NAIZA BOOM FOUNDER FINALLY RESPOND TO JATIWERO | OZEMWA | NETSAI AND VOVO | WHY THEY LEFT COMPANY
Ойын-сауық
#naizaboomfilms #naizaboomdirectorinterview #naizaboomfounder #naizaboomlatest #jatiweronaizaboom #naizboom2023 #naizaboomlatest #naizaboomvideos #naizaboomdirectorvideos #naizaboomdirector #naizaboomlatest2023 #naizaboomepisodes #naizaboomcomedy #zimrealityeyetv #ozemwanaizaboom #jatiwero #naizaboom #netsainaizaboom #vovonaizaboom #dhafunaizaboom #dhafu
NAIZA BOOM FOUNDER FINALLY RESPOND TO JATIWERO | OZEMWA | NETSAI AND VOVO | WHY THEY LEFT COMPANY
Пікірлер: 2 300
Mupfana Mupfana wanky basa hazvirevi kuti wakura respect your Elders Naiza Zvekuti uriBoss Hazviendese kudenga mumwe wanky hazvirevi kuti ukaita boss Hauchisina Respect urimwan urimwan be humble dzikamisa Hana Saka unoda ku Dhafu akuti mukoma hre iwe uri mwanasa kwaari HONKU uri boss bt respect is the key of success ukaita bag hazvirevi kuti Sekuru vako Mwana wakol ...Note This Mumwe wanky PASINA THOSE TEN GUYS HAPANA NAIZA BOOM COZ NDOVANODIWA NEMAFANZI PLUS MUKURU MUKRU MUFACE WANKY IVA PASI PEVAKURU VAKOL TOZVIZIVA KUTI URI BOSS BUT SOMETIMES HAZVIREVI KUTI HAUCHATSIURWE KANA KUNZI MUPFANA NE MUSHANDI WAKOL ... HAVE A GOOD DAY
But he is speaking like a leader. He is not fighting back as people would expect
@KudakwasheDonns
9 ай бұрын
Angagotii iye akadya mari obvious he has to be an orator ndiye ari kuoff side...
@VicladyMusic
9 ай бұрын
truest
@tinasheesbart8775
9 ай бұрын
matsosti ndoo zvaanoita
@munetsikayze1668
9 ай бұрын
He has nothing to say, mind you he is handling them badly.
@sekuruvaJamella1078
9 ай бұрын
Aiva bhoo but kakurova ma statement eutsotsi . Zim ma 1
U can't be hate by more than 2 people for a no good reason he might be good behind the camera but the truth is there on a plain.. Do the right thing director
@ceegospel6442
9 ай бұрын
Remember also people can Hotspot their hatred to you without any reason.
Well said Director. I remember when the cars were being presented, we would all comment that Naiza is a good director, the same actors who are saying is wrong used to say he is a good director. I really love all these actors but even if they leave ,l will always remain a fun to Naiza boom🔥
Vakomana ngavagadzirisane. Kazhinji kacho kana zvihombe zvakuda kuitika, pane kakudhonzerana kanoitika. They are good together. Let love lead❤
Ini hangu naiza boom ndaona kurwadziwa kake uye I'll keep on supporting him..dai wabatana futi basa riende mberi iri team musanyanya kupa naiza boom mhosva ega musamuvenga chokwadi chaicho hapana anacho so kurudzirai nhaurirano pakati pawo..
Gadzirisanai guy.Each time I hear them talking I get emotional.Wise words Naiza.May God reunite you guys.I love you all❤
There is another level of maturity in this young man a visionary and talented writer and producer
Naiza ngavasiye kupinza vanhu vakawanda ndozvirikupa Kuti ape vanhu ma50 dollars
@ireneshumba3885
9 ай бұрын
Taura hako dai achimboona mamovie avana Ruth Kadiri ,anogona kupinza vanhu Five but movie richitobuda zvakanaka,zvekuwanza vanhu izvi ndozvikuita kuti vanhu vawane peanuts.
