HONDE VALLEY........ MURUME AKARORA MURUME ACHITI MUKADZI

Ойын-сауық

AKAZOZIVA KUTI MUKADZI WAKE MURUME MUSHURE MEGORE

Пікірлер: 256

  • @vongairosemarymutebuka9423
    @vongairosemarymutebuka9423 Жыл бұрын

    Story was first covered by Karaganda and from wat I gathered vanhu Ava vaizivana hmm. Ngochani vese

  • @leeboymatika6327
    @leeboymatika6327 Жыл бұрын

    No problem by update this video hatisi tose tinoona kangaranda thank you Mr Andrew

  • @chantelsira9918
    @chantelsira9918 Жыл бұрын

    Kkk ayaas... Smile yasabhuku iyo

  • @brightmawoko4875
    @brightmawoko4875 Жыл бұрын

    This was covered by Karanganda TV last year

  • @hazelchitepo3682

    @hazelchitepo3682

    Жыл бұрын

    Haunyepi bright

  • @allenkupeta4736

    @allenkupeta4736

    Жыл бұрын

    Uuuuuuu last year ipi

  • @fortheloveofdogstm6674

    @fortheloveofdogstm6674

    Жыл бұрын

    Isusu yanga yakatijamba

  • @godalmightyismyeverything7031

    @godalmightyismyeverything7031

    Жыл бұрын

    @@hazelchitepo3682 sha do you have a link I’m looking for it… I watched it but can’t find it anywhere

  • @hazelchitepo3682

    @hazelchitepo3682

    Жыл бұрын

    @@godalmightyismyeverything7031 ayehwa handina link dear bt l think ukatarisa kuma vidios avo hauyishaye in

  • @Chiravirwa
    @Chiravirwa Жыл бұрын

    Vaitozivana ngochani idzi.

  • @tracygwashawanhu7142
    @tracygwashawanhu7142 Жыл бұрын

    Mkoma Andrew namainin Thando mukudzifambira dzakasiyanasiyana taking us to another level sure.

  • @lungisanikhumalo9131
    @lungisanikhumalo9131 Жыл бұрын

    Hello love oupa am very very happy to hear your voice missing to see u will Andrew.love u dear

  • @josephinemugwagwa5323
    @josephinemugwagwa5323 Жыл бұрын

    It's not like anga asingaziwe iye murume wacho atori ngochani but afraid to come out saka wakatoita plan yacho wese because kana anga asingaziwe time yebonde zvaifamba sei kkk iye aisaona here kuti sikarudzi yakamira sei

  • @samanthakane9986

    @samanthakane9986

    Жыл бұрын

    Apa wataura chokwadi Josephine.

  • @josephinemugwagwa5323

    @josephinemugwagwa5323

    Жыл бұрын

    Kkkk nhai zvako iwe zim ka haidi ngochani saka waito vhara vhara kkkk ndeipi wangu

  • @malinga22

    @malinga22

    Жыл бұрын

    Kunyepa kuri pachena akarohwa anotaura chokwadi mudhara uyu anojairira

  • @smangelesithole9031

    @smangelesithole9031

    Жыл бұрын

    nhaii zvako aisaona here

  • @joshuatakarinda8518
    @joshuatakarinda8518 Жыл бұрын

    Nyaya iyi takainzwa paKaranganda tv

  • @gidchelseangengeza
    @gidchelseangengeza Жыл бұрын

    keep up the good work

  • @crypticoptimist4408
    @crypticoptimist4408 Жыл бұрын

    😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂.....aya ndo ma funnies manje. Uuuuuuuuh 👐

  • @preciousmurambasvina4188
    @preciousmurambasvina4188 Жыл бұрын

    Pakayipa apo kugara 1 year wotadza kana kundogeza kokurara mu bedroom nemurume ayisarara hre kuyita bonde

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Жыл бұрын

    Ingochani dzose vanozivana plz bvumaiwo hungochani mu Zim

  • @rejoicechihona322

    @rejoicechihona322

    Жыл бұрын

    Are you supporting hungochani?

