Iri ramoti JP harigoni kukonewa😂😂❤
Zi voice ❤ nderevaridzi I homwe.
Hatina zera naye uyuui❤❤❤❤anovhura nkalakata
😂😂😂😂😂
I loved the outfit yandifungisa tiri pa Australia 2015
Pachirohwa machembere🔥🔥
@@NzouSamanyanga yeah energetic performance ever
J p muhombe ❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂
Our national treasure
Chopisaaaa🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Goat renyika❤
Mface uyu muhombe mhani
Muhombesaa
Gombwe renyika ndatenda hangu Muku
Outfit ya JP kumberi .
homwe
Rogonesa ziblaz iri
❤❤❤❤❤
Mumwe anobudirwa chete😂😂
Uyu handidi naye uyu🔥🔥🔥🔥🔥
Ok boe
zvechisoja ndizvo zvinoita kuti uwe nembiri ende zvakamufita
Monakirwa mukuru
❤❤❤
Haa apa adzvova wena. Munhu anogona mhani uyu
Ndimudhara avo
Uyu handizivi kut ndoti chii anogona kusvika pakugonesa aaah.
Sofa rinosvika kure
Vanhu veZanu vanondisvota
😂😂 you are so back dear ,we don't identify each other with political parties
Get well soon, we wish you a quick recovery but ichi chebitterness chichakudzipa 1 day ukabva waomera ipapo
Political tolerance is preached by all political parties
Пікірлер: 34
Iri ramoti JP harigoni kukonewa😂😂❤
Zi voice ❤ nderevaridzi I homwe.
Hatina zera naye uyuui❤❤❤❤anovhura nkalakata
@nkosilathimatesa363
Ай бұрын
😂😂😂😂😂
I loved the outfit yandifungisa tiri pa Australia 2015
@NzouSamanyanga
Ай бұрын
Pachirohwa machembere🔥🔥
@changamirenungu7819
Ай бұрын
@@NzouSamanyanga yeah energetic performance ever
J p muhombe ❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂
Our national treasure
Chopisaaaa🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Goat renyika❤
Mface uyu muhombe mhani
@NzouSamanyanga
Ай бұрын
Muhombesaa
Gombwe renyika ndatenda hangu Muku
Outfit ya JP kumberi .
homwe
Rogonesa ziblaz iri
❤❤❤❤❤
Mumwe anobudirwa chete😂😂
Uyu handidi naye uyu🔥🔥🔥🔥🔥
Ok boe
zvechisoja ndizvo zvinoita kuti uwe nembiri ende zvakamufita
Monakirwa mukuru
❤❤❤
Haa apa adzvova wena. Munhu anogona mhani uyu
Ndimudhara avo
Uyu handizivi kut ndoti chii anogona kusvika pakugonesa aaah.
Sofa rinosvika kure
Vanhu veZanu vanondisvota
@user-sy7ku1xo5k
Ай бұрын
😂😂 you are so back dear ,we don't identify each other with political parties
@NzouSamanyanga
Ай бұрын
Get well soon, we wish you a quick recovery but ichi chebitterness chichakudzipa 1 day ukabva waomera ipapo
@paddingtongwingwizha6164
23 күн бұрын
Political tolerance is preached by all political parties