MASKIRI - Gore Renzara (Audio)
Музыка
MASKIRI Digital Streaming Platform Links.
Spotify: smarturl.it/MaskiriSpotify
iTunes: smarturl.it/MaskiriTunes
KZread: smarturl.it/MaskiriTunes
CONNECT WITH MASKIRI
▶️Facebook: / maskiri
▶️Twitter: / wemaskiri
▶️instagram: / wemaskiri
CONNECT WITH MASKAL
▶️Facebook: / maskalmusic07
▶️Twitter: / maskaldominic
Пікірлер: 68
Follow Maskiri on instagram link: instagram.com/wemaskiri/
Apa mabharanzi kunge Jonah akuti it's a new track kkkk
I remember one Dvd I once had with this song with Eminem flowing like ndiye akaimba song iyii 💥💯💯💯💯💯 #2010
Izvi zviri muropa mukoma
Yeah uyu munhu takamutsikirira as a country aipisa kubva word go
#NdauyaKuzonetsa 💥
Listening from Mozambique 🇲🇿
Bring back the good old days #Bluemovie #MuviriWese #Tapinda Tapinda 🔥🔥🔥🔥
Maskiri wakazodiii namai Muku
Varoyi n'anga handitye imim ndinotya mdara God
Uhmm maskiri usazodaro......kubva madzoka kuzotora chimuti chenyu zvehasha kudero
You and Mau Mau ndimai varidzi vechinhu ichi
Song iyi 💪
Kkk skillaz I remember tichinzi ndian vamuri kuridza uyu isu toti hamusi kuziva here ku Eminem akurova dzeshona #Muviri wese
Tateguru havapere boys
Skillaz mwana wakwaUsimbe unondigonhera mhai
We still there Gore Renzara 2021
Song yamaskiri inenge ichi yimbwa nezve vana va Somanje inonzi chii
@munyamadzima
2 жыл бұрын
When u find it tell us
@iam_21
2 жыл бұрын
Iyo. Song yamuri kuda inonzi Zvese Zvese but also listen to Mumba
@t-rappquavy6507
2 жыл бұрын
Thanks boss
ama2000 wont kno ho dopee this is
@djgoodbeatx3526
2 жыл бұрын
Ndikutsvaga nhamba ramaskiri neumwe mubabe so malyrics acho aiti idzo ndangariro dzezvataiita kare...dzondifungisa kure kusinga svike vapenyu.....
Maskiri kwakuserisa 🔥🔥🔥
Hip hop legend. Hamusi shumba dzepamatches
Ipfuti
Tateguru madzoka with a bang
Wese miri
Aka pakuclicker ne beat kano enderana na Ethiopia. Please bring bek this old kinda rap
One of the best hip-hop song
Tete guru rikudonedza evrday kunge mudzimu we hip hop... big op
heheeeeeeja... i have all these songs hangu even though dzanga dzisipo pa utube zvekudaro. idzi tinoimba word to word.... 2003 gore renzara. This song is the one i first heard maskiri "DISS" Tateguru makatsoma group riya rainzi Triple Pace reku zengeza 3 ka zvana "mvura naya naya, naya naya" Lol
My zim Eminem..i salute ya bro .
The way you just dropping tracks so tumoto tumoto
chadhonzwa ...chadzoswa chabva chapozwaaa ....
Skillaz tichiri takamirira True Story Part 2, your music is timeless.
This One Obvious In my top 3 tauya kuzonetsa nemaskiri 🔥
My all tym fav....ths takes m back intym @Mukai high Sxul Highfield. thanks.
This song was so amazingly constructed... One of the most creative piece I know
Classic
Ndakazombo dhabha song yamaskiri pa cassette nyowani ye UB40. Next day racho ndikaita futi pa cassette yemaDewali. Haaa, handirikanganwe gore ra03 randakarambidzwa kubata radio 😄😄
This is rap
i love this music with ol my kidneys
2008 pakwekwe i would listen to this song before school at kwekwe high mahorror
2003 gore renzara Shumba dzikaona mhondoro hadzingamborega kutiza 🤣🤣🤣. Makapindira garwe mumvura mukaita semu geyzer. I am always amazed by your motivation when it comes to your songs. Ma lyrix aya munomafunga sey Tateguru?
I remember playing this song from Harare to Kwekwe on repeat
Sounds just like Dhara Rangu, the flow
Looking for a song ine malyrics ekuti, "matakadya kare aimbonaka takambofara mumwe wangu"
Yes,this is the classic Maskiri.👏👏👏👏👏
Thats the Maskiri I know
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
haaaaa iri idhara iri😂😂😂😂😂😂...
MUDZIYASHEEE is the best
Maskiri sings, i listen and like
Big Tune bro i love this track.....makanyanya mdara Skillaz
big up Maskiri
Gangster 🔥🔥
Creativity at utmost
Been a skillaz fan since 2004. #Tateguru
Been looking for this hardcore truck
Was looking for this song for a long time the best masikiri
This is soul food😇 thanks maskiri
You can hear shingi's inspiration
@Africasfinests
Жыл бұрын
Mau Mau
Maskiri - I produced this song at Phathood when i was still form two at Seke High One. No credit though.
@tikris_wenyu3676
2 жыл бұрын
wat do u mean
@katenhe
2 жыл бұрын
What else have you produced?
Miss these good old days Skillaz matidzosa kuma classics 🔥🔥👊