GURUVE............. KUCHAVA NEKUNGENDEKA KWENYIKA YEZIMBABWE- (MHEPO)

Ойын-сауық

MURUME ANOTI ANOROTSWA ZVICHAITIKA

Пікірлер: 86

  • @denieschaguma6969
    @denieschaguma6969 Жыл бұрын

    Ichokwadi Dzimbabwe inyika yeMHONDORO kana tisina kudzosera mbiri kumudzimu wenyika tichatamura kusvika amen

  • @shyletmakundamhuka6677
    @shyletmakundamhuka6677 Жыл бұрын

    Zvinhu zvacho unoshaya pekubata😊

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Жыл бұрын

    Shumba vaNeshamba ndinotenda nematare amuri kufambira. Puzzle 🧩 yavakubatana. Chokwadi nyoka yeMazowe yakaita 6-6 ichiyambuka. Zvizhinji zvese zvavataura chokwadi chizere ndakazvinzwa makarekare.❤❤❤❤ Drewmas Media to the world 🌎

  • @tabethchikorwa9050
    @tabethchikorwa9050 Жыл бұрын

    I chokwadi mrume uyu a nedare.. Asashamisike nekuzvibvunza kuti Ko sei ini nekut iyo hungwe inonzi ndiyo inofambira mdenga ichiona kurikuenda nedare..

  • @neliachakanetsa7167
    @neliachakanetsa7167 Жыл бұрын

    Iroooo ndodare murume uyu ihungwe togamuchira isu anadziva nguva yakwana

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika Жыл бұрын

    Hazvina kunyatsoti bharavara. Zvisinei hazvo vazvishambadza nyika yaakuvaziva.pachikuru ndapedza zvangu

  • @Nyamukumbwa
    @Nyamukumbwa Жыл бұрын

    Varume kana mazogara murume uyo ane dare rainaro kunyanya dare remazowe ichokwadi pane akamborireva kuti kana nyoka yeMzowe yekutora 6 to 6 ichiyambuka yazodzokera murwizi zivai kuti nyika yadzokera pakare paye rugare rwauya..

  • @NolineZingora-nx2tl
    @NolineZingora-nx2tl Жыл бұрын

    Nyoka yemazoe ndakamboinzwa nezvayo ichinzi payakagumisira kuwonekwa yakaita 6to 6 ndonyami nyami even now mazoe dam ndoitya kkk..mapfupa mazhinji haana kuradzikwa since 1980 varikumusoro varikudya nokunwa vachikanganwa vakarwa Hondo mapfupa Ari mumasango ,magarika masimira magarika makanganwa

  • @neliachakanetsa7167
    @neliachakanetsa7167 Жыл бұрын

    Iriiiii dare haridiii wese vakadeura ropa rinoda vasharwa avo vechivambe nguva yakwana

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Жыл бұрын

    Vanosangana ne hope havarote hope zvinhu zvacho haa zvakaoma hameno ikoko

  • @stephamate3888
    @stephamate3888 Жыл бұрын

    This is heavy stuff indeed. Jesus I trust in you.

  • @lorrainemunhangu
    @lorrainemunhangu Жыл бұрын

    This man is so blessed n very intelligent.

  • @dianaishemunyoro2582
    @dianaishemunyoro258210 ай бұрын

    Dare ranga richibuda but zvamatanga zvepolitics zvabva zvashaya basa, mbereka dzopazve matare batsirwai baba zvijeke😊

  • @CliveMashingaidze-no3ng
    @CliveMashingaidze-no3ng Жыл бұрын

    Amai Midres vari pa Hughes izvozvi havasi kuchiweshe usanyepere vanhu Love 😢

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Жыл бұрын

    Drewmas Media ndeyedu taking us to the next level

  • @perseverance9096
    @perseverance9096 Жыл бұрын

    My favourite channel ❤

  • @CliveMashingaidze-no3ng
    @CliveMashingaidze-no3ng Жыл бұрын

    Musanyeperwe vanhu ndapota zvangu love kireni uyu chifamba nachairman masunga avo ndovaziva vese ndokumusha kwangu kkkkkkkkk zanu haaaa chiororo 😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉

  • @rumbidzaigawura3452
    @rumbidzaigawura3452 Жыл бұрын

    Tateguru Nyamuseve vakanopetera October last year ndosaka mvura yakazara

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Жыл бұрын

    The second coming of MadziBaba Bond highly intelligent but made guy

  • @lindakaringa735
    @lindakaringa735 Жыл бұрын

    Saka mukuda kuyedza kutiiko , go straight to you point not nhoroondo dzekuda kutivhiringa brain , ZANU PF MUST GO

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe Жыл бұрын

    Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva ❤

  • @SuperTakid
    @SuperTakid Жыл бұрын

    Thank you drewmas , ur really taking us to another level...ndokumbirawo zita re episode yaana Mbare yamakaita before yepamazoe ,ndiri kuishayiwa .Thank you so much

  • @tmatz6467
    @tmatz6467 Жыл бұрын

    Zviroto Zviroto

  • @collens1978
    @collens1978 Жыл бұрын

  • @melodykadigo1666
    @melodykadigo1666 Жыл бұрын

    Ngaapinde hake mukomana

  • @LegOfGal001
    @LegOfGal00111 ай бұрын

    Tried kubatanidza nhau dzese dzavataura ndikushaya mupanda wadzo

  • @simbisotachiona839
    @simbisotachiona839 Жыл бұрын

    Vaneshamba hamugoni here kuonamukuru wenyika agadzirechivanhu hatichadahondo nekutambura munyikayedu ngavatibatsirewo vamunangagwa takumbirawo

  • @elizabethmanyarara6298

    @elizabethmanyarara6298

    Жыл бұрын

    ED munangangwa hapana zvemunhu .kushata lwakaita kumeso kwake ndokushata kwakaita mwoyo wake

  • @gloriamadungwe5291
    @gloriamadungwe5291 Жыл бұрын

    VaNeshamba ko yekurufu yabva yatopera here 😢

  • @lisapeters5114
    @lisapeters5114 Жыл бұрын

    Mheta anonyepa, havasi varidzi veNyangani. Varidzi veNyangani ndivanaSimboti/Tsoka/Nhewa-vanowa vanoshandisa maSurname Sanyanga, Tangwena, Mareya, , Njanike,Mungure, etc

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Жыл бұрын

    Revai nhema dzenyu dzose asiiiii Chamisa aguramatunhu Jinda ratinhira hapana midzimu yatsamwa Madzibaba Bond vakaBondiwa ivo nhorondo yekuwina kwachamisa vamwe voona sekuti zvatangira Muzimbabwe shanduko ndiyo chete yodiwa

  • @naumezacharia1561
    @naumezacharia1561 Жыл бұрын

    Drewmas Media taking you to another level ❤

  • @lindakaringa735
    @lindakaringa735 Жыл бұрын

    Zvinozoda kutaurwa towards elections cyko, Micho akafa wen makuzotipa nhoroondo nhas uno ,zvino isu tirikingoti ngaapinde hake mukomana

  • @neliachakanetsa7167
    @neliachakanetsa7167 Жыл бұрын

    Vasvika hako asi chandikakurevere siya zvepolitics uite zvedzimbahwe naiye musikavanhu anozvitenda izwiiii

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Жыл бұрын

    Nice song ❤

  • @collens1978
    @collens1978 Жыл бұрын

    Shumba sanganisai vanhu ava

  • @tongaidodo2757
    @tongaidodo2757 Жыл бұрын

    Shumba munorebesa munamato sadza richipora 👏🏽👏🏽👏🏽ndini muera Mbeva….Musoni ye Zungunde

  • @MemoryTaruvinga

    @MemoryTaruvinga

    Жыл бұрын

    Mosoni makadi

  • @eveweminana9818
    @eveweminana9818 Жыл бұрын

    Thank you Drewmas. Do you still remember madzibaba vaya vava kurasa njere vaka taura nyaya yenyoka iyi yavaiti icha buruka kubva mugomo yopinda muMazoe dam

  • @PaloSant
    @PaloSant Жыл бұрын

    Ahhh vaNeshamba hamusati mambobzwa mutupo unonzi Mheta here imi? Mheta ndivo vaera Shato. Remember kuye kwamakaenda kwainzi shato yakavigwa yakaputirwa mujira. Handiti chief vaye vakakuudzai kuti Shato inokosheswa ikoko nekuti ndiwo waive mutupo wamai vesvikiro ravo guru.