@prosperplumbers5098
9 ай бұрын
He must have manager not kuti anoita zvose kana company akura.
@nomatermarume5875
9 ай бұрын
That is true zvino konzeresa kuti mari isakwane
@nomatermarume5875
9 ай бұрын
That is true zvino konzeresa kuti mari isakwane
@gee9961
9 ай бұрын
@@prosperplumbers5098yes pakuda manager he can't be doing everything by himself ,that alone shows character yake
😂😂😂 inini hangu I'm team jatiii❤❤
@memoryncube8391
9 ай бұрын
Jatiwero, Ozemwa , Netsai n Vhovho ❤🔥🔥🔥
@fortunatezovovo7480
9 ай бұрын
🎉🎉🎉🎉❤
@user-co1hq2kg9k
9 ай бұрын
Me too❤❤❤❤
@Taonkesi
9 ай бұрын
Matemai
@tatendambengo3297
9 ай бұрын
Me too❤❤
14:14 So base on your logic, Solo should not be in all movies because his speciality is to play a drunk man and it looks like all your scenes cater to a drunk person. Let’s be serious Naiza. You are losing a lot of viewers because of this issue. Make amends with your actors. Sign contracts and treat them all with respect.
Thank you DJ Sparks for Bringing Naiza to the interview and thank you Naiza for telling your side of the story, as for me l will keep on following NB Films 🤓🤓🤓😃
@ralphchimbaira1755
9 ай бұрын
Me too
@SusanGoromondo
2 ай бұрын
Me too
There is no naiza boom without the 10 of you guys gadzirisanai please its heart breaking zvisingaite 😢
@bosslimpopo8532
9 ай бұрын
Ava havasirivo vatanga kuenda havo
@MadzibabaKuda
9 ай бұрын
Naiza boom anogona kutaura uye ane rudo pamoyo mapinduriro ake akakura ahaenderane nemakore ake akangwa murume uyu vanhu ava kudai vagara pasi vataurirana plus kana muribanhu vakuru don't expose masecrets ecompany asi kutaurirana chinhu chinokosha
My prayers are with you guy. I feel for you as the Director. My view is that continue doing good.
@BlessedTakudzwa-ce2ny
9 ай бұрын
♥️
@bernardvirimayi9491
9 ай бұрын
❤
I will continue following NB films
Director you are indeed a leader stay positive like that God will push you vanhu vanhu hauvagone we love you so much
Sparks Naiza boom ngaagare pasi neteam rake vaonesane tinoda varambe vari vese. ndanzwawo mareasons avo Inga ane musoro wani
@user-vg1ro4ck7j
9 ай бұрын
Yes taura hako
Ndiri kuda ku sponsor vovo ozemwa jatiwero
@albinakmpondiwa6095
9 ай бұрын
Saka
@emeldamamo-kb2zr
9 ай бұрын
God bless you
@richardnyandoro1965
9 ай бұрын
good bless you
@dudzaimutema4148
9 ай бұрын
Thank you
@ephraimntini7501
9 ай бұрын
God bless you
I was waiting kti director vataura pakudiwa kugadzirisana Naiza Boom to the world
This young guy has worked so hard to create a household brand for his NB that has recruited highly talented actors. It is really sad to see "things falling apart" for this filming house. Our prayers as fans is to see this "family" re-finding each other and coming together again and continuing to give us top notch content as they have faultlessly done all these past years. Actors should respect their director and he too should treat his actors as essential parts of the big NB engine who also need to survive the harsh economic conditions of our country by paying them "decent wages."
@mrmanuel904
9 ай бұрын
I see maturity issues here..
It's commendable that he's willing to talk things out with the actors who have left, and that he values their contributions to the company. It seems like there are some serious misunderstandings and miscommunications going on, and hopefully they can be resolved.