  • @loveheartchikomo325

    @loveheartchikomo325

    Жыл бұрын

    @@rejoicechihona322 mubvunze hako aaaaa ndazvishaya

  • @TheGreatShepherd.

    @TheGreatShepherd.

    Жыл бұрын

    What do you mean by "please "are you serious??

  • @sachihera1743
    @sachihera1743 Жыл бұрын

    It's an old story yakabuda pa karanganda

  • @clarakingston2255

    @clarakingston2255

    Жыл бұрын

    Oh yah I remember the story

  • @Bvanyangu352

    @Bvanyangu352

    Жыл бұрын

    Yes i remember too

  • @tafadzwamangwiro1006

    @tafadzwamangwiro1006

    Жыл бұрын

    So wat

  • @yvonnesvimbos2388

    @yvonnesvimbos2388

    Жыл бұрын

    Yaaah ndeye kudhara zveshuwa

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Жыл бұрын

    Yes l remember watching this same nyaya shuwa. Thank u drewmas

  • @fionapuzo9122
    @fionapuzo9122 Жыл бұрын

    Aaaaah vanozivana ava ingochani idzi

  • @leonorahmpofu6652

    @leonorahmpofu6652

    Жыл бұрын

    Kumusha kwangu

  • @fungisaikaumburuke2501

    @fungisaikaumburuke2501

    Жыл бұрын

    Haiwawo nxaaa vaiita bonde sei kana vachitiudza kuti heee akatinyepera kuti mrume moreover nyaya iyi chimunya takasoinzwa kare

  • @fungisaikaumburuke2501

    @fungisaikaumburuke2501

    Жыл бұрын

    Plus vaziyiyana avo dzaiva ngochani dzose

  • @denleeshumba8321
    @denleeshumba8321 Жыл бұрын

    Ingito mbiri dzanga dzasangana idzodzo how come to you so unotadza kuona kuti uyu mumwe Mrume here imwi ka mutye Mwari 🤔

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Жыл бұрын

    Ngochani straight, yaaa Morris nemurume wake vakaoma kutotsvaga lawyer kureva kuti vaiziva zvavo game ravo. Nekuti it's an abomination munyika medu kuti Adam na Adam varoorane.

  • @fatsofarai-qf3fp
    @fatsofarai-qf3fp Жыл бұрын

    Are going to ignore smile ya sabuku here

  • @tainzanamgobheri5029
    @tainzanamgobheri5029 Жыл бұрын

    Ngatinamatei nesimba tikwanise kupinda mugore idzva nyama nemweya zviri pamwe chete vateveri ve Dreams

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Жыл бұрын

    YaShumba mmmmmmm apa mauyanenyaya which I was having many questions than answers Thank You mmmmmmm Big African Story

  • @emilytmombeyarara8932

    @emilytmombeyarara8932

    Жыл бұрын

    There is no way munhu anga gare nemunhu asingazive kuti mudzimai or murume

  • @ladyk.b.2257
    @ladyk.b.2257 Жыл бұрын

    But best yesong iyo yakapenga ...ndafarira mbira moto

  • @chibvumburasamanyikastation263
    @chibvumburasamanyikastation2636 ай бұрын

    Uku ndokumusha kwedu kkkkkk muripamba apo munoona chikoro chiripa mhiri apo 😂😂😂😂ndopedu. Makasvikawo kwedu Drumas Dam raNyawamba makarionahere and Esternhighlands plantation tea😂

  • @wellingtonmuchkeza8363
    @wellingtonmuchkeza8363 Жыл бұрын

    Kkkkkkk ndongochani iyo

  • @nomsamasaiti6980
    @nomsamasaiti6980 Жыл бұрын

    Kkkkkkkkkkkk kutaura kuti anga asikaoni here kuti murume aaaaaa zvimwe so ka kkkkkkk

  • @moskane2617

    @moskane2617

    Жыл бұрын

    Murume aiziva. Ma gay vanhu ava. but nemiriro yeZimbabwe kubuda pachena zvinonetsa.hezvo vakazopika 4 months.

