Headman Chigodora Varamba huori Kuma Sabhuku

Пікірлер: 326

  • @munesumuvhavhika3932
    @munesumuvhavhika393210 ай бұрын

    Tete vanemoyo wakaona vanogona kuuraya Mwana wehanzvadzi yavo

  • @simontumbare9240

    @simontumbare9240

    10 ай бұрын

    Vana tete havasi kupengera stand isiri yavo, they are 100% that place is going to benefit unwe mwana wedzinza makore anoteera , Zimbabwe is not expanding you must know that

  • @ssam1430
    @ssam143010 ай бұрын

    Sabhuku Eni $505 Dzere, graduate Dr ED's college of absolute corruption

  • @DianahSithole-un5ck

    @DianahSithole-un5ck

    10 ай бұрын

    Wandiuraya kkkkkkk😅😅😅😅😅

  • @Chiheratheeland1234

    @Chiheratheeland1234

    10 ай бұрын

    Haaa mapedza😂😂

  • @teeMe999
    @teeMe99910 ай бұрын

    Magrazi Alan you need to calm down wakuda kuita hasha uchinyararisa vanhu padare as if you are thé headman please calm down

  • @jabulanimutasa4267

    @jabulanimutasa4267

    10 ай бұрын

    Ndimi momukwidza ndege yemashanga

  • @tapiwapitiri882
    @tapiwapitiri88210 ай бұрын

    Headman munhu ngaadzoserwe mari yake anotenga kumwe umwe musha umu mumusha maita vana tete varoi vakakonewa misha yavo vakudzoka kuzokonzeresa vanhu vakazvigarirwa vane peace zvavo

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake555210 ай бұрын

    Ipai baba Masunda mushawavo Headman Vana teteavo inhubu

  • @ObeyMlambo-pg5sk
    @ObeyMlambo-pg5sk10 ай бұрын

    Honai uya mukadzi wekuita barika vana tete ndivo vakaona kuti hazvadzi yavo yapatiswa vana tete ndivo vakadzinga chikomba wani mukati vana tete vaipa vaonawoka kti pamba pe hanzvadzi nehanzvadzi yavo potengeswa ndizvo saka vapindira

  • @naisonuranda5695
    @naisonuranda569510 ай бұрын

    Uyo anonzi prince IRombe chairo

  • @mirriammutsikamahwe3616

    @mirriammutsikamahwe3616

    10 ай бұрын

    Sure again I'm also suspecting kuti havazi vana vemumusha ungatengesa stand yet uchaita mhuri nevazukuru? They had planned to go to their family vakati ngatisiye tatengesa. It seems Baba varikunzi ndevaPrince was too quiet vaitongwa nemukadzi

  • @pokellokingz

    @pokellokingz

    10 ай бұрын

    Prince ngaadye pfuma yababa vake kuva rombe or not anotobenefita pfuma yababa vake

  • @mamaangie4227
    @mamaangie422710 ай бұрын

    Kukumbira ruregerero kubvuma mhosva akatadza kutaura ndiye ngaakumbire ruregerero

  • @ttfam8742
    @ttfam874210 ай бұрын

    DNA plz musadzivisa vanhu ngavazive kwavanobva

  • @DrKays
    @DrKays10 ай бұрын

    Nyaya dzeland kwaChigodora dzotopfuura dzemuNugerian movie😅😅😅

  • @crescenciambulawa9426

    @crescenciambulawa9426

    10 ай бұрын

    😂😂😂

  • @Lizzy-kp8ec

    @Lizzy-kp8ec

    10 ай бұрын

    😂😂😂😂😂😂😂😂🙌🙌🙌💪

  • @AuntyGogo

    @AuntyGogo

    10 ай бұрын

    😂😂😂😂

  • @walataram
    @walataram10 ай бұрын

    Ndabata manzwi andifadza anehudzamu mumagariro edu sevanhu,"muvakadzani wako ndiye mutombo wenzara"...wise words from Headman Chigodora.

