Huyai Munzwe Zvandaka Udzwa Ne Chitunha Pachaka Muka Chikataura Neni

Ойын-сауық

Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Пікірлер: 65

  • @EstherkaruzaRuth
    @EstherkaruzaRuth2 ай бұрын

    Ngaanamate uyo,arambe mweya wemufi waari kusundirwa uyo kwete kupedza mari kupa vanhu vasingapedze dambudziko rake.

  • @vimbaidzapata481
    @vimbaidzapata4812 ай бұрын

    1st confession I know of someone aishandira ma indians and one of them stole from the Indian lady and she asked them vakaramba. Mu Indian uya akazongoti whoever took that money will see and hapana kuita nguva one of them akangoti musoro ndokufa and akazenge omuka chipoko achiuya kucottage kwavaigara nemamwe ma maids so my advice is Indians vanobata black magic isingaite so be careful

  • @prudencemandeya6155

    @prudencemandeya6155

    2 ай бұрын

    Dont steal not because u are afraid of black magic but because you are a straight follower of Christ

  • @sheilahmoyo4354
    @sheilahmoyo43542 ай бұрын

    Second confession namatai Jesu chete ndiye anogona kukusunungurayi zven'anga izvi mungopedzerwa Mari pasina solution

  • @life7777ful
    @life7777ful2 ай бұрын

    confession1: amai imi hamuna kukwana, hanzi spongebob go and get😂😂 ....musadaro, ingawani zvakanzi train a child in the way they should go....kwete to train a child to steal money for you, you will get caught one day and it might cost you your job....

  • @tarirogumiremhete2788

    @tarirogumiremhete2788

    2 ай бұрын

    😂😂😂😂😂😂😂

  • @life7777ful

    @life7777ful

    2 ай бұрын

    @@tarirogumiremhete2788 lmao.....

  • @fortunateposvo6797
    @fortunateposvo67978 күн бұрын

    Namata uchiramba mweya werufu God is faithful

  • @MercyZhou-nu5sd
    @MercyZhou-nu5sd2 ай бұрын

    Enda kwa miracle Paul

  • @hildachiunda4581
    @hildachiunda45812 ай бұрын

    Mmmmm mai mwana regedzai zvamuri kuita ndapota… kushandisa mwana kuba here… musadaro veduwe, muchaendeswa kumapurisa mukafira mujeri

  • @RutendoChanzenza-fr8jv
    @RutendoChanzenza-fr8jv2 ай бұрын

    Why ukuchengeta mavideo muphone mako wadii kudeletr maybe woenda kumusha pamwe ukawona paakaradzingwa wagona kuita

  • @ChipoMarimo-do3ye
    @ChipoMarimo-do3ye2 ай бұрын

    Uchasungirwa ma50rand iwayo ukanyara kwana iwe

  • @NyaradzaiMutuvi-co9jg
    @NyaradzaiMutuvi-co9jg2 ай бұрын

    Hupenyu hwakaoma munhu ayikushungurudza arimupenyu izvezvi afa arikungokushungurudza

  • @nyashachikuni2438
    @nyashachikuni24382 ай бұрын

    Last confession I can get you some help pasina mari .

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda83642 ай бұрын

    Mai imi munehutsinye kudzidzisa mwana kuba

  • @BerlinHandris-id8dz
    @BerlinHandris-id8dz2 ай бұрын

    Hmmm kudzidzisa mwana kubà

  • @beatricekayiya9270
    @beatricekayiya92702 ай бұрын

    Pakawigwa mai sikadi paya pachine nzvimbo here. Amanaka

  • @raychibvongodze5283
    @raychibvongodze52832 ай бұрын

    Last confession Namata nemwoyo neSimba hondo ahina kumbooma maningi iyi. Vakakusundira mweya wemurume wako ,iwe ahuna hand in his death

  • @user-wp6gk3bd6q
    @user-wp6gk3bd6q2 ай бұрын

    Yooooooo life inorema ndabvuma ummmmm😊

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious2632 ай бұрын

    Siyana nazvo musikana ushandire mhuri one day is one day gava richadambura musingo

