MUFUDZI - PARADZAI MESI

Музыка

Mufudzi by Emeritus Paradzai Mesi and Njerama Boys
In "Mufudzi" song, Papa Para was simply asking the mentee, the student or the learner to play his or her own role faithfully, in order for the teacher to successfully teach the student.
For a Lecturer to be regarded as the best, the student should show effort and perform well to the lecturer's expectation.
Mubereki kuti anzi mubereki akanaka, vana vane hunhu uye vasina musikanzwa nekurasika.

Пікірлер: 841

  • @frankmakota
    @frankmakota3 ай бұрын

    Ndinogara ndichiudza vanhu kuti mudhara uyu anogona like my comment ndikudzoka nenyaya yacho yese

  • @MichaelMuridzo

    @MichaelMuridzo

    3 ай бұрын

    Hatina zera naye

  • @Dadirai-xg3no

    @Dadirai-xg3no

    3 ай бұрын

    Anorovera kuodza Kani seRovambira

  • @raymondchinoda7361

    @raymondchinoda7361

    3 ай бұрын

    😂​@@Dadirai-xg3no

  • @Dadirai-xg3no

    @Dadirai-xg3no

    3 ай бұрын

    @@raymondchinoda7361 kkkkkkk

  • @orionpaul5210

    @orionpaul5210

    3 ай бұрын

    Dzoka nenya upedze tinzwe kkkkk🤣🤣

  • @PARADZAIMESSIOFFICIAL
    @PARADZAIMESSIOFFICIAL3 ай бұрын

    Thank you for supporting Njerama Boys

  • @rockmaposa3109

    @rockmaposa3109

    3 ай бұрын

    Musapererwa mdhara, mutopushai chaiko , vatsigiri tiriko

  • @cosmaschinyanga7675

    @cosmaschinyanga7675

    3 ай бұрын

    Fambai nebasa baba Para

  • @lloydndoro9718

    @lloydndoro9718

    3 ай бұрын

    South Africa we support you mdra wedu wellcome back

  • @tatendachipango4682

    @tatendachipango4682

    3 ай бұрын

    We are here for you baba

  • @murisichiradza400

    @murisichiradza400

    2 ай бұрын

    Baba Para muhombe

  • @normanmupfigo8538
    @normanmupfigo85383 ай бұрын

    I was playing this song so loud until my neighbor called the police ,when the police arrived they called the prosecutor.When the prosecutor came ,he called the judge,when the judge arrived , he sentenced my neighbor for trying to kill the vibe 🤣🤣🤣👾👾

  • @VincentSeremani-we5mi

    @VincentSeremani-we5mi

    3 ай бұрын

    Kkkkkk so funny

  • @TianasheRuwo

    @TianasheRuwo

    3 ай бұрын

    😂😂😂

  • @manatsalasto1785

    @manatsalasto1785

    3 ай бұрын

    Bhoo mdhara

  • @clytonRusere

    @clytonRusere

    3 ай бұрын

    😂😂😂😂

  • @user-sw6jb7wu1c

    @user-sw6jb7wu1c

    3 ай бұрын

    Good morning guys, I am going to be honest with you Sungura fans, in my own humble opinion without being sentimental of course, without offending anyone who thinks differently from my point of view, but also by looking into this matter from a distinctive perspective, I would like to say I have nothing to say.

  • @blakshatta4093
    @blakshatta40933 ай бұрын

    I'm not a sungura fan but I'm here to support baba Para...... MUDIWA HOOD GOD BLESS YOU 😢

  • @nigelmarodza3792

    @nigelmarodza3792

    3 ай бұрын

    Same here

  • @jeffreygunda9746
    @jeffreygunda97463 ай бұрын

    All Papa Para die hard fans let's gather here. Izvi zvinoda kutendwa. Hapana kuhadhira apo. Hats off to Mudiwa Hood for making this video a success.

  • @RutendoMhosva-fv6yc
    @RutendoMhosva-fv6yc3 ай бұрын

    Mudiwa Hood dai Mwari vekudenga vakupa mazuva mazhinji ekurarama panyika 🙏

  • @MusaMakaza
    @MusaMakaza3 ай бұрын

    Anogona uyu wakagona mudiwa hood kusimudzira murume uyu

  • @realbrothersbandzim3313
    @realbrothersbandzim33133 ай бұрын

    Thank you Hood Nation for all the guestures in this man's life

  • @iantavarera1791
    @iantavarera17913 ай бұрын

    Those ladies can actually dance❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @simbarashenyamukuta9887
    @simbarashenyamukuta98873 ай бұрын

    Mwari makandigonera kune vamakafemera kt vagone kuyeuka papa paradzai mesi ndinomudisisa🎉🎉🎉

