Huyai Munzwe Zvandakaitwa Ne Mbinga Ku Sleep Over

Ойын-сауық

Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Пікірлер: 34

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious26316 күн бұрын

    Hi mukoma Nashe, ko pakurara unorara zvakanaka here, ne nyaya dzese idzi dzaunosangana nadzo, mukoma

  • @RutendoChanzenza-fr8jv
    @RutendoChanzenza-fr8jv17 күн бұрын

    Magumo acho haaperi mushe kana akamboita zvivindi zcekuchekeresa mwana wake nemiwo muchatera muchapera messe remember mhiko dzinoda kuramba uchiita renew 😢😢😢 veduwee ko zvikashanda pawaiting period vachachekeresa mumwe here ko vakasazoita mumwe mwana veduwee sisi namatayi henyu

  • @magaretmapupa
    @magaretmapupa16 күн бұрын

    Ndizvo zvaakauyira kuchurch zvevanhu vanenge imi vanoda zvinhu. Munangwarira kuti matove sacrifice yake that's why ari kunyengerera kuti mudzoke kumba kwake. Asi vakadzi chiiko nhaimi

  • @esterdube8894
    @esterdube889416 күн бұрын

    Married women ityai Mwari

  • @memoryncube4181
    @memoryncube418117 күн бұрын

    Mwari rwirai zita renyu chokwadi

  • @SilethiweMoyo-zm9gm
    @SilethiweMoyo-zm9gm3 күн бұрын

    😅😅😅hanzi mazhrizhri...vakadzi so

  • @ciecie-bw1kl
    @ciecie-bw1kl17 күн бұрын

    Ende zvakaoma ndivo ana kanengo nana tasvu yah life is spiritual

  • @RutendoChanzenza-fr8jv
    @RutendoChanzenza-fr8jv17 күн бұрын

    Mwari vakaku nzvengesayi pekutanga Vakoma saka munoda fira mazhwiri zhwiri here imimi itayi mushe plizzz muchazochema mukangoita mistake yekudzokera tsuro haiponi kaiviri murutsva

  • @ropafadzozinyurugwi1777
    @ropafadzozinyurugwi177717 күн бұрын

    Second confession wakanzwa mushe Kusagutsikana nezvamunazvo nxaa munhu ungahurira murume shuwa uchararwa nezvikwambo idai mari muchidaro

  • @CleopasKapoli

    @CleopasKapoli

    17 күн бұрын

    Taura zvako dai akaurawa ikoko nekuda mari

  • @ChereneRabie
    @ChereneRabie15 күн бұрын

    Bhudhi vako sezvo vakachema vachichekeresa mwana wavo means sacrifice yavo yaka failer. Saka mwana akaendera mahara. 😊😊😊😊😊😊😊

  • @user-gr4yv3fz1t
    @user-gr4yv3fz1t17 күн бұрын

    Nash haucomment here nhai

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious26316 күн бұрын

    My sister paurombwa hwa brother yako iwewe ndiwe second secrifice, uye ukangotaurira vanhu kwako upenyu hwapera, vanhu vekuromba havatauriri munhu, my sister be careful, muudze brother yako kuti handichadi kunzwa nezve urombwa hwako, my sister munhu waromba hayisiri shamwari yako, atova shumba anotyisa

  • @user-cw3fp9jl3q
    @user-cw3fp9jl3q17 күн бұрын

    Inzwayi ma zhirrrr zhirrrr kidaro mucharariwa nenyoka 😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @chidzombapearl6641
    @chidzombapearl664117 күн бұрын

    #1 hanzvadzi yako inogona kunge yarohwane guilty conscience, ndosaka akakuudza secret or dhuze hazvibvumidzwe, pamwe , anoda murombe mese or chenjera kuzochekereswa iwe 😮

  • @MemoryMuchakazikwa

    @MemoryMuchakazikwa

    17 күн бұрын

    Zvakaoma kani kurwara chaiko aaah

  • @CarolineMapurisa-hk9gy
    @CarolineMapurisa-hk9gy17 күн бұрын

    #2 vakadzi munobura hombe shem aaai....saka imi mafunga kusiya meriej yenyu muchivinga mazhirrr zhirrr iwayo here?apa you know kuti vakaromba ...murikunochekereswa mukangodzokera ikoko!!!seek deliverance as quick as possible!!!