  • @user-do3bw5mf8v

    @user-do3bw5mf8v

    10 ай бұрын

    True musi we dambudziko vavakidzani ndivo vsnomira Mira hama dzakagara parukukwe

  • @tamiranashemupinda6469

    @tamiranashemupinda6469

    10 ай бұрын

    Kkkkk ndiye next of king lol

  • @judithkwenda2841

    @judithkwenda2841

    9 ай бұрын

    So true ndabatawo futi pekuti tikaziva mitemo tinogara zvakanaka

  • @netsayikanengoni1677
    @netsayikanengoni167710 ай бұрын

    Mbuya yanga yakapfeka green iyo inemukonyo. Inozvitutumadza manhingi. Kutaura kuno vakasimuka vakatukirira Headman uyo vavemunzira kuenda kumba kwavo. Idzi ndidzo type dzaanatete vanouya kuzotonga kumusha kwavakaberekwa pamwe nekwavakaroorwa idzi yhoooooo. Ende mhuri iyi inemukundo is it just becoz their brother is late that's why vavekuti mwana wamukoma haasi wemumusha imomo. This is soooo disgusting. Kunyange vainehumboo i do not like them a lil bit. Munenhako vanhu vekwaNjerere. Yhooooooo!!! Iyi kubva pandakatanga kuona tete Ndunda iyo in greeen i never liked the way she talks. Vanoona varipamusoro pevanhu vese. Tete kana mune mari kana vana vanemari imari yenyu haisi yeruzhinjiba. SHAME. 😮

  • @mariamachemedze2256

    @mariamachemedze2256

    10 ай бұрын

    Ichokwadi mbuyaiyo inemukonyo usingaite

  • @walataram

    @walataram

    10 ай бұрын

    Ihemeni chaiwo vakazotonyara kukanda vamwe vanhu zvibhakera ipapo😂😂Regai timirire DNA test yacho yavari kuda.

  • @Chiheratheeland1234

    @Chiheratheeland1234

    10 ай бұрын

    You can tell how cruel she is.. i think she thinks she rich

  • @tsitsichaita

    @tsitsichaita

    10 ай бұрын

    Ko kuzorambira mwana wavo Dorothy hanz hapana kwandinomuwana

  • @Nicolejeri-pf5tp

    @Nicolejeri-pf5tp

    10 ай бұрын

    True

  • @henrymabuya3551
    @henrymabuya355110 ай бұрын

    Headman Chigodora is humble and has outstanding wisdom

  • @brendasimango6847

    @brendasimango6847

    10 ай бұрын

    Uuuhhh but havape munhu mukana wakanaka wekutsanangurawo

  • @christieultd

    @christieultd

    10 ай бұрын

    He is very wise and can foretell kunoda kunanga munhu some of which is unnecessary sevakadzi ava just argumentative and time wasting vazere pamromo. So at times we don't need that. When Jesus would heal he never interviewed the demon. Kupa demon mbiri yei.

  • @walataram

    @walataram

    10 ай бұрын

    @@brendasimango6847 tete vane green ndivo vane dambudziko rekungopindura madzishe achitaura,munhu unonyarara wozopikisa wapiwa mukana wako.Vanhu vakati uyu achitaura zvake, uyuwo zvake panguva imwe chete hakusichari kutongana ravabopoto.

  • @tincetince6029

    @tincetince6029

    10 ай бұрын

    He is a useless man greedy and evil

  • @felixmarufu5210
    @felixmarufu521010 ай бұрын

    Zimbuya rine green iro kana munhu rinotouraya chaiko ,watching from Johannesburg

  • @challyshambas6851
    @challyshambas685110 ай бұрын

    Taneta nevanhu vari kutengesa misha especially vana Prince didn't buy the land so haana right to sell it. Land yekumusha yasiyana neye mu town yekumusha ndeye family

  • @pokellokingz

    @pokellokingz

    10 ай бұрын

    I have the ryt to sell that stand kana ndashanda zvangu l hev to do that kkkki ko stand ine basa rei nemawandire aita mapurazi aya

