KUGONA HAKUNA ZERA MR MINI AFRICA ( AIDEN ) PA MAI CHISAMBA SHOW.

FACEBOOK
/ maichisambashow
INSTAGRAM
/ maichisambashow
TIKTOK
/ mai_chisamba
SPONSOR A SHOW
CONTACT
077 235 4215
HOST: DR REBECCA CHISAMBA
GUEST: AIDEN MURAMBIDZE
FILM DIRECTOR: DILLEMN MASUNGO
PRODUCER: TINOTENDA MAJOME
ASSISTANT PRODUCER: SAMUEL MHANDU
PRODUCED BY CHISAMBA CHISAMBA PRODUCTIONS AND MEDIA CONSULTANCY

Пікірлер: 293

  • @babachanana1931
    @babachanana19313 ай бұрын

    Ndotenda mubereki wemwana uyu nokumudzidzisa rurimi rwaamai vake kukurudzira ZIMBABWE kwete zvemamwe mamai anongoda kudzidzisa vanaChirungu chete teererai mwana uyo anotaura deep shona inotyisa thank you Mai vemwana uyu

  • @mejurychimwai6086

    @mejurychimwai6086

    3 ай бұрын

    And he knws english fluent

  • @babachanana1931

    @babachanana1931

    3 ай бұрын

    @@mejurychimwai6086 yaaa kwete zvemamwe mamai anoda zvinhu kuti wangu mwana handide adzidze shona haaaa kupusa chaiko l like that woman zvaanodzidzisa mwana wake zvoratidza kuti naiyewo anehunhu

  • @Charity-wi7ce
    @Charity-wi7ce3 ай бұрын

    Anababa vaye vanoramba vana,, tizokuonai maskuti pwana pwangu, Mwari ropafadzi ma sngle mother, 💅keep up Mai vemukomana ngavaende kure hake

  • @indrachinyerere2349

    @indrachinyerere2349

    Ай бұрын

    Louder

  • @mbaliogle9416
    @mbaliogle94163 ай бұрын

    Zvinofadza kuona mwana achidai ,,ndabuda misodzi yemufaro ,,, Jehova vakuitire zvakanaka ,

  • @mimmyspecial

    @mimmyspecial

    3 ай бұрын

    Kana ini ndanzwa misodzi ichida kubuda nemufaro. Well done amai nekurera mwana achigona kutaura mutauro wedu.

  • @kasikana5403

    @kasikana5403

    3 ай бұрын

    Am humbled by such self development

  • @BrendaMundembe

    @BrendaMundembe

    2 ай бұрын

    Well done son

  • @sibongilenyoni1178

    @sibongilenyoni1178

    2 ай бұрын

    😢true god bless him

  • @patriciagunzo6171

    @patriciagunzo6171

    2 ай бұрын

    Dai mwari vabatsira mwana wangu asvikawo pakadai🙏👏 komborerai mai vari kurera mwana uyu

  • @scholasticmubika2892
    @scholasticmubika28923 ай бұрын

    Robert Mugabe no 2 it seems Eden haana baba big up single mothers

  • @tracylyson1371

    @tracylyson1371

    3 ай бұрын

    Comment yandanga ndichitsvaga

  • @blessingkarimazondo4697
    @blessingkarimazondo46973 ай бұрын

    Woooow this child is brilliant sando kumai vake

  • @TakaMunyurwa
    @TakaMunyurwa3 ай бұрын

    WOOW You are not only representing Zimbabwe,AIDEN,you are representing children of your age.Our future is Brilliant with such children as him

  • @kasikana5403

    @kasikana5403

    3 ай бұрын

    Hats off

  • @indrachinyerere2349

    @indrachinyerere2349

    Ай бұрын

    Amen

  • @alfredmudzengerere1804
    @alfredmudzengerere18043 ай бұрын

    Mai Chisamba apa mandifungisa mbuya Mulambo ..Chikomana chinodadisa ichi

  • @tinasherupondo6455
    @tinasherupondo64553 ай бұрын

    Chikomana chinotaura Shona inehudzamu chinodadisa

  • @anniemakumbe3771
    @anniemakumbe37713 ай бұрын

    Haha conversation iyi yandinakidza and Mai Chisamba munogona kuhoster any age nhai first time kukuonai mune this age. Haa maclicker kani kuita kunge mabest friends chaiwo. Thank you for the diversity ❤❤❤❤