  • @rosezulu-ng6jn
    @rosezulu-ng6jn17 күн бұрын

    Vakadzi muchinyanya kuda mbinga 😮

  • @fadzaimacharaga98
    @fadzaimacharaga9811 күн бұрын

    Vakaroorwa nevaka roora chengetai dzimba dzenyu

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious26316 күн бұрын

    Vana va jehova siyanayi ne chihure, ko iwewe unoda kuonayi bcz mwari wakakuonesa kuti mbinga yako yakarema, ko chiyi nhayi vehama, my sister watova murwere iwe, haugoni kuchinja line here ukabuda maari

  • @mekong7529
    @mekong752916 күн бұрын

    John Cenaaaaaaaaaaaaaaaaaa🤣🤣🤣🤣🤣

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious26316 күн бұрын

    My sister 😂chimutirigodi

  • @richardgame3359
    @richardgame335916 күн бұрын

    dai wakafa hure remukadzi,murume wako aifanira kuzviziva okuramba hauna kukwana.

  • @SmollyMush-qx3mw
    @SmollyMush-qx3mw16 күн бұрын

    #1 confession is unbearable, had to skip ihh zvakaoma

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza302316 күн бұрын

    To Second Confession; umm Saka Munohura imba yose zvayo asi makatodza Amai Venyu kanhi ,Sisi ku Hura Iwe Muni'ina ku Hura yaaa musha ve Ma Hure uyo kwaaa- uchasangana nazvo chete hausati !😠

  • @RutendoChanzenza-fr8jv
    @RutendoChanzenza-fr8jv17 күн бұрын

    😢😢😢

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe355417 күн бұрын

    Sec conf mainini ka mazhiriri zhiriri kuda,zviro uku ka

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza302316 күн бұрын

    To the last Confession:umm Ambuya isu Bhaibheri rakatifundisa kuti ( Munhu Ngaatye JEHOVAH MWARI Vake Avimbe naye ) izvo zve Huroi zvenyu izvo ndozvenyu kudai Masiya zvenyu mato Gamuchira Jesu Mupenyu iyeyo Vamakaona iyeyo ,.Ndiye Chaiye arikudzoka kungoti mu surrounder Huroi no Hurombwa ihwohwo Mazviinzwaka !!👿😠

  • @ciecie-bw1kl
    @ciecie-bw1kl17 күн бұрын

    2nd confession kusanyara nekushaya matyira wakakaura kuda zvinu ana sisi veku church and ma satanist ndoo kwavari kutambira nekuti munoda zvinhu 😂

  • @user-yu3do2su5e
    @user-yu3do2su5e17 күн бұрын

    Last confession zvakaoma haunyepi mukoma nashe ini dzimwe nyaya ndakungoteerera no comment unoroiwa

  • @yeukaimusunza3023

    @yeukaimusunza3023

    16 күн бұрын

    AAA kana kana uchinamata Shaa hapana hapana , Problem nokuti unozenge vave ku Multipler Matambudziko ako...bedzi .ko Iwo PANO vanombo ingeiko ??

  • @gloriaberger515
    @gloriaberger51517 күн бұрын

    Mukoma Nash what is going on with your reading skills?

  • @ZimSecretsandConfessions

    @ZimSecretsandConfessions

    17 күн бұрын

    Maswera sei

  • @Ruerue-t6f
    @Ruerue-t6f17 күн бұрын

    Avo usher vekundovata pachimutirigodi namatai chaizvo musati maora chibereko nemazhirrr zhirrrr amakatundirwa

Келесі