Mari yakashandiswa naTytie kuenda kuZanzibar.😳🙌🏻‼️

#trending ‪@tytiezw‬ #zimbabwe #viral #fyp #shona #capetown

Пікірлер: 138

  • @tendaibasera7421
    @tendaibasera7421Ай бұрын

    Zvese R25 000 munhu 1 kuenda nekudzoka including food Rega vana vafare imi

  • @NadiaKhan-qd1uu
    @NadiaKhan-qd1uuАй бұрын

    Ukawana mukana wekuwana mari ita zvakakosha first coz mudzimu haupi kaviri zvinozsvika pakupera izvi

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    Yeah spend wisely

  • @helgachikuku3797

    @helgachikuku3797

    Ай бұрын

    Amen

  • @prudencemaemba4629

    @prudencemaemba4629

    29 күн бұрын

    Sure ma artist mazhinji ari kuchema nekty vanenge vapera vakudzoka fty vakukumbira rubatsiro so they must spend wisely

  • @ensoo381

    @ensoo381

    27 күн бұрын

    ❤❤❤❤❤Amen❤❤❤❤❤

  • @trevormadovi2469
    @trevormadovi246927 күн бұрын

    Tine mazuva mashoma tiri panyika... It's part of life zvagadzirirwa vanhu zvese zviri panyika kudenga hakuna... Asi zvose zvinoda huchenjeri

  • @TinoSparks
    @TinoSparksАй бұрын

    Here to support u

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    Anx fam 😻

  • @magumbo2898
    @magumbo289828 күн бұрын

    Handineyi navo vana ava but you cant dictate people's lives ,you only live once.Each to their own.Ko imi maitei nemari dzenyu kudongorera zvikwama zvevamwe.

  • @sandratutsirai5093
    @sandratutsirai509328 күн бұрын

    Life is too short siyai vaende ,vaite zvavanoda nemari yavo.

  • @knox911
    @knox91128 күн бұрын

    😂😂😂😂😂😂😂😂haaaa munofambira chibaba

  • @user-rc4ox9oq2x
    @user-rc4ox9oq2x28 күн бұрын

    Kkkkk huya ne zvimwe iwe

  • @tinyikontsako6387
    @tinyikontsako638718 күн бұрын

    Wakapusa maflights they charge one price ....Zanzibar to Capetown ...connecting flight ....harisi bus

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    18 күн бұрын

    Musaite dzungu did u watched vlog ravo going to Zanzibar ? They connected the flights there was no straight flight

  • @ShamisochipoSibanda
    @ShamisochipoSibanda28 күн бұрын

    Uwuye nedzimwe

  • @brianmaruza6723
    @brianmaruza6723Ай бұрын

    Go deeper😂😂 We love you zvekutodaro

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    😂🔥🔥🔥

  • @NadiaKhan-qd1uu
    @NadiaKhan-qd1uuАй бұрын

    Kana vakashandisa Mari iyoyo something wrong pavari kumusha kwavo vose kwakasara

  • @tenjiwemusango6496

    @tenjiwemusango6496

    29 күн бұрын

    Nhai zvako iwe

  • @gracemadzvamuse8165
    @gracemadzvamuse8165Ай бұрын

    Keep pushing little bro We will support you chero ukataura nhingi tinongouya pano

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    Danko fam 😞🔥🔥

  • @user-xv1dp8jn4n
    @user-xv1dp8jn4nАй бұрын

    Zvakwana chimira chimira praise chimira zvakwana chimira

  • @Praise_Makara
    @Praise_MakaraАй бұрын

    Dzorai hasha ndozochema

  • @Itspanopa_Zw
    @Itspanopa_ZwАй бұрын

    Praise huchii🔥🔥 navo mukoma Tytie😂😂

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    😂🔥🔥hatisi kumira

  • @Unclezuma-p2y

    @Unclezuma-p2y

    Ай бұрын

    Musamire😂

  • @MelisaDivineGosenyang
    @MelisaDivineGosenyang25 күн бұрын

    😂😂😂😂 unotonakidza hako.

