbunde579
    @maviechimbunde57910 ай бұрын

    Mai ngavatore mwana wavo vozomudzosa ane 18 yrs

  • @EvelynTsitsiSatumba
    @EvelynTsitsiSatumba10 ай бұрын

    Descipline is needed no as a father step up mubate mwana zvakanaka

  • @tafadzwamapfunde381
    @tafadzwamapfunde38110 ай бұрын

    10 years akutogona kudya bota iii azvitangirira yoooo

  • @YonkiMhlanga-rt3vq
    @YonkiMhlanga-rt3vq10 ай бұрын

    Menyai nzungu DNA Man 😊

  • @user-pq9zs9gg1z
    @user-pq9zs9gg1z10 ай бұрын

    Let's hope nzungu hadzisi dzembeu ndaona dzapera ini

  • @MichellMunashe-uv8tq
    @MichellMunashe-uv8tq10 ай бұрын

    tabva kure nemi........welldone mr man

  • @memoryfungaigamanya4038
    @memoryfungaigamanya403810 ай бұрын

    Tinashe,you are cultured for sure,l liked the fact that you assisted pakumenya nzungu,as for this child in question I believe his body is calling for more food compared to what he is consuming hence ending up stealing.anoda chikafu mwana uyu

  • @davesoldit2587

    @davesoldit2587

    10 ай бұрын

    Kkkkk hakusi kubatsira, ange achitodya nzungu Tinashe

  • @williammusazura2129
    @williammusazura212910 ай бұрын

    14:22 thanx Tinashe for marketing the Zimbabwean rural culture

  • @dingiswayojuma1861
    @dingiswayojuma186110 ай бұрын

    Kuna Babamunini, Mwanakomana uyu maitiro ake misodzi yekushaya amai vake pedyo, kubata vasikana kwaanoita uko kusuwa nekushaya rudo rwaamai vake. Don't underestimate simba rerwuoko rwaamai, kutsiura kwavo uyezve kuvepo kwaamai mukurarama nekukura kwemunhu. Ikodzero yemwana kuti mai nababa vavepo pakukura kwake. Baba vakashaikwa pakukura kwemwanasikana zvakare anotadza kuremekedza varume vose, oita pfambi kana ngochani yechikadzi nekuti musikana ashaya Baba vanoratidza kuti kuvarume unodai maringe nekudzidzira kwavari zvichibuditsa goho ipapo ipapo. Thanks Mr Mugabe. Bamdiki is a great guy, he is handy vose naamainini. Kuzoba kwemwanakomana uko kushayawo zvinonaka vana ngavapihwe zvinonaka kuti vadzoke. Otherwise munhu wese auya nezvimwondimwi mwana unobva waita bete raenda kumukaka. Haadzoki. Mozofara here zvadaro?

  • @user-zd9tb9sv3e

    @user-zd9tb9sv3e

    10 ай бұрын

    Nhema idzi Inga vana vazhinji vakarerwa nana baba vavo mai vafa vamwe varambana asi havadaro wani kune vana vanogara nevabereki vose asi vachiita misikanzwa wani kana paita dambudziko ngatirigadzirisei pane kupomerana mhosvo

  • @lynnetmadzima7651

    @lynnetmadzima7651

    10 ай бұрын

    ​@@user-zd9tb9sv3e most of them vana vana Mai wapenyu kurerwa kumadzibaba awo kana kumamai awo mumwe mumbereki asipo asi Ari mupenyu they are very bitter kutoita kuwerengedza kuti uyu haasi bitter . Vamwe hawazoite musikanzwa but those kids are bitter zvinoto rwadza

  • @Ellen-hy9mo

    @Ellen-hy9mo

    10 ай бұрын

    That's not true,not everyone turns out like that in a broken home, it's always good to avoid stereotyping

  • @lynnetmadzima7651

    @lynnetmadzima7651

    10 ай бұрын

    @@Ellen-hy9mo Kana usina kwawati wazviona kana kusangana nazvo usati nhema ita handisati ndazviona

  • @lynnetmadzima7651

    @lynnetmadzima7651

    10 ай бұрын

    @@Ellen-hy9mo Nditorine vana wandinochengeta l am talking from experience . But vamwe vacho you can't know kana vasinga gare pauri .

  • @user-ey6do1kd7d
    @user-ey6do1kd7d10 ай бұрын

    Waiting

Келесі