Vaitoziva havo ava ,vamwe vanoita mashavi avo aporofite achienda ku church hake vamwe ndozvanoda kuzvibuditsa havo pachena vachiita chivanhu Chavo pajekerere
@kudakwashemarire851
11 ай бұрын
Part 1 kana makaiterera mushe kutaura kwainzi kwakaitwa nabishop b4 kufa kwavo zvaive nechirevo
Kkkkkkk vanhu vanopenga sure .Asi mukataura Kuti injuzu munouraiwa hre
@egineschareka828511 ай бұрын
Ndabaiwa nemharidzo hangu,maendero ndoanosiyan
@user-yc7ty6gz8z11 ай бұрын
Mukoma neshamba ndimi makafamba kumasvingo Ku morgenister kunonzi kwagwanha kwakambotorwa mwana mukomana we form 2 vanhu vakarara vakarinda dam Kuma 4 am the following day light iroro rajaonekwa futi ASI Mwana ajazobudiswa akafa kwaedza
@user-hy2fg9ln4n11 ай бұрын
Taking you to another level
@kwik-wind-o-kleenmallandsh295011 ай бұрын
Sahwira woyee take us to another level ❤
@alphahavadi471111 ай бұрын
Saka akauraiwa nejuzu ndiyo inofamba nechamupupuri
@ThabisoNdlovu-yc7md11 ай бұрын
Andrew am a big fan,,,,, pliz do visit Ndebele areas
@itayikaseke3480
11 ай бұрын
Azikho izigigaba kithi zikhonake empumalanga
@yvonnemfiri2281
11 ай бұрын
@@itayikaseke3480izigigaba zikhona ndawo zonke
@wimbaimangwende8122
11 ай бұрын
True to balance the equation
@itayikaseke3480
11 ай бұрын
The equation has never balanced Dear since 1980 it won't start on uytube but it was going to be lovely to learn from both sides
@aidynkwakwa676811 ай бұрын
Well done madzimai akachena . Mamwe ma slay queen
@ttfam874211 ай бұрын
Kuti Neshamba haasi njuzu here, anenge anodzidawo fani
@WaJohn25
11 ай бұрын
😅😅😅😅😅
@pellagiamukora42611 ай бұрын
Keep going good work Mr Neshamba shumba
@user-pz7dz1pg7w11 ай бұрын
Vanhu vanoyimbaava vashoma havo bt varikuchema mumwe pakuyimba apa❤
Kana musina kumbo enda panhamo dzine firo yakadai nyararai
@brianmazarire1604
11 ай бұрын
Wakamboona njuzu ichitevera vanhu kumba here, ok kana yaiveri iyo yakadii kutora mumwe munhu pamba ipapo paiveri pakazara vanhu.
@marilynmtata807010 ай бұрын
Bishop I at a better place!
@MaggieMombe11 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva
@tmaktmak146411 ай бұрын
Neshamba zimushamarari guru risinganete
@FaithSendedza-kv2mq11 ай бұрын
Taking to another level
@lawrencemhondiwa123311 ай бұрын
Vadikani dayi tambosiyana nezvekutambira mumvura kana kurikubhabhatidza munhu kune nzira zvakawanda dzinogona kuitwa kugadzira pekubhabhatidzira zvisina njodzi maonerewo angu
@Rumbidzaitv11 ай бұрын
Nyay dzemu.vura dzava nemakuva asingaperi nhau yemapostori aya akufura kurushinga vanhu avana kuihwa ee vanhu ava dzidzi its sad though 😢but vanhu dzidzai chinikuwana ngachikubate zvemumvura mombosiya
@mancuesokolate998910 ай бұрын
Vanhu vanoimba ava shame ndanzwa mweya wangu kuvepo
@pamsmurapa669611 ай бұрын
Chamupupuri haisi mhepo here plus ndiAugust uyu tisakanganwe
Пікірлер: 215
Bishop vanga vaine shavi renjuzu dai vakaona munhu anoziva zvemanjuzu aibuda lit rakabuda mumvura chaive chiratidzo chekuti munhu mupenyu aida anoziva zvemumvura
@catherinekangoya8964
11 ай бұрын
Vaitoziva havo ava ,vamwe vanoita mashavi avo aporofite achienda ku church hake vamwe ndozvanoda kuzvibuditsa havo pachena vachiita chivanhu Chavo pajekerere
@kudakwashemarire851
11 ай бұрын
Part 1 kana makaiterera mushe kutaura kwainzi kwakaitwa nabishop b4 kufa kwavo zvaive nechirevo
Maimbiro ari kuita madzibaba avo arwadza moyo wangu,ndabatikana veduwee haisi nyore kuti munhu wamaive naye akasimba ofa nenguva isipi 😭😭
Aaah I think government yakufana kuita compulsory mapostori ese swimming lessons, plus no baptism sessions without divers present.
