#foryou #viral #news #trendingcontact Bishop samuronda on +263 712 927 302/+263 771 251 460
Ko havagone here kuroya va Munangagwa tatambura ISU munyika varikuba mariyenyika
@user-sg7jn5mq8w taura hako 💯 vaMnangarwa varikudawo treatment yakadayi ivo ne team ravo rese ririkuba mari yenyika 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊
Hazvisi ava Mwari
Taura hako 😂😂
Wadii kumusungisa munangagwa wacho? Hauzive kwaanogara here? Or chingoenda kuna bishop ava vamugadzire. Hanty number wapiwa here?
Kkkkk ayas
Usazviti Bishop coz zvaurikuita ndezve Satan chaiye last tym wakamboita zve nyuchi futi chingoti uri n'anga
Bishop manyama apo kaHandsome😂😂😂😂iye munhu anotorerei zvisiri zvake
Pwaaa hamunyare here,kuzoti secretary wangu,tsvagai mari ne fame mushe
Chonyadzisa chii ipapa?
Haasati ambobirwa akabirwa achamuka zvake
Haa ini handizvi believe zvababa ava ndakamboenda kwavari but hapana chakashanda, inenge acting kutsvaga fame
Mbsvha dxorwadxa guys bishop ndavafarira ini
Achawana hke murango wake nekuti wakutamba nezita Ra Jehovah. ko zve nyuchi ndezva Mwari hre
Bishop kana n’anga kubirwa kunorwadza veduwee.
Bishop wekupiko Kani kkkkkk Itai ndiri n'anga budai pachena sedriver vetractor 😂😂😂😂
Ndamboda kuzvitaura in'anga yefake yohwanda nekuti bishop hapana kana pakaundukaa
Muri rit imi. Imwe n'anga yandakaona ndi moses na jesu mubhaibheri medu umo.
Hun'anga hwacho futi achishqndisa chikwambo kkk
@@nondochirau9664 bt ini zvangu kana chikwambo chichidzosa zvakabiwa zvacho, pamberi nacho!!
Bishop pamberi nekunatsira vanhu kubirwa kunorwadza
I support umsebenzi wakho Bishop. Phansi ngamasela. Ngisendleni, ngiyeza
Weldone Bishop
Ndaona senhema kugadzira nyaya musadaro 😂
😂😂😂😂😂😂zvogona kudaro vanhu vakunyepa ndati
Munhu wamwari nezita chete ndivo varoyi vanhu ivava,hatirambe kuti munhu anokanganisa,iwe ndiwe unonjere kwana muroyi ndiwe.
Ummm pakaipa nhai bishop munhu aziva sei kumba kwenyu APA vanhu vacho Havana confident nezvavari kuita Mwari akatarisa zvake
Mwari wacho ndozvaakudza kut ndakatarisa?
Mahumbwe 😂😂😂😂😂
Dzokerai ku Shangure. Harare ine ngozi. Kana Micho aisadai
Well done bishop munogona kupindra
Usanyepera magwaro iwe nyaya yaSauro haina kudero siyai zvajesu muite zvechin'anga
Munonyepa imi baba imi
Tinotenda Bishop taneta nekubirwa
Chigame chacho makachi master zvenyu
True ndaonawo Kuti I campaign kkk
Muri Bishop veku ZCC hre
Ummm drama ramai sasha nagogo mamoyo ratanga musade kubira vanhu Mari imi itai mushe,manje vanhu vangwara hatichatedzere zvenyu vanhu varikupengeswa nehuroyi
Aah bishop manyama ✈️✈️ now
Aah Ini SaMuronda vakatadza kundibatsira, ndakaita zvese zvavakati ndiite vachiri kugara kuNehanda but nanhasi hapana hapana, so I don’t know zvinoita vanenge vaisa sei, still vanhu vane mari dzangu zhinji hadzisati dzadzoka
In'anga bishop uyo
Ngamanga lawaa kudlalwaa ngathi ayii nxaaa ukwaze kanjan lowu ogulayo lapha ayii nxaa
NdiBishop wen’anga here?