This guy is more than the word intelligent
True leader , humble , professional and well spoken.Nuff respect 🤜🤜🤜
So touching mufunge explanation ya Naiza Director. Keep on with that humble spirit. We share the same sentiments. In full support of you. #1❤
hona mukuru wangu, pavanhu vese vauri kushanda navo iwewe chete ndiwe wakagara pasofa...the rest vaka shootwa panze musango meaning avatorina pekugara pakasununguka
@tafadzwadekeya4420
9 ай бұрын
Kkkkkkkk😅😅😅
@user-yp9ob3rh1z
9 ай бұрын
😂😂😂😂
@josephchenjerai1075
9 ай бұрын
Kkkkkkk taura hako
@novhusamatshalaga9140
9 ай бұрын
Well said
@TerenceMatyorauta
9 ай бұрын
Hahaha
Inni ndiri mutadzi but kune vasati vambotadza be free kutonga If i was in zim ndaiuya kuzotsvaga basa .... love you NB❤
This young man is mature for his age. All the actors nekukura kwavo havamisidzane nemupfanha uyu pamaturity and wisdom
@giftchiwoneso7945
9 ай бұрын
Taura hako izvi takazviona Kuna Macheso vakomana vakabuda vese vachiti habhadhari vakati tava kuda kuita zvedu,vakazodzoka Vega wani,so zvekuti Jati kana ani vabuda hazvidzoseri Naiza kumashure kana chiri chipo chake,
@mazengulamarcia8679
9 ай бұрын
True maturity anayo hake
@JoseZecaJoseJose-gh5eo
9 ай бұрын
❤
@JoseZecaJoseJose-gh5eo
9 ай бұрын
Munhu ahatende mike
Towards the end u spoke like a wise person Naiza welldone
Nb Director ,ngaatipewo ma proof emari dzaipinza tione 'He is very clever uyo ,he should be transparency on his duties why he was not lettimg know others every situations
Vanhu vanonyeba pa interview😢
This younf man is not being understood. The way he explained thw whole stole its so coherent and he shows a lot of maturity. Those who have left dont rush to think makutopisa zvekudaro and expect to hold millions in no time. Emotions never solve anything . I have lots of respect for this young man, he is being the bigger man.
I’m life always be the bigger person , biggup boss Naiza
Chikuru kudeedza vese, including Naiza Boom wacho iyeye, movabvunza vachipindurana, because ma individual interviews aya, ane kakugezerana mukati. Deedzai vese vapindurane, toona arikunyepa ipapa.
@munadivie6156
9 ай бұрын
True
@PozohVybz
9 ай бұрын
@@mosstheboss287 ehoi mukoma
@lilyngwaru1823
9 ай бұрын
Vanomamisai
transparency and accountability are core principles in every business , you might have good intentions for your fellow members, but if they don't know how much is coming in and how much is going out they will always think that you are cheating them. Don't run your business like a tuck-shop, you should have drawn some contracts detailing everything.
@catherineshangwa1814
9 ай бұрын
Amen
@user-vg1ro4ck7j
9 ай бұрын
We gat you naiza thank you
@PardyQibiDziya
9 ай бұрын
Matuckshop ari kudhingura vana OK, PnP, Chippies saka argument yako is null and void
@BossFire-en2bb
9 ай бұрын
@@catherineshangwa1814 o
@ceejaytaque
9 ай бұрын
@@PardyQibiDziyaComment yenyu haina kakudzidza mukaty baba😂😂😂😂
director is talented to me hangu.... ndakatongomitira maworks enyu and I won't unsubscribe 😀
I feel for this guy. Instead of fighting back he said it so humbly. What a leadership character. With his lovely words i think on those 4 acters who wish to go back just go back to ur fam
Tatozvinzwa kudhara naMatsanga kuti ndoohunhu hwake Naiza itsotsi, saka zvaachataura izero😄