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    25 күн бұрын

    😀😍Danko

  • @felicitymusekiwa241
    @felicitymusekiwa24114 күн бұрын

    Washaya uku ndiko kupererwa wat does that have to do with us, isu tinoshandisa dzedu mari tinobvunzwa nani, shame tigarire pasi iwe hauna nyaya.

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    14 күн бұрын

    Wadedzwa Naniko iwe rombe iwe,… Mari haidi noise

  • @VioletChikowe-ci5nq
    @VioletChikowe-ci5nqАй бұрын

    It's the nyana for me

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    🔥😂😂

  • @emmaculatehwedza9280
    @emmaculatehwedza9280Ай бұрын

    😂😂😂😂 intro😂😂 ndangonzwa kuti wassup KZread ❤❤❤

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    😂😂💔👊craziest intro ever

  • @charitychikomo8107
    @charitychikomo8107Ай бұрын

    Guhwa rakaenda kuprivate school 😅

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    😂😂💔🤞🏻🔥atlarge

  • @user-sn1np4cw2j
    @user-sn1np4cw2jАй бұрын

    Havasati vava nemhuri that's why varikuzvidyira Mari yavk

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    🔥🔥true eyy let them enjoy

  • @user-mp5lq1jp8j
    @user-mp5lq1jp8jАй бұрын

    The bottom line is they enjoyed period

  • @Natalie_noku
    @Natalie_nokuАй бұрын

    notification gang>>>>>>>

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    🔥 Awee 😍

  • @user-jo7kx6jm9e
    @user-jo7kx6jm9eАй бұрын

    😂😂😂😂 im subscribing 1st to your channel❤❤❤

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    Thanks for subbing😍😍

  • @NadiaKhan-qd1uu
    @NadiaKhan-qd1uuАй бұрын

    Famba naro guhwa ivo vana Tyte vanetori neguhwa guru vakanga vonyeya Nyathie vachiti itsvina wani tiudzeiwe ambowekana ngaabude wamanikidzwa kuuya pano here ,,famba famba naro iwee

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    🔥🔥🔥

  • @yemurai657

    @yemurai657

    29 күн бұрын

    Yes bana Nyati itsvina dziya, munorwadzowa natytie anambwaa imi😂😂 chero newe wanyora zivomment regodo urori tsvina futi msatanyoko wamai vako

  • @NadiaKhan-qd1uu

    @NadiaKhan-qd1uu

    27 күн бұрын

    ​@@yemurai657 vana Tyte ndo tsvina wesi muromo 2 colours ,, ngochan vanzwa kutsveta mboro yababa vako

  • @NadiaKhan-qd1uu

    @NadiaKhan-qd1uu

    27 күн бұрын

    ​@@yemurai657mwana wehure futseki inwai mapills echirongwa zvakanaka

  • @NadiaKhan-qd1uu

    @NadiaKhan-qd1uu

    27 күн бұрын

    ​@@yemurai657 futsek mwana wehure ndosaka usingazivi baba vako unoti baba Kuna baba vasiri vako wakahuriwa mwana wehure mugodhoi musha wemahure kurerwa nemari yechihure chamai vako

  • @PororoboyInternational
    @PororoboyInternationalАй бұрын

    Ko iwewe wakashandisawo marii kuenda ku Zanzibar?

  • @Shazmalita
    @ShazmalitaАй бұрын

    Nhaiwe Nadzo nyaya dzevanhu so u don listen iwe😂

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    😂💔till my last breath

  • @praisezuzeye1907
    @praisezuzeye1907Ай бұрын

    Inga vanhu vatori nehasha nhaimi nhaimi 😂🙌🏾

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    Bigtime 👊😂

  • @felicitymusekiwa241
    @felicitymusekiwa24114 күн бұрын

    Thts nothing ko isu tinokwira from UK to SA & zim & sometimes we go kuVictoria falls & return washaya zvekutaura iwe bag unoriziva here iwe??