Ko iye azoziva sei achikwenya kudaro kuti anobatsirwa June same munhu akamugadzira
Yaaa kuba kwakaipa hko sure.shanda nesimba rako kwete zvashandwa nemumwe
Drama renyu riri kunakidza rinovaraidza. Dai maramba muchi actor akati wandeyi. Mazuvano zvave kubhadhara zve social media izvi
Srs it's true zviriko ku DZ EXT
😅
ko haisi nyaya yembavha here iyi,mahure nevaroyi vakupinda papi Bishop😅😅😅😅😅
U look young for this haibo 🙆 and don't call yr self bishop 🙌😅
Kkk hanzi kudzoka wakutamba bora
Ko mbavha yacho yaziva sei kumba kwa Bishop ndiko kwaakagadzirwa.
23:54
Thank you. Bishop l hope to visit you soon
Wafunga kunoromba here bhururu
Ndazvishayawo
Vemanyepo mawandisa dai mangosiyira Madungwe
Pride will humble someone soon soon 😂😂😂
Nyakuba akaziva sei pamba penyu
Taura hako kutipedzera data
So called bishop blouse vapihwa naniko?
Kkkkkkk ndatomboti mukadzi bishop wacho
Vanhu ka 😂😂😂😂
Kkkk, vanga vachigeza. Saka vangotambinzwa na madam zve speed 🎉.
@@richardsolobala7128 kkkkkkkkk Kkkkkkkkk mhaiwe
Ndakabirwawo
Imiii
😢ko mbavha yakaziva sei kwayakagadzirwa muchatipedzera data
Maybe vakafamba kumwe vakaudziwa kuti indai kwakati ndokwamakagadzirwa
Taura hako ndatobvunzawo kudaro
Magadzirirwe ese kana wakambozviona unoziva kut anogadzira achidai ndiani or vavaakutsvakawo kubatsirwa ikoko
@@LindaMuzendakamadzibaba aka hamusikukaziva imi kkkk nhema dzoga, bhishop vacho vanozvikuza takavaziva kubva kare
vanhu vachangwara havo
Ko nyaya dzemjolo hamudzigonewo hr tanzwa nema heartbreak😂
😆😆bvunza sure on our behalf
Ku actor mogona guys,
Srs it's true I confirm
Dai mambomugezesa ne epsom salt inopedza kuvava
Imi musatambe nezvinhu zvisina basa imi dhemet
Kkkkkkkk
Boyz muchauraya vanhu imi
Ko sei akambirwa kuborder Mozambique neakaba wacho vese vouya kunewe vese aaaaa musatsvage mbiri nekutiitira drama
😢pamberi na Bishop
Bishop munogona ndakuzivai pamakatuma nyuchi pamba painetsana vanhu nenyaya yestand
Musondosi wabishop iwee
Ndakaiona nyaya yacho and he ws saying ndinobatsira auya kwandiri.
