MT. DARWIN......VADZIDZISI VAKAURAYISA MWANA WE-GRADE ONE?

Ойын-сауық

AKASIYA MA- LESSONS NDOKUNOFIRA MUMVURA

Пікірлер: 192

  • @marthamagora9793
    @marthamagora9793 Жыл бұрын

    Topic iyo inoenderana nenyaya, maticha akaurayisa mwana coz kana mwana angova pachikoro yatova responsibility yateacher especially vana vadiki. Mwana aibuda muclass akaenda kutoilet kutadza kudzoka teacher votadza kuita follow-up Kuti vaone kuti mwana aita sei panze. Like really?

  • @qtslimmuzvare
    @qtslimmuzvare Жыл бұрын

    Forever missed Tania handichakuonzve mwanangu

  • @giregrace317
    @giregrace317 Жыл бұрын

    My teacher Mr Mabhena vane t shirt yegreen ....lm happy to see him vakura mufunge midzidzisi wangu

  • @perseverance9096
    @perseverance9096 Жыл бұрын

    😭😭😭😭Apa anga aramba hake kuenda ku Chikoro mwana uyu veduwee ,

  • @farushamias8879

    @farushamias8879

    Жыл бұрын

    Nhai zvako😭😭😭😭😭

  • @evemudungwe168
    @evemudungwe168 Жыл бұрын

    Andrew hapana kufa kurina 4m 6 kana grade 1 zvose zvorwadz 💔

  • @madyedzomunyonga2036
    @madyedzomunyonga2036 Жыл бұрын

    It’s always a good idea kufamba nemkadzi, Sokostina, thank you for correcting mkoma Andrew, hakuna rufu rwuri nani. Whether a 100year old or a day old baby!! My thoughts!!

  • @oswardchikwanha165

    @oswardchikwanha165

    Жыл бұрын

    Mkadzi wale hre

  • @madyedzomunyonga2036

    @madyedzomunyonga2036

    Жыл бұрын

    @@oswardchikwanha165 I think kushanda vese chete, I don’t think mkadzi wake.

  • @tracygwashawanhu7142
    @tracygwashawanhu7142 Жыл бұрын

    Babamukuru Shumba namainin Chihera maswera sei ndimi murikudzifambira veduwe yarwadza iyi.Drewnas media taking you to another level

  • @salomechipfuwa5550
    @salomechipfuwa5550 Жыл бұрын

    Chiiko chakuitika kumusha kwedu Darwin.RIP nhanha

  • @thomaschawira1307
    @thomaschawira1307 Жыл бұрын

    Makagona chihera kutsura shumba hakuna rufu rwurinane.good wrk helex

  • @rumbidzaimauye9565
    @rumbidzaimauye9565 Жыл бұрын

    She already reviewed the signs and symptoms of death. If people would have known she shouldn't have gone to school in the first place most probably if the death was caused by black magic it could have been avoided. She wasn't feeling well and needed help. Mbudzi kuchemera pavanhu hunzi nditandirwe imbwa. All she needed was help. Rest In Peace daughter 🙏 💔

  • @winniechawarambwa3987

    @winniechawarambwa3987

    Жыл бұрын

    J

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 Жыл бұрын

    This is very sad 😭😭thank you Dreams media crew taking you to another level 👏👏👏

  • @tinotendamapungwana6913
    @tinotendamapungwana6913 Жыл бұрын

    Nyaya yakafanana neyakamboitika kuchikoro kwedu tikasha teacher vedu veAgriculture tikazovaona after 7days vatofa tichivatsvaga taivasha asi umwe munhu aitovaona achifamba takusvika panzvimbo iyoyo tovashaya

  • @stefanzvitambo3745
    @stefanzvitambo3745 Жыл бұрын

    Rumours Media, Taking us to another grapevine, I love you.

