MWENEZI: Mukadzi Anodya 2kgs YeMavhu Or More Per Day
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Пікірлер: 133
Amai ava vane dambudziko rakafanana nerangu,pills haashande aye and ndine low blood pressure zvekuti ndikanzwa nzara ndofenda nditori nemachine wekutest ropa kuti rakawanda sei mumuviri😢😢😢
Upenyu hwakaoma vasikna mwana uyu munyoro shem mweya inotoshungurudza veduwee
This woman is so honest
Dai ayenda kwaprophet Miracle Paul
Thank you Mkoma Robert
Mwenezi kumusha
Waiting
King of journalism Mukoma Ribooos tinotenda
Sk mkoma Robert ndikakufonerai ndr kumasvingo munouya hre ndine dambudziko gurusa
Hupenyu hwenherera hwakaoma
Madzimai Vimbai vanongoda kugadzirwa chivanhu Chavo chete izvi zvinoda mbuya Zaruramasango izvi hazvisi zvasekuru tasvu
@faraimusakuro9090
14 күн бұрын
Varipi mbuya ivavo
Vabatsireyi shuwa vabva Kure
Ini ndotodya ivhu zvokut ndikashaya dhaka ndodya ivhu even ndikaona mhepo iya inemge ine tu dust ndobva nda craver for ivhu kana mdikaona ft parikuvakwa or anything chekuita neivhu ndonzwaa kurida shame
Yoo inio ndinaroo dambudziko rekudya mavhu ndinodya mavhu zvekutosvika pakumwa mvura sometimes ndikadya sadza ndikashaya ivhu ndotonzwa kuti handina kuguta ndonzwa moyo kumira once ndangodya ivhu ndonzwa kuti zvese zvaita ndaguta ndodya rinodarikao 2kg iyoyo chero hisiku ndogoma kumuka ndodya ndochirara apao ndikanzwa nzara ndoda kuti ndikasireo kuwana chekudya kana pasina ndikawana ivhu ndogona kumbobatsirika nzara yatopera
@NellyChishava
5 күн бұрын
Ummm uchaitwa operation ye appendix shamwari siyana naro
Kudya ivhu could be a case of low levels of iron. She should start taking iron supplements and her problem of craving ivhu will go.
@user-bb5xx7md4l
18 күн бұрын
Supplements in Zimbabwe what are talking wakati mukadota, vashoma vanoziva that Supplements word
@emmahveremu
18 күн бұрын
Agree iron deficiency or a condition called PICA
@PiiMurinds
18 күн бұрын
Hazvishande zviya i take iron supplements ndotoita worse ndakashaya dhaga ndodya maice kutotsenga chaiko
@alletadeka8723
18 күн бұрын
Ini kana zvidaro ndotoziva kuti Iron deficiency.saka ndototanga kunwa Ferrus ne Folic lron boosting tablets then Spinach ino Batsirai but tablets ndochete.unonwa a futi akaCompanied
@mildredmharira8764
17 күн бұрын
Dai mateerera ati akapiwa matablets kuclinic. The description yaapa means kuti ma Iron tablets.
Iih ndatambura nekudya ivhu chero panocherwa vachivaka paya handibvipo veduwee
Saka nyika yose tirikudya ivhu hatisikungobuda musaga bedzi
Chief mazetese
Tamirira tanonokerwa
Hanzi iyapooo iyapoo baRuva part 2 hanzi techiti i drama but isu tisu techitoita drama tirikwatir koko 😂😂😂😂😂😂😂 haaa shuwa vote of thanks to mukoma Robert vakubatsira vanhu venyika yavo chaiko zvinoda kutendwa izvi 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@tanyamubaiwa1530
18 күн бұрын
😂😂😂😂 watifungisawo imwe Ngozi kkkk
@GraceMapfumo-ep9tx
18 күн бұрын
@@tanyamubaiwa1530 haaa ingozi chaiyo yemunguva yehondo kuma 1960 chaiko
@tanyamubaiwa1530
18 күн бұрын
@@GraceMapfumo-ep9tx Yana mudzviti kkkkkkkk🤣
Waita hako Robert wabatsira mweya waMwari. Mwana wokumusha kwedu Mwenezi.
Pakaipa
Maybe it's lake of iron😢😢
Svirandi kana svidollar
@user-nn7eh8ff5n
5 күн бұрын
😂
Confusion wati wani waiziva kumusha kwamai now wotizve mainini taingoti mai
@virginiachirumbi6032
18 күн бұрын
Mainini mukadzi wababa ndivo wavaiti mai .tereresa une confusion
Need iron supplements to stop Kudyanga ivhu
Black beauty zvichanaka mainini
Shame renyoka or shortage of iron
Low iron or a condition called PICA.
