MT DARWIN SOHWE......AKAURAWA NDOKUZOPISWA- NYAYA INOCHEMEDZA
Ойын-сауық
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Пікірлер: 56
Ngozi iya yawapapi yemukomana wekuurairwa nyama mabhonzo akawanikwa here mumba
@RumbidzaiCharambira
19 күн бұрын
was abt to ask same question
@lorrainenembaware4606
18 күн бұрын
Mubvunzo wanguwo
@user-jh4eu5sw3f
16 күн бұрын
Same nenio wena nyama yakanuna veduwe Zvakaoma 😢
Ko seii comrade vakasimba povo yakaondoroka ko kuguta kwacho mdekupi apa? 7:48
Dewmas media taking us to another level
Saka vana ava muchavaitureye wo senyika
Kana tazogara tazonyatsogara zvekugara zviye. Nyaya iyi inondirwadza tine hama dzichiri musango. Mushe kufunga. Wangu munamato kut dai taziva hama dzimwe padzakarara dziradzikwe mushe. Inguva chete pamwe moyo yedu ingazorore.
Mapenzi ayo ese asimudzwa pamberi pevanhu kuda kukanganisa vana kuti zanu irambe iripo comrade comrade in 2024 nenduwe havana musatanyoko
@auxilliahmaramidzi9016
15 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Tibvirei apa. Murikusiya vanaED, Wicknell, Passion Java, Eubert vachidya mafuta enyika imi muchingongotaura zvehondo yakapera 50 years ago
@simbathomu6496
10 күн бұрын
It's about vakafira kuHondo vanofanira kurongedzwa .. they played their part and they were not Cowards like your Generation isingagone kurwira Freedom ..
First to like nhasi
Hayiwa ngavanetse hama dzavo
Vaakupfuka bcz vakafira pasina
Ndazvaitwa nezanu PF pagukurahundi. But the problem we are not free
Drewmas media taking you to another level nhasi raa rimwe zuva
This disturbs the future of the child. Vadzimu, nyaraiwo!
Hanzi mademon. I don't want to remember the time of war at. Ndakapona netsono kubatwa nemacomrades aya i was less than 10 years of age. But my friend who was 13 years old was raped and got pregnan. I don't know where she is now and the son she had after that encounter
Makadiiko hama❤
Nhy uya wekufukunura achiti mabhonzo angu ari mumba umu,akazowanikwa here mabhonzo guys❤
Thank you Drewmas media
Maswera sei vabereki
What about Gukurahundi.Vachafukunurwawo riini
Zvakaoma
Mt Darwin inorwadza veduwe 😢😢😢
@charitymerjurykambuzuma2210
19 күн бұрын
My roots zvakaoma veduwe
@patiencemuseri7610
19 күн бұрын
Kumusha kwangu uko, dai Mwari vatirangarira
Zvakaoma nhai imi
Vana vanopenga vanoda mweya wemuhodho vanoudii vakufunga kuti vanarangarirwe naEd mt darwin nzara hamusi kuiona hre
This is sad 😔
Todya hondo hr guys
Dzokororo hre
Ini ndineMapfupa aCde andakaona kumusha kuMasvingo .. nepfuti neBakatwa rake mukabako so .. i kept quite but hameno zvakangozoitika so .. ndakashandiswa ndokuwana kwandakaita mombe dzandiinadzo nhasi .. i was grade 6 .. Plus iyo yataurwa iyo yaCde vakauraya msikana ndeyekudhuze nekwedu .. yes its true .. Musango umo mnevakasaramo varikunetseka mweya yavo ..
Ko wekucherwa mumba akawanikwa here
Zvinogwadza
Uyo wechiheti chezazanupf kutyisidzira vanhu simula Zimbabwe simuka
Zvinoda mwari
Ngozi ya Bee hwfa
Drewmas marasika
❤❤❤
❤❤
😂😂😂😂 mabornfree
Ngavanobudira kustate house ndokune vakasununguka isu tichiri muhutapwa
Ummm😢😢
Vakafira mahara hakuna chitaka chirikudyiwa nenyika apa
Lo obhema phakathi kwabantu seyaphi inhlonipho ebantwinb
Pfutseke iwe dzokera kuhondo kwako iwe ikoko! Nonsense!
@Rebhara
19 күн бұрын
Vanhu havana zvekuita kuDarweni.😂😂😂😂😂
@luciabanga1677
18 күн бұрын
Vairembedzerwa mahara coz tingori mu war nevanhu ivava vezvimadhuku ne mazambia ne caps .okkkkk
😢
Kwanga kurisei kumakereke kune vanoenda vasingaende nguva ichakwana zvayo😂😂
@itaimarega1615
18 күн бұрын
Boe zvekut Mwari anotida
Takarwira iwe neni tive zvatiri muchigara muzvidzimba zvakadai?😂😂😂😂😂😂😂. Vanhu vakafira mahara