  • @ginmaposa4068
    @ginmaposa4068 Жыл бұрын

    Love you chihera good to see you back on screen

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 Жыл бұрын

    Imhepo dzinenge dzafumirwa newapenyu ,shingai hama dzangu ndozvazviri asi firo rachooo rorema zvaro kuti mwana aiwe awe kuyaruka zvakadaro,hazvina mhosva Tenzi muchengeti

  • @nnnsandra
    @nnnsandra Жыл бұрын

    Ndufu dzemadhamu dzawanda. I think we need kudzidzisa vana nevakuru Kuswimmer kana kungofloaterwo pamusoro pemvura chete wakamirira rubatsiro. Nematambudziko

  • @felistaschitonga
    @felistaschitonga Жыл бұрын

    This is sad. Kana mwana aenda kuchikoro, ari under care yemateacher but kana voshaya hanya zvekudismisser chikoro vasina kutsvaga mwana, thats negligence. Ndakadzidza pachikoro apa 1993. Am surprised kuti pachine the exact same structures, i one yakapwanywa pakaungana zvidhinha apo. Dam riri about 500m from the school. Kare ikako kudam kwaiita mamini mini, vanhu vachimhanyiswa nemadzangara dzimu.

  • @confidencegutu4029
    @confidencegutu4029 Жыл бұрын

    Ndozvakaitika masvingo last yr november bt uyo nhanhasi haasati awanikwa

  • @brownmafuka6713
    @brownmafuka6713 Жыл бұрын

    Mwana wehanzvadzi yangu akaramba kuenda kuchikoro akamanikidzwa mwana Hana kudzoka akazowanikwa after 6 month mapfupa ake

  • @rogerchanda
    @rogerchanda Жыл бұрын

    Baba vemwana mmmmmm

  • @aidynkwakwa6768
    @aidynkwakwa6768 Жыл бұрын

    Chiera anthi you are there ukuthi ukhulume ngesindebele .

  • @josephined8931
    @josephined8931 Жыл бұрын

    The grass and those rubbles they attract snakes and scorpions

  • @mafundirwadonald3043
    @mafundirwadonald3043 Жыл бұрын

    My condolences bro ,may her soul rest in peace

  • @bosslady933
    @bosslady933 Жыл бұрын

    Anokwanisa kunge akanotamba kudam maonero angu

  • @pardietaurai4683
    @pardietaurai4683 Жыл бұрын

    Chi song bhooo here ichiiii

  • @dannymashange6174
    @dannymashange6174 Жыл бұрын

    Hi sisi I wish you the best

  • @Doxmilitary1
    @Doxmilitary1 Жыл бұрын

    Taking us to another chapter

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 Жыл бұрын

    Vakadakwa sekuru ava murikupedza nguva navo

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Жыл бұрын

    Mmm baba ava vabereki vanoxhengetedza sey vana vari kuxul aah

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 Жыл бұрын

    Semunhu wechivanhu ndaona sekunge mwana aka perekedzwa kuchikoro nezve husiku zvikamu nyudza mumvura.aisa fona kutsanangura kuti sei asingade kuenda kuchikoro richibuda nyaya dzakadai tainzwa nyaya dzakadai

  • @farimanzva5851
    @farimanzva5851 Жыл бұрын

    Zorora murugare Tanya

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Жыл бұрын

    This brought some memories. When I was a little girl around 7-8 , there was a 3 old girl who went missing after the grandmother put her to bed for a nap in the afternoon. That day it rained like it has never rained in ten years. That toddler just woke up from the bedroom with her towels she went into the flooded river and later found the next day dead. Coming to the schools in rural areas it's because they are not fenced and gated. Primary schools should be made secured so that children can not leave the school yard before the time to go home. Or even make a policy that small kids should be picked up rather than just releasing them without a guarantee that they will get home safely

  • @evamchikovore2612

    @evamchikovore2612

    Жыл бұрын

    These parents they dnt pick their kids even if its a rule at school they will say akugona kuuya ega uyu