  • @user-kf9ue4eo2g

    @user-kf9ue4eo2g

    10 ай бұрын

    Yes yes....ndikushaya kuti vanhu varikutora side remukomana uyo seiko musha wemhuri hautengeswi chirombe icho

  • @user-do3bw5mf8v
    @user-do3bw5mf8v10 ай бұрын

    Dare ra headman rakrongeka chose hapana ruzha semamwe matare. Much love headman ❤

  • @user-or9xi9wg2o
    @user-or9xi9wg2o10 ай бұрын

    Zitete iro rine maballs chete

  • @WayneDarrenJustice-cm2ls
    @WayneDarrenJustice-cm2ls10 ай бұрын

    Tete avo vari right,zvivana zvinongotengesa mastands azvakakura zvichiona aripo ndidzo nhubu idzo,land inhaka yedzinza rese generations and generations to come kwete kutengesa

  • @melndoxie8458
    @melndoxie845810 ай бұрын

    Chokwadi chakanakakisa kwachigodora hakuna peace shame.

  • @NTM308
    @NTM30810 ай бұрын

    Masunda family yakangwarisa, ngavadzose stand yevaridzi stand,headman musaite hundyire nekutonga nemakuhwa

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog878410 ай бұрын

    Magirazi is too temperamental for proper delivery of justice.Good at cross examination but he shouldn't be too forward!

  • @praisekuwaza5673

    @praisekuwaza5673

    10 ай бұрын

    Yes he is too much.kunge ndiye Herdman

  • @freedomchitake5552

    @freedomchitake5552

    10 ай бұрын

    No he is not he knows whats right to all ths he speaks facts as it is.. simple and straight forward

  • @freedomchitake5552

    @freedomchitake5552

    10 ай бұрын

    Kkkkkkk idzi dzingori shanje chete from ths tetez ....musha uyu unevana Vana babaNjerere

  • @ConniekholiyMpansi

    @ConniekholiyMpansi

    10 ай бұрын

    Anondibhowesa too much of pride

  • @jabulanimutasa4267

    @jabulanimutasa4267

    10 ай бұрын

    Ane moto. Disrespectful. Ngatsvage basa

  • @ConniekholiyMpansi
    @ConniekholiyMpansi10 ай бұрын

    Pane kakudzwinyirira chokwadi, ruregerero kubva kunana Tete vakatadzei Failing of justice, musadaro sooo headman iyi mukutora masides Hapana kana cement yaivepo

  • @tincetince6029
    @tincetince602910 ай бұрын

    The guy in spectacles should go and look for a job rather than terorising poor villagers

  • @jabulanimutasa4267

    @jabulanimutasa4267

    10 ай бұрын

    He’s campaigning for the headmanship

  • @KudakwasheMakata

    @KudakwasheMakata

    10 ай бұрын

    Who told you that he's not working..chill

  • @tincetince6029

    @tincetince6029

    10 ай бұрын

    At his age he must be busy doing something not interogetting innocent civilians

  • @EM-iw3eq

    @EM-iw3eq

    10 ай бұрын

    My thoughts too, akatanga ari kupovo and slowly made his way to the top. He needs to find ways to make money. Arikuda fame yepa facebook

  • @user-sf1cz8vy5s
    @user-sf1cz8vy5s10 ай бұрын

    Headman hamuna kuita basa renyu

  • @sherphardmashonganyika6447
    @sherphardmashonganyika644710 ай бұрын

    Good sound quality,sando dzenyu

  • @user-mm4vt9ez8b
    @user-mm4vt9ez8b6 ай бұрын

    Ndeno nyikayedu nevanhu vanenge headman chigodora zvese zvakanaka hasmunotonga henyu mose nebatorenyu wedzerwai makore avo tete rinengedzoka tisisina pekugara rodakuzoshungurudza nherera koirosimba rekudakipamba kunge ivo mukomana zvakawomajazvo

  • @christieultd
    @christieultd10 ай бұрын

    Sabhuku tsotsi, ndyire. Tete Njerere vegreen outfit nharo, moyo mukukutu kuoma and very disrespectful kudare. Vakajaidzwa ava. Headman manyama Chigodora is full of wisdom.