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    14 күн бұрын

    Handina basa newe, handina basa neLife yako , iwewe wabatikana ka Mari haidi noise iwe Felicity musekiwa there is nothing important about you dzikama

  • @AlisonTakavainga
    @AlisonTakavainga29 күн бұрын

    😂😂mari dzamakatenga nadzo zvidhoma😂

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    29 күн бұрын

    😂😂yeah

  • @ListerSamutanga
    @ListerSamutangaАй бұрын

    😂😂

  • @user-wk9rr1uw3s
    @user-wk9rr1uw3sАй бұрын

    Ita zvoko wakutondibhowa wakadhakwa enda kubasa kana ushande zvako

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    Handina basa newe ndokunakidzira nyaya dzei Ko .. ndofamba nevanoda

  • @ndumisonyathi6048
    @ndumisonyathi6048Ай бұрын

    Zvinei newe uri tsvina yemunhu

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    Ok , kana wapedza uite subscribe

  • @NadiaKhan-qd1uu

    @NadiaKhan-qd1uu

    Ай бұрын

    Tsvina ndiwe na Tyte mofamba muchisveta mboro dze ma Khula

  • @user-jo7kx6jm9e

    @user-jo7kx6jm9e

    Ай бұрын

    Newewo uri duzvi😂😂😂😂😂

  • @emiliamillymusa9264

    @emiliamillymusa9264

    25 күн бұрын

    😂😂 zvisinei nemi pass,siirai vanei nazvo tione simple!

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    24 күн бұрын

    @@emiliamillymusa9264 😂🤙titende

  • @user-yg4kq6vv9k
    @user-yg4kq6vv9kАй бұрын

    Maactivities wasirira

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    So it’s a lot

  • @mediachigowe1884
    @mediachigowe1884Ай бұрын

    Ita zvako kwete kuteverera vanhu vari kuita upenyu hwavo uri kurwadziwa neyi kwanga iwe

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    Kana wapedza kupopota ubve waSubscriber for more content

  • @user-hx6sb4xj7z
    @user-hx6sb4xj7zАй бұрын

    Wakadhakwa nyaya dzako dzotobhowa

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    Dzakangofanana neRelationship yako

  • @user-jo7kx6jm9e

    @user-jo7kx6jm9e

    Ай бұрын

    😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @melodymukundu3692
    @melodymukundu369227 күн бұрын

    Unenge unorwadziwa iwe why Kiki and Tyti unorwadziwa iwe Ndege u book in advance bro plus ma hotels ane ma specials .

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    27 күн бұрын

    Iwewe ndiwe wakutorwadziwa akuudza kuti vakaita nemaSpecials ndian ? Plus kuBooker in Advance kunodzikisa mari ?

  • @user-sk1ly9hm8n
    @user-sk1ly9hm8nАй бұрын

    Famba chikomana takamirira nguva yekuenda kumakuva kana nguva yekufa kana yakwana

  • @prospermangwana6505
    @prospermangwana650526 күн бұрын

    HAUSI KUSUKA CUP ICHINGORI NE STIKER NANHASI

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    26 күн бұрын

    Haha it was my first time Using it

  • @user-cs3tg5lp3w
    @user-cs3tg5lp3w27 күн бұрын

    Tipei makuhwa ndoatinourira pa mhepo pano

  • @user-gx4jy1pc6p
    @user-gx4jy1pc6p27 күн бұрын

    Uyu.unemakuhwa ukwane zvineyi newe

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    18 күн бұрын

    Kana wapedza kupopota woSubscriber

  • @ennifernyarugwe18
    @ennifernyarugwe18Ай бұрын

    😂😂😂😂😂😂😂

  • @user-xw5zn3rj8r
    @user-xw5zn3rj8rАй бұрын

    Urirema remunhu

  • @emiliamillymusa9264

    @emiliamillymusa9264

    25 күн бұрын

    😂😂hezvo is everything okay at home

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    22 күн бұрын

    😂💔vanhu vanenge vane Nzara

  • @user-xw5zn3rj8r

    @user-xw5zn3rj8r

    11 күн бұрын

    @@Praise_Makara your content is garbage young man siyanayi nazvo kanamuisina content 👌