  • @MarthashavaMarthashava
    @MarthashavaMarthashava2 ай бұрын

    Ngaende kwatasvu

  • @irenemhembere2548
    @irenemhembere25482 ай бұрын

    Ngaaende Kwa Sekuru Tasvu

  • @chipokatemauswa
    @chipokatemauswa2 ай бұрын

    Endai kwamiracle Paul chitungwiza cnf 2

  • @businkala2554
    @businkala25542 ай бұрын

    Ngaende kwasekuru mukochanzera

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube21102 ай бұрын

    Last yooo Beka imali uye kosekuru tasvu

  • @preciouskofi5782
    @preciouskofi57822 ай бұрын

    First confession sisi muchasungwa nenyaya ya SpongeBob Uyo wemurume airova utoriwo nemamhepo delete those videos unamate iwe

  • @Que-07
    @Que-072 ай бұрын

    Go and take iyo ma1😂😂😂😂😂😂

  • @noreenkureva1021
    @noreenkureva10212 ай бұрын

    Uchaisigwa cameras siyana nazvo asap

  • @stellabanda8967
    @stellabanda89672 ай бұрын

    1st conf 😂😂😂😂

  • @memoryncube4181
    @memoryncube41812 ай бұрын

    Vanhu dzidzai kunamata imi zven'anga izvi nemaporofita problem chaivo chaivo havachazikanwi so my advice namatai kuenda kunoona paakavigwa hakuna zvakobatsira nekuti achazonyatso kukuteverai namatai mhai kumira pana mwari musina doubt muchazotenda

  • @prudencemandeya6155
    @prudencemandeya61552 ай бұрын

    Confession 1: thats why you should be careful who you bring around your children. Now this child has been initiated into theft

  • @canaanzheyu
    @canaanzheyuАй бұрын

    Mawanirwo emari anosiyana saka tamba wakachenjera in case murungu anozozviziva

  • @tre642
    @tre6422 ай бұрын

    Hama dzake dziri kumu mutsa

  • @Letwin-bg1tw
    @Letwin-bg1tw2 ай бұрын

    Endai munobats maoko muchiona paakavigwa zvinogona kupera

  • @chiponyosi3241
    @chiponyosi32412 ай бұрын

    Uummm kuzvitutumadza nekuba

  • @nomsaprosper6385
    @nomsaprosper63852 ай бұрын

    Murume wako mhepo yake ikusaidzirwa kwauri kufa kwake it wasnt normal akasimudzirwa mhepo kuti az iwuraye saka pakumuka kwake mhepo ikusairirwa kwauri

  • @chiedzadube
    @chiedzadube2 ай бұрын

    😂😂 muchapedzisira masungwa Imwii 1st confession

  • @peakays3507

    @peakays3507

    2 ай бұрын

    Nhaimi 🤣 zvanyanya achafira mujeri

  • @indramakumbirofa162
    @indramakumbirofa1622 ай бұрын

    SpongeBob come here 😂😂😂😂😂

  • @obeydzafunwa4476
    @obeydzafunwa44762 ай бұрын

    2nd confession siyana naye murume akafa uyu ,,Dai uri mumwe uri kutotenda Mwari kuti wakasara uri mupenyu,,otherwise Dai uriwe wakafa ,,ita mushe siyana nechipoko chauri kuchengeta mufoni,,ndiwe wakariuraya here zimhondi iro,,muudze kuti handina ukama newe,,Wakazviuraya wega,,Enda unonamatirwa

  • @lillianmbaserah5995
    @lillianmbaserah59952 ай бұрын

    Nhaimi, mavekutoita grooming to be a third Kuna SpongeBob arimudiki. Eh!

  • @user-hh3jf2he2d
    @user-hh3jf2he2d2 ай бұрын

    Namatai amai zvekunamata zvakatooma

  • @user-wp6gk3bd6q
    @user-wp6gk3bd6q2 ай бұрын

    I think second confession u nid to move on delete all the pasts moment in ur fon

  • @TalentMashonganyika-uu9dk
    @TalentMashonganyika-uu9dk2 ай бұрын

    Second confession, musapedzerwe mari nemaporofita nen'anga dzenhema. Imi mega munodzinga mweya wemurume wenyu kana muchiziva Kuti hamuna gwenzi ramakabata Kuti azviuraye. Pfugamai vakoma muri pachokwadi. Ndichakupai ma prayer points amonamata nawo for 6 days muchizvinyima kudya. Ini ndakapfuura nemune zvizhinji kusvika ndadzidziswa kudzinga madhimon anenge achida kunditevera