  • @emmiesmit1241

    @emmiesmit1241

    10 ай бұрын

    Apa ichembere ngavaitwe retired vanoita stroke😊

  • @didymusmushoriwa8044
    @didymusmushoriwa804410 ай бұрын

    Best headman ever

  • @fortunatejeketera3763
    @fortunatejeketera376310 ай бұрын

    Iyi family inana tete vanoroya chete nxaaa ngavaende kwavakaroorwa mazipenzi evanhu natete aya anoda rumamiso 😂😂😂😂😂😂

  • @thembenincube3568

    @thembenincube3568

    10 ай бұрын

    I dont think vane varume😂

  • @eversonsibanda1007

    @eversonsibanda1007

    10 ай бұрын

    Mareturning soldiers

  • @PaloSant

    @PaloSant

    7 ай бұрын

    Ndo zvakaita type yakaroorwa here izvi. Mapenzi awa

  • @user-up7ud6zp6s
    @user-up7ud6zp6s10 ай бұрын

    Pane dzimwe nyaya vanositonga zvakanaka Headman Chigodora asi pane iyi vakagara vatora side, havasi kuteerera ana Tete vanongoteerera mwana waIsrael chete. Uye Magirazi anongoenda kwaenda Sabhuku nayewo haachatongi nyaya

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika10 ай бұрын

    Headman munaona kudonhedzwa nemasabhuku enyu aya

  • @Palaz_Adventure
    @Palaz_Adventure10 ай бұрын

    Zimbuya ranetsa iro!! 😮. Headman will put you in place

  • @ObeyMlambo-pg5sk
    @ObeyMlambo-pg5sk10 ай бұрын

    Imu vana tete vanotonga kwavanobarwa kwavaka roorwa havatongi ko makambozvionepi kti unotonga kwavaka roorwa or unopiwa mutemo yeko chte

  • @user-sf7ri8oz2q
    @user-sf7ri8oz2q10 ай бұрын

    Magirazi dzikama kkkk. Twuhasha utwo.

  • @user-tm5lq9fu5y
    @user-tm5lq9fu5y4 ай бұрын

    DHUFU CHAANOTEMBA CHIKURU,,MANJE NA HEADMAN UNONYEPA 😅KING SOLOMON

  • @shamisomakuvaro9393
    @shamisomakuvaro939310 ай бұрын

    Amasunda vakaita munyama mukuru kueredza mari nemvura! Stand iyo ine munhu pasi nemazitete ayo ndatya nazvo apa vatori nemisha yavo asi varikutonga kwese so very sad!🙆🙄😔

  • @user-ei6ic1mi1f
    @user-ei6ic1mi1f10 ай бұрын

    Sabhuku! Your stand its so big 😂😂😂

  • @user-eg4lm8ou9u
    @user-eg4lm8ou9u10 ай бұрын

    Heardman nevakomana vawiri avo vane favour havagoni kutonga nyaya tete varikukanganisa asi taurai nawo zvine respect vana havazogoni kuwirirana

  • @muchmuleya9651

    @muchmuleya9651

    10 ай бұрын

    True something is not adding up here .even vakaroorwa hapana munhu angabvume Kuti Misha yekwa kwavazvarwa irove

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga567110 ай бұрын

    Vamasunda vakapiwa prusher naPrince naJas kuti Tete njiga dzivaremere

  • @AnaJohn-hq9pr
    @AnaJohn-hq9pr10 ай бұрын

    Mambo uyu manyama.good 1

  • @veronicamashumba7387
    @veronicamashumba738710 ай бұрын

    Chinjai masabhuku enyu headman

  • @TheChekas

    @TheChekas

    10 ай бұрын

    Iyewo anehuori futi chigodora

  • @levybatanaikurewa4117

    @levybatanaikurewa4117

    10 ай бұрын

    ​@@TheChekasdo you have evidence

  • @TheChekas

    @TheChekas

    10 ай бұрын

    @@levybatanaikurewa4117 hobho, anotozvibudisa mudare make imomo.