  • @evamchikovore2612

    @evamchikovore2612

    Жыл бұрын

    All infants shld be picked

  • @juliaherbet2063

    @juliaherbet2063

    Жыл бұрын

    @@evamchikovore2612 that's what I even used to do at an infant school in waterfalls Harare. I don't know if they are still doing the same these days but it was really assuring to the parents that your child is well looked after. That school has no security at all. They should put a fence and a locked gate so this won't repeat again

  • @evamchikovore2612

    @evamchikovore2612

    Жыл бұрын

    @@juliaherbet2063 especially this rainy season in rural areas theyshld be picked you

  • @mlalaziphephe4076

    @mlalaziphephe4076

    Жыл бұрын

    Good Chihera wagona kubvunza Shumba

  • @babatania1765
    @babatania1765 Жыл бұрын

    Zorora murugare Tania .Its so heartbreaking

  • @nestermbofana4287
    @nestermbofana4287 Жыл бұрын

    Ndatidzei kuti mwana makaramba zvaramba don't force ezvino mwana afa

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful Жыл бұрын

    Munhu akatorwa nemvura hamuiti zvechinamato munoenda kuchivanhu ,else njuzu dzomonya naiyewo n'anga neyinisina kutaura zvakakwana vakangoti itai so mwana adzoke akavafurira zvikasakisa njuzu kumonya mwana.

  • @tashieman
    @tashieman Жыл бұрын

    Machesa matanga zvakuda kuti sekuru tasvu vasvike kudarwin

  • @michealfisher4440
    @michealfisher4440 Жыл бұрын

    Really it's very painful and sad 😭 news

  • @gogokazima3547
    @gogokazima3547 Жыл бұрын

    Shumba hapana kufa kuri nani

  • @meritzhira9527

    @meritzhira9527

    Жыл бұрын

    Taura hako kufa kufa seuyo anga atova fomu 6 anotorwadzisa Mari dxese dzavakabhafhara bakutarisirawo kuti hapachina makore akawanda vanenge vochengetwawo zvongorwadza rufu ummm

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Жыл бұрын

    Nguva yezhizha kune mabhinya baba imi aah

  • @victoriamarufu3953
    @victoriamarufu3953 Жыл бұрын

    I really sorry may her soul rest in peace

  • @Lolotynash
    @Lolotynash Жыл бұрын

    Aaah Mr nyahuye

  • @acquilinemuradzi
    @acquilinemuradzi Жыл бұрын

    Thanks Kuna baba vati ngatichengetedzai vana venyu please

  • @neliarubacha4056

    @neliarubacha4056

    Жыл бұрын

    Unovachengeta sei vana ivo varikuchikoro iwe urikumba nhaiweee

  • @Chiravirwa
    @Chiravirwa Жыл бұрын

    Inga zvakaoma veduwe. RIP baby girl apa vabereki vari kure wongozonzwa kuti mwana hakusisina hazvitambiriki😢😢😢. Mwana anenge anga asina kujaira zvekumusha aitomboda help pakuperekedzwa apa kuenda nekudzoka kuchikoro.

  • @Varaidzo83

    @Varaidzo83

    Жыл бұрын

    Chokwadi mwana aida kuperekedzwa zvakaoma veduwe apo unenge waendesa mwana kumusha uchiti ndiko kuri safe than kuno joni😭

  • @Chiravirwa

    @Chiravirwa

    Жыл бұрын

    @@Varaidzo83 True dear tinenge tichitoti kumba kuri safe than joni pane angambofungira kuti zvakadai zvingaitika muZim especially kumamisha . Zvakaoma mufunge

  • @agnesjokonya1405

    @agnesjokonya1405

    Жыл бұрын

    But akaperekedzwa Kaa uyuu and anga aingaendi EGA kuchikoro ..mhepo kana dzakuvhima zvakangooma

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Жыл бұрын

    Teacher akatadza basa hake....negligence of duty

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Жыл бұрын

    Drewmas we need postmortem plz panenge pane nyaya APA ummmm. Thank u for taking us kumberi l love u me and the 99 others

