Jambaya Okokoda Mukadzi weMunhu, Dare Romupa Mvumo Yekunyatsodya Mushure Mekuripa.
Mukadzi Wangu Paakaravira Chikomba Zvakabva Zvadhakwa, Izvezvi Jambaya Akatotizisa Akudya Paadira. Kindly note that this is a rebroadcast and the video aired a while ago.
Пікірлер: 20
Sound Sound
Mabika svirawo mukadzi wake
Henalo mambo vedu 1kwenyu bva danga renyu rihombe😂😂😂
Mabika mfana wekumusha kwangu wemakombi parusape
Jambaya siyana nezvemjolo nejambanja kana wakapusa zvakadai 😢
Vaye vokutambidzana vakadzi kunge Chimonera 😂
Mudhara wabaya dede nemukanwa: Jambaya istubborn hurusa. Kutoshinga kutaura kuti mukadzi wemhu ari kuturwa haamuzivi iye akatobvuita zvachose zvekuto kanda pamba pake kuti achito tetena full-time shuwa?
Ndeyakare
Zvakawoma ko zibaba iro kuramba nyaya yarinoziva kunyebera kupusa
😅😂😂😂,, muchidzikama vakadzi vakavanda sei kunyengNa nevakadzi vevanhu
Ko sei anga achiramba azobvuma kubhadhara fast wani.
Kkkkkkk mombe dzaenda ipa wane too many problems paden namadam small house inenge ine mhepo dzayo uko waMama iwe next time tamba waka ngwarira unongoti kupusa
Mboro inoparira . Unorasa hupfumi .
@nhimbetv
4 күн бұрын
Hahahaha
Chihure chanyanya veduwe
Pane rimwe dare takanzwa kuti Mari yaSabhuku i$10,yashe i$15,yamambo i$25 ndomari dzedare, ko Mambo vanozoda mombe sei, pasina chenura inoda kuita, zvigafanana nekudeura ropa mudunhu mavo. Saka Mari ye dare inoshandei kana mambo vachizigovana huripwa nemumhan'ari. Zimbabwean gorvenment irikubatsira humbavha nehudzvanyiriri, nekutsvidigira, nekukaurisa varwadziswa. Chief Council ngaigadzirise code of conduct zvakare nema remittance anoyenda kudare. Muri ku monetizer matare asi muchida kuti arambe ari rechivanhu. Kana madzimambo achitonga nyaya 10 pazuva that's almost 500 x6days $3000 x 4 weeks $12 000 + Mota yehurumende Matare eMadzimambo Haasi mabhizimusi. Tozviziva kuti kune mapurisa, asi masamanisi anobhadharwa ka No mhani
Jambaya🤣🤣🤣weka Maths iyo: 1+1-3🤣🤣🤣 2 steps mberi then 3 steps backwards kkkk.
Ko hindava kukanda nyaya dzakadarika kare nhayi? Iyi channel ndaguma nhasi!
@nhimbetv
4 күн бұрын
Zvinorambidzwa here? Ndosaka tichinyora kuti rebroadcast.