OITISA TETE [ HANZVADZI YABABA ] PAMUVIRI
Ойын-сауық
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Пікірлер: 55
makurukota kuda kuImpressor mambo🙌🙌🙌 zhowezhowe mudare, apo hapanai zvozikanwa
Aaaah zvakaoma zvrkuitika munyika yedu ende zvrkutoitika
WELCOME GOOD PEOPLE
@FelixChizeya
17 күн бұрын
Kooo mapfupa akawanikwa here
Makurukota ko hamupanane time here mongokakavadzana
@dykenyamhunga9867
17 күн бұрын
Ehe nhai vanokatana mumwe vachitaura
@paulinegwati8782
17 күн бұрын
@@dykenyamhunga9867 haaa zvakaoma kuda kunzwikwa
Vanhu varikubata mabsa anotyisa pasi rino
imi itai vaende kuDNA chete musambombonyedze munhu tumadhara imi😅
Hanzvadzi inopa humbowo hweku nhumburiswa kwe hanzvadzi chirudziyi
Drewmas Media munofanira kufambira nyaya iyi mozotiudzawo kuti Action akazoita sei, ndaona se arikuda kubatirirwa chete ,inyaya yeruvengo nekurwisana kwavakaita kare
@netsietumu7767
17 күн бұрын
Kana akamitisa uyu
@Chidhuwa
17 күн бұрын
@@netsietumu7767 DNA ndoingatoburitsa chokwadi apa
@reubenmazambani2334
14 күн бұрын
Akadya bota panatete vake uyo DNA ichamuburitsa pachena kana chiri chokwadi
Makuna Kuna asimuka kwamambo mombe inotodiwa unoripa chete
Zvakaoma izvi
Tete ndobenzi
Jeri rakamubatsira blaz uyu ave nechibhanditi the way yano answer nayo ma questions 😂😂
Basa iro vaMugabe
Ko changamire vangori zii
Munyika munezvipo ummm
Tata ndobenxi
Dare iri i rubbish, my reasons there was no fairness apa there were excited with case without considering everything 1 ruling ya headman yakati chii 2 what good reason why the woman wouldnt attend the session? 3 there were excited to convict shown by not giving each other chances 4 Call for a DNA under mambo, than to leave it as his personal juice 5 Am not saying he is not innocent or guilt but he 6 Am glad he wants to take it further
Ko munyaradzi akazovigwa here yakazondijamba
Ko iko kuita basa rekutonga neukutoreta vanhu pfuma tarisa shaya kuvatongi
Makurukota hapana chozikanwa
Chief's Council ndinoona hangu sekuti inofanira kutsiura madzishe pakutevera nyaya dzakaitika kare achitsvaka kuripirwa nokuti dzemakunakuna idzi vamwe vari kutodzokorora even dzakambotongwa but vachitadza kubatsira vanhu zviri fair.
Iye Rudia kusauya kudare she knows kuti zvakaponja
Endei munoita DNA dare racho harina kurongeka
t freddy kwamambo
Yaa maone
These traditional leaders are motivated by greed yekutorera vanhu mombe chete
Mabasa akaipa muchasiya rini ku dotito ukooo
Zvaranayi muwande sejecha
Media pls musashambadze mazita evana vasina mhosva. Vekuchikoro chemwana uyu vakazviona izvi vanenge vakutoziva kuti ndiye arikutaurwa zvinove zvisina kunaka
Vatongi vakadhakwa ava nyaya iri pachena but havagoni kuferefeta
Action Dzoro haiwa tsika Mutetwa
Ngavaitei dna test apo, maybe mwana haasi wake
@tmaktmak1464
17 күн бұрын
ASI usvira aisvira tete
Itai DNA zvipere
@constancemarifiye6658
17 күн бұрын
True
Yaa pasi rakaoma
Munhu akaisa nyaya kudare ndiani? Dare rakadhakwa iri
Drewmas tipei nyaya dzinopera wekucherwa mumba how far
@EvelynMutizwa
17 күн бұрын
Chokwadi ndakatoimirirawo
@RudoMukombe
17 күн бұрын
Irikupi yekutanga yachi
@FaithNhira
17 күн бұрын
Chokwadi mazuva acho atiwande yanonoka kkkk
Mombe dzavanhu unodzida iwe urikuzviti mambo iwe
DNA .Tinashe Mugabe
Ko nyaya yaBee yakazopera sei
Ehe hazvo matare echivanhu anodiwa but they're not up to standard at all.Hakuna dare rinoda mashoko from one side arikutaura zvavarikuda kunzwa benzi that's wrong.Dare ngaribate munhu nemhosva zviri free and fair kwete kuishandisa dictator tactics.Uyu murume anemhosva but dare havagone kutonga zvakasununguka
@monkeyplayvr
6 күн бұрын
DNA test full stop don't force this boy
Ko DNA asi hamuizive?
Ko vari kutinga vacho dzungu nderei nhai?
@monkeyplayvr
6 күн бұрын
Chief ari ziiiiii zvake