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga458510 ай бұрын

    Vanorwireiko Madzitete ava havana dzimba dzavo hr veduweeee

  • @ndanamaseko4283
    @ndanamaseko428310 ай бұрын

    Headman Chigodora you are a true Hero but tetejerere vachakutambisa bhora rrchikweshe coz tete vakangara chaiko but INI ndoziva muchivapedzera masports avo ekungarira nhema ndokutendai chose nedare renyu pfurirai mberi nekugonesa basa murikuita ndatenda

  • @WilliamNgonidzasheGumi
    @WilliamNgonidzasheGumi10 ай бұрын

    Pamberi naheadman chigodora dai Mwari akanonoka kumuchembedza ndimboparewo mhosva ndimbopinzwewo kwaari kkkk murume anechipo uyu 😢😢😢😢😢😂😂😂😂😂😊😊😊

  • @evernicekambudzi5636

    @evernicekambudzi5636

    10 ай бұрын

    Aaaah

  • @King-xq5kh
    @King-xq5kh10 ай бұрын

    Masunda anenge akapa headman mari chete coz ummm sei vakutsika tsika pekuti akavaka anzi asavaka

  • @tendaichinyoka-ob7jd
    @tendaichinyoka-ob7jd5 ай бұрын

    Mr n Mrs masunda just leave this place for sake of peace ,they must just give u back wat u wasted n ask for forgiveness they are not planned as family mazvake zvake ,thank u head man nedare renyu

  • @felixbauti3095
    @felixbauti309510 ай бұрын

    Vana tete avo vanotoda munhu anotonga zveginde chaizvo hunhu hwavo varikutoda kutonga ndivo

  • @oscarchimwaza2653
    @oscarchimwaza265310 ай бұрын

    Sabhuku Dzere ngaamboiswe panodziya vanyanya.

  • @howardabimu7523

    @howardabimu7523

    10 ай бұрын

    taura hako hakasi kekutanga vachitongwa nenyaya ye 500 iwaya vanyanya vanodarire munhu wagogo

  • @sibundlovu990
    @sibundlovu99010 ай бұрын

    Kubva kumusha yavo kuuya kuzotonga chete ummm musadaro vanatete

  • @catherinechigeza6013
    @catherinechigeza601310 ай бұрын

    Taurai zvenyu Sabhuku❤❤❤❤❤

  • @munekanimunekani6115
    @munekanimunekani611510 ай бұрын

    Chimbuya chinenge chineuworiwo futi icho. $500 yekunyogwa mubhuku for what? Its not even the first time that lady Sabhuku being involved in such things. She needs to be called to order, munhu wechembere aneundyire hwakadaro. Whats that? Hazvidi nezera racho.

  • @owendzinamarira3498
    @owendzinamarira34989 ай бұрын

    Headman Chigodora to be president of Zimbabwe

  • @abigalchido3338
    @abigalchido333810 ай бұрын

    I can't wait to see ma results ema DNA nekuona madzitete kuti zvichamira waani

  • @Mussoni1
    @Mussoni110 ай бұрын

    Well done Headman

  • @funwellmatowe1336
    @funwellmatowe133610 ай бұрын

    Ko kwa Njerere hakunawo Varume here, kwete vana Tete,

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa10 ай бұрын

    Ini ndinobva kwaMutoko, ndirivemba ya Chief Mutoko. Kutaura chokwadi ivhu haritengeswe. Ndinotoshamisika kuona izvi zvinoitika kwaMutare kwaChigodora. Kana kuti izvi zvinokonzerwa Nekuti vanhu vakawandisa zvekuti kwave ne shortage of land kana kuti nzvimbo iyi iripedyo neguta zvekuti vanhu vanoda kuita commute to the city of Mutare vachibva kuruzevha.

