Handichada Murume Anorara Neni Ndiri KuPeriod Ndichitevera Kasingagume
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Пікірлер: 110
Haaa kanawazorambwa newawaimboshainira unoita manyoka
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/DI2r1w0Pa6u6vlfJGeOMQb
Muface haana hunhu apa akunzwisa tsitsi nekuti arambwa😅anaabhero vacho kana chihure chabata vane rough zvekuti but warwadzisa baba vako zvako potai muchitsiurika varume imi. But price yegupuro murikumberi zvenyu kana ndakuramba wangu murume ndichaenda kudare raNyamaropa kwemà $1usd or mabond
Why musikapi mukana murume imi rubbish court imi mofunga kt mukadzi oenda womutevera oenda womutevera ongoramba echienda mofunga kt unoriwanapi Simba rekuramba weitevera amai ava vatavawo nechikomba chimwe ava
Hazviko izvi 🙌
Baba vemurume vanemashoko dei vaita mambo matibvisira tsvina idzo chigodora ,nyamaropa bushu, namutasa tigadzirisirei nyika kwete dare iri rofanirwa kubvaraa
Mambo iyi imbavha makaro kutora gupuro chokwadii here
Haa Imba iyi ingadai yambogadziriswa
Shaya dzemurume bhoo here
Kooo gupuro rinodyiwa namambo here
Madofo evanhu vakuru ko gupuro rodyiwa namambo here
@concilliamandaza3732
3 ай бұрын
Nhai zvenyu
Hudyire zvakaitika kupi kti gupuro rinodyiwa namambo bhavha
@Mka4315
3 ай бұрын
Nhai shuwa
@user-hl4gn1cp9t
3 ай бұрын
vari kutyora hunhu madzishe aya chi zanu
Change mire vane ka speed vana awo daizve mambogadzirisawo
Zera racho rinonyadzisa
Mambo arambanisa vanhu
Achaifunga mskana mari iyoi iwe unemwana mcheche opa mambo 50 futi
Iro gupuro rakambonzi mari yakat here
Ngavagadzirise vana kwete kuvarambisana.
@rascocky6366
3 ай бұрын
Havagadzirike ava? Murume haachadi mukadzi uye mukadzi wacho aneta nechihure chemurume wake! Wakazviona kupi zvekuti murume anouya kumba nemumwe mukadzi osvotesa mudzimai wake? Ndizvo zvaiita baba vako here?
@NyashaSitole
3 ай бұрын
Nhai zvako vanhu ndovarambanisa apa
Gupuro ishereni kwete $50 hakuna kwatiri kuenda
@portiakk
3 ай бұрын
iSpecial gupuro 😂
@fadzaidickson58
3 ай бұрын
You are on point futuro should be Mari isinga tengi kana mazepe
Mambo apo mashaisha hamugone kuyananisa vanhu asi hamutorina mukadzi Moda kutowana mukadzi uyu
Iwe chief kandeya zvauri padhuze nachief nyamaropa unodii kuenda kunodzidziswa kutonga nawo vanoziva zvavanoita dzosera $50 iyo hausiwe warambwa kudisa mari kwako
Mambo vamhanyamhanya kuti vanyatsorambana
baba vabuda ziya ava yuwii
Nooo mhani,hazviite kugara matare achirambanisa vanhu so
50 usd yaenda kuna mambo.hey uhhmm.milking poor villagers
Matsotsu Aya vanoda vakadzi zvekutodero sisi ava vakarara nezamu mumuromo
Mambo vanopihwa gupuro ndivo varambwa here. Madzenga nemakurukota enyu munonyadzisa
@user-hl4gn1cp9t
3 ай бұрын
ndinofunga kuti mambo ndivo vava munhukadzi
Baba avo looks sincere and regretting
@beautymutiti3605
3 ай бұрын
Don't trust this sons of Adam
Kuisa chigunwe futi zvakaoma
Scientifically, sex during a woman's period is safe and acceptable, sometimes even recommended - disgusting yes, but OK if both parties are comfortable. Our people need to be educated.
