MWANA WEKUROHWA MAMBAMA (UPDATE)

Ойын-сауық

PRAYERS ANSWERED FOR THE MBARE GIRL

Пікірлер: 472

  • @solomonmachokoto1274
    @solomonmachokoto12742 жыл бұрын

    Mr Neshamba,I hope you're going to resist the temptation of not helping our fellow citizens,who are in desperate need of help,because you have ethical journalism standards that you're trying to uphold. You have earned a reputation for being able to help people with all kinds of challenging situations,so please wear it as a badge of honor. I'm sure a lot of viewers will agree with me that,it shouldn't be about who broke the news,but rather who has the solution. Zvekuti nyaya yatangira kwatete Tilder hazvina basa. Chikuru kuti vanhu vabatsirwe. Saka kana veruzhinji vakutumai sezvavaita apa endai veduwe vanhu vabatsirwe. If tete Tilder is in this business for the right reasons,then she should be happy like all of us, that Nyasha is no longer being tormented. I look at you as complimenting each other's efforts rather than competing. Just my unsolicited advice😊😊😊😊😊

  • @alicybakeki9803

    @alicybakeki9803

    2 жыл бұрын

    Chokwadi

  • @nyarie_m

    @nyarie_m

    2 жыл бұрын

    Couldn't have said it better👏👏👏

  • @sinosmajayaya1112

    @sinosmajayaya1112

    2 жыл бұрын

    Ummm shamwari wakuma wena apo. Hapana kana chekuwedzera. Thanks so much

  • @juliusshangwa7864

    @juliusshangwa7864

    2 жыл бұрын

    wataura chokwadi apo.....

  • @bettybettypeterbetty4489

    @bettybettypeterbetty4489

    2 жыл бұрын

    Baba mataura imi sando dzenyu drewmas deserves an award of honor bt nyika yedu haizvione basa kuziva kukopora neshamba u a the harven chosen pakubatsira zvinoyera nezvinotyisa

  • @trivedymukuze9970
    @trivedymukuze99702 жыл бұрын

    I like the fact that he kept on glorifying GOD instead of himself...

  • @Shava120

    @Shava120

    2 жыл бұрын

    That's the true Man of God

  • @eustinamandigo1282

    @eustinamandigo1282

    2 жыл бұрын

    And haana kuda kuita zvinoita wamwe waye kuti go beck to sender....kudzora ndekwamwari

  • @dadiraimasonzi5122
    @dadiraimasonzi51222 жыл бұрын

    VaNeshamba nyaya yekuti nyaya yaburitswa neimwe media imi hamukwanisi kupindira. Kana nyaya ichi involver upenyu hwemunhu first thing is to save life . Handifunge kuti tete Tilder vangatsamwa handiti vanoita foundation .even foundation needs other foundations to work together. Chara chimwe hachitswanyi inda

  • @christinechidembo334

    @christinechidembo334

    2 жыл бұрын

    True zvinoda kubatsirana mufunge to defeat the devil

  • @virginiamatibe7874

    @virginiamatibe7874

    2 жыл бұрын

    True dea akaita hake neshamba

  • @progressmutandwa6724
    @progressmutandwa67242 жыл бұрын

    Our pastor of the year❤️❤️❤️watching u from Botswana 🇧🇼

  • @michaeltanaka2702
    @michaeltanaka27022 жыл бұрын

    The mother is glowing, wooow. Glory to God. So glad the Church represented, zvanga zvave kuita sekunge ChiVanhu nenjuzu ndozvega zvinesimba. Kuna Jesu Kristu kumusoro uko. Vatema ngatiterei Jesu, ndiye anemhinduro kuVatema, kwete kuVatema chete, asi marudzi ose.