  • @morllenzondani66
    @morllenzondani66 Жыл бұрын

    Pa Nyakasikana nhai headmaster muripo here pasango ipapo tiitireiwo serious ndofunga nyoka dzakazara mu yard imomo

  • @neliarubacha4056

    @neliarubacha4056

    Жыл бұрын

    Vacharumisa vana

  • @priscillandawi
    @priscillandawi Жыл бұрын

    Rest in perfect peace little Angel 😪

  • @chrismaziriri4991

    @chrismaziriri4991

    Жыл бұрын

    Rip linety

  • @user-nv1ln5wr9l
    @user-nv1ln5wr9l6 ай бұрын

    Zvaoma sure mwari avenewe Tania

  • @marvelousmaposa1876
    @marvelousmaposa1876 Жыл бұрын

    Aya madhara anotaura nezvejodzi dzinowanika nguva yezhizha anopenga chaizvo, zvinhu zvekutaura parufu izvozvi, vangataura zvekuti vabereki havachengeti vana iye mwana akaperekedzwa akasvika kuchikoro akazobva akange asisiri mumaoko evabereki, pane kuti vataure zvakaitika ivo vototaura nyambo zvavo

  • @monnietaah9583

    @monnietaah9583

    Жыл бұрын

    Imagine baba benzi.

  • @monnietaah9583

    @monnietaah9583

    Жыл бұрын

    Some people should not be given mukana wekutaura zvachose

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Жыл бұрын

    Why people and police don't get together and do a search if someone has gone missing. There's something wrong somewhere. So they were taking statement without rushing to the dam first. Munoshamisa

  • @nokuthungorima787

    @nokuthungorima787

    Жыл бұрын

    Tarwarwadziwa zorora murugare Tania

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Жыл бұрын

    Rest in peace little Angel

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Жыл бұрын

    Zorora hako mwana

  • @user-nv1ln5wr9l
    @user-nv1ln5wr9l6 ай бұрын

    Zimbabwe ngaitowo security pachikoro inogadha pagedhi kuitira vana vaonekwe vapinde vose kana kuzobuda kwavo

  • @brightonchiwawa4740
    @brightonchiwawa4740 Жыл бұрын

    Sekuru avo mmm

  • @colletahnyamumpinga4393
    @colletahnyamumpinga4393 Жыл бұрын

    Ummm very sorry bro it's so sad

  • @bettymmartin332
    @bettymmartin332 Жыл бұрын

    Pamwe akatorwa akarepwa vakamukanda mumvura

  • @babrachakawata5992
    @babrachakawata5992 Жыл бұрын

    Shemu sorry my cute baby recent in peace

  • @princemusumhiri1068
    @princemusumhiri1068 Жыл бұрын

    Its heartbreaking

  • @MichelleCharlotte-ib5yh
    @MichelleCharlotte-ib5yh Жыл бұрын

    Akadanwa nenjuzu mwana iyeye nt kti teacher anemhosva pane akazviita kuguruve uko kuchikoro vakatotadza kuziva kti aendepi vakazofamba vakanzi endai padziva padyo nepamba pavo ipapo vakaita chaivanhu mwana akabuda arimupenyu nw vatova mai vemba saka inotovhara kubva kumateachers acho iwayo kti vasaite pfungwa yekti ane kwaarikuenda

  • @tashieman
    @tashieman Жыл бұрын

    Zvinorwadza wedewe

  • @ginamapiyr8039
    @ginamapiyr8039 Жыл бұрын

    Shame sorry hako hanzvadzi zvinorwadza chokwadi

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 Жыл бұрын

    I suspect hangu a ritual killing apa. After 3 days hapana mvura mudumbu fresh blood uuuum panoda kuongororwa. Rest In Peace Angel 💔💐

