Pashata Honai Hitman Atumwa Kunouraya Mwana waMnangagwa, Honai Zvaitika Kumba Kwake KuBorrowdale

Pashata Honai Hitman Atumwa Kunouraya Mwana waMnangagwa, Honai Zvaitika Kumba Kwake KuBorrowdale
Please Like Share And Subscribe

Пікірлер: 35

  • @NomatterMusara-kn1mq
    @NomatterMusara-kn1mq2 күн бұрын

    Ngauraiwe Havana basa

  • @ellisonmadenyika4239
    @ellisonmadenyika42392 күн бұрын

    "HEDZINOYI NHEMA DZICHIVERENGWA NA PAMINAS NYAMUROWA." NEDZIMWENI DZE NGUVA NWANA AVA KURASA NJERE..REGAYI TIONE KWAZVICHASVIKA.

  • @user-di2ht8dw5g
    @user-di2ht8dw5g2 күн бұрын

    Its a tactic yake nababa wake ipad iyo yakatakura information yekuba kwawanoita mari yenyika

  • @maxwellrusike1459
    @maxwellrusike1459Күн бұрын

    Two possibilities ngozi yedzinza or kuromba backfire gore rino kuchateuka ropa ED camp zvariwana benzi

  • @user-ei6nn9mo5n
    @user-ei6nn9mo5n2 күн бұрын

    Panoti Ngozi kuvana nhaka

  • @DiamondSeka
    @DiamondSeka2 күн бұрын

    Munonyepa imi

  • @samkadonzvo604
    @samkadonzvo604Күн бұрын

    Kuuraya vanhu vodzoka

  • @shuvaimuzvidziwa7655
    @shuvaimuzvidziwa76552 күн бұрын

    Uuuh igost zvatanga they now in trouble

  • @mcdonaldk738
    @mcdonaldk738Күн бұрын

    Hitman akatumwa naani manje , ko kana dzaive mbavha ?

  • @thobelikhayandlobvu765
    @thobelikhayandlobvu765Күн бұрын

    I'm not quite sure nazvo and muchasungwa nemanyepo enyu

  • @samkadonzvo604
    @samkadonzvo604Күн бұрын

    Police Police is responsible inside jobs.

  • @user-ur8vz3ny6b
    @user-ur8vz3ny6b2 күн бұрын

    Kusvika mati eke kuna Mwari kudenga

  • @user-xk8ct1in2m
    @user-xk8ct1in2m2 күн бұрын

    Munonyeperei ko veduweeeee aaaaah mmmm

  • @MoreKaines-br9cd
    @MoreKaines-br9cdКүн бұрын

    Is it not possible to improve your sound

  • @LilianMack-my3wc
    @LilianMack-my3wc2 күн бұрын

    Vane basa rei ngavafe imbwa idzo

  • @daphnemoyo3299
    @daphnemoyo32992 күн бұрын

    Zvipoko zvevanhu vakaurava nababa vake zvirikuita izvozvo

  • @CashwellMdende-jz5jc
    @CashwellMdende-jz5jc2 күн бұрын

    Ndambochinzwa zvangu nembiri TV asi matauriro asiyana

  • @jujun6465
    @jujun64652 күн бұрын

    Kunyepa. Where was the security? Why mwana

  • @IvoneNhunge-om7zq
    @IvoneNhunge-om7zq2 күн бұрын

    Manyepero acho

  • @romeomazvimba
    @romeomazvimba2 күн бұрын

    These guy anoda kurowa cuzy anonyepa

  • @agnesmanhibi7228
    @agnesmanhibi72282 күн бұрын

    Kwaita zvipoko here saka? It isrealky unbelievable that things happen while people at home. Maybe, ghosts are real🤔😏

  • @raiseyourchildwithmothamil8097
    @raiseyourchildwithmothamil80972 күн бұрын

    Scary hey,guess it was just an indication that entry can be gained...Ko CCTV 🙃

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t2 күн бұрын

    Iwe haunyepi but vana vacho ndivo vanonyepa nhemha dzega idzi..kuda kubhaiza vanhu

  • @user-wz9mo1xt8e
    @user-wz9mo1xt8e2 күн бұрын

    Ummmmmm

  • @jonathanmgazi5710
    @jonathanmgazi57102 күн бұрын

    Nyaya idzi are you looking for a subscribe? Or what? Hapana kutiri kuenda shuwa

  • @jujun6465
    @jujun64652 күн бұрын

    Don’t divert attention

  • @tapiwanasheshumba-nq5ej
    @tapiwanasheshumba-nq5ej2 күн бұрын

    Zvinhu zvisina umbowo hr izvi

  • @user-xd1lh6ju2m
    @user-xd1lh6ju2m2 күн бұрын

    That's y...i don't subscribe or like becoz of nhema.

  • @user-wz9mo1xt8e
    @user-wz9mo1xt8e2 күн бұрын

    Ummmmmmm

  • @EltonZvikonyo
    @EltonZvikonyo2 күн бұрын

    Vanonyepa vanhu Ava varikuziva kuti chamisa anoda chigaro saka vakungo mublamer nepaasina mhosva

  • @EltonZvikonyo
    @EltonZvikonyo2 күн бұрын

    Varikuitira kuti vanhu vaende against chamisa ,ndonyaya badzi

  • @dionemubaiwa9017

    @dionemubaiwa9017

    2 күн бұрын

    Tichimbozviteerera here tongomirira zve maelection asvika tonoisa ipapo futi Ikozvino tombozvinetserei

Келесі