Chimwe chinhu chichapedza mapositori akavarayirwa kutambira mumvura mvura inouraya zvese zvekuzoti njuzi zvino zvino kwango kutaurawo zvako asi chokwadii chiripo mvura inouraya
@kudakwashemarire851
11 ай бұрын
True Problem vanoda kuita minana panzvimbo pavanoziva kut panoera
Yah chamupupuri icho injuzu chaiyo ini ndaigara padhuze nepane dam rine njuzu waitoona kuti iyi injuzu dzimwe nguva taitochiona kuhoply isu tichigara kustone ridge nekuti taive dam rimwe chete ende raifira vanhu
The song for me 🎶💕💕tisakuonei kunonoka manga muchiuya with another level
Sahwira woyeee gara muberere, sandione kunonoka ndangandichiuya 🔥🔥🔥
Awa vari kutaura zvebus , haasi matombo nemutoriro here ummmmm kana Mwari vacho anotyawo nazvo😅😅😅😅, kudzikama hakutengeswe
😭😭😭😭haaa rufu mutemo zvawo bt nguva yacho yekuparadzana inorwadza😢uchnyatsoziva kut hakussna zvachose mmmm hayaas
Thanks neshamba panyaya iyi ndinoona kunge mumvura umu mune mweya weakatanga kumbofiramo dam iri harina kuzoitirwa chivanhu kubva pafa akatanga kufiramo,mweya weiyeye ndiwo wakakwezva wechipiri uyu avawechitatu rikasagadziriswa panoenda futi mumwe nekuti matova nemweya yevakafiramo.light hachisi chipoko here icho
@Shez-e7q
10 ай бұрын
It's really makes sense zvamuri kutaura kwete zvenjuzu but chipoko 😢
Wefon anoda kurohwa asati jairira aipnda nefon sei muvhura now ava kuvhiringidza vanhu chipoko chevanhu vakafa kare icho
Thanks Mr Neshamba …..you are really taking us to another level 👏👏👏
Ndoon sekti chamupupuri chiratidzo chemufi anga awuy kuzoonekan nemufi
Vanhu makaendesa baba ava nekusateerera chete
@kudakwashemarire851
11 ай бұрын
Vanhu vadii
@freedomchitake5552
11 ай бұрын
If a family member say don't sing and you sing church songs zvinoperasei Okay chisudurukai padam mundomira uko moramba zvinorevei izvozvo
Ndofunga chamupupuri mweya wake wanga uchionekana nevamwe vake
Wanna akarurama murume uyu rest in peace, hazvisi.zvamupupuriri zvose zvinofamba nenjuzu...imwe mweya ya Mwari
Madiro awunoita zveNjuzu Neshamba😂😂😂
Vanoimba veduwe❤❤
Ndabva ndanzwa kurwadziwa shem 😢😢😢 vana varikutamba avo avasi kutoziva kt vamwe varikuchema varikuti pachurch shem 😢😢
@gladysmutyiri8864
11 ай бұрын
Vatendi vanochema netariro kana mutendi ashaya tinoti nguva yanga yakwana vakarwa kurwa kwakanaka azorora we celebrate their life.
@GloriousMabunda
11 ай бұрын
Ndiro Basa Roku firamubvura nechovingwa mumadziva unoshayakiti chii cherozvavanofa havabviko
Asi panoitika izvi Mwari weMapositori anenge arikupi? Hatisati tambonzwa munhu akafira paBira isu. Asi vanhu, aah mandipedza, kuda zvinourauya, makaoma chokwadi.