  • @giregrace317
    @giregrace317 Жыл бұрын

    Zvinorwadza veduwe grd 1 akafa atambura mwana uyu

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Жыл бұрын

    Very sorry rest in peace angel😭😭😭

  • @fadzaichidindi9848
    @fadzaichidindi9848 Жыл бұрын

    RIP Tania my girl

  • @simbamukandatsama6333
    @simbamukandatsama6333 Жыл бұрын

    Sadness for sure

  • @vhuranjero
    @vhuranjero Жыл бұрын

    Zvinorwadza zviiii kurasikirwa nehupenyu hwevana vedu

  • @aleeyahtate9194
    @aleeyahtate9194 Жыл бұрын

    😢😢haa veduwee

  • @dorcassithole4952
    @dorcassithole4952 Жыл бұрын

    Shame zvinorwadza ende mai vacho hazviperi vachingoona dam rakafira mwana.

  • @ginmaposa4068
    @ginmaposa4068 Жыл бұрын

    So sad story😭

  • @patrickemmazhara7648
    @patrickemmazhara7648 Жыл бұрын

    Zvakaoma

  • @magretchowa2203
    @magretchowa2203 Жыл бұрын

    Mwana akarohwa nenyanga or zvishiri ochichisaidzirwa kumvura nebvuri zvigonzi imvura

  • @wisheszvitete9602
    @wisheszvitete9602 Жыл бұрын

    Mwari tungamirai nyika yokwedu

  • @brownmafuka6713
    @brownmafuka6713 Жыл бұрын

    Sorry may her soul rest in peace

  • @deliwendlovu6954
    @deliwendlovu6954 Жыл бұрын

    RIP Angel 🙏

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 Жыл бұрын

    Sekuru vakadakwa ava

  • @faithmavhaza5234
    @faithmavhaza5234 Жыл бұрын

    Drewmas murisei ini ndinoona sekuti rufu rwanga rwatodeedzera kare nekuti mwana uyo akatomboramba kuenda kuskul akaitwa zvekumanikidzirwa,,,, ini ndomafungiro angu

  • @nesterchishanu7642

    @nesterchishanu7642

    Жыл бұрын

    Zvinhu zvinoitika rufu runodana munhu washe hamumbongwariri rufu hazviiti ini ndine mumweo wekumaraini akamanikidzwa kuenda kuxool akanorohwao nemota zvinowanikwa izvi haisi mhosva yemunhu

  • @hwanlove
    @hwanlove Жыл бұрын

    Kuchivhanhu kana kusvondo, munhu historical should not die in such a way.

  • @tanyarue
    @tanyarue Жыл бұрын

    So sad rest in peace little angel😭

  • @FatimaKhan-ue8sf
    @FatimaKhan-ue8sf Жыл бұрын

    Sora ranyanya kuita paddock

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Жыл бұрын

    Mwana weimwe friend yangu akarumwa nenyoka shuwa Ku centenary last yr haaa zvakaoma zvedi zvinorwadza. Anyways poor child afira mumvura zvakaomesesa

  • @mavismasunda7681
    @mavismasunda7681 Жыл бұрын

    Bt kna mwana achiramba kuenda kusch vabereki shld find out

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 Жыл бұрын

    Saka ma teacher apinda papi

  • @neliarubacha4056

    @neliarubacha4056

    Жыл бұрын

    Pakusaona mwana kubva achibuda muclass kusvika time dzekut vana vaende kumba vasina kuona kuti umwe aripi

  • @teclachabarwa7236

    @teclachabarwa7236

    Жыл бұрын

    Ticha apinda pakuti haaifanira kuzopedza chikoro asina kuzocheka Kuti mwana aripi and mwana uyu anoratidza Kuti muclass akangozvibudira futi ASIna kumbokumbira kuenda kutoilet ticha waiti arikubuda kuendepi ndozvazvakuita her mazuvano Kuti mwana anongobuda kuenda toilet asina kukumbira Iwo ticha wongonyarara hawana care ticha awa