  • @patiencemashumba6643
    @patiencemashumba6643 Жыл бұрын

    Maonere angu Morris nemurume wake vataurirana deal ravo zvekuti murume vaiti hameno zvaivhundutsira panguva yekurara chitsotsi kikiki hanzi ndikabvisa Wig ndino disappear kikiki Morris so ka.Thank you Drewmas Media🇿🇼🇬🇧

  • @queen7008
    @queen7008 Жыл бұрын

    Ughmmm Chihera takusuwa🤗

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 Жыл бұрын

    ndozvairambwa nemutungamiri wedu vamugabe..nyika yayenda kumawere

  • @TOFFEE.B
    @TOFFEE.B Жыл бұрын

    Thank you Drewmas ndatonzwa for the first time taking us to another level.

  • @innocentmabiza3800
    @innocentmabiza3800 Жыл бұрын

    south Africa ndozvitori kuno mazimba apanduka nekuda kwemari

  • @naumemurigwa8049
    @naumemurigwa8049 Жыл бұрын

    Ndoo kwaana mbuya vangu .kumusha kwamai vangu. Ndabva ndakufunga now watching from capetwn

  • @lydiat7636

    @lydiat7636

    Жыл бұрын

    Kana nenio ndokawa mama vangu vangu vanobva ku sagambe

  • @naumemurigwa8049

    @naumemurigwa8049

    Жыл бұрын

    @@lydiat7636 hoo

  • @naumesembezeya5968

    @naumesembezeya5968

    Жыл бұрын

    Iwee nau hessy....

  • @naumemurigwa8049

    @naumemurigwa8049

    Жыл бұрын

    @@naumesembezeya5968 mushe mushe zviri sei sei

  • @clapatonmazarura3120
    @clapatonmazarura3120 Жыл бұрын

    Murume nemurume kuroorana south africa ndiyo inodaro kwete Zimbabwe saka zvakabuda nekuti zim ndeye vadzimu vepasi hazviitike

  • @maryzuze2740
    @maryzuze2740 Жыл бұрын

    Im happy for you gyz shumba naThando visit my home area lol

  • @leonorahmpofu6652

    @leonorahmpofu6652

    Жыл бұрын

    Kwedu chaiko

  • @rose3938
    @rose3938 Жыл бұрын

    Mari yerora yantambirwa Nani ,asikazive kuthi murume matsotsi bamberek

  • @Nzungu
    @Nzungu Жыл бұрын

    They were supposed to be banished, we have no room for such disgusting immoral (things) in our moral society

  • @user-tc9pb7gl4e

    @user-tc9pb7gl4e

    Жыл бұрын

    😢😢😢😢😢,,,,Ngozi yerombe igandanzara

  • @samanthakane9986
    @samanthakane9986 Жыл бұрын

    Ha this is why zvichinzi musa roore munhu pasina hama dzake😂😂 vaiti hama dzemuroora dziripi? Varume ava vaizivana hanzi ndaichinja kuita mukadzi pa bonde😂😂imi ityai mwari

  • @malinga22

    @malinga22

    Жыл бұрын

    Imagine, vari kuda kutipusisa

  • @mablematiza5041
    @mablematiza5041 Жыл бұрын

    Andrew Ka hazviiti kuti gore rose munhu asingaone kuti nhengo idzi dzimire sei ummmmmmm Yaa nya iyi yakamboburitswa zvayo

  • @memoriegomana5341
    @memoriegomana5341 Жыл бұрын

    Haiwa vanoziva a avo murume uyo anonyepa vakatotorana vachiziva kuti ingochani avo

