Hadassah Benny Muzanamombe - Hamheno Zvadzingori (Official Video)
This video was sponsored by Prophet Ara Makandiwa, it remains a gesture of love and a prophetic initiative in my life. He disposed resources in two days and we had the video shot and edited, the hard work of everyone who respected the initiative and joined in from the videographer team to actors and to site providers. I am forever grateful.
The song narrates a storyline about God's grace, on this album Prophet A Makandiwa rates this song best and he expressed his appreciation by making a video for it, and on my side that is a reflection of what the song means.
Today it has touched the hearts of many and I pray it forever does. The grace of God seems to have an assignment of passing through dust bins picking up the worst garbage and useless debris to recycle them into irreplaceable sources of life.
I am grateful for this God and His people, enjoy!--
Пікірлер: 213
Hameno zvadzingori soo ndakaroorwa 2009 ndikaita pamuviri pematwins vana vakabuda wakafa handina kuzoita mwana zvekare ndikabva ndarambwa baba vakanoita vana vaviri vakagara 5 yrs nemukadzi nevana vavo asi nyasha dzakandilocater akadzoka murume wangu vana vacho wavakanoita ndini ndakugara nawo and they love me and i love them too idzo Nyasha dzakandidzosera murume wangu nezvipo kunyangwe doctor confirmed kuti handizvari asi i believe kuti Mwari vakandigonera imwe situation inouya ichirwadza asi dzitori Nyasha rty now baba havachahuri coz zvawaida wave nazvo ❤❤❤❤❤❤❤
@preciousnyaguze9806
Жыл бұрын
Iiiii what a testimony
@annahmuzemba7278
Жыл бұрын
Inga zvakaoma Mwari uyu hakotsire shame
@fungaizhou3914
3 ай бұрын
Mmmm inyasha zveshuwa
@Sharon.rugotwi
28 күн бұрын
Hy yaaa ndozvinoita nyash kana dzouy dzinochemedza
Haaaaa ndazoiwana song iyi ,,ndakainzwa pamuchato last week and l loved it ,,❤❤❤
Haaaaa this track ka 🙌 ndamerera hangu ......mukoma munoimba kubva pakadzika dzika pemoyo wenyu
Powerful my minister ..sure hameno zvadzingori soo,, ini my wish kuti maSongs amukuita ma4mims aya angoti rebei kusvika pa6 😊 the vedio tells us all about nyasha ,beautiful, rakanakisa vedio remyu muranda waShe
Myself from grass to grace ,😢😢hameno zvadzingori so,
Haaaaaa, ndingatonyora Pisarema pano, but the statement is complete in itself kungoti nyasha hameno zvadzingori soo. I can't explain how this Grace has saved me from the jaws ewakaipa. I am a living testimony of Grace.
This song hameno zvaingori so inochemedza u did it well..even this video keep the standard up &up
@lizzykabanda4710
10 ай бұрын
Ichokwad 😢😢😢😢😢😢,kana urimusituation unodziona nyasha ❤❤🙏🙏🙏🙏
@MelodyJambaya
8 ай бұрын
Thanks for the healing song . Hameno zvadzongori so .
From grass to grace❤️denga kana rakurangarira soo
I love this song ,dzinoshamisa Nyasha vazhinji dai tisiri pano asi nekuda kwenyasha tiripo hameno zvadzingoriso❤❤❤
Hameno zvangori so. Dzinongonhongerera😊
Chokwadi hameno zvadzingori sooo 😭😭😭
Ndadzokorora ndadzokororazvee nice song
Munoimba mkoma Benny
Amen i receive my portion of Grace 2023
😭😭😭 this song eishhhhhhhh, l'm so blessed ❤❤
I like the song and the chorus hameno zvadzingoriso nyasha,what a masterpiece
Dzinonhongerera zvakaraswa u can listen to this song the whole day well done my brother hameno zvadzingori so
👏👏👏👏👏Grace is surely Grace
❤❤❤❤ in love nesong iyi
Ndizvooo❤❤❤❤🎉🎉
😢uuuuum powerfull dzinofarira munhu anemisodzi pamatama nyasha dzinochemedza
Hameno zvadzingorisooo
Powerful song, inodimudzira nekurapa mweya, dzingori nyasha.