@loxlux8118
18 күн бұрын
Low iron yes but pica no. Pica unodya Zvese zvese.
@ennifernyarugwe18
6 күн бұрын
Ko zvaanoona izvo I low iron here
Hezvo munhu wekuziva zvakaoma veduwe Ummm
Mazetese apoo after Maranda
Chokwadi Mwari ngavanzwire sisi Vimbai tsitsi
Mukoma muendesei kwa sekuru mukasonjera ndovanogona zvemudzimu vana sekuru Tasvu ndoona sekuti vanogona zvezvikwambo nekurapa
Vasvika pazambuko mwana vamai
Its the chikaranga chake for me. The pronouncation❤
@Janemacelyn
Күн бұрын
Mixture of 3 languages. Chikaranga Chikalanga Chizezuru
Ndizvo zvinoita kana uri nherera
Yairon deficiency hapakuroyiwa gogrt pilka eat veges fruits anopaironmasupplements mungatopezda mari kunganga
Ini ndodya ndaneta NEMA iron tablets
Iiiiii ini ndinoridya kunge chikafu chaicho kana kwasara zvi powder zvebvu ndotora spoon ndodya kusvika ndaguta
Ndiripo 😂😂
Ndaidya ivhu kusvika ndapera ropa mumuviri ndikazoenda kuhospital ndikanowedzerwa ropa pls try your best kuenda kuhospital
Ndikarishaya kwemazuva matatu ndotomirao kuenda kutoilet ndogona kuuta 2wks ndakadaro ndikadya 2days ndototangao kuenda kutoilet zviri normal hre
Tavepo
Shavi renjuzu inhume yamwari .gadzirwai chivanhu icho ❤
@CleopasSanyatwe
14 күн бұрын
😂😂😂😂 njunzu namwari zvinopindirana papi
@gladmorejaphet
8 күн бұрын
Bvunza hako , mazuvaano hakusisina njuzu dzanhasi dzave Shoma @@CleopasSanyatwe
@user-uq4ok3sy8c
3 күн бұрын
Kkkkkkkkk njuzu mweya we tsvina
Spirit of snake this is spiritual or low levels of iron
Kana kuvaendesa kwagogo zarura masango vanozvigona agadzirwe chivanhu
Tava mu 25 minutes nyaya yevhu hatisti tainzwa.
Vatete vake vanonyepa muroi nkti hakuna munhu anobudiwa nababa kana mai vake vakamuzvara
So far handisati ndanzwisisa msoro wenyaya chaiwo 🤔
@tanyamubaiwa1530
18 күн бұрын
Kutangira pakunoredza hove ...pakazoita chamupupuri chirikumuvhiringidza pose paari
Aaaa chishona chipi chekuti mudzimu wababa hausvike pamwanasikana imiii musanyepere vanhu
@ChishongoMadhuve
18 күн бұрын
Ndatoshamiswawo nazvo
@TariroNyakabau
18 күн бұрын
Nhai kana ndimiwo
@user-gl4yp1cp7t
17 күн бұрын
Kusaziva chishona
Spirit of a snake
Vatete vano shinhwa pakubudirwa kwavanoita vanoda kurombwa
Baba raiva zanga ra baba ava manje vakahwinhei kunyepera vana
Apa kutora mhepo kurambira micheka yaamai vari mutorwa kuda kurombera izvi zvichapedza dzinza rese
Kudya ivhu ikoko ndoshavi racho renjuzu iroro bcz madyiro acho aksnyanya zvekutotadza kudya sadza nekuda ivhu ummm haaisi short of iron iyi zvanyanya
Ndine hamam yenyu yandinoziva vekwa mukungwa varikutambura ku chivhu uko mkoma Robert ndotovati baba shem sorry
But haizopa Nyanga information yapihwa iyi nhai Robert tapfumanei
@robertapfumaneyi
18 күн бұрын
Saka munoda ndiite basa rei ini, besides we post our videos when we have part 2 already, and whats wrong sharing ne n'anga what you are going through and get assisted
Kumasowe ndiko kwamakaiswa mweya uwoyo sisi sorry zvako
Vekwa Mukungwa tinovaziva vamwe vacho vanonamata kumasowe e Barahanga asi vakaroora ku Mwenezi saka dai makwanisa kuzicana navo
@memoriegomana5850
18 күн бұрын
He homie
@user-bj9vx9dc5u
18 күн бұрын
Hi sazita vimbie
Mwana wekumusha kwaMaranda
