Pfuma ye nhaka inoparadza ukama . Vanhu ngashande zvavo kwete kupamba zvasiiwa ne mufi .
@josephinematambanadzo33977 ай бұрын
This babamukuru is arrogant and rude and evading straight answers. He is a bully.. and manipulative.. he thinks he is right in his boisterous answering and his attitude in court is deplorable . He knew Kedros was going to use mombe kurima mumunda momufi wa akafa atorimira mhuri yake. He is rude even in his answers.
@josephinematambanadzo33977 ай бұрын
The bearded man is very good with his questions.. and articulately demonstrates to the argumentative babamukuru that he is trying to play dumb in court whereas he is the real leader In depriving the real inheritance recipients… vana vemufi. Ngaaripiswe big time baba ava. Ndivo vanofanira kutodzosera munin’ina wavakapa mombe mbeu yaakadyara and let the deseased family just take back munda wavo as it is now. Ndiri kuvanyarira babamukuru ava tunharo twavo tune hu dofo
@constancemabhonga13397 ай бұрын
Vana vanosara vachitambura chokwadi kutorerwa pfuma yaBaba vavo😢
Haagone futi chigodora wenyu iyeye anoda mari too much
@stanleymuusha2835
7 ай бұрын
Mwana mudyisi mudyisi wamambo. Kana usingade kudyirwa mari usapare mhosva. Zvirimo muma chief's act zvevanoita zvese zviya
@tmaktmak1464
7 ай бұрын
Chigodora anozowanza minamato
@user-zu6ng2eg6q7 ай бұрын
Chief hamugoni kutonga dai mangot vana ava vatenge nzungu dzacho vapiwe Munda wavo
@elvismagumo30657 ай бұрын
Mambo hamugone kutonga uridako
@constancemabhonga13397 ай бұрын
Umm lets write wills or put whichever property in TRUST
@chiyenyumba7135
7 ай бұрын
Ma trust iwayo vanhu vachema nekubirwa nema Lawyers anenge ari in charge.... Ma legal fees plus corruption
@it3788
6 ай бұрын
Besides quill realy.aperson dies leave a wife and kiddos some one who knows who gets the widows stuff kofamunhu ipapo😢😢
@fortula.tichwagoramuog87847 ай бұрын
Ko tuma Fanta neCoke mudare.Take breaks to refresh not during court sessions.Shows some backward thinking.Water is ok but eating or drinking anything else is disgusting.Bikai kana maheu.They are healthier and more traditional.I find it strange kuti tsika nemagariro edu tinonyatso anzwisisa here.Neo colonialism in Zimbabwe is alive and shaming!Cry my beloved country!
Пікірлер: 36
Pfuma ye nhaka inoparadza ukama . Vanhu ngashande zvavo kwete kupamba zvasiiwa ne mufi .
This babamukuru is arrogant and rude and evading straight answers. He is a bully.. and manipulative.. he thinks he is right in his boisterous answering and his attitude in court is deplorable . He knew Kedros was going to use mombe kurima mumunda momufi wa akafa atorimira mhuri yake. He is rude even in his answers.
The bearded man is very good with his questions.. and articulately demonstrates to the argumentative babamukuru that he is trying to play dumb in court whereas he is the real leader In depriving the real inheritance recipients… vana vemufi. Ngaaripiswe big time baba ava. Ndivo vanofanira kutodzosera munin’ina wavakapa mombe mbeu yaakadyara and let the deseased family just take back munda wavo as it is now. Ndiri kuvanyarira babamukuru ava tunharo twavo tune hu dofo
Vana vanosara vachitambura chokwadi kutorerwa pfuma yaBaba vavo😢
Ummm Mambo protection yenyu inodiwa pamukomana uyo anofa uyo simai mhodzi yerunyararo taurai kuti mwana uyo handidi kuti tinzwe kuti arwara kana kufa
This chief is too soft panyaya iyi
Peaceful
Ndidzonyaya dzinodiwa nachigodora NE team manje
Ini handiudzwe zvekuita😂😂😂😂😂😂 pakaipa
Iwe chief wenhema mukomana uyo Akura uchat achengeterwe chii uchiparadza pfuma yevana
Vamwe vachichema vamwe vachifarira kuti wafa pfuma tototora
Iye mkomanauyo anengeakapusa pusa shuwa baba vafahama dzoita madiro ajojina kunoitwa chisingaonekwi
Ngaabvise zvaakarima nekt arimirei mumunda usiri vake
Ndimi makauraya baba vevana ana bmkuru imi
Kofa munhu zvokwadi😮
Hama dzakaoma shuwa. Let the kids use land yababa vavo.
Hudyire vanhu so vana vemufi voitawosei.
Veduwe bvisayi mavara pamberi pe screen coz hapana chatinge tichiwona ndapota.
Asi pa1 month here veduwe vanhu ava vakauraya mukoma
Mambo vanotya kamudhara ako
Ini ndouraya munhu pakadayìii
idzi dzinoda Headman chigodora maChief ngaanotora maNotes ikoko😂😂
@talithadube6468
7 ай бұрын
Haagone futi chigodora wenyu iyeye anoda mari too much
@stanleymuusha2835
7 ай бұрын
Mwana mudyisi mudyisi wamambo. Kana usingade kudyirwa mari usapare mhosva. Zvirimo muma chief's act zvevanoita zvese zviya
@tmaktmak1464
7 ай бұрын
Chigodora anozowanza minamato
Chief hamugoni kutonga dai mangot vana ava vatenge nzungu dzacho vapiwe Munda wavo
Mambo hamugone kutonga uridako
Umm lets write wills or put whichever property in TRUST
@chiyenyumba7135
7 ай бұрын
Ma trust iwayo vanhu vachema nekubirwa nema Lawyers anenge ari in charge.... Ma legal fees plus corruption
@it3788
6 ай бұрын
Besides quill realy.aperson dies leave a wife and kiddos some one who knows who gets the widows stuff kofamunhu ipapo😢😢
Ko tuma Fanta neCoke mudare.Take breaks to refresh not during court sessions.Shows some backward thinking.Water is ok but eating or drinking anything else is disgusting.Bikai kana maheu.They are healthier and more traditional.I find it strange kuti tsika nemagariro edu tinonyatso anzwisisa here.Neo colonialism in Zimbabwe is alive and shaming!Cry my beloved country!
@user-yc9ec7yr5x
7 ай бұрын
Vanoisirana kkkkkkkk
@proscape258
7 ай бұрын
Vakuita mokokora nhekwe
@chiyenyumba7135
7 ай бұрын
Zvinotangira ku engrish environment preschool 😂
Bamkuru ava is so dull and greedy
@gibsonmudiriza1331
7 ай бұрын
😢Hurt 4:06 4:06 888#-yyyyyyyy