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    11 күн бұрын

    @@user-xw5zn3rj8r Hamuna nyaya mambo vanhu 1500 vamukuona ava vakatovinga content iyoyo iwewe kana wasvotwa Baya , rema ini newe ndian ? Iwewe kuona kwawaita Video rangu KZread yatondibhadharira izvozvo , worse kuzoCommenter maiwe , ramba wakadaro

  • @NadiaKhan-qd1uu
    @NadiaKhan-qd1uuАй бұрын

    Varikubhowekana madanwa nani pano ndo content yake yaakaona kuti inoiita pamberi neguhwa asvotwa ngaarutse

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    😂😂🔥🔥tell them

  • @Unclezuma-p2y
    @Unclezuma-p2yАй бұрын

    Internet news reporter baba akanwa tea hativhunduki nekuty Gudo rabata kumeso😂😂😂

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    😂😂🔥

  • @melodyzvimba7050
    @melodyzvimba7050Ай бұрын

    Kuenda kwavakaita vakatogadzira imwe mari futi pamwe yakapfuura ipapo tiitirewo mamwe ma calculations ema videos avakaita vari ikoko

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    🔥🔥👊more to Come

  • @tenjiwemusango6496
    @tenjiwemusango649629 күн бұрын

    Hakuna zvakadaro ndege haimbodhuri zvekudaro

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    29 күн бұрын

    Go search wega

  • @runako08
    @runako0829 күн бұрын

    That’s nothing.🇺🇸

  • @NadiaKhan-qd1uu
    @NadiaKhan-qd1uuАй бұрын

    Wozofambira yechisofa chaakatenga kuti imarii chaaiti i pay dze vanhu dze 3 month

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    Ndatodzifambira

  • @NadiaKhan-qd1uu

    @NadiaKhan-qd1uu

    Ай бұрын

    Good toku supoter

  • @nokuncube

    @nokuncube

    29 күн бұрын

    @@NadiaKhan-qd1uuunorwadziwa naTytie iwe 😂😂😂 une godo ukufamba comment section yese uchituka munhu asingakuzive, mari yaakatenga nayo sofa haufe wakaibata mulife mako imbwaaa iwe

  • @NadiaKhan-qd1uu

    @NadiaKhan-qd1uu

    27 күн бұрын

    ​@@nokuncubemusatanyoko godo rei aituka vana Nyathie vanga vadii futseki mwana wehure ,,tingade kugaeirwa pa chamber munhu akaburitsa mukosho uye akati haanei mevanhu nesu hatinei neya anodiwa newe mhata yemunhu

  • @NadiaKhan-qd1uu

    @NadiaKhan-qd1uu

    27 күн бұрын

    Ngavaite order

  • @tendaimadamombe7255
    @tendaimadamombe725528 күн бұрын

    Ahunyari nguva nyauri kutambisa uchiverenga Mari Yana kiki wadini kuzvaga yako rombe ucharoya vana vakangofanana newe. Igodo rinokutuma kuda kuziva hupenyu hwevana ava

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    28 күн бұрын

    VaMadamombe mukawana nguva mudzikame wonai Video mupedze kwete kungopaparika, paitwa godo ndepapi ? Bapu ndereyi ?

  • @darven.p.tmusaigwa853
    @darven.p.tmusaigwa853Ай бұрын

    Hauna kuisa mari yema activities they did ikoko

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    Yeah so it’s definitely more than 👏👏

  • @wellingtondreyer2616
    @wellingtondreyer261627 күн бұрын

    Kenya 🇰🇪 or Tanzania 🇹🇿?