  • @mambomuchombo5609

    @mambomuchombo5609

    3 ай бұрын

    thanks Mudiwa Hood ,masimudza muimbi wedu wekuMuzarabani,keep shinning .baba Para dont fall again

  • @realbrothersbandzim3313
    @realbrothersbandzim33133 ай бұрын

    Mudiwa Hood komborerwa Hama so touched seeing our legend resurrecting again. Mwari wekudenga awedzere nyasha. Your works are speaking volumes louder than haters'

  • @tendaimarecha2876
    @tendaimarecha28763 ай бұрын

    Your dancing team is organized. Especially the lady on front

  • @rodgerskakosa6603
    @rodgerskakosa66033 ай бұрын

    Vasikana avo vanogona kutamba keep up the good work papa Para

  • @mikeguchigu8607

    @mikeguchigu8607

    6 күн бұрын

    they can dance chokwadi

  • @BiaBianca-qn5tx
    @BiaBianca-qn5tx3 ай бұрын

    Waaaal nice song and the dancers,good quality video ⭐✨✨✨✨✨✨ musaneta Baba Para ,munosvika Kure chete ❤❤❤❤ Girls well done munotamba

  • @muroiwachikanda3113
    @muroiwachikanda31133 ай бұрын

    Pakarongedzwa ngoma well done mukoma Para

  • @Goelrusape
    @Goelrusape3 ай бұрын

    Uku ndiko kunonzi kufambirana nenguva pa dance apooo,I salute

  • @amosdube6877
    @amosdube68773 ай бұрын

    suka uyinkunzi Mesi ngyakugcoba mina phansi le Egweru salute baba.Ngakhumbula kdala kwakho.

  • @happyduru564
    @happyduru5643 ай бұрын

    Paratidzwa hushasha apo🔥🔥

  • @benjaminmupaikwa7280
    @benjaminmupaikwa72803 ай бұрын

    🎸🎶zviripachena izvi mukuru tamhanya muhuchi munzimbe mu sugar chaimo this time taramba kumhanya makarimwa ❤️😘❤️😘😍🎸

  • @JayWiscot
    @JayWiscot3 ай бұрын

    Those girls can danceeeee chaaaaaaai❤❤❤love ❤❤

  • @collinskachasu3452
    @collinskachasu34523 ай бұрын

    Proud of you baba Para, sir wicknell mupei muchovha uyo please

  • @rodrickchipere
    @rodrickchipere3 ай бұрын

    My favorite Sungura artist. This is it!

  • @johannamapiyawo9572
    @johannamapiyawo95723 ай бұрын

    Aww nice..regayi tichimhanye kuTiktok

  • @caiphasmadhuku9401
    @caiphasmadhuku94013 ай бұрын

    Nice video quality and good song as well

  • @munashenyakujara2371
    @munashenyakujara23713 ай бұрын

    Quality video waal, ups to @mudiwa hood

  • @gwoodspear4217
    @gwoodspear42173 ай бұрын

    Ngoma + smart 🔥🔥🔥

  • @tutsiraivictor5411
    @tutsiraivictor54113 ай бұрын

    Tikawana varume 5 vanenge mudiwa tinonakirwa pazim the song is good mukoma para message yavo huchi

  • @victormbizvo5516
    @victormbizvo55163 ай бұрын

    Sungura fans lets gather here and support the legend

  • @tendaikufa3613
    @tendaikufa36133 ай бұрын

    My appreciation to MH. Mwari wakupfuudzei mberi mukoma nelove yamakaratidza hwai yaive yatsauka iyi iine chipo. Indeed Love is not Love till you give it away! Komborerwai naShe. Heres to new beginings Papa Para.

  • @user-cd6om5ju4f
    @user-cd6om5ju4f3 ай бұрын

    Baba Mudiwa. chakanaka chakanaka , zvinodadisa. May God bless you. kuna mukoma Para, job well done

  • @morgizamhofunyashanu9839
    @morgizamhofunyashanu98392 ай бұрын

    Job welldone.ko Enzo avekutambira paradzai messi here

  • @Danny-Dembetembe
    @Danny-Dembetembe3 ай бұрын

    Paradzai Messi is back baba hoyoooo❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @user-cq9jn1hp6n
    @user-cq9jn1hp6n3 ай бұрын

    Haaaaa representing ana Papa we appreciate this master piece. Thank you cde ED . Huchi ED

  • @nicksonmagwendere6307
    @nicksonmagwendere630718 күн бұрын

    Baba Para...the flavour of Njerama still living

  • @omaxmunhe2260
    @omaxmunhe22603 ай бұрын

    Ndatenda Hangu🎉Parabéns Baba Para

  • @tigeremadondo2827
    @tigeremadondo28273 ай бұрын

    Best sungura video

  • @christinashechabvuta7775
    @christinashechabvuta77753 ай бұрын

    Great work Papa Para

  • @cliffordkasema4726
    @cliffordkasema47263 ай бұрын

    Thus good king.work for your family .keep yourself busy dont fall again.keep that light shinning.thanks to mudiwa hood.

