Lovemesh Mr So Easy ➡️ Ndakatadza
#NDAKATADZA
Nziyo iyi inotsanangura Muraramiro wedu watinoita sevanhu... tinoziva munhu wese muhupenyu ane paanokanganisa kunyanya pakuyaruka Pfungwa dzisati dzaziva Chinangwa chehupenyu asi nekukura kwepfungwa unosvika pakurumukana nezvakaipa woziva nzira kwayo yekufamba nayo
Lovemesh Mr So Easy
Пікірлер: 42
Big op mi yut timbre music
Big up mr so easy ndakamitisa ndikaramba
Munogona blaz ❤❤❤
Uri nyanzvi
Kana waona kuti Chelsea inorbisa isa like
Good music l like it wellllll
🚴🚴🚴🚴ndirikuuya kuzotora magoma aya
Puloooooo dj,2022
Big up shofe
You are my best
Mr so easy bata mai titi please vachiri mu S.A vapushe mawork plz
Definitely .......💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥
Nyc mdra
Nice one chibaba
Chakanyanya ichoo
Ndakabarwa patsva mafake deal no
So easy
Muri kurova ngoma
Good afternoon one tatochimukira
Mukanya
Yooh hot big up boi
Big up Mr so easy chakanyanya
Is it just me thinking he is refering to his song chamagona hapana ?
🔥🔥🔥🔥
Makabata basa chibaba 💥💥💥💥💤
Iyi music inopinda pese pese u gained another follower today you voice ronakidza jah praizeh zvekare
Ehezve chamama press up
@geraldmawere2152
Жыл бұрын
iwe usadaro angona
🔥🔥🔥🔥🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼💯
Heavy
Well well nice video and perfect track
Mature music
My favorite song ,,,,,,, apa makandigonera mr so easy
Hoyooo 🔥🔥🔥🔥Rootboy 🎶🎤🎤
Fantastic
Maad tune🎶🎧
Chamhamha. .......makanyanya Mukanya 👌
Big tune up up up up 🔥 🔥 🔥 🔥 🔥
ѕando dzaĸo мυĸanyaaaaa👊👊👊👊👊👊👊👊🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Goood tune
Mature music💥💥
Awesome