  • @MarwaFamily888

    @MarwaFamily888

    2 жыл бұрын

    kkk very true

  • @makanakamaenzanise3602

    @makanakamaenzanise3602

    2 жыл бұрын

    MaFraudsters awanda chokwadi pasi pano. Vamwe vanononga nyok amumaBags evanhu, mumba kana muhomwe chaimo, asi varidzi venzvimbo vachiti 'Hatizvizivi izvi, kuti chinhu ichi ndangandiinacho' Saka arikureva chokwadi ndiani? Vamwe vanobudisa makudo nemapere mudzimba dzevanhu. KuneZviPorofita nen'anga dzatora mbiri chaizvo nekurapa nhova pavana vadiki, kubvisa zvitsinga, kudzinga zvidhoma...izvo zvinenge zvatadzwa nemhomho dzemamwe maPorofita kana n'anga dzembiri. Asi zvakazobuda kuti shasha dzekubata zvinhu mudzimba, shasha dzekudzinga zvidhoma, shasha dzerapa nhova pavana, ndidzo dzinenge dzazviita, ndivo varoyi vacho. Hutsinye husina colour or description, to look for fame and ways to dupe many poor people of their monies, by DELIBERATELY inflicting other people with such disturbing depth of wickedness. Kana denga ririko vanhu vese vacharipinda kunze kwevanhu vakaita seizvi. PEPUKAI VEHAMA, SUNGIRIRAI ZVIKWAMA PEDYO, MBAVHA DZAWANDA, NEDZINOBA DZXAKABATA MABHAIBHERI. This is worse than murder, or armed robbery.

  • @alicechiwanga830
    @alicechiwanga8302 жыл бұрын

    Ngavatibatsire kuvana musoro va Tapiwa Makore vekwa Murehwa akavingwa asina musoro.😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭🇿🇼

  • @edmorendokwana6644

    @edmorendokwana6644

    2 жыл бұрын

    chokwadi tàura hàko wehukama

  • @fadzosadiki4364

    @fadzosadiki4364

    2 жыл бұрын

    It's STL giving me a headache and wondering WTS next and our country is no longer safe at all

  • @rachelmutsatsa8497

    @rachelmutsatsa8497

    2 жыл бұрын

    Taura hako nanhasi zvondinetsawo kuti saka uripi😭😭😭

  • @salochanetsa2210

    @salochanetsa2210

    2 жыл бұрын

    Sure taura hako mukoma ne shamba tokumbirawo mumbonoita interview ne vabereki va Tapiwa makore

  • @tariroshonhe2268

    @tariroshonhe2268

    2 жыл бұрын

    Mwari zvaanoita manje. Vachashungurudzwa ana nyakuuraya nana nyakutuma zvekuti vachauya havo vega kuDrewmas. Mwari haasi benzi

  • @BbBb-hw5pq
    @BbBb-hw5pq2 жыл бұрын

    Yaaa Zvin'nga nemapositori nevanoda zvemudzimu dzidzai from this man there is power in the blood of Jesus . I'm sick and tired of mapositori nevanhu vemudzimu . Thank you God . You are mighty and wonderful . Pastor rambai makadaro . We support you .

  • @scionofafrica

    @scionofafrica

    2 жыл бұрын

    True, most maporofita use powers from the water.

  • @makanakamaenzanise3602

    @makanakamaenzanise3602

    2 жыл бұрын

    MaFraudsters awanda chokwadi pasi pano. Vamwe vanononga nyok amumaBags evanhu, mumba kana muhomwe chaimo, asi varidzi venzvimbo vachiti 'Hatizvizivi izvi, kuti chinhu ichi ndangandiinacho' Saka arikureva chokwadi ndiani? Vamwe vanobudisa makudo nemapere mudzimba dzevanhu. KuneZviPorofita nen'anga dzatora mbiri chaizvo nekurapa nhova pavana vadiki, kubvisa zvitsinga, kudzinga zvidhoma...izvo zvinenge zvatadzwa nemhomho dzemamwe maPorofita kana n'anga dzembiri. Asi zvakazobuda kuti shasha dzekubata zvinhu mudzimba, shasha dzekudzinga zvidhoma, shasha dzerapa nhova pavana, ndidzo dzinenge dzazviita, ndivo varoyi vacho. Hutsinye husina colour or description, to look for fame and ways to dupe many poor people of their monies, by DELIBERATELY inflicting other people with such disturbing depth of wickedness. Kana denga ririko vanhu vese vacharipinda kunze kwevanhu vakaita seizvi. PEPUKAI VEHAMA, SUNGIRIRAI ZVIKWAMA PEDYO, MBAVHA DZAWANDA, NEDZINOBA DZXAKABATA MABHAIBHERI. This is worse than murder, or armed robbery.