  • @tatendamuchemwa9994
    @tatendamuchemwa99943 ай бұрын

    Hummmm haa kari kutapira.Ka dance kekukuchudza muchiona kari so sweet.Tuma slay queens munandi and song kuseri seri chaiko.Mudiwa Hood itirwa zvidhafu hanzvadzi

  • @sylvestermagombedze6901
    @sylvestermagombedze69013 ай бұрын

    Wjy so shot papa para

  • @ostenfernandovasco851
    @ostenfernandovasco8513 ай бұрын

    I’m happy nge message yerudzidziso.

  • @beeBlacky
    @beeBlacky3 ай бұрын

    Marovero akuita ma musicians edu ngoma .Haaa kwa kuseri.asi inyaya yekunzara mvura zvaisina kunaya or kutandanisa zig

  • @user-cz9db2kh1t
    @user-cz9db2kh1t3 ай бұрын

    Tinokutenda Mwari mriko mukoma endeswai mberi ❤❤❤❤tinozvitenda izvi

  • @XolaniDube-qj5eo
    @XolaniDube-qj5eo3 ай бұрын

    Ngasifunda kin isishona big up dalaah

  • @nyashachinatsira4471
    @nyashachinatsira44713 ай бұрын

    Ngoma zvese nesmart on point good work papa para

  • @leviasmadzivire5911
    @leviasmadzivire59113 ай бұрын

    Vasikana vanogonesa avo,good dance

  • @SteadyDaka-bw9hn
    @SteadyDaka-bw9hn3 ай бұрын

    Baba Para motooooo🎉🎉🎉

  • @joerestmusic
    @joerestmusic3 ай бұрын

    Awesome Director. M.H.

  • @tafadzwamachisvo
    @tafadzwamachisvo3 ай бұрын

    🔥🔥🔥🔥

  • @designmahara
    @designmahara3 ай бұрын

    Hamuperi zvekumhanya mudhara ❤

  • @MajesticSecurity-rb7qm
    @MajesticSecurity-rb7qm3 ай бұрын

    Best of the best Para keep up good work

  • @emmasonhlomayi5590
    @emmasonhlomayi55903 ай бұрын

    Thanks mudiwahood you restore legacy

  • @user-ls8hn3sn9p
    @user-ls8hn3sn9p3 ай бұрын

    Well done Baba Bhora mberi mugedhi

  • @laurentshuma
    @laurentshuma3 ай бұрын

    Welldone Papa Para, and thank you hood nation

  • @MosesMadhoyo
    @MosesMadhoyo3 ай бұрын

    Welcome back mdhara,this is the original njerama beats,famba mdhara!

  • @user-yk1dw9ni5z
    @user-yk1dw9ni5z2 ай бұрын

    Mudiwa hood may the lord bless you hazvigonekwe nevakawanda zvawakaita izvo thank baba avo he is talented

  • @lancechimberengwa6609
    @lancechimberengwa66093 ай бұрын

    I Love This ... God Is Faithful... Midzimu Inochengeta Dzinza Rayo 🙏🙏🙏🇿🇼

  • @Yvonne-is3hb
    @Yvonne-is3hb3 ай бұрын

    Vanogon papa para god keep you forwad

  • @charlestruecolours-mt7gu
    @charlestruecolours-mt7gu3 ай бұрын

    Vanhu vakuru avo i respect mogona mudhara

  • @mikeguchigu8607
    @mikeguchigu86073 ай бұрын

    nice Papa Para . Mudiwa well done

  • @progressimba
    @progressimba3 ай бұрын

    Makagona boss Para ❤❤

  • @itsokitsalrightfoundation9167
    @itsokitsalrightfoundation91673 ай бұрын

    ❤you never disappointed 😅🎉🎉🎉🎉 congratulations 🎊 👏

  • @homeplusfurniture2660
    @homeplusfurniture26603 ай бұрын

    Thanks Mudiwa hood nemiwo babaPara ft Ndafarira chidzidzo chakadxi berekeka

  • @kudakwashemuswere6705
    @kudakwashemuswere67052 ай бұрын

    Mr Mudiwa thank you Mwari wakuitereiwo zvamunoda zvese

  • @melisajavangwe6128
    @melisajavangwe61283 ай бұрын

    Basa rakabatwa apa

  • @tawandajonetembene862
    @tawandajonetembene8623 ай бұрын

    tongai moyo takunda miedzo vibe kubass

  • @CraigWiseman-ue9yw
    @CraigWiseman-ue9yw3 ай бұрын

    Izvi zvinovengwa nemuroyi chete

  • @justicepasipanodya1295
    @justicepasipanodya12953 ай бұрын

    Hyaaaa baba Para hamuperi

  • @user-ww3rd6jv8h
    @user-ww3rd6jv8h3 ай бұрын

    I thinks this is video of year papa Para 😂😂😂😂😂😂

  • @tichaonasinaro200
    @tichaonasinaro2003 ай бұрын

    Hoyoooooooo zvaendwa Mudhara wedu.marova basa

  • @lloydmhungueaglefocusimage6286
    @lloydmhungueaglefocusimage62863 ай бұрын

    This is good Papa Para Asante Njeramaaaaa😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍

  • @tariaszuka7335
    @tariaszuka73353 ай бұрын

    Very strong come back love you papa Para

  • @LameckDhurani
    @LameckDhurani3 ай бұрын

    Waal Mr Para back

  • @lavicknguwo2781
    @lavicknguwo27813 ай бұрын

    Nice video Ok 👍

  • @spencerrmusvibee9260
    @spencerrmusvibee92603 ай бұрын

    Baba paraa moto

  • @imwembeu6330
    @imwembeu63303 ай бұрын

    wire dzakabatwa apo... dancers on point 🔥🔥🔥🔥

  • @wellingtonruzvidzo3040
    @wellingtonruzvidzo30403 ай бұрын

    Wow ndanakirwa zvangu in vasikana zvo vakanyanya kkkkkkkkie

  • @pridemudondo1335
    @pridemudondo13353 ай бұрын

    This is an amazing song .......The video quality is top notch

  • @romeogasa
    @romeogasa3 ай бұрын

    Makagonesa mdara nice video 👏👏

  • @takudzwamukarakatiralph5276
    @takudzwamukarakatiralph52763 ай бұрын

    Vimbika ziva kuti mutakurwi haawane nzou

  • @trishybillion
    @trishybillion3 ай бұрын

    mudiwa hood pana Paradzai Messi you've done so exceptinallly well may God multply you.

  • @joelngonyama8331
    @joelngonyama83313 ай бұрын

    My favourite Baba Para.🎉🎉❤. But voice and nemagitare zvachinja. Thank you for remembering us again ❤

  • @TendaiMichael
    @TendaiMichael3 ай бұрын

    Pápa Para to the world

  • @CalistoChikunda
    @CalistoChikunda4 күн бұрын

    Thank you for the songs papa Para for a long period of time louder and clear ❤

  • @tacundamucunza613
    @tacundamucunza6133 ай бұрын

    ❤❤❤ ngazviende mberi

  • @BrendonKahungwa
    @BrendonKahungwa3 ай бұрын

    Ano gona munhu uyu zvisingait

  • @THOKOZILEMUTAMBU-ce7zx
    @THOKOZILEMUTAMBU-ce7zx3 ай бұрын

    Fambai papa Paraaaaaaa💥

  • @bonasera298
    @bonasera2983 ай бұрын

    The girls are very good dancers

  • @clivemunava5656
    @clivemunava56563 ай бұрын

    Legend is back in game 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @wiltonhove374
    @wiltonhove3743 ай бұрын

    Yaaaa makashanda nemazvo👏👏

  • @Bensonbeloved
    @Bensonbeloved3 ай бұрын

    Papa Para💪🤛👊✊

  • @AubeyThePlumber
    @AubeyThePlumber3 ай бұрын

    Matigonera masimudzira chikwata chenyika ichi,you can't be a Sungura fan isingazivi kugona kweNjerama boys.Vakawanda vakapfuura nemumaoko memurume uyu❤❤❤❤🎉🎉🎉

  • @billywayne35
    @billywayne353 ай бұрын

    ❤❤❤ndaterera this one i think kakechi 5

  • @user-mo7gu5ti4h
    @user-mo7gu5ti4h3 ай бұрын

    Apa vanasikana vakavhara nyama dzavo zvichitoendeka❤❤

  • @WellingtonDongorere
    @WellingtonDongorere3 ай бұрын

    Well done papa Para ❤

  • @PromiseMoyo-jo4yc
    @PromiseMoyo-jo4yc3 ай бұрын

    My best singer chibaba baba

  • @peteremmanuel3040
    @peteremmanuel30403 ай бұрын

    Baba Para ma1

  • @obertchida9157
    @obertchida91573 ай бұрын

    Good job. Good music 🎶

  • @user-sm6hp7ei9p
    @user-sm6hp7ei9p3 ай бұрын

    Ma1 aya ❤❤❤❤ boyz

  • @MadalitsoKb
    @MadalitsoKb2 ай бұрын

    Chopisa icho mumwe angware paipa pashata paipa mumwe anovhunduka chete

Келесі