Monday Secrets and Confessions
Ойын-сауық
Tilder LIVE ZIM, Biggest Reality Talk Show In Zimbabwe-
Tilder Moyo-Karizamimba is a Zimbabwean radio personality who is well known for tackling sensitive social issues. She made a name for herself at Zimbabwe Broadcasting Corporation (ZBC)'s Radio Zimbabwe where she hosted a no-holds barred Sunday morning talk show which touched on various social issues. Some of the controversial issues that the programme has dealt with include those of satanists, child prostitutes, victims of rape and business people who use juju to enrich themselves. It was a phone-in programme and many a times perpetrators and victims called in airing their views and experiences making it worthwhile for the audiences to tune in. She also presenter of the Popular Tv Music Programme Ezomgido/Mvenge-mvenge on ZBCTV Before she left zbc for greener Pasture
Tilder left Radio Zimbabwe in September 2013
Пікірлер: 58
Mai avo vanesame situation seyangu mwana wangu is the best ever and even ndisina mari she understands and she is a star kuxool ❤
Tete tilda when asking questions please musaite kunge mukushora munhu or shororodza kunhu pane zvinhu zvaanenge akaita ,chingonzwai secret mongoti ok ok zvopera
Ini ndina sekuru vandototya soo vane kakufarisa sooooo hanzi "muzukuru mukadzi" madiro avanoita mahug soo and ndichikura vaitocommenter ehhh mazamu akutokura kaaya
Hello Tete,you're looking good 🥰😍
Uuum ndarohwa nehana uyo wekuba mari yekunoroora
Tete zvinhu zvinoitika muhupenyu zvakawanda vamwe vanototya kutaura nekuti mhuri dzinoparara
First....Confession ukawana nguva ukwane ungabe mari yeroora shuwa haaa wakatadza igodo here
Tete try to be friendly and serious when asking questions and advising
Pakungoda chiromgwa chevakarepiwq chiri chega
Mwana weGrade 5 or 6 ayingaziva kuridza mhere here? How old was the cousin? Awful experience very sad.
Yemusikana wekubatwa chibharo yandibata veduwe
Hi tete ❤
Telder tete wangu
@nancyncube2656
Жыл бұрын
Ndi Tilder
@princesstee6483
Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 telder
Ndipei ndimudirireo sugar mumota make
Kwete zvemujolo kkkkkkkk
Hi tete ini ndine 52 years handina kuroora mfanha wangu ane 47 years haana mukadzi, sekuru vangu vakaroora at 45 years. It's very possible kusaita mukadzi nyangwe wakura, I'm enjoying my life and I have got a very good profession, hapana kana chipiporo apa.
@davidzochadinginda9811
Жыл бұрын
Ummm
@nancyncube2656
Жыл бұрын
Imi baba ve 52 yrs saka monzi murijaya here kana kuti mudhara. Imika ndimi munonzi makaroiwa kare zwemhando yepamsoro soro. Takawanda vakadaro mupfunge asi isu vamwe zvinotibhowa life yatirikurarama. Mwana wakakosha muhupenyu nokuti ndiyo hama yako iripedyo newe. Endai kumaporofita monoudzwa zviripamuri. Kana chiri chivanhu zoonekwa. You are no longer young machembera Ankeli
@bchis8806
Жыл бұрын
@@nancyncube2656 Ndononzi mdara, mtape kana kuti vashe
@destinybridalslounge1623
Жыл бұрын
Imika ...saka mucharoora mave nechii coz machembera already...makaroiwa chaiko fambai mubatsirwe or makarombeswa its not normal
@nancyncube2656
Жыл бұрын
@@HeAloneIsGod9901 is he alright ? Be careful mainini vanhu vakadaro vanenge vane zviripavari. Chenjerai kudanana nemurume wengozi. Asi kana iye achinge akubudira pachena kuti wanga akaiswa mudura akazobudiswa na tsikamtanda ndinovhumirana naye. Otherwise arikuita zwekumanikidzira kufadza vanhu izvo zwekuwana zwisiri maari
Saka uri gerofurent oda kuroya munhu asina kukuroora kabenzi
@mercymupondiwa9426
Жыл бұрын
😂
Thank u for the program that u r doing. I have seen that cases of abuses are happening. Sadly, they r being under reported n this has caused masurvivors to experience maeffects. For effective proffesional counselling sesions they can visit masocial workers, psycologists, counselors who are able to work as case management officers since counselling is not a once off thing. Its a process. Musasa proj, n women affairs can assist. Nemamwe maorg. Akaita sesocial welfare if they r children they can receive counselling and many others.
The woman who considered abortion do not ever feel regret or guilt.. Why? because you made the right decision in the end and kept your pregnancy. You went thru "normal" emotions under your circumstances, so you have nothing to confess to your child. You have been thru a lot, be kind to yourself. Enjoy your child and be proud of yourself. Enjoy life.
@epiphaniasilika7894
Жыл бұрын
F😢5t g5g😢😮😮😮😢😮😅 😅u9u
@epiphaniasilika7894
Жыл бұрын
J😅julie uujjj😅😅😅😅😅😅😅 8😅 😅jumyh😊😅f😅😅😅😅😅😅😅j😅😅6😅g😊the y7hg7j😅😅😅😅😅
@epiphaniasilika7894
Жыл бұрын
😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
@epiphaniasilika7894
Жыл бұрын
8
@epiphaniasilika7894
Жыл бұрын
Y😅😅y😅😅
Iwe weSugar mu engine don't justify your cruelty... uchiti wange watadzirwa it was your choice.
@tarirochipomho871
Жыл бұрын
Hi Tete Tilder
Kkkkkkkk nhikwi
Hezvo imwi tete mwarwadziwanei? Ko kana vaviri vakawirirana panhau yemwana 1st born atoroora iye akamurera ndiye baba vake. Imi tete Tilda what action are you advocating? Why should they be involved in non of their business.... Siyanai nema marriages evanhu.
@mercymupondiwa9426
Жыл бұрын
😂
Eish pawakadaidza 😢kuti bmnini uyai mundinyenge vanhu vaifanira kutora action 😢😢 vanhu vekare asi vaiwe mafuza here
Kudhara vanhu usanyeperwa nen'anga kuti ikarwara ne vigine aids inopera
@yeukainyanjera5525
Жыл бұрын
Sorry kurara
@nancyncube2656
Жыл бұрын
Kkkkkkkkl hawu ndiyo nyaya yacho nhai. Isu ma virgin tiripakaoma kkkkk
@yeukainyanjera5525
Жыл бұрын
@@nancyncube2656 saka maiona ma case akawanda murume mukuru anonzi arara ne 3yrs oshaya kuti chii dzaiwa n'anga dzainyepera vanhu
Please Tete Tilder pindirai panyaya yemhunu anoda kuzvouraya vanha. Mamwe ma secrets akaita seawa Fumurai please.
@chiyenyumba7135
Жыл бұрын
Kikkkkk hezvoo asi wakatorera munhu munhu wake wakutya kikkkkk