Hi dear ndovawanaswi bishop
Pakaipa
This is business strategy ini hangu i blame these pple who advertise this business
😂😂😂 vapfana vakunyepa ava🙌🙌🙌🙌🙌🤣
Mbabva kana handiinzwiri kana tsitsi kana kutouraya chaiko
Taura hako mbavha inobhowa
Azvisi makesure
Kooo bishop vano itaaa zveku zvusvunuka here murii nanga imiiii
Bishop kupi imika ityai mwari imi
Ndokumbirao number dza bishop ndakapirwa
Pavideo dziripo
Bishop makatadza pamakamuti afambe achideedzera
Hmmmmm hameno kuti Mwari vacho ndomaitiro avo here 😮
ENDEYI NAYE KU HOSPITAL.... MUHONDO TAISANGANA NEMA BHERO AKAISWA POISON...YAIVAVA MUVIRI
But zita rekuti bishop iri haribude pakadai tsvakai rimwe rechivanhu chairo
Ava vamunoti bishop vane kapride, kakuzvikudza nekakushamisira soo🙄🙄🙄
Eeeh takazviona kare pavakamboita ne Drewmas media vanoonererwa, ende hapana zvozikanwa pride too much rese iri idrama
Tanyara nekubirwa bishop munogona
Ndibishop vekupiko ava
But rinenge drama haro maonero angu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Mai ava vanehama mbavha havana kana remorse
😂😂😂 gwenyakwenya 😂😂😂
Mbavha yakaziwa sei kwayakagadzirwa uuuuu bhoo ere
Bhiishopu Manyama
😂😂😂😂😂 mànyepero acho ka akapenga
Bishop vanogara kupi takabirwavo zvinhu zvedu from Joburg to Chipinge munhu iyeye akati rwadzisa paive nenew Chainsaw then monarch yaive izere zvinhu zvemucheche zvinew zvega zvega kuzoti groceries haaa please help guys moyo ukurwadza
Ingawani number iripo wanu pavideo nepadescription
Everytime munogara muchiti nhema nhema. try stealing for someone you will see
Is this not the bishop of upworth who was exposed for being fake nevamwe mbuya
Iwe usanyepere vanhu akaziva sei pamba pako
ko kana wakabira munhu bhero kuborder wasvika sei kwa bishop kusiya kutsvaga wawakabira wotsvaga bishop here. Zvakuda kamwe kakutya Mwari sooo, saka
Munhu waMwari hamusi henyu muri n’anga imi.
Vakaziva sei kwaMupostori vakakunzwa nani coincident yacho drama😂😂😂😂
Kuranga mbavha chaiko
Mbavha ngaife
Nyaya yenyu vanhu Ku Beitbridge vakazouya Ku harare handioni sechokwadi
Munogona baba sungai mbavha
Munhu wacho anonzi akaba bhero sooka
But Samuronda ndiwe wakamnoti skit Ka iwe rakazoputiswa ne Drewmas media hativhazive manje
MBAVHA NGAIRANGWA KUTIISABE FUTI
Anzwa butter uyu
And muzimbabwe ka hazisirizwo chatinoziva ndechekjgi mabero aya varugu vanoisa mishoga. Ndokusaka dzimwe nyika dzaka banner mabero becouse kushereketa kwevarugu becarefull mazimbabwe pasi nemapositori
Kana zviri zvamwari ko mave ku charger mari sei muranda washe.
Nekuoma kweZim tichaonesa
Ko munhu waMwari anobhadharisa here handiti vanhu ndivo vanofanira kuuya kuzobhadhara kana zvavo zvaita here
Muchatinyebera😂😂😂😂
Dzinonzwa hadzirini chokwadi chiripachena pasi nembavha
Haaa apa makatadza kustager apa hapana kana nyaya inemusoro apa
Phone number
Kunyepa kwavo stage managed
Sunungurai zim mbavha idzo dzikwenyee
Mbavha ngaigadzirwe mbavha muroi ndokuti apfidze
Ko inga we don’t see maronda ekukwenya wani Imika imi
Kooo kudzinga munhu
chingotii ndiri n'anga kwete kuti munhu wamwari nokuti mwari hadaro
Saka toti Bishop ava vakashandisa munamato or or huroi kubvunzawo
Ini handikwanisi kuuya but ndakavhsrwao mari yangu hamuna what's app here
number pa video
Makagona munhu haungotori zvisi zvako
Пікірлер: 209
Ko havagone here kuroya va Munangagwa tatambura ISU munyika varikuba mariyenyika
@ShortCircuit05445
11 күн бұрын
@user-sg7jn5mq8w taura hako 💯 vaMnangarwa varikudawo treatment yakadayi ivo ne team ravo rese ririkuba mari yenyika 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊
@RonnieChikwereti
11 күн бұрын
Hazvisi ava Mwari
@user-zi2tl3uf8i
11 күн бұрын
Taura hako 😂😂
@shingiraitrevormboto2105
11 күн бұрын
Wadii kumusungisa munangagwa wacho? Hauzive kwaanogara here? Or chingoenda kuna bishop ava vamugadzire. Hanty number wapiwa here?