@philiptore9967
9 ай бұрын
Taura hako naiza zvese zvaachada kuti nyepera hatichida basa nazvo chokwadi tavanacho
@stellachakufora9415
9 ай бұрын
Iye matsanga wacho aneiko 😊😊😊
@ZimPitbull
9 ай бұрын
@@stellachakufora9415ahana chaainacho but better panekudya ziya revamwe uchitemha kungwara nekufurira vanhu , vana Jatuwero vakazviita pakabuda matsanga vakati ibharanzi but now vabuda wait and see zvana Paida kuti hazviite 2 years zviriko
@PetrosMukoni-yq1iz
9 ай бұрын
@@stellachakufora9415 handizie hangu kuti anei but the fact yekut chokwadi chete,, Ko imi munei
@stellachakufora9415
9 ай бұрын
@@PetrosMukoni-yq1iz isu hatizi pasocial media zvatinazvo hamungazvizive .zvavakaita vakaita chidofo.vanhu munogara pasi kwete kunyadzisana .remember kukika datya huri svetutsa .Mwari ndewe munhu wese.ukanyadzisa munhu newewe uchaitirwawo the same
Nendimi dzaOzemwa dziye hautye hr iwe Naiza usadaro but watidzimba moyo ndakazvifunga ndogona kuto unsubscriber apa ukunyepa futi
@prestigesibare9037
9 ай бұрын
😂😂
@joycesapabwe5785
9 ай бұрын
😂😂
@TatendaSaruchera
9 ай бұрын
taura hako
@KellyJemwa
9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@JahBlissZw
9 ай бұрын
Unsubscriber iwe dostaz
This guy is very mature,,l really enjoyed the interview
I really like this young man well done Naiza don't get discouraged keep on keeping on, you are gifted, God is your strength 🙏👏♥️♥️♥️
@marcorizhayi7281
9 ай бұрын
Mhino inenge Twubudu
You are the director just share your duties with others and be transparent. Muri vashoma tauriranai
@tristansithole8071
9 ай бұрын
How come sparks kukumbira ruregerero usinga zive nyaya director vari biased
Zvakasumudza nyaya yese inyaya yema extra actors zvimwe zvema salary izvo tingataira chasumudza hasha dzese ukuvasiya uchi actesa maextra and its true mamovie atukuona now you're pushing mamwe maacters not maoriginal ako ayo ndizvo zvasimudza nyaya yese rangarira mactors ako ukaramba uchidaro vachakusiya vese bcz those people love acting as we can see ukaita movie ona kuti Dhafu paida black wavapa maroll masvinu nekuti ndivo vanhu vacho cz now NB yakuita kunge yana Chapepa and ana Jati atisikuvaona evne me zvanga zvakubhowa toda ana vovo isu please gadzirisai apo not kutumgamidza ma extras ayo toda kuona ana Ozemwa isu.... please find way mudzokerane ugadzirise apo nekuti now wauri kucamping nema extraa maoriginal actors mazhinji ari kudzimba ndicho chinhu chasumudza hasha dzevanhu avo ufunge pamovie tanga waona kuti maoriginal actors ako akwana wavapa zvisvinu then maextras ozouyawo not izvo haa neni zvanga zvakutobhowa tipei ana Blacky pamamovies vatajaira not kutipa vamwewo varikuuya ivo varidzi vechinhu varipo kwete taramba
@user-xe4rq3li2s
9 ай бұрын
😅
@user-vw1us5wc7m
9 ай бұрын
Wakati iwewe unoda munhu kubasa daily so urikuti acting iside hustle rei
@user-vw1us5wc7m
9 ай бұрын
Bt vovo ita zvarehwa kt uwane mota yako
@johnncube2140
9 ай бұрын
Vovo wakapusa chaiko pedza zvawakatanga
@PatienceMudadi-gy3ff
9 ай бұрын
It's true.ngavawirirane
Naiza Boom you are very humble.May God take you far.
Director is a good father i appreciat those guys must come back please and move forward as one family
Naiza is really. Respect
Transparency, young man. Be fair in your dealings & you will go far.
