Aaa my home girl sorry Ivy God will heal this cute soul dear anopora mwana nezita rajesu
@user-wd8vr5ds2w17 күн бұрын
Zvakaoma Zimbabwe inorema asi Mwari vachaita sokuda kwavo Pa mwana uyo ini wangu ayiva akadaro musoro chifuva ne guvhu ange ane prbm asi ndiri kuno ku south Africa waka oparetwa first tikazonyorerwa mari yaidiwa atova ryt uye tiri kuibvisa zvishoma zvishoma Mwana atova ryt asi tiri munyika isiri yedu.
@user-hl4tk9dx5n
17 күн бұрын
SA vanoita zvese mufunge shame kwedu uko ummmmm
@user-wd8vr5ds2w
17 күн бұрын
@@user-hl4tk9dx5n yaaa wakabatsirwa ndinoda kuenda Mwari zvizhinji now ane 2 years waka oparetwa musoro achine 3 days ne guvhu mahara then vakazomuchinja Hospital akazono operetwa chifuva paange ave ne gore izvezvi hamboratidzi kt akamboita prbm ku hospital yekupedzisira ndiko kwatakazonyorzrwa mari 52 thousands tikakumbira kubvisa zvishoma zvishoma so far tabvisa 19 thousand Rads hasisina prbm kn
@user-sk4ho1gh3t
17 күн бұрын
Ndine urombo Mwari pindirai asi mukawana mukana endai kwaProphet Miracle Paul
kuCapetown kune Hospital yevana munorapwa for free because ndeyemadonnors inonzi Redcross Children's hospital.... try that hospital my sister....but vanenge voda waitwa reffered from a certain hospital.... hamheno kuti pangaitwa sei
@natachaadams777011 күн бұрын
In God we trust. I pray and reverse this situation in that name of the father and son in the name of holy spirit
@natachaadams7770
11 күн бұрын
Amen God will do something today right now
@MufarowasheMinzwa14 күн бұрын
With God everything is possible
@honourablekubvaruno14 күн бұрын
Try SA zvogona kucheaper. Ndine Hanzvadzi yaida kuitwa operation in Zim kwayidiwa US10000 but paakaenda Capetown zvakaitwa in a gvt hospital for less than R2000
@user-cd7nq4nm4o17 күн бұрын
Hi uncle ko akaendeswa Bulawayo hospital yevana iya havagoni kunlmubatsira o here
@EniahMahwengwaE17 күн бұрын
Uumm be healed Baby
@yvonnemusademba997417 күн бұрын
Vamwe vachitengera vanhu mota pakadayi havabudikire mwari pindirai shiwa
@phanuelkurwa123414 күн бұрын
❤❤I wish you speedy recovery Child
@user-tf2qk6bq5r17 күн бұрын
May God heal this baby in Jesus name l pray amen
@user-yt5qi4ni2f17 күн бұрын
Hmmm zvakaoma Mummy we pray for God's intervention veduwe mwana uyo
@emptyyourheart908617 күн бұрын
Uncle Saint.. apa am sure panoda a gofundme.ichipostwa kuma groups nevanhuvakawawanda wanda
@user-pk7gd3uf5s17 күн бұрын
Lord have mercy on this little angel.
