Mukuru weChikoro Opemerwa huSatanist Mushure Mekudaidza Nánga paChikoro Ndokuita Mhiko Dzeropa.

Mushure mekunge zvinhu zvaramba zvichibiwa pachikoro, mukuru wechikoro akazoronga kudana nánga kuti izvogadzire pachikoro. Zvino nhasi vagari venharaunda voti sezvo pakashandiswa ropa rehuku chiitiko cheSatanism.

Пікірлер: 15

  • @TendaiBvuma
    @TendaiBvuma2 ай бұрын

    This headmaster is something else

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari86992 ай бұрын

    Apa Mambo vatonga zvakatwaswuka apa. Ngativapevo mavoko avo!

  • @user-ph9wj1qt7b
    @user-ph9wj1qt7b2 ай бұрын

    Headmaster ndiwo varikutora ma solar imbavha mari yekubhadhara n'anga yakabvepi?

  • @user-kb7fv6wi2w
    @user-kb7fv6wi2w2 ай бұрын

    N'anga iyoyo yamambo ngayichiwona ka vakaba

  • @user-kb7fv6wi2w
    @user-kb7fv6wi2w2 ай бұрын

    Zanu so kkkkkkk hanzi ndatotuma zvinhu

  • @melverchawasema4905
    @melverchawasema49052 ай бұрын

    🎉

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog87842 ай бұрын

    The duplicity in the handling of cases is quite dubious.Mukadzi waMakoni akutoisa 250+USD muhomwe.Corrupt ,greedy ,conman Makoni.Aya ndiwo mahumbwe chaiwo!!!

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani96772 ай бұрын

    Ko hapana ma security guards here anochengeta pachikoro? Head usakure musoro chikoro ndechehurumende hachiitwe personal. Problem yako ndeyekuda kuzama kuita chikoro checommunity chako. Urikurwadziwa nei pazvinhu zve public?

  • @simbarashesami5173
    @simbarashesami51732 ай бұрын

    Huya nemboo dzako nechitupa nemari yedare

  • @user-xc8zl9ee9q

    @user-xc8zl9ee9q

    2 ай бұрын

    Kkkkk

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari86992 ай бұрын

    Vainobvunza have very big Questions! Ungatanga kuuraya machongwe ako iwewe, paChikoro chevaridzi, pamba pako here? Chikoro ndeche Gvt neCommunity not H/master. Muroyi muchinda uyu.

  • @nicholasfungurani9677

    @nicholasfungurani9677

    2 ай бұрын

    Arikutora chikoro kuita chake. Ndoo type yema head anoti chikoro ndechangu ivava. Zvinhu zvepublic ungade kuzviita personal sei kana connection yacho handisikuiona

  • @chingombedaries
    @chingombedaries2 ай бұрын

    This headmaster is a scammer akaita deal ne n'anga.headmaster doesn't know consequences of blood even ringavare huku

  • @user-bf1hd6uk1d
    @user-bf1hd6uk1d2 ай бұрын

    Headmaster uyo muroyi chaiye uyo ndiye arikuba pachikoro ipapo akutoita ma rituals ake pachikoro ipapo muendesei kwa Sekuru Tasvu avhenekwe .musatanist head uyo pliz

  • @ngonimed7773

    @ngonimed7773

    2 ай бұрын

    Ndiwe mbavha iwewe, headmaster is concerned nekubiwa kusvika pakushandisa pfuma yake kutsvaga mbavha chii newe