GUTU: Part 3: Akaponda Mwana Akamukanda Mutsime, Kuti Anoroorwa
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Пікірлер: 46
Fukunurai mwana kana akavigwa maan vateste the allerged father
That man with white jacket leave CCW Hana mhosva apa she tried her best pabasa rake
Vakadii kutonga mdhara uyo pavakaona 9months dzakwana pasina pasina kusungwa ,Mambo vakuda kungodya chete kwete kubetsera😢😢
Mai vane murume wekumitisa mwana vane moyo murefu havana hutsinye.
Mbuya vanzwireyi tsitsi vakarera iye vorerazve mwana wake zororo vaizoriwanepi iye ndiye benzi ainda kunororwa mwana achiri mudiki akadaro kuti zvidii
Mbuya vaive nekodzero yekuramba kusara nemwana .chihure ndicho chakamukonzeresa kuuraya mwana.mbuya vakura ava vasunungurei veduwee
nguva yese wanga wakanyarara mwana achizvarwa,iye zvino pafiwa wakuda kumiramira zvisina basa
Fukunurai mwana uyo zvinobuda pachena
Siyanai nambuya havana mhosva munhu anoda kuroorwa anoenda nemwana wake
Don't force people imi vana mambo
Kureverera murume kupusa chaiko
Mkoma robbert muri sei watching from south Africa 🇿🇦
Munonyepa mese murume nemukadzi
nyaya yakaitika kumaraini kwangu chaiko ....kwarutsvara ...pamashop ekwa farai nekwa zvavahera haa ndenge ndafunga kumusha .....
Haaaa sekuru ve Juzi jena vanoda kuroverera vanhu kuti vaite mbiri chikonzero paida mupari we mhosva achizvidavirira mivhunzo iri kuvhunzwa.
Imi mbuya musapusise vanhu kana tarusenga ari muzukuru we murume wenyu anozoti maiguru sei achikona kuti mbuya. Kuchema hamuse nyaya mbuya zvokwadi inotungamira muhupenyu husingaperi dzidzai kureva idi. Ko muroora wenyu pakutanga akataura wani kt pese paiuiswa zvinhu maitodeedza muroora wenyu kt huyavo uone zvabviswa apa makurambei
Imi Cherokee mbuya vanga Vakaramba Kasara nemwana (muzukuru) zvinovapa mhosva ipi pakuzoti progi akande mwana wake mumvura
Zim ykaoma havo haichagariki unogona kmuka wakatonzi kudare mangwana apa nyaya usingazivi
Kupfeka zvikepesi mudare umh hunhu rudziiko. muparanzvongo arikutemesa daremusoro achiziva mhosva yake.
Ngawasungwe baba awa aka repa
Mkoma Robert bhoo here ❤
Sungai vabereko vemusikana uyu... vane hutsinye
Time yaakaita nhumbu mutemo waibvumira sezvakareva police dare ngarifambirane netym zvinoita sevasina zvavarikuita imomo banzai mamwe madzimambo wakatomboshanda mutemo iwowo wekut 16 anoita bonde kana ada
ngavanotesta misikana kuti haana kurara ma baba avo here zvinoneka
Siyai kufambisa mbuya avo
Kwedu
Zvakaoma 😢
Ekedi akaoma hake Hama
@user-mt3qg9sk5l
17 күн бұрын
😂😂😂😂😂 Ekedi akwana papi panyaya yeku Gutu kkkkkkk
@GladysRumbidzo
17 күн бұрын
Bvunzawo hako kkkkkk@@user-mt3qg9sk5l
@GladysRumbidzo
17 күн бұрын
Yaa vanhu mune rufambo ndati😂 Matove kwaEkedi muroyi already 😅
Ummmmmm kana iko kwaakazenge atizira. Kubvuma kupurueudzira mhondi. Vachimuda Proggy wacho.Zvakaoma hazvo. Dai asina hake kuponda mwana wake?😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Musoro wenyaya hatichatouziva
DN yanetsa
@user-mt3qg9sk5l
17 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@joycemafigo3517
15 күн бұрын
Vakawanda vanoiti DN aaaa zvakaoma ..Tinashe Mugabe akatanga zvimwe chokwadi...DN😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Shame musashungurudza gogo veduwe
Why nyaya iyi yakutaurwa ikozvino.vakaregerei kutaura ichirinhumbu izvezvi yave Mosva yakakura kaa nekuti pafiwa
@monkeyplayvr
17 күн бұрын
Muzukuru akadii kunosiya mwana kwa sabhuku
Handei kumaDA😂😂😂😂
@deangb8651
17 күн бұрын
😂😂
@memoriegomana5850
17 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂
@Paulachimwanda
16 күн бұрын
DN😂
@joycemafigo3517
15 күн бұрын
🫣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤷🤷🤷
Haa zvakaoma shuwa.muupenyu unogona kungozorokana wasvika Padare chokwadi
Mukoma Robert bhoe her