@EnygrayMarimira-vj4xy
10 күн бұрын
Kkkkk ayas
Usazviti Bishop coz zvaurikuita ndezve Satan chaiye last tym wakamboita zve nyuchi futi chingoti uri n'anga
Bishop manyama apo kaHandsome😂😂😂😂iye munhu anotorerei zvisiri zvake
Pwaaa hamunyare here,kuzoti secretary wangu,tsvagai mari ne fame mushe
@shingiraitrevormboto2105
11 күн бұрын
Chonyadzisa chii ipapa?
@gladysmundembe7886
11 күн бұрын
Haasati ambobirwa akabirwa achamuka zvake
@irenenewengo3294
5 күн бұрын
Haa ini handizvi believe zvababa ava ndakamboenda kwavari but hapana chakashanda, inenge acting kutsvaga fame
Mbsvha dxorwadxa guys bishop ndavafarira ini
Achawana hke murango wake nekuti wakutamba nezita Ra Jehovah. ko zve nyuchi ndezva Mwari hre
Bishop kana n’anga kubirwa kunorwadza veduwee.
Bishop wekupiko Kani kkkkkk Itai ndiri n'anga budai pachena sedriver vetractor 😂😂😂😂
@elliotmukozhojaravaza7508
11 күн бұрын
Ndamboda kuzvitaura in'anga yefake yohwanda nekuti bishop hapana kana pakaundukaa
@shingiraitrevormboto2105
11 күн бұрын
Muri rit imi. Imwe n'anga yandakaona ndi moses na jesu mubhaibheri medu umo.
@nondochirau9664
11 күн бұрын
Hun'anga hwacho futi achishqndisa chikwambo kkk
@shingiraitrevormboto2105
11 күн бұрын
@@nondochirau9664 bt ini zvangu kana chikwambo chichidzosa zvakabiwa zvacho, pamberi nacho!!
Bishop pamberi nekunatsira vanhu kubirwa kunorwadza
I support umsebenzi wakho Bishop. Phansi ngamasela. Ngisendleni, ngiyeza
Weldone Bishop
Ndaona senhema kugadzira nyaya musadaro 😂
@user-gn4ln5rg2y
5 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂zvogona kudaro vanhu vakunyepa ndati
Munhu wamwari nezita chete ndivo varoyi vanhu ivava,hatirambe kuti munhu anokanganisa,iwe ndiwe unonjere kwana muroyi ndiwe.
Ummm pakaipa nhai bishop munhu aziva sei kumba kwenyu APA vanhu vacho Havana confident nezvavari kuita Mwari akatarisa zvake
@shingiraitrevormboto2105
11 күн бұрын
Mwari wacho ndozvaakudza kut ndakatarisa?
@daisychirambwi8758
11 күн бұрын
Mahumbwe 😂😂😂😂😂
Dzokerai ku Shangure. Harare ine ngozi. Kana Micho aisadai
Well done bishop munogona kupindra
Usanyepera magwaro iwe nyaya yaSauro haina kudero siyai zvajesu muite zvechin'anga
Munonyepa imi baba imi
Tinotenda Bishop taneta nekubirwa
Chigame chacho makachi master zvenyu
@user-fi6dz6ey2g
8 күн бұрын
True ndaonawo Kuti I campaign kkk
Muri Bishop veku ZCC hre
Ummm drama ramai sasha nagogo mamoyo ratanga musade kubira vanhu Mari imi itai mushe,manje vanhu vangwara hatichatedzere zvenyu vanhu varikupengeswa nehuroyi
Aah bishop manyama ✈️✈️ now
Aah Ini SaMuronda vakatadza kundibatsira, ndakaita zvese zvavakati ndiite vachiri kugara kuNehanda but nanhasi hapana hapana, so I don’t know zvinoita vanenge vaisa sei, still vanhu vane mari dzangu zhinji hadzisati dzadzoka
In'anga bishop uyo
Ngamanga lawaa kudlalwaa ngathi ayii nxaaa ukwaze kanjan lowu ogulayo lapha ayii nxaa
NdiBishop wen’anga here?