@user-de4yd6ln1v
3 ай бұрын
Yah but ndonguva yekuzororawo
@nomsanyika151
3 ай бұрын
Haiwa bodo
@ROGUE406
3 ай бұрын
@@user-de4yd6ln1v that's fine...kuzorora kunodiwa
@rascocky6366
3 ай бұрын
@ROGUE406 Totally agree.
Kandeya neTeam rako hamugoni kuenzanisa vana, gadzirisai vechidiko pavanopotsa mhani,kufarira kuti vana vaparadzane sei,nxaa,vose vadiki uye kutadzirana kuriko mhani😮
Mambo haagone kutonga uyo kutadza kuyananisa vanhu
Varume vakarambiwa vanopusa
Vanosiririsa kana vakurambwa vanoda variiwo vachipa gupuro
Eish zvakaoma hazvo murume dai ataurirana nemukadzi wake okumbirira ruregerero. Nemi vedare dai mazamq kuvaenzanisq
Idzo nditsvaga dzaga dzarambwa nemkdza kungo mupa vana woenda navo vana then he starts over again tione kuti zungairwa rinouya tichi chengeta vana vakawanda nderepi
@miyonsesakala5548
3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂Mazungairwa ndikawana kudarika vanhu weee
Ko mambo vatora gupuro sei, ndozvinoitwa here nhai
Iro gupuro rinonzi 50 dollars handisati ndambozvinzwa...mambo vanoda zvinhu iiii
Kashe aka kakaora
Murambiwa kkkkkk arambwa
Kakapusa kamukadzi ako still pa second mariage pachada futi kunozvariswa 4 vana
@rascocky6366
3 ай бұрын
Unfortunately the husband is the fool who doesn't realise nor value the woman he is losing. I just hope she gets a better man who will respect and love her!! Even is she doesn't I'm quite sure she will make it on her own.
Why kutipa repeat
Kandeya bvara svina dzako
And apiwa mari yakawanda 11 us haaaaaa haachade zvesure kutopiwa inotenga yaaa paipa
Alton kagwara ke murume
Kkkkk Rasta dzakutoda kutaimira kkkkkkk kkkkk ndaona amanya kupadoor kuita number 1😂😂😂
Nxaaaaa dare iri ndere kumama.....Chief ava ngavapote vachiendawo KwaHeadman Chigodora vanotora mazano on how to handle such nyaya.....apa vatonga senge naivowo vanenge vari kutoda mukadzi uyo.... $50 gupuro zvakamboitikepi...gupuro means useless so panofanirwa kutobviswa mari isina kana value yesweet zvayo....the chief is just a looter to the poor villagers 😢
Gupuro re 50 us yoo.....mambo ava
Gupuro idora chete kwete 50 iyo mbavha
Hakuna gupuro re50dollars heyiiiiiij
@anywaytinoza8190
3 ай бұрын
50 Mari maonero Angu Kuda kuedza kuavoida kurambanarambana,asi patadza mambo ndepekuti Hana kana kumboda kuedza kuimba imba yevana ,topedzisira toti vangavakangotarisa kugupuro kuti mariyauya
@gladysmutyiri8864
3 ай бұрын
Maybe i zim dollar
@anywaytinoza8190
3 ай бұрын
@@gladysmutyiri8864 I don't think so dai raiva Zim dollar mambo airidii ,apo mkadz angonosuma Baba vake ndookupa murume murume ndokunosuma Baba kuvaratidza Mari chete yopedza yotorwa namambo
@anywaytinoza8190
3 ай бұрын
Gupuro rinofanira kuti mkadz aramba handiti OPA murume murume osvitsa kuna Baba kuti ndaramba Baba votambira uri umboo hwekuti mwanawangu arambwa,
Iri dare harigoni kutonga bvisai vanhu basa dare rinovaka not kuparadza
Nhaimi mari inonzi gupuro inopihwa mambo here???????