Tears are trickling😭 upon my face 😭 may God Bless you for brother Benny
@silindiwesiziba
9 ай бұрын
Nyasha zvadzo kana dzada chokwadi hameno zvadzingori dai Mwari atibatsira
Kusatonzwisisika ikoko ndozvinoita Mwari. Vamwe voti zvikasashamisa havasi Mwari. Idzo nyasha hameno zvadzingori so AMEN !!!!!!
Idzo nyasha hameno zvadzingori so❤
Helele hameno zvadzingori so💃💃💃💃NYASHAAAA
❤❤ idzo nyasha hameno zvadzingori so ❤❤
My ringtone ❤
song yengu hama yamwari handisi kuiona pa
true nyasha hameno zvadzingori so
Idzo nyasha hameno zvadzingori soo!!! Great song mukoma
chokwadi hadzingori so amen
This brother deserves recognition 👏 🙌
Beautiful video
😭😭😭 hameno zvadzingori soo
❤hameno zvadzingoriso my favorite artist
Idzoo nyasha
Amen 🙏 well done my brother munondigonera
Amen God is good all the time 🎉🎉🎉
Uyu anogona uyu
❤❤❤❤❤makagonha
❤
Well done this is great!
Popopopopoooooooooooo vazviita minister vangu
Hameeno hameeno hameeeeenowo zvadzingori sooooo ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤😢😢😢😢😢Hadzinei nezvinofungwa nemhandu yako😢😢😢😢😢🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Grace oh grace
Unogona mudikanwi
Great video bro, keep it up
Graceeeeee😮
Amen. The story of my life
Well done nyasha dzaMwari dzinoshamisa
Hameno zvadzingori so 🤸🤸🤸
🎉u nailed it am in love with this song hey❤
This song is great, komborerwai naShe mukoma
Amen....He is the God of all grace
❤amen Glory unto God Idzo nyasha hameno zvadzingori sooo❤❤🎉🎉
Hameno Zvadzingori
Amen. Hameno zvadzingoriso!!!!!!!! grace upon grace
Hameno zvadzingori soo from grass to grace
Amen dzino nhonga zvakaraswa idzo nyasha
Idzo nyasha hameno zvadzingori so❤well done mwana vamai!!
From grass to grace
🎉🎉🎉🎉🎉 tichikanya zvidhinha gore riye kuchechi kuti tiwane mari yeschool fees, hameno zvadzingori so 😊
@nyashangulube1598
Жыл бұрын
Zvakaoma sure
Song iyi ameno zvaingori sooo🔥🔥🔥🇿🇼
True hameno zvadzigori Soo unoshaya pekutangira kutenda
Smash hit
Amen 💥💥💥💥💥
Dzinonongerera zvakaraswa soooo😭😭😭 Nyasha hameno dzazvingori soooo thank you brother ndafunga kwandaka nepandave iye zvino kune chinodzi Nyasha dzakuda hako kuchena kwese unova mufaro.
Idzo Nyasha hameno zvadzingori soo😊😢🤞💯
Ameeeeen🙏👏👏👏👏
Amen . Hameno zvadzingorisoo nyasha idzi🙏🙏🙏
And hameno zvadzingori so Amen good work
Hameno zvadzingori soo
Nyasha dzinongosimudzira nemurambiwa
Ichokwadi hamheno zvadzingori
Keep on the fire burning bro
❤❤❤❤
Nice song nyasha ndinonzwa kudada nadzo ndini hangu ndivete mu theater dzakandiwana ndikabuda ndrimupenyu inyasha
Amen and amen 🙏 🙌 👏 ❤️
🎉❤ Amen and amen 🙏🙏
Wonderful 💥
Amen Amen. Powerful song indeed
Excellent 🎉🎉🎉
Wonderful . Ndozvadziri Nyasha
Well-done, keep good work
This is a gem 😭😭😭
Hamno zvadzingori so nyasha 😭🤰💃🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Woow i am so smiling and feeling emotions we truly blessed hameno zvadzingori so ❤❤
Idzo nyasha ❤
Powerful song God bless you Benny
This guy is highly talented
Good message. Amen
The grace of God is sufficient to me
good movement man
Hameno zvadzingori so🔥🔥
Good music good vidio
NdiMwari
Imnandi ingoma yakho, itinta inhliziyi
🙏🙏🙏🙏