  • @neliarubacha4056

    @neliarubacha4056

    Жыл бұрын

    @@teclachabarwa7236 ndinowirirana newe teacher ane mhosva uyu

  • @confidencenhau
    @confidencenhau Жыл бұрын

    Dont think kt mwana akanuyra mumvura ini akamonywa akazokandwa mudam atofa ,sei asina sign yekt akafanemvura

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Жыл бұрын

    Mutunhu uripo ihhhh 3km

  • @shamiegoto7131
    @shamiegoto7131 Жыл бұрын

    Rest in peace little angel

  • @samuelsimbi9467
    @samuelsimbi9467 Жыл бұрын

    Ko teacher vakadzidzisa kusvika vana vabuda vasina kuona kuti mwana hamo sei mm panenyaya apa

  • @wisheszvitete9602
    @wisheszvitete9602 Жыл бұрын

    Maticha aiva ekare rest well tania

  • @sinodiakhosa2325
    @sinodiakhosa2325 Жыл бұрын

    Rest in peace little 😭😭😭😭😭😭

  • @lovenessjeche3761
    @lovenessjeche3761 Жыл бұрын

    Ko topic ynyu nenyya zvkuindirana ere

  • @drewmasmedia3856

    @drewmasmedia3856

    Жыл бұрын

    Yes tererai nyaya yese mubereki arikuchema nekusachengetwa kwevana nemateacher

  • @malinideviya534

    @malinideviya534

    Жыл бұрын

    The kid was at school guys so aive mumaoko ematicha saka hapana chakaipa netopic chandoziva grade 1 inoteverwa kutoilet nateacher

  • @neliarubacha4056

    @neliarubacha4056

    Жыл бұрын

    @@malinideviya534 taura hko isu taiperekedzwa isu

  • @tinomzeni420

    @tinomzeni420

    Жыл бұрын

    @@drewmasmedia3856 ichokwadi mwana kana avekuchikoro anenge Ave mumaoko Ema teaches

  • @pazadesiree712
    @pazadesiree712 Жыл бұрын

    Chihera+ Shumba

  • @forgetjenyura894
    @forgetjenyura894 Жыл бұрын

    😭😭

  • @lingiwemhlanga2497
    @lingiwemhlanga2497 Жыл бұрын

    I think title mubvunzo nkut pane question mark kureva kuti drewmas haina kupa answer apo asi vari kubvunza.

  • @bettymmartin332
    @bettymmartin332 Жыл бұрын

    Please ukaona mwana achiramba kuenda kuchikoro pamwe pane chikonzero chaakaona kut arambe. Whani kuchichidzirwa two pamwe Yatinoti Abuse kuchikoro

  • @muchenashumirai6984

    @muchenashumirai6984

    Жыл бұрын

    Asi umwe anongoramba kuenda kuschool worse magrade1 aya anenge achida kuswera achitamba pamba

  • @nestermbofana4287
    @nestermbofana4287 Жыл бұрын

    Mwana ahana kumboenda kotqmba kudhemu mwana akadzipiwa uyo aaa there is something wrong somewhere some how

  • @patiencemashura8942
    @patiencemashura8942 Жыл бұрын

    Zvinorwadza

  • @ldyiamarodza61

    @ldyiamarodza61

    Жыл бұрын

    Zvinorwadza izvi vana varikungosangana nematambudziko mwari tbatsirai vana vedu ndinoti sory bro nezvaitika izvi

  • @madyedzomunyonga2036
    @madyedzomunyonga2036 Жыл бұрын

    Uuuum rwuyo urwu chemutengure kkkkk

  • @theresamudzikatiri4087
    @theresamudzikatiri4087 Жыл бұрын

    Shame zorora murugare

  • @SR-cf2rv
    @SR-cf2rv Жыл бұрын

    Andrew watch your words, how dare you can say the A level was better then the Grade one to die? Mate death is death have you ever mourned a child???

  • @faithmotsi4618
    @faithmotsi4618 Жыл бұрын

    So sad 😞...but headline yenyu ummm musadaro..don't be quick to judge maaccidents ariko veduwee.

Келесі