  • @chirambacreations
    @chirambacreations Жыл бұрын

    Ingochani dzakawirirana kuroworana muchihwande

  • @maimazangamazanga8242

    @maimazangamazanga8242

    Жыл бұрын

    Haa ichii chandipedza

  • @mendydube7295
    @mendydube7295 Жыл бұрын

    I can't stop laughing 🤣🤣🤣🙌 handzi miscarriage yematwins🙌

  • @sandrahmasekesa9340

    @sandrahmasekesa9340

    Жыл бұрын

    🤣🤣🤣🤣kna matwins

  • @user-qt2rz9ys1i

    @user-qt2rz9ys1i

    11 ай бұрын

    😂😂😂😂

  • @gracepatisi9970
    @gracepatisi9970 Жыл бұрын

    Ko Chihera havana kubuda pacamera indava asi vanaka kani.🤰.We love you Chihera

  • @Troys_Aaliyah_s-Dad

    @Troys_Aaliyah_s-Dad

    Жыл бұрын

    Pamuromo chaipo

  • @joycepanganai4866

    @joycepanganai4866

    Жыл бұрын

    Lol 😂

  • @gracepatisi9970

    @gracepatisi9970

    Жыл бұрын

    @@Troys_Aaliyah_s-Dad musadaro kani kubvunza chete

  • @mangalisobenjaminb7472
    @mangalisobenjaminb7472 Жыл бұрын

    Manje stonyeni zvaifamba sei

  • @charityhwara1653
    @charityhwara1653 Жыл бұрын

    Nyaya iyi ndakainzwa kwababaTaps

  • @rumbidzaibhepe8144
    @rumbidzaibhepe8144 Жыл бұрын

    Yaaaa zvakaoma

  • @user-ur7qm9ng7y
    @user-ur7qm9ng7y8 ай бұрын

    Kkkkk ngochani dzese nxaa ngavasungwe Imbwa dzevanhu

  • @netsietumu7767
    @netsietumu7767 Жыл бұрын

    Ndakamboinzwa kwa baba Taps

  • @francismuviiwa1537
    @francismuviiwa1537 Жыл бұрын

    Chizezuru nzimbo inemapiripiti inonzi manhika ndipo pakabva zita rekuti manicaland

  • @Militarya549

    @Militarya549

    Жыл бұрын

    Hoooo taziva history Manhika to Manikaland

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Жыл бұрын

    Hày boo indoda yayilala njani

  • @gogokazima3547
    @gogokazima3547 Жыл бұрын

    For one year six months where they not sleeping together

  • @denforddopori3246
    @denforddopori3246 Жыл бұрын

    Nyaya iyi ndakamboiona paKaranganda Tv

  • @prettysambani9735
    @prettysambani9735 Жыл бұрын

    Kkkk yooo ichi ndochakavharisa

  • @daisybanda5398
    @daisybanda5398 Жыл бұрын

    Vaizivana vanhu avaa

  • @princemakena3621
    @princemakena3621 Жыл бұрын

    Ndakamboinzwa nyaya iyi I think it was on karanganda TV

  • @luciadudu6871
    @luciadudu6871 Жыл бұрын

    Kkkkk zvivindi zvekuzotamba bhora revakadzi

  • @mediamutandwa2497

    @mediamutandwa2497

    Жыл бұрын

    Ko kunogeza kurwizi nevakadzi achiona hake kkkk

  • @QueenFifi-kf7sq

    @QueenFifi-kf7sq

    Жыл бұрын

    😂😂😂😂😂😂 mukomana WAcho haaaa

  • @rodrickmutindivari7744
    @rodrickmutindivari7744 Жыл бұрын

    1year 6mnths asingadyi bota airidyirepi

  • @tatendamugarisanwa1480
    @tatendamugarisanwa1480 Жыл бұрын

    Kkk pakaipa vaizivana vanhu ava dzaingova ngochani dzese

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Жыл бұрын

    Nyaya iyi inga yakambobuda wani

  • @blessblessing9181
    @blessblessing9181 Жыл бұрын

    . But blaaz ayo looks ngito zvavo. Anyway that's life lala

  • @mjay1169
    @mjay1169 Жыл бұрын

    the song at the beginning of the show is a hit. but it reminds me of a song I used to like.I dont remember which one.pane angabatsira here??