@priscakurira1709
9 ай бұрын
True but he sounds so calm and understanding
@momoemadondo9002
9 ай бұрын
@@priscakurira1709very
@EM-sx6nb
9 ай бұрын
Transparency yei in a country inorigwa maelections🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@arsh-avin
9 ай бұрын
@@EM-sx6nb🤣🤣
@stanleymaisiri7973
9 ай бұрын
It's his company Guyz
Naiza you are the best keep it up
Whilst he sounds reasonable, he is not saying if there is an objective and transparent way of paying actors and those who are engaged in adverts. When people are working, they need a sense of security and also be appreciated.
@shadreckmunyanganyi9137
9 ай бұрын
My guy this is Zimbabwe panobuda marii. Its not like they get a figure cast in stone kaaa
@user-ib6zt1hl8r
9 ай бұрын
director munhuwo wenyama anokanganisawo but l like the fact that he is willing to listen nd come up with the way forward we luv you Naiza family we luv you Ozemwa,Vovo,Netsai nd Jatiwero same nana dhafu,dhimba uyo Solo uyo kacharacter kake kanondisembura
He's sounding so professional, I like his response
Wedzera vasevenzi mari iwe,usamirira vatange varamba basa iwe ..in system 's voice
@laillahwisky
9 ай бұрын
😂😂😂
@williamelia7889
9 ай бұрын
Mufanha uyu itsotsi
@GladieShirie90
9 ай бұрын
Kkkkkkkkk 😂 😂 😂 ukasadaro purazi ringaparara 🎧
DJ SPARKS goodjob mwana wamai
I respect you Naiza Michael. U are a true leader😊
Tengera Vovo Mota wangu tisati tatsamwa zvozvi
@celcinfor3534
9 ай бұрын
Anotengerwa iye atiza basa?
@pheobeforomah5629
9 ай бұрын
haana kutiza basa akati pamwe pacho haadaidzwi haapihwe role moda aitesei
@rudzichief6207
9 ай бұрын
Dee adzingwa manje hakuna inofurira ivete
@dudzaimutema4148
9 ай бұрын
Mota tikuida
Isu zvachataura hatineyi nazvo😂toziva kt uri tsotsi
What we have to understand is that in life, even we are best friends there is one time yatinonetsana...as Naiza Boom ndizvo zvichakusimbisai....reconcile and continue with the great work you are doing
Director is 100% mature n vane rudo ...taiona semunhu akaipa asati ataurawo side ...gadzirisanai guys basa riende mberi
After this interview l have subscribed to Naiza. This was a fair interview
@monalisakaetano8083
9 ай бұрын
😂 😂 😂 Vamwe takaita Watch n Wait kuona kuti zvinobva kupi zvichienda kupi
@hoto-vg8we
9 ай бұрын
Ita wega katsotsi director zvinhu zvaari kutaura hazvina kana musoro
@nyaradzomlambo2659
9 ай бұрын
@@hoto-vg8wekatsotsi
@margaretmanyevere4037
9 ай бұрын
@@hoto-vg8we handina kukoka vanhu, that comment is my own opinion
@drd3702
9 ай бұрын
@@margaretmanyevere4037 kana usiri kukoka vanhu enda wakanyarara
You are not a bad guy. My advice is make a financial record of all incomes and expenditures and present it to to your colleagues. You dont run a company like you are a street vendor
@ToddNyamudeza-er8jd
9 ай бұрын
True
@user-ry2qz4oy5u
9 ай бұрын
Ko tyoro chishoma ka 😂😂😂 management inoda tyoro
@domingosspencer9132
9 ай бұрын
Very true l understand some of his points pane nhau yemotor ende ye equipment guys let's take it into consideration.Guys pedzai nhau dzemotor mopanana pay pasina zvema rounds.Mumwe nemumwe achiita zvaanoda nemari yake.Naiza u only need 6 - 10 guys chete ndokuti muwane something rather than having 20 people maonero angu
@ralphchimbaira1755
9 ай бұрын
Thank you for such good advice. I am ready to help NB on business management side if they are willing
@ralphchimbaira1755
9 ай бұрын
@@user-ry2qz4oy5ubut hazvisekese kana munhu asina kuwana mukana watakawana isu vamwe. Hupenyu hunosiyana
Naiza boom wil never be the same 😢
Director Naiza makadzirasa panhau yemotokari. It was better to just give money and let people decide what to do with their wages. Munhu agara haana mugoni.