@user-wu8pp7ez1b6 күн бұрын
Mwari pindirai shuwa kana pane munhu arikushereketa ngazvidzokere kwaari nemuzita rajesu dai mainda kwaprophet kana zvaramba mouya kuSA kwakacheaper
@emmanuelusupu891317 күн бұрын
Tag sir Wicknel ,then vamwe to joiner ipapa
@user-hg6jn6xj7p17 күн бұрын
Apa mwana nganake eishy even maiwacho
@PriscaSithole17 күн бұрын
Be healed in Jesus's name
@mesiMutepfa17 күн бұрын
Shame 😢apa mwana wacho nganake and amai vacho is very smart
@rumbidzaimusengezi586017 күн бұрын
Asi ma doctor pamwana mucheche vakatadza kungobatsirawo hr mwana aponne .mari ndoinodii paupenyu .kushaya hangu dai ndinayo ndaimubatsirawo
@user-wk9rr1uw3s
17 күн бұрын
Shuwa mwari pindirai
@user-cl4dn3xl1p
17 күн бұрын
Nhai zvenyu pane kuti vabatsire mwana kuda Mari yakawandaso
@tafadzwamasvosva155717 күн бұрын
Mwarii pindirai😢😢
@conniejam557517 күн бұрын
May the hand of God touch that baby and heal her in Jesus name amen
@lorrainemazhawidza679014 күн бұрын
Government has failed us paHealth apo.....zvakaomawo zvinogwadza
Пікірлер: 90
Imboendai naye Kwa prophet miraçale paul
Haa muri smart amai, Wish you the best my sister ❤❤❤
Be healed in Jesus Name 🙏
Huyai kuNamibia. Vanorapa first, then mozoita payment plan. Kuno kune maspecialist manyama. ...... Ndakabatsirika muNamibia
Where is our gvt ndopavanofanira kupindira
Mwari werugare tinonamatira kupora pamwana ngaabatsirike
God of Abraham and Isaac heal the baby
Aaa my home girl sorry Ivy God will heal this cute soul dear anopora mwana nezita rajesu
Zvakaoma Zimbabwe inorema asi Mwari vachaita sokuda kwavo Pa mwana uyo ini wangu ayiva akadaro musoro chifuva ne guvhu ange ane prbm asi ndiri kuno ku south Africa waka oparetwa first tikazonyorerwa mari yaidiwa atova ryt uye tiri kuibvisa zvishoma zvishoma Mwana atova ryt asi tiri munyika isiri yedu.
@user-hl4tk9dx5n
17 күн бұрын
SA vanoita zvese mufunge shame kwedu uko ummmmm
@user-wd8vr5ds2w
17 күн бұрын
@@user-hl4tk9dx5n yaaa wakabatsirwa ndinoda kuenda Mwari zvizhinji now ane 2 years waka oparetwa musoro achine 3 days ne guvhu mahara then vakazomuchinja Hospital akazono operetwa chifuva paange ave ne gore izvezvi hamboratidzi kt akamboita prbm ku hospital yekupedzisira ndiko kwatakazonyorzrwa mari 52 thousands tikakumbira kubvisa zvishoma zvishoma so far tabvisa 19 thousand Rads hasisina prbm kn
@user-sk4ho1gh3t
17 күн бұрын
Ndine urombo Mwari pindirai asi mukawana mukana endai kwaProphet Miracle Paul
Mwari ngavaite nyasha vakoma mwanaapore haanachivi
May our God change the situation to the child
kuCapetown kune Hospital yevana munorapwa for free because ndeyemadonnors inonzi Redcross Children's hospital.... try that hospital my sister....but vanenge voda waitwa reffered from a certain hospital.... hamheno kuti pangaitwa sei
In God we trust. I pray and reverse this situation in that name of the father and son in the name of holy spirit
@natachaadams7770
11 күн бұрын
Amen God will do something today right now
With God everything is possible
Try SA zvogona kucheaper. Ndine Hanzvadzi yaida kuitwa operation in Zim kwayidiwa US10000 but paakaenda Capetown zvakaitwa in a gvt hospital for less than R2000
Hi uncle ko akaendeswa Bulawayo hospital yevana iya havagoni kunlmubatsira o here
Uumm be healed Baby
Vamwe vachitengera vanhu mota pakadayi havabudikire mwari pindirai shiwa
❤❤I wish you speedy recovery Child
May God heal this baby in Jesus name l pray amen
Hmmm zvakaoma Mummy we pray for God's intervention veduwe mwana uyo
Uncle Saint.. apa am sure panoda a gofundme.ichipostwa kuma groups nevanhuvakawawanda wanda
Lord have mercy on this little angel.