  • @namatiraisithole6158

    @namatiraisithole6158

    Жыл бұрын

    The song ine mawords mamwe ekuti mai vaRubi munoendepiko hamuzivi hre kuti ... ...something like that

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 Жыл бұрын

    Inyaya yekare iya yakuita kunge nyowani ummmm

  • @innocentmhofu2249
    @innocentmhofu2249 Жыл бұрын

    hello hello drewmas media

  • @nestherzivengwa7590
    @nestherzivengwa7590 Жыл бұрын

    Kungovhara hake bt vaizivana ko kusangangana vaisangana sei

  • @davisonzamani5197
    @davisonzamani5197 Жыл бұрын

    Haaaa ingochani idzo kunyepa uko how come

  • @Dirsadondo
    @Dirsadondo Жыл бұрын

    Yaaar nyaya iyindakamboinzwa. Apa pambapandogara ndopavainzi vaitoroja ipapo. Ndakarohwa nehana ndikati sure zvirikuitikawo hr pamushapangu PAHONDE VALLEY APOOOO

  • @user-tc9pb7gl4e

    @user-tc9pb7gl4e

    Жыл бұрын

    😢😢😢😢😢😢😢😢😢,,ninji chairo chairo mumusha menyu muHonde imomo

  • @Masibanda
    @Masibanda Жыл бұрын

    Vanhu ava vaizivana. I ngochani dzakatya kubuda pachena chete. Zvekuti anochinja izvo I nhema.

  • @tamramtambonei1532
    @tamramtambonei1532 Жыл бұрын

    In sure chihera dumbu ravo vakura sak mazuvano musingavaonu pacamera

  • @ladyk.b.2257
    @ladyk.b.2257 Жыл бұрын

    Vanhu vakadai ngavagare mujeri

  • @user-tc9pb7gl4e
    @user-tc9pb7gl4e Жыл бұрын

    Njani kodwa,angizwa kahle indoda nendoda

  • @tendainhema758
    @tendainhema758 Жыл бұрын

    Murume nemukadzi vane nhengo dzakafanana here kkklk

  • @user-gz1br6xc6e
    @user-gz1br6xc6e Жыл бұрын

    Good dramma

  • @rudavirokaseke-st7br
    @rudavirokaseke-st7br11 ай бұрын

    Uye Mari yeroora yakapihwa ani

  • @priscillagwanzura8594
    @priscillagwanzura8594 Жыл бұрын

    Kkkk takambochiona chinyaya ichi tikatovaona Moriss wacho ne Andrew kkkk

  • @isabelmutumba4218

    @isabelmutumba4218

    Жыл бұрын

    Eeh nhai kwaBa Taps

  • @mathewsithole7094
    @mathewsithole7094 Жыл бұрын

    Takambinzwa kwa baba taps

  • @ruthkunyongama7828
    @ruthkunyongama7828 Жыл бұрын

    Ichi chirikupisa kkkkk

  • @beatusmandeya4008
    @beatusmandeya4008 Жыл бұрын

    Andrew wakadya manonoko nyaya iyi takainzwa last year na baba Taps karanganda tv

  • @nolynemubure1559
    @nolynemubure1559 Жыл бұрын

    Uye mabhinya anyanya kuZindi ,Mhanda and Madzinga .vanhu vanouraiwa asi mabhinya acho haabatiwi.

  • @chidochisuko6180

    @chidochisuko6180

    Жыл бұрын

    Nepamudhebhu dhebhu wekuenda kwamandeya mabhinya anyanya

  • @illahkwaramba281
    @illahkwaramba281 Жыл бұрын

    Vanozivanawo

  • @kizznetbepura3962
    @kizznetbepura3962 Жыл бұрын

    Kkkkk mashura a Morris

  • @mosesmasawi8314
    @mosesmasawi8314 Жыл бұрын

    Variko vanhu vakazvarwa vaine nhengo mbiri yechirume neyechikadzi. He could be one of those.

  • @kristycuthberts7073
    @kristycuthberts7073 Жыл бұрын

    Hausvike pakuroora munhu usingazive zvakadaro. These were 2 men who didn't know how to tell a society that doesn't tolerance ngochani kuti toda kuroorana pachirume!

