Mashura mudare raMambo uko Witness akati akaona mukadzi wemunhu achidyiwa Rice neumwewo murume musango.
Muridz wemkadz anongozhinya ane kahunzenza
Amainini vakapfimbirwa chete ,,cute lady murume vacho dzinenge dzinomborova bani
Witness wacho ndoma1
Witness manyama haa vakadzi vabata kumeso mudare, yakanyura kuti Ndeeee
Murume we mukadzi uyu anenge asina kunyatsokeana..
Hanzi pane anokwanisa ku starter nyaya yacho kkkkkkkk
Kkkkkkkkk zvakaoma
Kusvirirana vakadzi munonyanya. Nyaraiwo.
Momz yachowo ine dako
lol
😂😂😂😂 Huye nikisi
Bamunini vanoseka havo!
Dai witness akapihwa mari aitaura here nyaya iyi
Witness ndizvo
Chodawo kubhadhariswa chibamunini ichi chogara zvachoda kkkkk chichingonzi gara mushe
Пікірлер: 16

@263times
17 күн бұрын