@MercyChirambai
2 ай бұрын
kkkkkkkk pabira vanoda nekudyiswa nekumwiswa huruzvi hwengwena kwedu kuMasvingo
Nhasi rave rimwe zuva sekuru Shumba and team Drewmas Media taking us to another level
Kusiya munhu mumvura muchiti injuzu imi muchimuona sure 😢
@lindalino3236
9 ай бұрын
Muri nondo chirau yekupi nhai Mwendamberi
Izvi zvinechirevo. Shuwa especially vsnotaura vaye kuti vskuenda vsnhu ivavo they're blessed. Rip munhu wamwari pasarirawo isu. Amen
Mwedzi wa Nyamavhuvhu chamupupuri hachishamisi
Saka murikuti hamuzivi cy Kuti munzuzu imi muchiti kunevanhu vatatu wakafiramowani.Zvauri mudhara mukuru zvausina zvamunogona kutaura wani
Taking us to another level hareruya😂
Kkkkkkk vanhu vanopenga sure .Asi mukataura Kuti injuzu munouraiwa hre
Ndabaiwa nemharidzo hangu,maendero ndoanosiyan
Mukoma neshamba ndimi makafamba kumasvingo Ku morgenister kunonzi kwagwanha kwakambotorwa mwana mukomana we form 2 vanhu vakarara vakarinda dam Kuma 4 am the following day light iroro rajaonekwa futi ASI Mwana ajazobudiswa akafa kwaedza
Taking you to another level
Sahwira woyee take us to another level ❤
Saka akauraiwa nejuzu ndiyo inofamba nechamupupuri
Andrew am a big fan,,,,, pliz do visit Ndebele areas
@itayikaseke3480
11 ай бұрын
Azikho izigigaba kithi zikhonake empumalanga
@yvonnemfiri2281
11 ай бұрын
@@itayikaseke3480izigigaba zikhona ndawo zonke
@wimbaimangwende8122
11 ай бұрын
True to balance the equation
@itayikaseke3480
11 ай бұрын
The equation has never balanced Dear since 1980 it won't start on uytube but it was going to be lovely to learn from both sides
Well done madzimai akachena . Mamwe ma slay queen
Kuti Neshamba haasi njuzu here, anenge anodzidawo fani
@WaJohn25
11 ай бұрын
😅😅😅😅😅
Keep going good work Mr Neshamba shumba
Vanhu vanoyimbaava vashoma havo bt varikuchema mumwe pakuyimba apa❤
Drewmas media taking you to another level 👏😍
taking us to another level
Bishop vaenda nerufu rusina tsvananguro zvakaoma
😂😂😂😂😂😂😂 nyamavhuvhu kah uyu so chamupupuri chinofanira kutofamba. Ukatambira mumvura usingakwanisi kudhidha unonyura
@SunflowerSky-hv1xr
11 ай бұрын
yes tirimuna August inguva yemhepo
@kudakwashemarire851
11 ай бұрын
Kana musina kumbo enda panhamo dzine firo yakadai nyararai
@brianmazarire1604
11 ай бұрын
Wakamboona njuzu ichitevera vanhu kumba here, ok kana yaiveri iyo yakadii kutora mumwe munhu pamba ipapo paiveri pakazara vanhu.
Bishop I at a better place!
Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva
Neshamba zimushamarari guru risinganete
Taking to another level
Vadikani dayi tambosiyana nezvekutambira mumvura kana kurikubhabhatidza munhu kune nzira zvakawanda dzinogona kuitwa kugadzira pekubhabhatidzira zvisina njodzi maonerewo angu
Nyay dzemu.vura dzava nemakuva asingaperi nhau yemapostori aya akufura kurushinga vanhu avana kuihwa ee vanhu ava dzidzi its sad though 😢but vanhu dzidzai chinikuwana ngachikubate zvemumvura mombosiya
Vanhu vanoimba ava shame ndanzwa mweya wangu kuvepo
Chamupupuri haisi mhepo here plus ndiAugust uyu tisakanganwe
@memorygoche2574
11 ай бұрын
Chamupupuri chenjuzu necheOrdinary mhepo zvakatosiyana icho chatsanangurwa apo haa injuzu chaiyo
Basa ngaribatwe mukoma Neshamba
Haaah injuzu yapemberera munhu wayo champupuri icho kuuya kopembera 😢
Sahwira woye gara muberere, usandione kunonoka ndange ndichiuya
Ngingu mlandeli omkhulu we Drewmas media siyabonga ngomsebenzi wenu
Imwe muvhunzo yako yakadhakwa iwe Fon ingashanda mumvura hre.Musavhunza muvhunzo nhando imi
Kuimba kunoperekedza mweya wemumwe wavo 🙏🙏🙏
Drewmas media takes us to another level
Vakatorwa vakachena after baptism ndobva vaenda zvavo ngirozi dzapemberera
Haa zvakaoma vanhu havachaziva zvekuita pekuenda kana pekugara wotoshaya kuziva kt ndezvipi mwari wee
Bba vari kumba avo vanofanir kimboumba nevabat vajehova
Seems this dam has been drowning people every 2 yrs from first incident ngavapatarisise ipapo
@peendube4656
11 ай бұрын
I was looking for this comment
Asi vanhu hamunyatso ziva chipoko here ndochipoko ichocho😊
Chivanhu chiriko,mapostori haanzwe gore negore vakunyura. Zvakuita sechipostori chekuchekeresa chenhema nhema aaaah tambirai kure nemadziva mhani mapostori
Song. Dance ❤
zvinhu zvizhinji zvonoitika sy zvichiitika kumfarmes?