  • @TheChekas
    @TheChekas10 ай бұрын

    Masunda akamhura dare, chigodora is in the pocket

  • @user-yx7vz2ko4z
    @user-yx7vz2ko4z10 ай бұрын

    Tete ngavatonge kumurume vawo ndanzwa hasha

  • @user-mm3st4cy4p

    @user-mm3st4cy4p

    10 ай бұрын

    Iweee

  • @nzombefarai8330
    @nzombefarai833010 ай бұрын

    Chigodora tonga nyaya zvakanaka wangu munhu uyo aiziva zvese akatoona pavideo renyu akamhanyira kuisa smthng pastand

  • @ajinimwita665
    @ajinimwita66510 ай бұрын

    Mwari ndibatsirei ndisava tete vakaita seavo mumhuri.Nekwavakaroorwa kune basa

  • @felistasname9468
    @felistasname946810 ай бұрын

    Uuuuuuh Headman why murikuvenga Tete awa plus vana Alan vachakurasisai

  • @6madenga

    @6madenga

    10 ай бұрын

    Hunhu hwavo tete it's bad vane urevi

  • @pokellokingz

    @pokellokingz

    10 ай бұрын

    Headman pamberi nawo Ana Tete avo varoi kwaChigodora uko

  • @abytee1837

    @abytee1837

    10 ай бұрын

    Sure headman vane side ava

  • @abigalchido3338

    @abigalchido3338

    10 ай бұрын

    Umm vavanyanyira vakada kuti vataureo varikungo jedeburwa sure zvinopa vana vadiki kuti vava dherere

  • @freedomchitake5552

    @freedomchitake5552

    10 ай бұрын

    @@abigalchido3338 no it's not like that ....u should see the difference between talking to an ordinary people and pple with title.....it's a way we all need to learn from When the judge is talking you don't disrupt even if they are telling lies That's why they say minutes meaning u will write them down and respond to each one of it ...after u are given the platform to do so

  • @catherinechigeza6013
    @catherinechigeza601310 ай бұрын

    Imi siyai nhaka yevana makaro ndeiiko,mukafawo zvenyu ndozvichaitwawo.

  • @dignitywadyejena7991
    @dignitywadyejena799110 ай бұрын

    Masunda wakanyudzwa cash naPrince naThomas naSabhuku ,mumusha mevanhu hamungopindwi

  • @joycepilime7820
    @joycepilime782010 ай бұрын

    Headman vanosimbogona asi padare iri vagara vatora side kare rana Prince. Vari kuita hutsinye hwekutengesa Stand isina kutengwa nababa vavo ,, Why??? This land originally belonged to a different Njerere. A biased dare

  • @patiencekumirai2931

    @patiencekumirai2931

    10 ай бұрын

    True indeed headman vakabhadharwa nana Prince maonero angu

  • @flamelilyk8202
    @flamelilyk820210 ай бұрын

    Mhuri iyi ine vanhu vanovhengezera, especially ana Tete avo. Vave vanhu vakuru asi havana hunhu. Vanozvidza dare nekuda kutukirira vanhu nekusateerera zviri kutaurwa naheadman ne dare rose. Vakatenga stand havana chavanoziva asi vave kushungurudzwa nemhuri iri. Ana tete hapana chamunobva kukumbira ruregerero. Zviri pachena kuti stand yakatengwa zviri pamutemo. Sabhuku Dzere ko kubirira mari dzevanhu pamwe nehuori. Vanofanirwa kuti varipe $505 yemunhu. Shuwa kupiwa receipt i$5 imiwe daylight robbery chaiyo.