@ShangwaDube
5 күн бұрын
Ndiripoo wekwamaranda vhongwe
Aaa zvakaoma but vakatanga kuputa bute vanobva varega kudya ivhu ini ndakarega ivhu pandakatanga kuputa bute ngavamubetsere veduwe
@mollineshato8442
17 күн бұрын
Ini ndinotoda zvese bute nedhaga but handizodye raka wandaso chipiece chete plus when am stressed to much ndikadya dhaga ndogadzikana
@TemptationMagomero-it6us
6 күн бұрын
Ini itori combo zvese ndotozvida nguva imwechete
Vamwe vanoti kudya ivhu is a snake spirit
It shall be well with you Vimbai Mwari variko
Mwari batsiraiwo amai ava,, keep praying my sister
Va Mugabe vakataura wani kuti ‘ ivhu kuvanhu’
@TariroMpofu-ox6gc
11 күн бұрын
😂😂
@user-kc9nh5uv3s
6 күн бұрын
,😂 ok 😂😂
Vakaputa bute rematare amai avo ivhu havazodye zvokavhirana
@mollineshato8442
17 күн бұрын
Ini ndoita zvese bute plus dhaga ndikazvishaya pfungwa dzangu hadzifunction mushe kkkk
Mai vane low iron levels ava
@patiencemudyiwa3711
13 күн бұрын
Also seems she has goitre thyroid function tests might help medical issues.
@takuramangwana4749
8 күн бұрын
Nhema dzenyu
Kkkk hanzi ndeipi iyi mangamakasvikigwa apa mavamunyama kkkk
Hakuna dzimu rababa rinosvika pamwanasikana tete ava vakaromba
Shame sorry hako
Ikozvino ndikugocha chaiko muoven.... Ndikadya zvonaka... Dessert yangu ivhu
@jephiaschinganga7565
18 күн бұрын
Yowee haa zvatove wessy kkkkkk
@TheresaMaps
18 күн бұрын
Tsvaga help dear ini ndakashandirwa zvakapera
@mercychisandawu502
18 күн бұрын
ndakaridya for more than 20yrs, last year ndakatanga kutenga ma iron tablets, izvozvi ndikariona ivhu ndinotorisema
@PiiMurinds
18 күн бұрын
Wakaisa muoven wotora coke yakatonhorera
@kumbiraimhako1391
16 күн бұрын
Takawanda veduweee izvezvi rakazara mumaoko nemukanwa. Ndazama kurisiya zvaramba iron pills ndakanwa to no avail ummmmm pakaipa
Hazvidi Chechi gadzigwai chivanhu
ivhu harina tsanangudzo. its iron defiance especially when nearing menopause.
@mildredmharira8764
17 күн бұрын
Mapanzwa ere paati. Akapiwa ma Iron tablet zvikashaya basa
@againsttheodds656
17 күн бұрын
It depends nekuti iron level yacho yakadzikira sei mdikani. Ini initially doctor vakange vanditi ndinofanira kuamwa for 6 months but he had to extend it to 1 year. After 1 full year ndichiamwa daily handisisina havi yevhu zvachose. She drank the whole packet so fast saka asina kushanda. Just my 2cents from my personal experience.
Kana ini ndodya ivhu.. And its getting worse every day
@TheresaMaps
18 күн бұрын
Ini ndakanamatirwa nevanwe madzimai zvikapera ,zvapera ndakarota zinyoka rakafa
@TichaevaGombe-dk1ce
18 күн бұрын
Try kutenga ma12 plus 12 tablets
@WeMasvingo
18 күн бұрын
Anowanikwa kupi@@TichaevaGombe-dk1ce
@lenainock3982
17 күн бұрын
@@TichaevaGombe-dk1ce anotengwa over the counter here .....
@lenainock3982
17 күн бұрын
@@TheresaMaps ndatambura kani ...ndikadya zvinonaka ...ndotoda kudzikisa nevhu ....over 2kg pazuva ndopedza
Kudya ivhu ishavi renjuzu iro
@TariroNyakabau
18 күн бұрын
Chokwadi ndoonawo sekudaro
@SinothileCharezva
18 күн бұрын
Ini ndakariputa bute asi zvekudya ivhu hazviperi ndinotochera pasi kuti nditorapira ivhu everyday asi handizodyiwo , 2 kg
@user-uq4ok3sy8c
3 күн бұрын
Nhema dzako
Waiting