A small dam like that munhu nyangara
@kudakwashemarire851
11 ай бұрын
Dziva chair rinonyudza munhu akafa
Drewmas Media taking us to another level
I love u guys
@AthenaForexGroup
11 ай бұрын
Love you too😊
Marine Spirit iyo
Taking you to another level ❤
Yhoo zvakaoma
Hanzi zvangu zvaita nekuti ndizvo zvandange ndichida yaa zvakaoma
@antoniodomingo7433
11 ай бұрын
Zvake zvaita ka kuti ndini ndakupinda pahubishop
Zvechampupuri hazvina basa izvo ndiAugust uyu
@tinovongacheryl3635
11 ай бұрын
😂😂😂
@caltonsigauke2970
11 ай бұрын
Veduwe kaaa 😂😂😂😂
Mr Neshamba ndaita nyaya dzoda kufambirwa
Uuuu icho chakaita kuti anzwe kuda kuzvinyika ndochakamuuraya akakunda nezvechivanhu zvakaramba akuti ndakunamata pakashaya munhu akamudza usasadzokera mumvura varidzi vemadziva vakapedza basa tinoti nzira yerufu yakasiyana zororai murugare bishop
Ndanzwa mharidzo inzira yèdu tese😢
Kubuhlungu kakhulu but people should not baptise in dams and rivers
Uyu wekut fon yatorwa nenjuzu hah kwakungohuma hako ....aigopinda mumvura Seiko
@vivianmugowa3918
11 ай бұрын
Hapana zvaizivikanwa akapunda nefoni sei mumvura
@tanyamubaiwa1530
11 ай бұрын
@@vivianmugowa3918 nhai henyu imi
Munhu wese akaberekwa nomukadzi anamazuva mashoma azere nokutambudzika
Tamirira drewmas media
Mapositori aya mishonga yavanoshandisa ndoirikuvapandukira yobva yavauraya, pliz musabate mishonga yezvikwambo.
Light chipoko chake mufi cz nguvaidzodzo anga atofa
Nyika yaipa iyi ummm
Vaneshamba mugotipawo update yekushaikwa kwemwana kuti zvavapapi,nenyaya yamai vekubvisa mimba kwaSadza vakazosungwa hre
Njuzu inoita zvose kana mwenje inopisa usiku ini ndakamboona candle mumvura richibvira Kuma 9: pm pasina kana aivepo pakati pedziva
Mweya yeurombwa yawandira mumvura mazuvano nokuti vanhu vane believe yokuti mumvura ndomunogara njuzu
Drewmas media taking us to another level
Light yispoko. Simple
Byee
Inzuzu iyi anga aripo panga pachiimbwa
Light 🕯️ ndibishop vanga vakutopfuka
@WaJohn25
11 ай бұрын
😂😂😂😂 vango votopfuka hre
Mweya wemufi uyo
Tavepano baba 🎤
Chamupupuri munaAugust mumhukutu yakadai hazvifaniri kukatyamadza coz ndootime yacho.kwavari its normal.
Dai Hurumende yaisa Mutemo wakasimba panyaya yevanhu vanozviti vabhabhatidzi vanokwanisa kupinza Vanhu mumvura Varambidzwe Kuita Izvozvo Because Vanhu vafira mumvura Nenyaya idzodzi vawandisa Rushinga ,Masvingo Nhasi Kadoma Tirikuiteyi Kupinzwa mu Danger
Aaaa ko ainge apinda nephone mumvura here kuti igozosara mumvura injuzu iyo
Amen mufundisi
Kkk makanyanya
Murume uyo anoparidza mashoko anonzwika ..
Nhai Andrew
Mukoma Andrew chipoko munhu anogona kufa na9am nhasi by 5pm manheru anogona kuita chipoko