  • @ChipoMugari

    @ChipoMugari

    3 ай бұрын

    ❤❤❤Woow

  • @shelterpamire5215

    @shelterpamire5215

    3 ай бұрын

    Haaa Dr Chishamba I think basa ravo iri I calling chaiyo. She is the best ❤❤

  • @YVChimombe
    @YVChimombe3 ай бұрын

    He's intelligent, confident and lovely 😍

  • @patrickmatake1022
    @patrickmatake10222 ай бұрын

    I loved this child. I thought i am not a crying type but this kid brought tears to my eyes. Kwanzi, "Mwari vakukomborerei' I loved his humility.He is our pride. The sky is his limit! Ndiyo good parenting iyi 👏 👏

  • @indrachinyerere2349

    @indrachinyerere2349

    Ай бұрын

    Aww much love

  • @esabeldube112
    @esabeldube1123 ай бұрын

    I can see this young guy going. Far. Aiden kp on shining. Simudza mureza we Zimbabwe. We luv you Aiden

  • @TabethRutendoMapfumo
    @TabethRutendoMapfumo3 ай бұрын

    Zimbabwe let's pray for this child 🫂

  • @indrachinyerere2349

    @indrachinyerere2349

    Ай бұрын

    Thank you

  • @user-bs8bd4um3t
    @user-bs8bd4um3t3 ай бұрын

    Mudiwa Mwari ngavazoramba vachikuitira zvidhafu-dhafu vachidiki vezera rako vadzidzewo zvakanaka kubva kwauri..kana ini gogo ndatenda ndafara zvikuru ❤unetsika dzakanaka uyezve zvaratidza kuti unoziva Mwari ❤❤❤

  • @giftndawana
    @giftndawana3 ай бұрын

    Mhama Amai chisamba munondigonera hangu nema shows amunoita pano uye muchishandisa rurimi rwaAmai 👏👏👏

  • @user-kb7dq9qb9h
    @user-kb7dq9qb9h3 ай бұрын

    Kana vari sungle mom vakarambwa ka kkkkkk ex unizviuraya kut dai adzoka nekut mwana uyu arikungotaura mai chete,,,kkkkk unonzwa seunotsva cz mwana uyu ndamuona aenda zvekurevesa kutozoita hupenyu hwakanaka

  • @faychakaunya8709
    @faychakaunya87093 ай бұрын

    I love this child he is adorable ❤❤❤❤

  • @peggyhlungwani-fu4wh
    @peggyhlungwani-fu4wh2 ай бұрын

    I love this child, watching from South Africa, I'm 44 and I was not having confidence about myself, I doubted myself so i tap into this annointing for this child, you are so Amazing, May God cover this child

  • @patriciamadondo4301
    @patriciamadondo43013 ай бұрын

    Wow this is great. All the best in America. To the mother keep up the good work.

  • @SKunetsa
    @SKunetsa2 ай бұрын

    This boy. This boy. This boy. My word! Haaaa blessed are these parents with this kid. May they continue to nurture this brilliant child. This is amazing, mouthwatering! I am falling short of words to eulogise this kid.

  • @indrachinyerere2349

    @indrachinyerere2349

    Ай бұрын

    Amen

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera93693 ай бұрын

    Kkkkkk zvinokudzwa izvi ndazvifarira

  • @tariraimsipa541
    @tariraimsipa5413 ай бұрын

    Ndopaunoona rimwe richida kutsvaga kuroya pakadai.thunder fire every evil eye

  • @NyashaPortia-ss8dq

    @NyashaPortia-ss8dq

    8 күн бұрын

    In the name of Jesus

  • @tariromushore9106
    @tariromushore91062 ай бұрын

    And i just wished my daughter avewo like this.... This is very good Mai Aiden you're a good parent ndaitoda ari manotes

  • @nyaradzokamutero4334
    @nyaradzokamutero43343 ай бұрын

    Chokwadi mwari akutungamirire mune zvose zveupenyuwako

  • @emillypesanai9855
    @emillypesanai98553 ай бұрын

    good presenting mai chisamba. u cater for all.