  • @euphrasiamuchuweni7497
    @euphrasiamuchuweni74972 жыл бұрын

    There is power in the blood of Jesus.Hakuna chinokunda simba raMwari tinotenda Pastor naMukoma Andrew Neshamba👏

  • @nikkimasuku8042
    @nikkimasuku80422 жыл бұрын

    Nkulunkulu siyabonga ngoku sebenzisa inceku yakho ukusiza lumdeni. Bonke abale nkinga ezinje mabakhululwe ngegama likaJesu khristu 🙏🙏🙏

  • @mmakad.

    @mmakad.

    2 жыл бұрын

    Kkkk ukhona amakhona onke

  • @nhetevictor994
    @nhetevictor9942 жыл бұрын

    Drewmas you deserve to take over ZBC ndimi mune chimuti Neshamba ne team rako sando dzenyu

  • @judx34
    @judx342 жыл бұрын

    Tererai mashoko Ake,anokudza Mwari munezvese zvaanotaura.. Mwari rumbidzwai nekushandisa this young man..God can use anyone,musashore vanhu puriz...I hop it's a lesson learnt kune vaitaura zvakaipa about this pastor

  • @hazvineipmadziviremadzivir1115

    @hazvineipmadziviremadzivir1115

    2 жыл бұрын

    Wanikwa kupi munhu wamwari

  • @shiyeliainkorea

    @shiyeliainkorea

    2 жыл бұрын

    Amen. Ini ndaitoti ndi Usher, until ndaona vakunamatira ana Mother avo. Mwari atibatsire veduwe.

  • @cleofay9346
    @cleofay93462 жыл бұрын

    Thank you Drewmas media mkoma Andrew Mwari ngaakuropafadzei May God continue to use you prophet 🙏🙏🙏thanks you so much

  • @tre642
    @tre6422 жыл бұрын

    He's young and humble hope he remains like that tbh. It's disappointing most prophets are charging $300 just to speak with them on the phone. Love of money root of all evil. Look at the older prophets now.

  • @nikkimasuku8042
    @nikkimasuku80422 жыл бұрын

    Ndafara hangu kuwona Mai Nyasha vachisekerera God is great

  • @hildasanyika4697
    @hildasanyika46972 жыл бұрын

    Amen Amen 🙏 man of God continue with the good work.Dai maramba muchinamatira isu varombe musingakudze mari we are losing hope because of Maporofita nema Man of God varikutungamidza mari.

  • @blessedeternally2666
    @blessedeternally26662 жыл бұрын

    Thank you Lord for setting this child free from the powers of darkness through this young man. May your name be glorified forever more

  • @pamelachitenga8718
    @pamelachitenga87182 жыл бұрын

    Im happy he says God is the one healing people welldone Pastor

  • @judithsibanda5001

    @judithsibanda5001

    2 жыл бұрын

    Happy also he puts God first on everything and it's true only God heals not man welldone pastor

  • @sarahmadzore4315

    @sarahmadzore4315

    2 жыл бұрын

    Ndovanhu vaMwari ava amwe ose maprofita arimuzim garai pasi ava ndoProphte chaivo

  • @jeanalfandika3361
    @jeanalfandika33612 жыл бұрын

    Thank u Drewmas media and thank u prophet mwari vakuwedzerei dzimwe nyasha.Mai Tafadzwa varikufara kani kutosekawo she's was so depressed.