Haaaaa dzimba dzanetsa
hakuna gupuro re$50 chief ava nedare ravo imbavha
Mbavha dzevanhu
@user-hl4gn1cp9t
3 ай бұрын
they even use threatening tones.... iwe warambwa what a disgusting team
Ziso rmurume paapihwa gpro apusa shame
Useless court
stupid traditional leaders, very quick kurambanisa vanhu
Tsika ye chivanhu ipi kurambanisa vanhu kutadza kuyananisa vanhu kuti vagare zvakanaka zimambo harigoni kutonga kubatsirana kurambanisa vanhu ne mazidhara akagara kunamambo basa ngerekungo vhura mazi ziso zvanhando
@rascocky6366
3 ай бұрын
Vanogoyananiswa papi whenthe abusive husband refuses to mend his ways nor at least make an effort to win her back. He will regret it when he sees that the new wife/girlfriend is not as hard working as the 1st wife. Also he has maintenance to pay!!
@fadzaitaderera3929
3 ай бұрын
chivanhu chekumanikidza munhu paarikusabatwa zvakanaka
Tingoringo😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Mashoko acho ekusvotesa chaiko kuti heeee warambwa wotopfimbwawo heeee wotoroorawo chiiko chakadaro
Thas groooos nasty nasty thebible says cursed Aman who lay down with an unclean woman 😢😢😢
@rascocky6366
3 ай бұрын
Nonsense! That same superstitious book says nothing that god created is unclean. In any case uncleanliness is in one's brain that's why one man's meat may be another's poison.
Poor chiefs havagone kutonga ba
Haaaa musamhanye kuti ipa gupuro imi
50 usd yakawandisa yuwiiii
@mwadas
3 ай бұрын
True that that’s day light robbery
$50
Kkkk 150 US kkkkk yaaa.
Apa mari yatorwa naMambo😂😂😂😂😂vakomanaka kuDenga kuchano rohwa vanhu uko
Gupuro 50 mari yese iyo ndoziya gupuro iri mari isingatengi 🧐
@stelladeredzai7792
3 ай бұрын
Taura hako day light robbery 😩😩
The chief and his team are visible slow, they are too impatient and stupid 😮
$50 dollars gupuro imi mambo imika
mbwaaaaaa dzevanhu kutadza kugadzirisa vana nekti ndimii mukutora gupuro nhayi, hamunyari,nonsense
@justicechitakira-ul9ps
3 ай бұрын
Kutadza kugadzirisa vana nhai
@rascocky6366
3 ай бұрын
@emilybuluma8649 Chii chinogona kugadziriswa ipapa iye murume wacho ari benzi? He doesn't care just like many of today's Zim men!! They think they must be free to fuuck around spreading diseases throughout the family and taking as many wives as feel like yet they can't afford to take care of the children nor the wives.
@JacobDembedza
3 ай бұрын
Nhai zvako kandeya kemahara kangangopusa Pusa aka
@nyaradzomarozva5715
3 ай бұрын
Nhai zvako wanga wachingoda mari chete
@rascocky6366
3 ай бұрын
@@nyaradzomarozva5715 Mari yacho havana kushanda vese here? Saka murume ndiye here chete anekodzero yekushandisa mari iyi achetenga mota ozoenda kunohura? Ndizvo zvinofanirwa kuiywa mudzimba here?
50 dollars gupuro yaa zvakaoma hazvo kubira vanhu mari
@fadzaitaderera3929
3 ай бұрын
zvekujaidzwa izvo.gupuro haritombode mberi kwaChief
The guy was given good advice and the chance to persuade the wife not to leave him but he also wasn't interested. If he loved the woman then he would have made an effort. 8 months he never bothered to contact her giving lame excuses!! He is a disgrace to all of us men!!
Useless dare mungasimbisa kurambanisa wanhu nekuda mari shuwa igupuro rekwani iroro $50 imika mambo itai mushe,endai nenyaya yenyu kwachief nyamaropa