  • @charitysibanda7306
    @charitysibanda73062 ай бұрын

    Sponchy bob hmmm itai muchiguma nyaya dzenyu muchafira mujere

  • @lucymabhura3122
    @lucymabhura31222 ай бұрын

    2. Endai kwaMiracle Paul

  • @stellabanda8967
    @stellabanda89672 ай бұрын

    2nd conf u Didi nothing wrong waiva mu toxic marriage

  • @menoverse
    @menoverse2 ай бұрын

    Until kaSpongebob kakumbira vabereki kutamba "go fetch". Muchaba zvakaromberwa😢

  • @gracempofu526
    @gracempofu5262 ай бұрын

    Hpna muporofita wauno need panyaya yako iyi bicoz wati unoswera uchiona ma vedio ne ma pics aka ari mu coffin saka it's just yo mind playing tricks with yu bicoz ienenge yonge replay zvaunoswera uchiifidha nazvo

  • @monangilazi8925
    @monangilazi89252 ай бұрын

    First confession 😅😅😅😅😅

  • @felistasname9468
    @felistasname94682 ай бұрын

    2conf delete video iri paunoona chipoko chemurume vako chitukise vonamata uchidzinga mweya iwoyo

  • @user-jo1iz8eg6b
    @user-jo1iz8eg6b2 ай бұрын

    Kkkkkkkk

  • @kudakwashenyamande-kk3os
    @kudakwashenyamande-kk3os2 ай бұрын

    Bvisa ma vedio ayo nemapic ndozvirikukonzera ungatadze sei kumurota iwe uchigara uchiona ma pic nema vedio

  • @majurymashipe9688
    @majurymashipe96882 ай бұрын

    Please delete the photos and videos cut every link off or anything connected to your late husband.

  • @pascelinefibion6592
    @pascelinefibion65922 ай бұрын

    Hidey wadii kuenda kumusha kunoona paaakaradxikwa then wotaura zviri pamoyo pako then wokumbra rurwgerero nekusaenda kunomuviga

  • @preciousprecious263

    @preciousprecious263

    2 ай бұрын

    Sorry my sister endayi mundoona paakarara but unoenda uyine muteuro bcz pakati penyu pane mhiko dzorufu vanhu varikumushandisa endayi mundobatsirwa my sister uye dilitayi mapic ake ose uye munoda kugeswa muviri wenyu, paine munhu akamumutsa sezvo iye wayida kukuurayayi saka h

  • @kapunzapeace6094
    @kapunzapeace60942 ай бұрын

    I think don't keep his pictures u are still attached to him nemapic arimucofin . Delete them and try to move on

  • @Lillyonline-gv6sq
    @Lillyonline-gv6sq2 ай бұрын

    Muri kutuma mwana kunotora marii Hamusi kushanda kuti muwane marii why

  • @WendyDlamini-yr6fk
    @WendyDlamini-yr6fk2 ай бұрын

    First confession uchafira mujeri .kungwarangwanduka Hakushi kungwara .uchanzi u are teaching our child Kuba. If u can do that u are capable of molesting him too.kuno kwatiri they got small cameras. They can just put them on flowers or anyway u won't even think it's a camera.cz they are not fools they knew they money is just disappearing

  • @charlesphiri4150
    @charlesphiri41502 ай бұрын

    R50 you will be arrested iwe soon

  • @cathrinemarwendo7654
    @cathrinemarwendo76542 ай бұрын

    Confession1. My sister pliz just quit. It seems funny but listen to other people's confessions maIndia haana Tsitsi nevanhu vanovabira and havaregereri. Musi wachinobvondoka mucharwadziwa moripira mhosva dzose. Zuva rimwe igore🤦🤦🤦

  • @sarahmadzima4894
    @sarahmadzima48942 ай бұрын

    First confession Amai muribenzi chairo chairo

  • @Que-07
    @Que-072 ай бұрын

    Go and take iyo ma1😂😂😂😂😂😂

  • @MemoryMuchakazikwa

    @MemoryMuchakazikwa

    2 ай бұрын

    Autsamwi zvimwe zvacho zviripano 😂😂😂

Келесі