  • @libertykamupira7657
    @libertykamupira76572 жыл бұрын

    Our best Journalist in Zim..zvamanje manje ndimi munechimuti. Watching from Namibia.Mwari ngaatendwe,

  • @martychamba5589
    @martychamba55892 жыл бұрын

    Thank you Jesus, You are Yahweh( Alpha and Omega) 🙏🙏🙏Glory be your precious name🙌... Zvikasashamisa haasi Mwari, zvinototi zvishamise kt tizive kt Mwari vapfuura nepano💃💃💃

  • @cephasmuganuki5415
    @cephasmuganuki54152 жыл бұрын

    Thank drewmas big up i salute you, you deserve a medal

  • @MarwaFamily888
    @MarwaFamily8882 жыл бұрын

    Thank you Mr Neshamba, maunzawo munhu waMwari ari simple ari humble akaita effort yekubatsira vanhu zvisina kubhadharisa kana kupihwa twunhu twekunogezesa. I was so worried kuti our young pastor vachamakisa kereke nekuti isu tinotya kuenda kun'anga nevanosvikirwa saka tikaona vanobatsira vachitaura zvaJesu tinobva tapa kutenda. Thank you so much DrewMas media nekubatsira vanhu nemadivi akasiyana. Koo vaNeshamba madii kuendesa Mai ava kunekasekuru kaiti karikukutsvagai kwaMutare kwamai dealer nenyaya yenyoka kaya mukatya kuenda naChihera kkk

  • @shamisojaricha1743
    @shamisojaricha17432 жыл бұрын

    Drewmas Media Team, may our dear Lord protect you and take you to greater heights. You are doing a splendid job brother Andrew and team. God bless you.

  • @cathrinejaricha8708
    @cathrinejaricha87082 жыл бұрын

    We always have hope with you Drewmas as for me i trusted you kuti muchabatsira padambudziko iri thank you very much and God bless you yo work and your families.Thncx mkoma Neshamba

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea2 жыл бұрын

    Pastor naMai Pastor vanhu vanotaridza kuve very humble and down to earth. I'm praying that their ministry grows. Aaah mama is happy shuwa very lively and glowing now.

  • @leeroyshiritheprophetmusic8292
    @leeroyshiritheprophetmusic82922 жыл бұрын

    Muporofita ari humble urambe wakazvininipisa step ngaisachinje, matauriro kana zvingaitwa nemamwe maprophets atinoona mazuva ano... God will lift you up

  • @lungi527
    @lungi5272 жыл бұрын

    well done vaNeshamba, you are taking us to another level. Thank you man of God

  • @admiregmatake3440
    @admiregmatake34402 жыл бұрын

    Thank you Young Prophet. Young!! but Mighty and Powerful in Spirit. Takaona pa Tilder Mwana achirohwa. That was upsetting, I'm so happy that child has been saved. Love from Manchester!

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano32412 жыл бұрын

    Glory to god thank you so much mukoma Andrew Drewmas Media taking a to another level spot on 🙏💖and apostle god bless you 👏👏👏

  • @elizabethmatanha2551
    @elizabethmatanha25512 жыл бұрын

    Thank you Lord ,thank you prophet ,thank you Baba Neshamba thank you mhuri yezimbambwe🙏🙏

  • @ruthchinaka2725
    @ruthchinaka27252 жыл бұрын

    Ayiw Tinotenda Mwari thank you prophet nekubatsira mhuri iyi mai nyasha looks so healthy and happy wish you happy 2022 mai nyasha nemhuri yenyu musarega kutsamyawo ma10days january uyu rambai muri pama Mwari

  • @nondo2.045
    @nondo2.0452 жыл бұрын

    Mwari ngaakudzwe. Hanzvadzi and your wife, ramba uchibvuma kushandiswa naMwari. Don't let greed, power and fame change you. You're truly a blessing.

  • @sinosmajayaya1112
    @sinosmajayaya11122 жыл бұрын

    Thank you once again Andrew. Don't feel bad coz Tilda broke the story. Yes Tilda is also doing a wonderful job kudivi kwake I'm also following her. So this story happens to unite both of you. She broke the story, we came to you and you finish it. At the end of the end, the family is delivered. Did you see how happy is that mom. So big up to both of you. You slightly disappointed me (sic🙂) when you asked about njuzu. I see zvangu hauna kugutsikana nemhinduro yawapiwa coz now wave kuziva a lot about njuzu saka panzi mweya yes yetsvina apo hazvina kukuitira mushe😅🤣😂

  • @matildahtarirokuguyo1986
    @matildahtarirokuguyo19862 жыл бұрын

    Such a lovely young humble couple Mwari ngaarambe wchikushandisai munhuWaMwari👏👏

  • @mathemba

    @mathemba

    2 жыл бұрын

    Very young and humble. May God continue to guide them.