Ko iye azoziva sei achikwenya kudaro kuti anobatsirwa June same munhu akamugadzira
Yaaa kuba kwakaipa hko sure.shanda nesimba rako kwete zvashandwa nemumwe
Drama renyu riri kunakidza rinovaraidza. Dai maramba muchi actor akati wandeyi. Mazuvano zvave kubhadhara zve social media izvi
@rhonareza1298
8 күн бұрын
Srs it's true zviriko ku DZ EXT
@mirriammwongora8071
8 күн бұрын
😅
ko haisi nyaya yembavha here iyi,mahure nevaroyi vakupinda papi Bishop😅😅😅😅😅
U look young for this haibo 🙆 and don't call yr self bishop 🙌😅
Kkk hanzi kudzoka wakutamba bora
Ko mbavha yacho yaziva sei kumba kwa Bishop ndiko kwaakagadzirwa.
@monkeyplayvr
12 күн бұрын
23:54
@monkeyplayvr
12 күн бұрын
Thank you. Bishop l hope to visit you soon
@user-wi9wk7fy8t
11 күн бұрын
Wafunga kunoromba here bhururu
@user-gn4ln5rg2y
5 күн бұрын
Ndazvishayawo
Vemanyepo mawandisa dai mangosiyira Madungwe
Pride will humble someone soon soon 😂😂😂
Nyakuba akaziva sei pamba penyu
@smartchidyamuti2437
11 күн бұрын
Taura hako kutipedzera data
So called bishop blouse vapihwa naniko?
@Skopoandeverything
11 күн бұрын
Kkkkkkk ndatomboti mukadzi bishop wacho
@josephinechapfimvira1930
11 күн бұрын
Vanhu ka 😂😂😂😂
@richardsolobala7128
11 күн бұрын
Kkkk, vanga vachigeza. Saka vangotambinzwa na madam zve speed 🎉.
@vimbaispiwe6370
8 күн бұрын
@@richardsolobala7128 kkkkkkkkk Kkkkkkkkk mhaiwe
Ndakabirwawo
Imiii
😢ko mbavha yakaziva sei kwayakagadzirwa muchatipedzera data
@LindaMuzenda
11 күн бұрын
Maybe vakafamba kumwe vakaudziwa kuti indai kwakati ndokwamakagadzirwa
@user-mt3qg9sk5l
11 күн бұрын
Taura hako ndatobvunzawo kudaro
@shingiraitrevormboto2105
11 күн бұрын
Magadzirirwe ese kana wakambozviona unoziva kut anogadzira achidai ndiani or vavaakutsvakawo kubatsirwa ikoko
@daisychirambwi8758
11 күн бұрын
@@LindaMuzendakamadzibaba aka hamusikukaziva imi kkkk nhema dzoga, bhishop vacho vanozvikuza takavaziva kubva kare
@mulnykays4386
11 күн бұрын
vanhu vachangwara havo
Ko nyaya dzemjolo hamudzigonewo hr tanzwa nema heartbreak😂
@TiaraMoyo
6 күн бұрын
😆😆bvunza sure on our behalf
Ku actor mogona guys,
@rhonareza1298
8 күн бұрын
Srs it's true I confirm
Dai mambomugezesa ne epsom salt inopedza kuvava
Imi musatambe nezvinhu zvisina basa imi dhemet
@mirriammwongora8071
8 күн бұрын
Kkkkkkkk
Boyz muchauraya vanhu imi
Ko sei akambirwa kuborder Mozambique neakaba wacho vese vouya kunewe vese aaaaa musatsvage mbiri nekutiitira drama
😢pamberi na Bishop
Bishop munogona ndakuzivai pamakatuma nyuchi pamba painetsana vanhu nenyaya yestand
@user-nb8fs6fo9u
11 күн бұрын
Musondosi wabishop iwee
@alexanderkapiya7389
11 күн бұрын
Ndakaiona nyaya yacho and he ws saying ndinobatsira auya kwandiri.