  • @patricianyanhongo3736
    @patricianyanhongo37363 ай бұрын

    Mai Aiden itirwai zvakanaka mwana anodadisa chaizvo

  • @winniematema5913

    @winniematema5913

    2 ай бұрын

    Mwari protect our child Aiden in Jesus name

  • @miriammunikwa6938
    @miriammunikwa69383 ай бұрын

    Intelligency dzakati tii❤❤❤

  • @freebornmagodoro2960
    @freebornmagodoro29603 ай бұрын

    Mr chivhayo can't this be a candidate for appointment with Mr Victor , our young ambassador , representative of our country !!!

  • @indrachinyerere2349

    @indrachinyerere2349

    Ай бұрын

    Mufunge…

  • @blessingkumona-tz3tb
    @blessingkumona-tz3tb3 ай бұрын

    Lovely and blessed child. Proud of you young man Well done keep it up🎉🎉🎉🎉❤❤

  • @veronicamakechemu2303
    @veronicamakechemu23033 ай бұрын

    Well done Aiden you are such an intelligent boy. Great job mai Aiden, muri kubata basa. Confidence dzakazara pana Aiden

  • @angelachadamoyo8631
    @angelachadamoyo86312 ай бұрын

    Aiden Aiden. Woow. You are blessed you are favoured. All the best Mudiwa

  • @patricianyanhongo3736
    @patricianyanhongo37363 ай бұрын

    He boy doesn't want to be called a kid anymore big up Mai Chisamba and Aiden your interview is the best ever

  • @maiano6355
    @maiano6355Ай бұрын

    I love this child❤ may the Lord continue to shine His line upon Aiden

  • @user-kb7dq9qb9h
    @user-kb7dq9qb9h3 ай бұрын

    Mai chisamba ndakavaziva kare havachembere veduwee vanozvibata zvakanaka chaiko. Mama vedu

  • @user-gc7es7bh5j
    @user-gc7es7bh5j2 ай бұрын

    Uyu ndi Mwari uyu,,, keep on going boy thank you mai Aiden nekudzidzisa mwana hunu hwakanaka

  • @user-re2gd7tf2o
    @user-re2gd7tf2o3 ай бұрын

    What a brilliant child, may the Lord protect him always

  • @user-uh9rt2rg3w
    @user-uh9rt2rg3w2 ай бұрын

    Waaal well done young one keep it up.may the Lord continue to bless you with more talents ❤

  • @faithfullnyakudya3642
    @faithfullnyakudya36423 ай бұрын

    Excellent and brilliant boy.a perfect gift from God❤

  • @Charity-wi7ce
    @Charity-wi7ce3 ай бұрын

    will pray for you young man,, keep shining,, may the Lord shield you

  • @cheridafungayi6202
    @cheridafungayi62023 ай бұрын

    ❤❤our Blessed Child keep on shining our boy , we are proud of you, more grace

  • @user-dg2ly5yu4s
    @user-dg2ly5yu4s3 ай бұрын

    Waal boy child congrats, u raised our flag high Mudiwa may God bless u with many more yrs to cme full of blessings!

  • @angelinejeriwa9886
    @angelinejeriwa98863 ай бұрын

    Ndafarira Mai vemwana uyu inzwai arikungoti mai vangu itirwai zvidwafu nedenga mai vaMudiwa

  • @user-pt6dz9ko7v

    @user-pt6dz9ko7v

    3 ай бұрын

    Well done Aiden unodadisa

  • @EllenGarawega-fn5sd
    @EllenGarawega-fn5sd3 ай бұрын

    Aiden Murambidzi you are a star ,can't wait to see Dilish Masango ,

  • @lautahove8552
    @lautahove85523 ай бұрын

    Wooow, this child is talented. May God sail you through my boy❤

  • @user-ht3ts4wh1m
    @user-ht3ts4wh1m26 күн бұрын

    Yh ndazvifarira vazhinji vanofunga kuti speaking english is an Achievement

  • @tsitsimunjoma5027
    @tsitsimunjoma50272 ай бұрын

    An amazing young man anoziva kt kuna Mwari God bless you

  • @user-wk6xw3rr2u
    @user-wk6xw3rr2u3 ай бұрын

    This is amazing, well-done Aiden

  • @nancysithole3106
    @nancysithole31063 ай бұрын

    What a lovely young fellow, so well spoken he’s made us so proud and he has represented us so well. Well done Aden . Well done mum Indra!