ACTING RITOI BASA MFANA WAKURASIKA MANJE NDAKUONA AAAAA WAKUTI SIDE HASSEL MANJE UNODADA IWE
Kumbiranai ruregerero mosiya zvekutambidzana mari semukutambidzana madrugs mari ngaiiswe pa table sepakutanga
@Emiltonpaulinomario
9 ай бұрын
Mataura chokwadi
This is a sensitive issue, best solution is to have basic monthly salary then you do incentives when the production produces more money. NB needs to have contracts that binds everyone. There must be shares certificates on the board of directors, no more verbal agreements in our generation. Government of Zimbabwe too needs to intervene and help these talented guys because they entertain the nation of Zimbabwe, they need to be looked after. Reunite guys and make things happen.
@blessingmiracles-qj9zn
9 ай бұрын
Exactly i second you there that's being professional
Some pple worked for years vakatadza kutenga mota but these actors got cars in less than 5 years.Mwana uyu is a gentleman
@AnoldisUrayai-jo2ot
9 ай бұрын
that was was the wrong desicion from the first place coz now they are crying saying their kids they are not living the way they want coz of that there was supposed to have an agreement for the pay kunje ngabe bahola imali ezwayo ofuni ukuzithengela mota azithengele yedwa akula zabu gentlemen lana how can he give his worker's ana amount of $50 what do yu buy with that amount of money the owner is wrong he must agree to that .now he is acting as an saint coz he want his side of story to be heard than ojatiwero. if he is good as that why are they leaving then? cant yu see gd actors are the one who goes....
I now have utmost respect for Naiza after this interview,I was one of those who were quick to judge him basing on the other side of the story.He gave a very mature and measured response to the crisis and that leaves the other 4 members exposed.It's not easy to admit guilt but he's proved a lot of people wrong by acknowledging that he may have made mistakes just like us all,we've made mistakes in our lives,we now know both sides of the story and we can make informed choices as far as subscribing is concerned.
@patiencerizzie6887
9 ай бұрын
It’s Aways Good to hear Both sides on any Argument before making a Judgment something we all do without thinking about it
@0001tiger
9 ай бұрын
The man is down to earth,, respect
@josephchenjerai1075
9 ай бұрын
No aku polisher pane zvaitaurwa nevakatanga achityira kushaya support coz nyaya iyi yanga yakamudya
@ordimamedia
9 ай бұрын
@josephchenjerai1075 He's not polishing,he's giving an appropriate response to the problem rather than going all guns blazing,in any argument there has to be one part that accepts wrongdoing or at least acknowledges that things have gone wrong somewhere along the line.
@Giver-t4c
9 ай бұрын
He is actually playing the clever game here because he has listened to others who have spoken already act victim and seem as if he is really good and down to earth but that guy is pompous the bottom line is if you are all directors you must know kuti papinda marii pabuda marii iye it shows accounts he does it alone without consulting his partners
Well explained. Respect to manage to buy each other cars in two years time. Even ma company mahombe havazviite izvi. Maybe a bit of financial literacy iri ku lacker? Probably buy a company bus first, then investments in money generating projects like combis etc first before personal cars, which are liabilities. Best wishes guys. I hope others are learning, magotm et al 😂.
Always a fan of Naiza boom.