  • @tracymupaya9214
    @tracymupaya92142 жыл бұрын

    God is Good you are surely a servant of God.....Mwari varambe vachikuitirai nyaya prophet

  • @clemencetigere8257
    @clemencetigere82572 жыл бұрын

    thank u mr neshamba keep it up nebasa ramurikubata rambai muchifamba nebasa renyu irimhuri yezimbabwe iyambutswe take us to anather level nemumatambudziko atiinawo

  • @thefire3465
    @thefire34652 жыл бұрын

    I love this young Prophet

  • @elizabethngwenya9806

    @elizabethngwenya9806

    2 жыл бұрын

    Mwari ngarumbidzwe nokusungaperi .Amen

  • @simpsonkamonere3926
    @simpsonkamonere39262 жыл бұрын

    Tendai Ndoro 'Man Of The Match' on this show

  • @tutsirayiderera7791
    @tutsirayiderera77912 жыл бұрын

    You hear kuti Mai Nyasha she is so happy Her voice says it all I was following their story since from tete Tilder I am so happy finally the family is free Thank you so much tete Tilder and Drew media and the man of God 👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏🙏

  • @lindahkatai9069
    @lindahkatai90692 жыл бұрын

    Thank you Almighty God for providing your child at the right time of the family's need.

  • @fortunemuroro5542
    @fortunemuroro55422 жыл бұрын

    May The good lord keep on using you mukoma Neshamba , special thanks to the man of God 🙏🙏🙏

  • @helenmwale1987

    @helenmwale1987

    2 жыл бұрын

    Thanks Mr Neshamba kutipa up to date nenyaya yemwana wendu wekurowa nematombo mwari vapindira tinotenda 🙏🙏

  • @shayzgamz2692
    @shayzgamz26922 жыл бұрын

    The most humble pastor wechidiki the real deal chaiye mutumwa wamwari. Bless u munhu wamwari chaiye chaiye. Haa iyi Chechi ndinoenda iyi. 💃💃💃💃 Drewmas Media 👏 keep it up. Mukoma Andrew neshamba shumba nachihera thank u so very much

  • @vongaigwarinda5141
    @vongaigwarinda51412 жыл бұрын

    Amen iye zvoshamisa mambo wemadzimambo tinotenda. Thanx prophet namkoma Neshamba nebasa guru.

  • @innocentmudingo4315
    @innocentmudingo43152 жыл бұрын

    Well done Drewmas Media, we thank God this family got delivered.

  • @molynnyamangodo9941
    @molynnyamangodo99412 жыл бұрын

    Thank you Prophet Mwari ngavarambe vachikushandisai More Grace

  • @thokonkomo7148

    @thokonkomo7148

    2 жыл бұрын

    Tinotenda nebasa rakanaka kudayi mweya mutswene unoyita basa rawo vanhu vamwari. Kunganga unobhadariswa mari dzakawana

  • @thandolwethu4878
    @thandolwethu48782 жыл бұрын

    Thank you man of God. Bless you Drewmas Media 🙏

  • @lemmelemme313
    @lemmelemme3132 жыл бұрын

    Praise be to the Lord!! Mwari ngaarumbidzwe!

  • @charlesphiri8216
    @charlesphiri82162 жыл бұрын

    Thank you Pastor, may God continue to use you

  • @rolitarmoyana4521
    @rolitarmoyana4521 Жыл бұрын

    Thank you so much Mr Neshamba may God bless you n keep on doing the work you are doing people are suffering coz of evil spirits from family members

  • @rudomukamuri2911
    @rudomukamuri29112 жыл бұрын

    I am humbled by such a man of God. Veduwe l cried when Tete Tilder visited mwana akarohwa nembama veduwe

  • @simbarashemova22
    @simbarashemova222 жыл бұрын

    I am happy that the strange ordeal has come to an end. I am also hoping and having faith that the power came from the holly spirit because we are now tired of these so called pastors later on in life confessing that they got them from nigeria.