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    27 күн бұрын

    U will get 2 flights ,first bus top it’s Kenya then Tanzania

  • @LilianMuyengwa
    @LilianMuyengwa28 күн бұрын

    Uchaurayisa vanhu siyana nezvemulife me vanhu unowanei ukawana nguva namata Mwari iwe paaive nenhamo hamhuna kumutsvaga

  • @NadiaKhan-qd1uu

    @NadiaKhan-qd1uu

    27 күн бұрын

    Vanozviurayisa voga Havana secret ivo vana Tyte

  • @rutendoliliantraceybvitira7818
    @rutendoliliantraceybvitira7818Ай бұрын

    why cant u leave tytie kna akambokutuka nhaiwe tsvaga zvimwe

  • @SusanGoromondo-qw8gu

    @SusanGoromondo-qw8gu

    Ай бұрын

    taur hko iwe natytie natytie aaaah

  • @NadiaKhan-qd1uu

    @NadiaKhan-qd1uu

    Ай бұрын

    Tyte akati Nyathie itsvina toda kumuratidza naiyewo itsvina muromo 2 colours

  • @user-tm6fr8sl2p
    @user-tm6fr8sl2pАй бұрын

    No you are not the best gosiper coz you just follow and look after tyt and kiki

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    Ndofamba nevanopisa

  • @user-tm6fr8sl2p

    @user-tm6fr8sl2p

    Ай бұрын

    @@Praise_Makara saka uchatsva

  • @EnerestGarande-kc8op
    @EnerestGarande-kc8opАй бұрын

    Iwe mboko zvineyi newe izvozvi padako pako

  • @NadiaKhan-qd1uu

    @NadiaKhan-qd1uu

    Ай бұрын

    Iye Tyte anofambira dzana shadhaya wani nedzana Nyathie zvafanana vamba nadzo iwee usamire

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    Tell them 😄

  • @Trendingnews02290
    @Trendingnews02290Ай бұрын

    Chakudzurira channel

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    Haha KZread haisi ya sekuru vake

  • @Shazmalita

    @Shazmalita

    Ай бұрын

    ​@@Praise_Makaradamn😂

  • @Lillyonline-gv6sq
    @Lillyonline-gv6sqАй бұрын

    Chokwadii chemahara wagona

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    ❤️❤️

  • @user-be4wy7rb3x
    @user-be4wy7rb3xАй бұрын

    Iwe unonepa nyadzako iwe ndodakukuudza Chokwadii sanyepera vanhu kana uchitvaga ma follows tvanga usingashandisi mazita yevanhu

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    Ndanyepa kutii??

  • @user-mp5lq1jp8j
    @user-mp5lq1jp8jАй бұрын

    Ita yako content usiye kungoteerana nevana vevamwe vanhu we won’t subscribe to your channel

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    Ай бұрын

    Olk tofamba nevanoda Moyo yenyu ndairege kumanikidzwa

  • @Shazmalita

    @Shazmalita

    Ай бұрын

    ​@@Praise_Makaraperiodddd

  • @user-df4il6eb4t

    @user-df4il6eb4t

    Ай бұрын

    Vasiyeyi vadye mari yavo vachiri vapenyu kufa kwakauya

  • @Mamoyoloveness

    @Mamoyoloveness

    Ай бұрын

    🤣🤣🤣Haya zvakakuomera shuwa😂😂😂😂

  • @Mamoyoloveness

    @Mamoyoloveness

    Ай бұрын

    Hanzi mari yacho inotodarika pay yababa wako🤣🤣🤣🤣🤣Praise ka 🤣🤣🤣🤣zvakwana kani

  • @ChiyeChirume-vf9de
    @ChiyeChirume-vf9deАй бұрын

    😂😂

  • @user-gx4jy1pc6p
    @user-gx4jy1pc6p27 күн бұрын

    Asi ndiwe unomutengera chikafu nekubhadhara rent yake zibenzi

  • @Praise_Makara

    @Praise_Makara

    18 күн бұрын

    Ol

Келесі