Sparks apa wagona that's the thing which we were waiting for thank you
😮 43:51 bvunza kuti moira night ndiani first kwete intervew yese iyo nokuti kamfana katsotsi. Aka kanoda mahure
@petronellamuzofa5840
9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂ah
Advice to Naiza Boom Director 1. Never make a plan that involves 3 people without consulting them 2.Never say vandakaitira cz maiitirana as a group 3. Equipment yamakatenga did you consult mamwe madirectors if not makakanganisa 4. Arts involves characters not people so chekutanga know your character and that of your members try to avoid zvinhu zvinotrigger hasha dzavo
@loveneshuseni7776
9 ай бұрын
Uri kunyepa
@assanmususa7596
9 ай бұрын
Not support NB but at times you need to be autocratic leader kuti zvinhu zvifambe. Even Muchechi zvirimo
@tinyikontsako6387
9 ай бұрын
They knew kudherera kuti mudiki.taizovaziva here vana Ozemwa nana Jati pasina NB Haiwawo
@tawarr6081
7 ай бұрын
Ahhh😂😂 ukutii koo iweeeeeeeeeee😂
This guy is too much clever and sweet tok woo
I also reiterate the two principles of accountability and transparency mentioned above regarding anything that involves monies. For example, NB mentioned having two cameras, which he has personalized to himself as his. In the this interview mentioned that the equipment was being bought with funds that come out of their hassle. He should share all they have with others rather than take everything. 😮
Ziso rake nderembavha plus arikunyepa mfanha uyu haadi kudya nevamwe. He is taking advantage yekuti vamwe vake havazive zvirikuitika ku KZread.
@plaxedesgariyano3304
9 ай бұрын
Akusasamura vaakatanga navo nekuti kune maextra anoshandira mahara saka akutoona kuti better ndishande nevemahara ndiise mari muhomwe
@jameschilawila3162
9 ай бұрын
Ngavangotanga zvavozve ndava youtube haina dofo ana Chapepa vakavhura wani awo
@juwaoleopold7771
9 ай бұрын
Their Issue came at the right time- The Industry as a whole needs a policy .The Parliament was drafting something for the Film industry and they should finalize it .
@carolynmashingaidze3365
9 ай бұрын
True ndi liar , liar pants on fire. What was he going to say? Kana face yacho yakango pusa pusa nhasi. Bhadhara vanhu , don’t be greedy, those actors are really good,
@deborahmapudze3815
9 ай бұрын
Arikuita kunge arikunyeba. Facial expression.
Black aripi ndiye ega angataure chokwadi bcz haadi mafunnies
@pheobeforomah5629
9 ай бұрын
kkkkkkkkk😂😂😂😂
@briansizara397
9 ай бұрын
😂😂
@barbaramutoko6880
9 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@rosemaseva4464
9 ай бұрын
😂😂😂😂😂
Well said naiza boom❤ wakanyanya wataura zve musoro apa, we keep on supporting y siya avo vaende.
❤NB you are a pro keep moving I am with you we need sirisi mhanhi
Thanks bro now I understand garapasi nema actors ako motaurirana moshanda zvakanaka Thanks..
@sharonndlovu4994
9 ай бұрын
L
Katsotsi ipavamwe mari apo sei muchiti zvichitanga munenge muribhoo mari yapo makuda kunzi maboss
@gloriamatsangura9533
9 ай бұрын
Unotaura kwausina kuswera iwee benzi iwe
Handina kuva willing kuona whole vid but last part ndoyandafarira let me subscribe now to Naiza Boom you are not bad wt Yu think my guy keep up your work we need episodes please 😢😢
Naiza thanks for your comments so humble you are young but take it easy time will tell, life goes on. One day will connect again
Shoko rimwe ratokuudza tengera Vovo mota yake
@ralphchimbaira1755
9 ай бұрын
Ukwanewo iwe. Kana abuda mu company azviruza
@FlorahGundura
9 ай бұрын
Shuwa
@talentdumuka2779
9 ай бұрын
Chokwadi
@ZimPitbull
9 ай бұрын
@@ralphchimbaira1755iwewe unoda kuramba uchishandiswa here iwe
@junioralex2164
9 ай бұрын
@@ralphchimbaira1755azviruza kani handiti raiva round remota hakusi kupihwa ka uku
Shame he wants to cry l believe him it's not easy to be a boss ...at the end of the day he must do what's good for business
@MirandaChivava-jz3yw
9 ай бұрын
Thts true people don't know chete vaka venga munhu
He sounds 100% correct aswell pakaipa
Enough respect to this guy he is a true leader , well spoken , got respect for him after this interview
Let them agree on the following tc *payment proof* , pay rate,,, settle issue of cars ,,, even someone worked alone in a month share the earnings proper management ( CEO bod of directors HR n so forth Naiza if you're the CEO don't be involved in HR issues)
I'm humbled by the level of maturity in your response. May the Good Lord richly bless you..... 🙏
Well spoken naiza thanks for your humbleness
dj sparks keep the good work...i salute..