  • @clivemabvira1650

    @clivemabvira1650

    2 жыл бұрын

    shuwa

  • @tonderaijames2625
    @tonderaijames26252 жыл бұрын

    True man of God. Thank you

  • @lindamupanguri5793
    @lindamupanguri57932 жыл бұрын

    Thank u Jesus thank u Prophet and thank u neShamba

  • @felistursamicia7732
    @felistursamicia77322 жыл бұрын

    Thank you Lord nekutuma murumwa wenyu vese navaNeshanda simbarenyu Mwari ririkuoneka kuburikidza nevatumwa wenyu rambai muchivasimbisa tiporeswe Jehovha vanzwengesei pamiyedzo yepano varege kuterera kana kuteverwa nezvepano pasi asi nyasha dzenyu ngadzirambe dziri pamusoro pavo Amen

  • @makanakamaenzanise3602

    @makanakamaenzanise3602

    2 жыл бұрын

    MaFraudsters awanda chokwadi pasi pano. Vamwe vanononga nyok amumaBags evanhu, mumba kana muhomwe chaimo, asi varidzi venzvimbo vachiti 'Hatizvizivi izvi, kuti chinhu ichi ndangandiinacho' Saka arikureva chokwadi ndiani? Vamwe vanobudisa makudo nemapere mudzimba dzevanhu. KuneZviPorofita nen'anga dzatora mbiri chaizvo nekurapa nhova pavana vadiki, kubvisa zvitsinga, kudzinga zvidhoma...izvo zvinenge zvatadzwa nemhomho dzemamwe maPorofita kana n'anga dzembiri. Asi zvakazobuda kuti shasha dzekubata zvinhu mudzimba, shasha dzekudzinga zvidhoma, shasha dzerapa nhova pavana, ndidzo dzinenge dzazviita, ndivo varoyi vacho. Hutsinye husina colour or description, to look for fame and ways to dupe many poor people of their monies, by DELIBERATELY inflicting other people with such disturbing depth of wickedness. Kana denga ririko vanhu vese vacharipinda kunze kwevanhu vakaita seizvi. PEPUKAI VEHAMA, SUNGIRIRAI ZVIKWAMA PEDYO, MBAVHA DZAWANDA, NEDZINOBA DZXAKABATA MABHAIBHERI. This is worse than murder, or armed robbery.

  • @aishaamman266
    @aishaamman2662 жыл бұрын

    Ah mhamha is glowing sure, that smile if from her heart. Praise God!!!!!

  • @edmoremakwembere6345
    @edmoremakwembere63452 жыл бұрын

    when God sure set you free all shall be a laughing matter. l like the way she is narrating everything and keep saying that issues of faith and easy. glory to God for setting this family free in the name of Jesus Christ

  • @eustinamandigo1282
    @eustinamandigo12822 жыл бұрын

    Mbiri yose ndeya Jesu Thank Mr Neshamba nekutsvaka wanobatsira Apostle batai basa

  • @shamisojaricha1743
    @shamisojaricha17432 жыл бұрын

    Ndinotenda nekurumbidza akakudanai kwete kuzvipa mbiri, mukazvikudza Mwari vanotsamwa. Our God is a jealous God. Remain humble as you are man of God. God bless you so much.

  • @dubejulius1801
    @dubejulius18012 жыл бұрын

    Thanks drewmas my thanks goes to Andrew today engikuthanda ngawe liqiniso thanks for that thanks aain to young pastor keep on the good work of our lord

  • @wedzeraitawana8125
    @wedzeraitawana81252 жыл бұрын

    Thank you God and you drewmas media watching from SA

  • @margretsema4876
    @margretsema48762 жыл бұрын

    Thank you Lord for showing us once again that you still reign.

  • @rolitarmoyana4521
    @rolitarmoyana4521 Жыл бұрын

    Thank you very much prophet you were send by God to rescue the oppressed may God bless you

  • @edmorendokwana6644
    @edmorendokwana66442 жыл бұрын

    kana neni mpfanha uyu ndaimushora asi hukuru hwamwari ndahubvuma.. amen

  • @wolfy359

    @wolfy359

    2 жыл бұрын

    Munomuziva here , anogara kumbare kana kuti kuchurch chete?