  • @user-op9oy3tj9e
    @user-op9oy3tj9e10 ай бұрын

    Headman Chigodora vanotonga nyaya dzagara dzaitwa makuhwa ava. Vakakundwa ma facts vanoshandisa hasha nekuvhundutsira

  • @colletormadzivanyika5586

    @colletormadzivanyika5586

    10 ай бұрын

    Very true

  • @patiencekumirai2931

    @patiencekumirai2931

    10 ай бұрын

    Chokwadi henyu

  • @user-nb2sn6tc8b

    @user-nb2sn6tc8b

    5 ай бұрын

    Kutonga kutoshandisa hushingi

  • @user-be7tj5bm3q

    @user-be7tj5bm3q

    2 ай бұрын

    Even ku court iya inenge ichinzi evidence ndiwo makuhwa acho iyayo. Plus magistrate anotanga ambozeya nyaya asati asangana nemupari vemhosva.

  • @dugmorejanhi
    @dugmorejanhi10 ай бұрын

    Headman varikumborasika vakarerekera divi one

  • @MisheckMufukwa
    @MisheckMufukwa2 ай бұрын

    Chigodora akadya Mari apo arikutora side Seiko zvivana zvinotengesa mastands izvi zvonetsa mumusha

  • @sekaimakufa3244
    @sekaimakufa324410 ай бұрын

    Vana tete njerere vane mutinya sando

  • @alphachikanda9115
    @alphachikanda91159 ай бұрын

    Ko madzitete aya madzitateguru emumusha here vanotongirei mumusha yooooo

  • @florencenyarango6165
    @florencenyarango616510 ай бұрын

    Gogo dafu ma1 chaiwo, morewa kuti Dorothy wemadunhu immo wanhu hawamuzi hre makagwarisa, garai kwamakaroorwa

  • @AishaMunemo
    @AishaMunemo2 ай бұрын

    Zitete iri rinofarira kuuya mudare ripeiwo chigaro kana kuti vaite mupurisa wamambo nekuti ibenzi

  • @pokellokingz
    @pokellokingz10 ай бұрын

    Ivhu nderemunhu wese baba avo ngavapihwe stand yavo ana Tete avo mhutsa musha idzo vaparadza musha kutsvukira mahara nxaaa

  • @netsaizebedia766
    @netsaizebedia76610 ай бұрын

    Ini kuona kwangu mari yacho yakatengesa stand ngaigovanwe zvipere vana tete avo vari kureva kuti prince haanakodzero ye kutengesa stand iyi nekuti varikuti igora haafanire kudya mari iyoyo Dai ari mwana wehanzvadzi yavo zvavanogutsikana pangadai pasina zvese izvi nekuti naiye aizvimiririra achiti neniwo ndiri njerere vamasunda Havana mhosva tongai inini nyakutengesa

  • @denceammed9438
    @denceammed943810 ай бұрын

    Headman wenyu is very greedy ndochokwadi he loves money too much and threatening people nothing best about him.

  • @PardyQibiDziya
    @PardyQibiDziya10 ай бұрын

    Tichkach Tv asi you use fongkong camera's? Karanganda mava kurasika papi.

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake555210 ай бұрын

    Tete avoka yaaaa ngawaende kwazvakaroorwa Hai aaa tete Ava vanoda zenya chairo

  • @user-np8lf4jq7n
    @user-np8lf4jq7n10 ай бұрын

    Uyo murume wechidiki akagara paside raheadman achatadza kunotsvaga basa nekuda kubatsira headman kutonga.arikutozviona aripasafe side haasikufunga ramangwana pamwe anopiwawo ma 2dollars pa each dare kubva pa 20 ya headman

  • @mateusfernandomuchangamuchanga
    @mateusfernandomuchangamuchanga10 ай бұрын

    Madii kuchinja sabhuku dzere

  • @pokellokingz
    @pokellokingz10 ай бұрын

    Makuva anyanya maNjerere tsvee kufambira hurombwa hwapedza dzinza kwakuti sika sika nejecha kkkkki