Mwari pindirai shuwa kana pane munhu arikushereketa ngazvidzokere kwaari nemuzita rajesu dai mainda kwaprophet kana zvaramba mouya kuSA kwakacheaper
Tag sir Wicknel ,then vamwe to joiner ipapa
Apa mwana nganake eishy even maiwacho
Be healed in Jesus's name
Shame 😢apa mwana wacho nganake and amai vacho is very smart
Asi ma doctor pamwana mucheche vakatadza kungobatsirawo hr mwana aponne .mari ndoinodii paupenyu .kushaya hangu dai ndinayo ndaimubatsirawo
@user-wk9rr1uw3s
17 күн бұрын
Shuwa mwari pindirai
@user-cl4dn3xl1p
17 күн бұрын
Nhai zvenyu pane kuti vabatsire mwana kuda Mari yakawandaso
Mwarii pindirai😢😢
May the hand of God touch that baby and heal her in Jesus name amen
Government has failed us paHealth apo.....zvakaomawo zvinogwadza
@EstherNyasha
12 күн бұрын
Pazvose
Be healed
Mwari pindirai kumwana ndimi moga munesimba kukunda isu vepanyama
Wish u the best amainini u so smart❤❤❤❤
May God heal her
Mwari pindirai chokwadii ❤❤
Shem ....ana wicknel chivhayo hero basa kwete kungotengera vanhu Mota batsirai parikuda emergency
@user-go2vu6xx1d
17 күн бұрын
Taura hako
@user-wi9wk7fy8t
17 күн бұрын
Ndeyehurombwa iya haambozviterera izvi regai muone
Ngaaende kwaa Prophet Miracle Poul zvinoita kushanjirwa uko
@BeniasMukatini
17 күн бұрын
Yaaa uko zvnopera
@Dan19718
17 күн бұрын
Pane akambonyatsoenda zvikaita here unofamba sei
Mwari pindirai
Mwari muzotibatsirai chimboedzai kuSA
Mwarii pindirai
Mwari pindirayi mwana uyo.aporeswe
dai Mai ava vainewo hama kuSA mwana aibatsirika kuma red Cross hospitals maybe bill racho harizofanani nerekuZim
@lorettachogugudza-kn1vb
17 күн бұрын
Dai ndinemba vauya havo manje ndogara kubasa
Madiko mamboedza kuSA
@user-cl4dn3xl1p
17 күн бұрын
Ehe dai mauya naye sA
Ummm zvakaoma dai mwari vapindira vabatsira
Your baby is very beautiful such a cute baby 😢
Mwari itai chishamiso
Mwari wedzerai nyasha dzenyu
Dai Mwari vapindira mari yawanika. Ko vaye vanombopa vanhu dzimotokari havangapindirewo here mwana akarapwa chokwadi?
Ndozvakanakira muno muzambia especially pavana haa kumberi
Mwari pindirai pamuduku uyu ruoko rwenyu ngaruonekwe
I hope muchabatsirika amai
Munoti vaende kwaPaul miracle iye achimbadharisa
Yooo haya muzimbabwe so
Aaaaasizvinopera here❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉
@gracematsika7304
17 күн бұрын
🎉🎉🎉🎉
@linnetbhasvi8115
17 күн бұрын
NaJesu hakuna chinoramba
@Ashley-up6xy
17 күн бұрын
Zvinopara dai achimbonyika muvura yakaparara makuseni chinogona kunge chakavhara kunze mukati chirimo kune wanhu wankgona kuchivhura
Nxa ulezihlobo egoli daa zisa umtwana ngapha
Mwari itai kuda kwenyu
Tikangoitawo mudememudeme inokwana. Imiwo machine MBA kubva matadzawo kuti mungodzikisawo mari yacho ireruke
@user-go2vu6xx1d
17 күн бұрын
Hongu Zim pakaitwa mudeme mudeme zvinoitwa
Shem poor baby
Mwari vanopindira vachaita minana yavo
Najesu unopora nhanha wedu
Vanozviti vane mari vachitengera vatori nemari kare mota dzema 150000us.
#SIR Wicknel huyai kuno ndopoda mbinga chaidzo
@MelusiTimoti
17 күн бұрын
Upiwo uya mupengo hapanazvemunhu pa
@Tinto4490
17 күн бұрын
@@MelusiTimoti mari dzokutqmbisa zvatogara tichireva kt isai hepenyu noutano hwavanhu kutanga
Namatai kuti Mwari apprise mwana without opp
Muzimbambwe kana usina mari unofa
Wish her well
Mwari pindirai
Mwari pindirai shuwa
Mwari pindirai
Mwari pindirai