  • @angiechinyoka5279
    @angiechinyoka52793 ай бұрын

    Well done Aiden! He is so adorable ❤

  • @LainaTigere
    @LainaTigere3 ай бұрын

    My God bless you boy you are gift of God truly gift from heaven

  • @user-sq3wy9lx7n
    @user-sq3wy9lx7n3 ай бұрын

    You are star.keep on going

  • @user-be7df2ij3e
    @user-be7df2ij3e3 ай бұрын

    Weldone Aiden you such an amazing soul you are Talented ❤❤❤

  • @JaneMuswere-iu2jb
    @JaneMuswere-iu2jb2 ай бұрын

    well done boy,may God bless you.Wish you good lucky.

  • @dankilloe7924
    @dankilloe79243 ай бұрын

    Thank you Mai Aiden, you are a perfect leader pakudzidzisa rurimi rwedu

  • @indrachinyerere2349
    @indrachinyerere23493 ай бұрын

    Awwww soo sweeet

  • @chenayimack-maponga2035
    @chenayimack-maponga20353 ай бұрын

    ❤ This is so awesome. Some of us got confident well after school. Maybe we could have gone far more than where we are had we been confident at a tender age. Well-done Aiden. Well-done mai Aiden. I have learnt to be a supportive mum from this🎉🎉

  • @praisetashingamazarire6396
    @praisetashingamazarire63963 ай бұрын

    This is incredible...... Special thanks Kuna Mai Aiden.... You are the best Queen.

  • @MilcahHwaira
    @MilcahHwaira3 ай бұрын

    Congratulations Aiden.Hats off to mama Aiden 🎉🎉🎉🎉🎉. May God bless you young man. Thank you mai Chisamba we love you mama

  • @joycemashanji7106
    @joycemashanji71063 ай бұрын

    Im Proud of You Mudiwa wel done boy love you. To Mama Mudiwa, You are indeed a wonderful mother , one of a kind. May God bless you and your son👋

  • @eliasngwenya5677
    @eliasngwenya56773 ай бұрын

    The boy reminds me of my early days in my primary level. I wish him the best!

  • @lolo683
    @lolo6833 ай бұрын

    Wonderful boy frm a wonderful parent 👏🎉

  • @user-sn1np4cw2j
    @user-sn1np4cw2j3 ай бұрын

    Very young talented Aiden, good luck boy

  • @benadettemaumbe6636
    @benadettemaumbe66363 ай бұрын

    Mai Chisamba is very good you made Aiden felt loved and appreciated thank you Mum/Gogo venyika and congrats Aiden for lifting the Zimbabwean flag high keep on shining Mr mini Africa

  • @gracempofu7433
    @gracempofu74333 ай бұрын

    Well done muzukuru wangu happy for our muzukuru vanofarira nyika yavo at grade 4

  • @rachelmanhema6182
    @rachelmanhema61823 ай бұрын

    He is so lovely, well done boy

  • @FungaiMusekiwa
    @FungaiMusekiwa2 ай бұрын

    I love this little boy he can speak shona brilliantly and he is down to earth .Mama Aiden may God continue to bless you

  • @mayemurusike5293
    @mayemurusike52933 ай бұрын

    Well done Aiden ,thank you mai Aiden ummm munogona . Maita basa mai Chisamba show

  • @dorothytsekeni809
    @dorothytsekeni8093 ай бұрын

    Awesome.Makorokoto Mudiwa Aiden

  • @faithgandanzara7092
    @faithgandanzara70922 ай бұрын

    Beautiful talent God bless

  • @blessingchiwaya7356
    @blessingchiwaya73562 ай бұрын

    That is unbelievable talent. Weldone

  • @stelladeredzai7792
    @stelladeredzai77923 ай бұрын

    Well done Aiden keep going 🎉🎉🎉

  • @veronicagutuza4331
    @veronicagutuza43313 ай бұрын

    BOY BOY YOU ARE AWESOME

  • @user-zl1ix8bg7p
    @user-zl1ix8bg7p3 ай бұрын

    Wow chibaba

  • @masibanda6762
    @masibanda67623 ай бұрын

    Handsome, intelligent young boy🥰

  • @Chiposalome-mu3gu
    @Chiposalome-mu3gu2 ай бұрын

    Amai vangu amai Chisamba you're showing us the way as for Aiden God bless you and your talent may the goodness and mercies of the Lord follow wherever you go