  • @tapiwachimbangiza9379
    @tapiwachimbangiza937910 ай бұрын

    Nhai mambo munotengeserei ivhu

  • @dianaishemunyoro2582
    @dianaishemunyoro258210 ай бұрын

    Anatete ⚒️⚒️⚒️

  • @user-qb2mg6yt3d
    @user-qb2mg6yt3d9 ай бұрын

    mazimbuya maziroyi kubva kwavakaroorwa kusotonga mavakabva

  • @marvelouszinyemba9736
    @marvelouszinyemba973610 ай бұрын

    Sabhuku mbuya avo ngavasiye chigaro basa kuda kudya mari imi sabhuku nhasi motenda baba vakatenga stand ava otherwise nedzungu renyu ramunaro iro maiguma marasika futi 😂😂

  • @winniesithole3247
    @winniesithole324710 ай бұрын

    Ummmm kutonga kune basa chokwadi. Headman chigodora u are wise

  • @thembenincube3568
    @thembenincube356810 ай бұрын

    Ndafarira justice iri pana vaHeadman Chigodora😊..Vana tete indyire ndyire..Sorry Mr Masunda.Dai machingo pihwa mari yenyu plus compensation ye waste of time ne ma threats...

  • @gracemupita1801
    @gracemupita180110 ай бұрын

    Sabhuku kakangwarisa kkkkkkkkk mbuya sabhuku musadaro

  • @petermupambiki4143
    @petermupambiki414310 ай бұрын

    😂😂😂😂😂 tete ava ya

  • @mavismarange9837
    @mavismarange983710 ай бұрын

    Ko imbotsvagaivo umwe headmen pane kuti moendavo panoenda karanganda

  • @TawandaMataranyika-lu1by
    @TawandaMataranyika-lu1by10 ай бұрын

    Sabook awo inhubu zitete iro rine ndiro ririkuuraya vanhu mumhuri roroya chete nxaaaa

  • @user-vo6fz9lt6b
    @user-vo6fz9lt6b10 ай бұрын

    Family yamai Dorothy iyo haina kumira mushe vanogwa muchivande

  • @patricianyamutswa5077
    @patricianyamutswa507710 ай бұрын

    Tete vatsvuku avo one munhu agona kunyariridza headman 😂😂😂

  • @jessicamtize7898
    @jessicamtize78986 ай бұрын

    muvakidzani wako ndiye next of kin

  • @momoza2985
    @momoza298510 ай бұрын

    Arikupikisa Mazuvano ahataure zvinonakidza

  • @mateusfernandomuchangamuchanga
    @mateusfernandomuchangamuchanga10 ай бұрын

    Aaaa sabhuku dzere avazii zvavanoita

  • @knowlleedubee3619
    @knowlleedubee361910 ай бұрын

    Vamwe morambidza kutengesa ivu why uyu mukomana achitenderwa kutengesa

  • @muchmuleya9651

    @muchmuleya9651

    10 ай бұрын

    Chigodora team are now eating with people who are selling stands corruption

  • @KudakwasheMakata
    @KudakwasheMakata10 ай бұрын

    New cabinet

  • @user-uj3oq5kk3z
    @user-uj3oq5kk3z10 ай бұрын

    Pana sabhuku gogo avo,on the issue of 500us mari iyo yakabuda as bribe asi kuti hazvichataurike plus gogo vakura avo she cant stand or defend herself.then on the issue of forgiveness vana tete avo can give the blame on you headman becz you granted an order yekuti hapana any developments irikuzoitwa,so you was supposed to give that order to both parties

  • @knowlleedubee3619

    @knowlleedubee3619

    10 ай бұрын

    Vakai dzosera kudara 500 dollars yakatotongwa

  • @stanleylovemorembiri811
    @stanleylovemorembiri81110 ай бұрын

    T/shirt yeBarca iyo inodakumbochinjwavo😂😂😂😂😂

  • @sifundilemhlanga1755

    @sifundilemhlanga1755

    10 ай бұрын

    kikiki

  • @AdiweleBBA
    @AdiweleBBA10 ай бұрын

    Chitsotsi chawanda hodeee