  • @thabanindlovu7792

    @thabanindlovu7792

    2 жыл бұрын

    Thank you so much for helping this family surely it is written all over the lady Our God has done it . Thank u Drewmas media Thank u MOG .

  • @cathrinepfudza3198
    @cathrinepfudza31982 жыл бұрын

    Woooh God is faithful take us to another level thank you vaneshamba

  • @pcjcj9274
    @pcjcj92742 жыл бұрын

    Thank you man of God...you were send to save everyone..🙏 🙏

  • @pamelamunyama7884
    @pamelamunyama78842 жыл бұрын

    Mwari makanaka hamunyadzise God bless you young Pastor and amai.

  • @paulinejindu4711
    @paulinejindu47112 жыл бұрын

    Glory be to God who make all thing possible, thank you prophet nekubvuma kushandiswa naMwari kuita basa ravo. To you Drewmas media rambai makadaro guys nerudo rwedu,full support from us your viewers

  • @cynthiakembo9872
    @cynthiakembo98722 жыл бұрын

    Thank you prophet and drewmas Media

  • @hilarykhumalo6132
    @hilarykhumalo61322 жыл бұрын

    Big up to the Prophet & Derwmas media team.... wow God is great always

  • @sheltermpofu3570
    @sheltermpofu35702 жыл бұрын

    Thank mukoma Andrew much love ❤ ndandakaimirira kana ndiriseni ndini ndaiwanozsender mamsg pawatsp kuti endai thanks mukoma

  • @Giresigee8628
    @Giresigee86282 жыл бұрын

    I salute you my brother Mwari vakuitirei Nyasha I’m hppy for you …you are a real…true Man of God👏🏻🙏🙏

  • @jangeex2
    @jangeex22 жыл бұрын

    So true Mr Neshamba there is a change in her. She looks happy in this video. Praise be to God.

  • @nolinendebvu5743
    @nolinendebvu57432 жыл бұрын

    Thank you pastor and Andrew

  • @shawnmufudzi6723
    @shawnmufudzi67232 жыл бұрын

    Thanks Dreamas media nebasa guru ramakaita kutsvaga prophet vabatsira mhuri iyoyi

  • @cal007ish
    @cal007ish2 жыл бұрын

    Happy New Year @drewmas. My biggest feedback is please label your video titles properly especially those with follow up videos. It is difficult to tell which video is the first in a series.

  • @rumbidzaikafurama7128
    @rumbidzaikafurama71282 жыл бұрын

    Thank you man of God for helping and intervening with the deliverance✌✌✌✌✌✌

  • @rachelmutupanyama2186
    @rachelmutupanyama21862 жыл бұрын

    We thank God for healing this baby nyasha,prophet thank you so much nekubvuma kushandiswa naMwari .Thankyou Mr neshamba n crue nekudzifambira nyaya dzacho.komborerwai mese.But Mr neshamba tovabatawosei prophet Ava hanzvadzi yangu yanzwa neproblem yekufambwa nescorpion

  • @pridemupemhena7342
    @pridemupemhena73422 жыл бұрын

    Thanks Mr Neshamba and prophet . I am sure our nation will know the truth soon through Drewmas media. Now I'm concerned on manjuzu this prophet clearly clarify that mweya yekumvura (sutanisim) even mudzidzi wekwaWimbo akataura zvimwe chete asi vane manjuzu vanoramba vachiti haisi mweya yerima . Zvino ndodawo kuziva kuti zvinokwanisika hr kuti muite interview nevemativi maviri aya vari pamwe vachibvunzana vega kuda tingava nechokwadi.