  • @user-hf5vt2sb6o
    @user-hf5vt2sb6o Жыл бұрын

    Ingochani idzo

  • @lysonmwaranga6904
    @lysonmwaranga6904 Жыл бұрын

    Vaitozivana kti varume Vose kkkkkkkkk dhiri ravo

  • @rodrickmutindivari7744
    @rodrickmutindivari7744 Жыл бұрын

    Ndishuvai hre akaipa kambo aka

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 Жыл бұрын

    Ingochimbi idzi. Basa rekurovana kumufudze

  • @paulamuyanga5997
    @paulamuyanga5997 Жыл бұрын

    My village people 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 Жыл бұрын

    Hakuna zvakadaro vaitozivana awo

  • @tafauadedzwgea
    @tafauadedzwgea Жыл бұрын

    Ndizvo zvinotadzisa mvura kunaya,makuna kuna

  • @libertynyanhongo724
    @libertynyanhongo724 Жыл бұрын

    Fambirai nyaya ya Livingston ku St Mathias Tsonzo

  • @gogokazima3547
    @gogokazima3547 Жыл бұрын

    Ingoshani

  • @shellychinembiri7435
    @shellychinembiri7435 Жыл бұрын

    Aaah vaizivana

  • @munashematasva9784
    @munashematasva9784 Жыл бұрын

    Mukoma Andrew why ku dzokorora nyaya iyi

  • @drewmasmedia3856

    @drewmasmedia3856

    Жыл бұрын

    YAKAITWA NEVAMWE ISUSU HATINA UYE VAMWE HAVAIZIVE

  • @enlighten729

    @enlighten729

    Жыл бұрын

    Takamboiita here

  • @maiyeukai9346

    @maiyeukai9346

    Жыл бұрын

    Tru takaiona kukaranganda TV kikikkiki BaTaps

  • @tinotendajonga1895

    @tinotendajonga1895

    Жыл бұрын

    Nyaya iyi yakamboitwa kune chimwe chirongwa not namkoma Andrew vanogonawo kunge vasina kuziva kuti kune vakaiita kudhara...

  • @mablematiza5041
    @mablematiza5041 Жыл бұрын

    Yaa taura zvako vaviri vaitizivana but cover up to majority

  • @mishiechirasha7294
    @mishiechirasha7294 Жыл бұрын

    saka aiwonera madzimai asina kupfeka irombe

  • @nyashamukorera9651
    @nyashamukorera9651 Жыл бұрын

    Dzaitova ngito dzese hapana kuti murume wake ange asingazive kuti arikurara nemumwe murume

  • @sekuruhozhwa7295
    @sekuruhozhwa7295 Жыл бұрын

    Murisei long time

  • @irvinemurombedzi9628
    @irvinemurombedzi9628 Жыл бұрын

    Ini handidi nyaya dzekutsanangurwa nevamwe vanhu ma subjects acho aripo. Tavakutongonzwa ma opinions evanhuà. Evidence hapana.

  • @vernahmuchemwa3415
    @vernahmuchemwa3415 Жыл бұрын

    Ummm mashura chaiwo ko vairara SEI

  • @dianambuwayesango9017

    @dianambuwayesango9017

    Жыл бұрын

    Ende kwakanaka kwaHonde, scenery yacho , minda yacho Ende Misha yacho yakatsvinda Vanhu ava vari smart Ndagutsikana hangu

  • @tinatinashe

    @tinatinashe

    Жыл бұрын

    Varume awa dzainge ngochani dzese kwaida kubhaiza vanhu chete

  • @user-mn3kv6jt5r
    @user-mn3kv6jt5r11 ай бұрын

    Vanhu makutinyepera 😅😅😅

  • @danmasinge7488
    @danmasinge7488 Жыл бұрын

    Ngochani idzo. Old story

  • @esthermatongo6097
    @esthermatongo6097 Жыл бұрын

    Nhasi raarimwe zuva

Келесі