  • @nyaradzosango2355
    @nyaradzosango2355 Жыл бұрын

    No comment

  • @simbisotachiona839
    @simbisotachiona839 Жыл бұрын

    Takayimirira ngayiuye

  • @gloriamadungwe5291
    @gloriamadungwe5291 Жыл бұрын

    Cant wait kunzwa .ndokumsha kwangu uku

  • @godwindzepasi5148

    @godwindzepasi5148

    Жыл бұрын

    Giro

  • @patriciachamanga5075

    @patriciachamanga5075

    Жыл бұрын

    Nenio ndokwabgu

  • @godwindzepasi5148

    @godwindzepasi5148

    Жыл бұрын

    @@patriciachamanga5075 papi chaipo homza

  • @gloriamadungwe5291

    @gloriamadungwe5291

    Жыл бұрын

    @@godwindzepasi5148 zviri cy

  • @wembadio6566
    @wembadio6566 Жыл бұрын

    Gomba iro arisiriro the current splitting of Africa into 2 with a new ocean forming in the middle which has started happening in KENYA and extending to Eastern Zimbabwe????

  • @PaloSant

    @PaloSant

    Жыл бұрын

    No. Makare kare Mazowe yainzi nyika yeGomba. Nazvino midzimu kana ichitaura inoti nyika yeGomba. That split of Africa will take thousands of years to properly form and separate.

  • @patiencemukwazvure1874
    @patiencemukwazvure1874 Жыл бұрын

    Shumba makadii hanzvanzi yangu tisu vanamasivanda vacho

  • @musataimu2711
    @musataimu2711 Жыл бұрын

    Ko Gombwe Bond vakazodii paya

  • @Inoecent
    @Inoecent Жыл бұрын

    Summarizing CCC Citizen Coalition for Change will win 2023 election then nyika inozova nehonda but changing Champions vokunda nyika yozorwa shunga nyika zhinji dzouya kuzopemberera nesu.

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika Жыл бұрын

    Data rangu rayenda richichema pana baba ava

  • @rumbidzaigawura3452
    @rumbidzaigawura3452 Жыл бұрын

    Manyepa sekuru panyoka apo idare rakaitwa naTateguru Nyamuseve

  • @Donky408
    @Donky408 Жыл бұрын

    Madungwe special

  • @conniejam5575

    @conniejam5575

    Жыл бұрын

    Chokwadi Madungwe chaiye kutsvaga mbiri uku ngavati bvire kumhepo murwere wepfungwa uyu

  • @lisapeters5114
    @lisapeters5114 Жыл бұрын

    Guruve, Mt Darwin & Mhondoro kuno kunopisa 😂

  • @corleone230

    @corleone230

    Жыл бұрын

    Mutare hatusi kuziva iwe 😂😂😂

  • @user-tp8qz2fk9x
    @user-tp8qz2fk9x Жыл бұрын

    If mnagagwa was cruel as many people say many people could have gone to jail

  • @joicemazhet-ny1uh

    @joicemazhet-ny1uh

    Жыл бұрын

    He is a thief and you expect him to arrest his own mafia and with regards to being evil facts are there evedence is clear unless if u are ignorant

  • @Ashley-ye1td
    @Ashley-ye1td Жыл бұрын

    Hello guys ngatitarisei masides ose because one of the day tichachema or tichafara nyaya yema election Dai tamirira kuona tichinamata mwari nevadzimu vatibatsire tingaparara tisina mhaka ,nekuti chero bhaibheri rinoti ndicharova vana nekuda kwezvivi zvamadzibaba avo .fungai kuti zvairevei

  • @CliveMashingaidze-no3ng
    @CliveMashingaidze-no3ng Жыл бұрын

    Haaaaa love wakazotanga riini kupiwa matare iwe usanyeper vanhu iwe😂😂😂😂😂😂😂ndokuzivai vakomana kkkkkk ende futi zanu ine vanhu vayo vakomana

  • @LegOfGal001

    @LegOfGal001

    11 ай бұрын

    kkkkkkkkkkkkkkk like seriously?