  • @sibusisolavendernyereyemhu693
    @sibusisolavendernyereyemhu6932 жыл бұрын

    Vanowanikwepi Apostole ava he is very humble

  • @dianamainana4910

    @dianamainana4910

    2 жыл бұрын

    He has a KZread channel prophet Jose there u get his details including his phone number

  • @tatendasarucheratatendasar2619
    @tatendasarucheratatendasar26192 жыл бұрын

    Zvinofadza izvii thank you prophet

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa78542 жыл бұрын

    Thank....you munhu wamwari ndokutendayi shuwa murikumberi🙏🙏

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina52032 жыл бұрын

    What a mighty God we serve. 🙏

  • @sirclassics_uk
    @sirclassics_uk2 жыл бұрын

    I just like kaserious kaMai Prophet 😃😃😃

  • @jeanetdube121
    @jeanetdube1212 жыл бұрын

    Thank you man of God I will make sure I come to see you

  • @noxblablabla3866
    @noxblablabla38662 жыл бұрын

    May God bless this young Prophet

  • @Smi516

    @Smi516

    2 жыл бұрын

    Dai man of God vakasachinjwa nehuyipi huri munyika

  • @chipomakute4566
    @chipomakute45662 жыл бұрын

    Thank you Munhu WaMwari makabata basa guru may God bless you

  • @preciouszuze8410
    @preciouszuze84102 жыл бұрын

    Makadii vaNeShamba tinotenda nebasa renyu rakanaka ngazviende mberi vanhu vachibatsirika ndinongoti HAPPY NEW YEAR

  • @tendaichinos8475
    @tendaichinos84752 жыл бұрын

    Thanks Drewmas Media, face yamai ava nhasi iri kupenya , and she looks very happy 😊

  • @brendagonese4526
    @brendagonese45262 жыл бұрын

    Thank you Prophet

  • @dambudzotambara8974
    @dambudzotambara89742 жыл бұрын

    Mukoma ne shamba ndokumbirawo number dza prophet.

  • @mrwoods9410
    @mrwoods94102 жыл бұрын

    Hapana akasangana nemunhu waMwari akaramba akadaro,God is still saying something

  • @senzenikahari7330
    @senzenikahari73302 жыл бұрын

    This is a true prophet

  • @foremarko2040

    @foremarko2040

    2 жыл бұрын

    Amen 🙏 one in zim

  • @ellenpenyai4238
    @ellenpenyai42382 жыл бұрын

    Tinotenda mwari mwana avebho...tinotenda munhu wamwari 😍😍😍😍

  • @dambudzotambara8974
    @dambudzotambara89742 жыл бұрын

    God bless you Prophet. I salute you

  • @morelifenyamande6520

    @morelifenyamande6520

    2 жыл бұрын

    VANHU VAISHORA PROPHET VACHITI MWANA MUDIKI ASI MWARI VANODA IPAPO PAKASHOREKA

  • @tineitagwada5743
    @tineitagwada57432 жыл бұрын

    I love this Prophet kwete zvana Passion Java zviya zvekumama

  • @lydiamoyo8670

    @lydiamoyo8670

    2 жыл бұрын

    Kkkkkkkkkkkkkk

  • @foremarko2040

    @foremarko2040

    2 жыл бұрын

    Kkkkk ayo ma prophet ye mari

  • @dianamainana4910

    @dianamainana4910

    2 жыл бұрын

    Java is a comedian 🤣🤣🤣🤣 prophet kuma comedian

  • @samuelnyikahadzoi5701
    @samuelnyikahadzoi57012 жыл бұрын

    Yah good job on this one Mukoma Endrew

  • @edieedith3787
    @edieedith37872 жыл бұрын

    We thank God sure mai Nyasha looks happy thank you prophet

  • @mothernature2795
    @mothernature27952 жыл бұрын

    first lady looks unhappy 😀😀

  • @ngoni3803
    @ngoni38032 жыл бұрын

    Thnk u prophet ndimi 1 hangu wandakaona kuti monoita zvamwari chete chete ende hamuzvikudze kana kjshandisa zvinhu hobho hobho

  • @tinevimbomemory3912

    @tinevimbomemory3912

    2 жыл бұрын

    Well said

  • @idahsmakonese5051
    @idahsmakonese50512 жыл бұрын

    She is even glowing.... I love my Jesus oooooo... He never disappoints!

  • @shiyeliainkorea

    @shiyeliainkorea

    2 жыл бұрын

    Eh mufunge the glow is real.

Келесі