LACK OF PROFESSIONALISM NDIYO IRI KUNGO SHAIKA PANE MUKOMANA OTHERWISE.....DAI VESE VAKA COMPLAINER VASINA KANA ANYTHING CHAVAKAURA .... IMAGINE HE NOW TRYING TO DEFEND HISELF NEKUTI WAFUMURWA...What i know is munhu anoita zviri transparent haswere kuita interview yaari and hakuna munhu anongo buda achingo taura zvakaipa nemunhu... Improve yourself my guy
@raykamupunga2385
9 ай бұрын
Mufana wangu fix your house in order and do the right things with your team cozy you will lose support
@PcguyOfficial-xf2xg
9 ай бұрын
Gyz itai zvinoita kut basa riendemberi
@gloriamatsangura9533
9 ай бұрын
Dhemeti mhani munotaura kwamusina kuswerawoo imi
@rolandmoyo-yy3ok
9 ай бұрын
Wabaya dede nemumukanwa wangu.
@milidzindlovu962
9 ай бұрын
Ka tsotsi aka
Uyu ndi Satan arikuita kuti vanetsane please dai paita mediator avagadzirisa vadzokedzana...vese tovada
@belindanatashiamutowa3489
9 ай бұрын
You're right
@shingiraitrevormboto2105
9 ай бұрын
Satani adini zvake pavanhu vari kutadza kubatana zvavo mushe vega? 😂😂😂😂
I have respect for you Naiza Boom. Such a humble guy and respectful
I'm here for you director naiza boom
Zvekudaro zveyi unekachitsotsi uchizviita mwana mudiki uchijuta ma actors ako kapenzi kemunhu
@mprincegara
9 ай бұрын
😂😂😂
@iamknackoff
9 ай бұрын
Munoshaya baba imimi ma actors acho kupusa unoshanda nemunhu without paperwork cy
@Ashley-up6xy
9 ай бұрын
😂😂😂😂
@pacienciamagadzire7379
9 ай бұрын
@@iamknackoff😂😂😂😂
@steadyzarira8598
9 ай бұрын
Apa kutaura kwaarikuita katonzwika kut karikunyepa
Naiza unonyepa,It started with Matsanga ende akataura kuti pavanhu unoita senge munhu Kwaye, i think Jedza ndozvaatiza futi, But remember Jati,Vovo,Ozie and Netsai were jus excellent
Big Boss naiza boom yah u are a Man naiza
I really respect this guy's level of maturity. Problem comes when employees start yo compare themselves with the founder of the company. Haaa in any business, that is just impossible because the founder always probably sacrificed the most
Am satisfied with your questions Mkoma 🙏🏽great interview!
@tmdesert3729
9 ай бұрын
No we are not 😢😢😢
@sannie0710
9 ай бұрын
@@tmdesert3729 that’s Why I said ‘I am ‘ not we
Ko arikudedera 😂😂😂😂😂
@rosemarydzamara7857
9 ай бұрын
Coz kabatwa huro, kambavha aka
@deekayzhkd
9 ай бұрын
Ndazvionawo asi
@user-yw2pt1fu2f
9 ай бұрын
Kkkk akabatwa
@rosemaseva4464
9 ай бұрын
😂🤣😂🤣😂🤣😂🤣
I love this guy oooo
You nailed it the thing is keep on doing works