  • @normalisadube9742
    @normalisadube9742 Жыл бұрын

    Nziyo idzi dzowsnikwepi

  • @collens1978
    @collens1978 Жыл бұрын

    Wengara akamirira murume uyu

  • @AnnaAnna-cv3kq
    @AnnaAnna-cv3kq Жыл бұрын

    Ndakunzwisisai manje shuwa

  • @yeukaijaricha9094
    @yeukaijaricha9094 Жыл бұрын

    Chokwadi zvaakuda minamato

  • @nancysimbi6704

    @nancysimbi6704

    Жыл бұрын

    Amen 🙏

  • @lindawendyribeiro9534
    @lindawendyribeiro9534 Жыл бұрын

    Kubva zvakatora nyika hamuna kuita birthday rekutenda nekuchenura nyika .

  • @violamavhatu6434

    @violamavhatu6434

    Жыл бұрын

    Unongoziva kuti kana wavekudya zvinonaka tinokanganwa kwazvabva

  • @rumbidzaigawura3452
    @rumbidzaigawura3452 Жыл бұрын

    Varikutsvaga mbiri avo ngavatibvire varikuita makuhwa

  • @eniamubairo7203
    @eniamubairo7203 Жыл бұрын

    Murume uyu mmmmmmm kakupenga kunenge karipo hako chero zvazvo Ari wekumusha kwedu kuguruve but kupenga kuripo zvako

  • @patriciachamanga5075

    @patriciachamanga5075

    Жыл бұрын

    😂😂😂😂😂😂

  • @elizabethmanyarara6298

    @elizabethmanyarara6298

    Жыл бұрын

    Munhu ane mhuri yake moti anopenga here nhayi .chinonetsa zvinhu zvikasaitwa vanhu musiri pagroud vanhu tinoti drama .asi kuti nyika yavekudzoka kuchivanhu chedu chaicho .

  • @vivianmugowa3918
    @vivianmugowa3918 Жыл бұрын

    Mukadzi waamicho achiri mupenyu here kkkkkkk

  • @agneskaitano1334

    @agneskaitano1334

    Жыл бұрын

    Azvaiitika kuhope

  • @CliveMashingaidze-no3ng

    @CliveMashingaidze-no3ng

    Жыл бұрын

    Kwasara aMidress kkķkkk kwa Hughes /Ternanog Farm

  • @zoeyradebe5955
    @zoeyradebe5955 Жыл бұрын

    Ko sekuru vakatiza neCoin varikuuya rinhi

  • @adv128

    @adv128

    Жыл бұрын

    Don't worry varikutsvakwa vachauya pachivhitivhiti.

  • @Ashley-ye1td

    @Ashley-ye1td

    Жыл бұрын

    Iwewe usadero ukati sekuru mbavha varipi

  • @Nzungu
    @Nzungu Жыл бұрын

    This guy so, hanzi ndakanzwa kuti dry bones dry bones kķkkkk mudzimu unotaura chirungu here Kkkkkkkkkk

  • @Teeone07
    @Teeone07 Жыл бұрын

    Why nyaya idzi dzawanda kudai mazuva ano

  • @darlingtontshuma9660

    @darlingtontshuma9660

    Жыл бұрын

    Zvinechirevo munyika yedu, zvinhu hazvinakumiramushe kumbinyikidzwa, kwanyanya, mweya yezvizvarwa zve Zimbabwe 🇿🇼 yatambura kwenguva yakareba

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Жыл бұрын

    Before the power of Chamisa where were you pamarikete mombe hainuni MaZanupf mazama nguva yakKwana kare Michooooooooooo Booooooooond

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Жыл бұрын

    Micho mmmmmmm arikushandiswa neVapengo ava bvunzai Bond nachamisa mmmmmmmm munopera kupenga

  • @NhereraYenyika

    @NhereraYenyika

    Жыл бұрын

    Ge ge ge taura hako bhururu😂😂😂

Келесі