@gadzikwapauline
10 күн бұрын
Hi dear ndovawanaswi bishop
Pakaipa
This is business strategy ini hangu i blame these pple who advertise this business
😂😂😂 vapfana vakunyepa ava🙌🙌🙌🙌🙌🤣
Mbabva kana handiinzwiri kana tsitsi kana kutouraya chaiko
@Chikeyiblessings
11 күн бұрын
Taura hako mbavha inobhowa
Azvisi makesure
Kooo bishop vano itaaa zveku zvusvunuka here murii nanga imiiii
Bishop kupi imika ityai mwari imi
Ndokumbirao number dza bishop ndakapirwa
@PahashaTv
7 күн бұрын
Pavideo dziripo
Bishop makatadza pamakamuti afambe achideedzera
Hmmmmm hameno kuti Mwari vacho ndomaitiro avo here 😮
ENDEYI NAYE KU HOSPITAL.... MUHONDO TAISANGANA NEMA BHERO AKAISWA POISON...YAIVAVA MUVIRI
But zita rekuti bishop iri haribude pakadai tsvakai rimwe rechivanhu chairo
Ava vamunoti bishop vane kapride, kakuzvikudza nekakushamisira soo🙄🙄🙄
@daisychirambwi8758
11 күн бұрын
Eeeh takazviona kare pavakamboita ne Drewmas media vanoonererwa, ende hapana zvozikanwa pride too much rese iri idrama
Tanyara nekubirwa bishop munogona
Ndibishop vekupiko ava
But rinenge drama haro maonero angu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Mai ava vanehama mbavha havana kana remorse
😂😂😂 gwenyakwenya 😂😂😂
Mbavha yakaziwa sei kwayakagadzirwa uuuuu bhoo ere
Bhiishopu Manyama
😂😂😂😂😂 mànyepero acho ka akapenga
Bishop vanogara kupi takabirwavo zvinhu zvedu from Joburg to Chipinge munhu iyeye akati rwadzisa paive nenew Chainsaw then monarch yaive izere zvinhu zvemucheche zvinew zvega zvega kuzoti groceries haaa please help guys moyo ukurwadza
@PahashaTv
9 күн бұрын
Ingawani number iripo wanu pavideo nepadescription
Everytime munogara muchiti nhema nhema. try stealing for someone you will see
Is this not the bishop of upworth who was exposed for being fake nevamwe mbuya
Iwe usanyepere vanhu akaziva sei pamba pako
ko kana wakabira munhu bhero kuborder wasvika sei kwa bishop kusiya kutsvaga wawakabira wotsvaga bishop here. Zvakuda kamwe kakutya Mwari sooo, saka
Munhu waMwari hamusi henyu muri n’anga imi.
Vakaziva sei kwaMupostori vakakunzwa nani coincident yacho drama😂😂😂😂
Kuranga mbavha chaiko
Mbavha ngaife
Nyaya yenyu vanhu Ku Beitbridge vakazouya Ku harare handioni sechokwadi
Munogona baba sungai mbavha
@beularmukozho7839
11 күн бұрын
Munhu wacho anonzi akaba bhero sooka
But Samuronda ndiwe wakamnoti skit Ka iwe rakazoputiswa ne Drewmas media hativhazive manje
MBAVHA NGAIRANGWA KUTIISABE FUTI
Anzwa butter uyu
And muzimbabwe ka hazisirizwo chatinoziva ndechekjgi mabero aya varugu vanoisa mishoga. Ndokusaka dzimwe nyika dzaka banner mabero becouse kushereketa kwevarugu becarefull mazimbabwe pasi nemapositori
Kana zviri zvamwari ko mave ku charger mari sei muranda washe.
Nekuoma kweZim tichaonesa
Ko munhu waMwari anobhadharisa here handiti vanhu ndivo vanofanira kuuya kuzobhadhara kana zvavo zvaita here
Muchatinyebera😂😂😂😂
Dzinonzwa hadzirini chokwadi chiripachena pasi nembavha
Haaa apa makatadza kustager apa hapana kana nyaya inemusoro apa
@PamelaNomakhosi