  • @user-so1ko7rc5n
    @user-so1ko7rc5n3 ай бұрын

    I love it 😍

  • @user-cq3tm2gs4c
    @user-cq3tm2gs4c3 ай бұрын

    Very clever I am proud of you mwana wedu

  • @user-fw9to8mk3x
    @user-fw9to8mk3x2 ай бұрын

    Amen Glory chengetedzai mwana wedu lshe anodadisa

  • @patricianyanhongo3736
    @patricianyanhongo37363 ай бұрын

    Nice speech Aiden thank you so much

  • @user-lh9ly6fn4n
    @user-lh9ly6fn4n2 ай бұрын

    Lovely. So proud of you boy

  • @tatirachaputsira1565
    @tatirachaputsira15653 ай бұрын

    What a talented boy keep shinning boy

  • @user-de4qf3hy6q
    @user-de4qf3hy6q2 ай бұрын

    Amai Chisamba May the Most High bless you. I really like your show

  • @knowledgemwanza7560
    @knowledgemwanza75602 ай бұрын

    Big up to single mothers, amazed by mai Eden

  • @tonderaimatyatya7533
    @tonderaimatyatya75333 ай бұрын

    M so impressed by Mudiwa Aiden. Mai Chisamba magona henyu. Ndatenda hangu

  • @barbarazhungu381
    @barbarazhungu3813 ай бұрын

    Well done Aiden, so articulate❤❤

  • @memorydhliwayo6046
    @memorydhliwayo60463 ай бұрын

    Well done Mudiwa, may God continue to Bless you too my boy. Mama Aiden 💯, continue supporting our son.

  • @christinekwashi8719
    @christinekwashi87192 ай бұрын

    Spread your wings Aiden!! God bless you mai Aiden🎉🎉

  • @dianahmushaninga6613
    @dianahmushaninga66133 ай бұрын

    U are a star Aiden welldone boyboy

  • @marionmachona2641
    @marionmachona26413 ай бұрын

    Makorokoto, Aiden. Mazvita Mai Chisamba. Mai vaAiden - munodadisa!

  • @angelamanyanga9203
    @angelamanyanga92033 ай бұрын

    Ah tinotenda Mwari ne Chipotle che mwana uyu more blessings to mum and son well looked after God bless you all including mai Chisamba well done

  • @fredymutizwa1762
    @fredymutizwa17623 ай бұрын

    love this child true zimbabwean

  • @user-jd7ce1fp2o
    @user-jd7ce1fp2o2 ай бұрын

    Mhamha chisamba keep on the good job .mandifungisa mbuya mlambo veduwee

  • @user-bs8bd4um3t
    @user-bs8bd4um3t3 ай бұрын

    Mai Chisamba tinokutendai zvikurusa..murikutigonera chaizvo..ngazviende mberi Manjenjenje ❤

  • @givenmunyuki6235
    @givenmunyuki62353 ай бұрын

    Well done Aiden, God loves you, what a brilliant boy

  • @fylasmandaza1928
    @fylasmandaza19283 ай бұрын

    ❤❤❤ Mr Mini you are such a star🎉

  • @sifundilemhlanga1755
    @sifundilemhlanga1755Ай бұрын

    wow so inspiring

  • @kundaingwarai9121
    @kundaingwarai91212 ай бұрын

    I love your confidence my boy, keep shining the sky is the limit❤

  • @clotildatekere7572
    @clotildatekere75723 ай бұрын

    Zvinodadisa welldone boy ! He so lovely .

  • @mylesletang8811
    @mylesletang88113 ай бұрын

    Congratulations boy 🎉🎉❤❤❤❤

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye40233 ай бұрын

    Wow this is very nice ❤❤❤❤❤❤