Domestic Issues: Mudzimai wangu anga ari virgin here.

Ойын-сауық

A call-in marriage counseling radio show.

Пікірлер: 118

  • @ChuckTheMack
    @ChuckTheMack2 жыл бұрын

    Inini ndinoona kuti Tilder you must not interrupt vanhu kana vachitaura nyaya yavo, it’s their narrative not yours, and until you actually listen to their full story, you must listen.

  • @tendymoyomazuru
    @tendymoyomazuru2 жыл бұрын

    This is the best show ever❤ listening with my husband and we've learned a lot. Thank you team team

  • @woshantmugepe881
    @woshantmugepe8812 жыл бұрын

    Shoko rekuti munhu wandirikuchengeta kana neni randibata batawo Yooooo.

  • @portiachideya2950
    @portiachideya29502 жыл бұрын

    Welcome back tete ,Dr Choga and Pastor. 2022 l am still here listening 👂 to my Sunday therapy.

  • @gailmasinire8856
    @gailmasinire88562 жыл бұрын

    Couple diaspora the wife is so sweet..keep fighting for your marriage luv..

  • @stellahmadlela3461
    @stellahmadlela34612 жыл бұрын

    Murume uyu haadi mwana wemukadzi & paachazonoudzq hama dzake anogona kunonyepq kuti ndaidazivq muroora owengwa

  • @alisonzuva8822
    @alisonzuva88222 жыл бұрын

    first couple haaaaa. Dzangove nharo zve mjolo muchazvirega henyu. paita murume asina kukwana apa.

  • @ladyt5348
    @ladyt53482 жыл бұрын

    Welcome back aunt and Dr you absence was truly felt ..... happy new year 🥰🥰🥰

  • @Lucas-se6in
    @Lucas-se6in2 жыл бұрын

    The way you treat Doctor Choga, haikona ko modii kuvabvisa pachirongwa kana musi kuvada moita zva Pastor Elija. You cant respect one and disrespect one 😡😡😡

  • @dephinecee8815

    @dephinecee8815

    2 жыл бұрын

    Very true. Ndakazviona hangu doc choga vanokatwa asi pastor vanobatwa sezai

  • @Lynn_1605

    @Lynn_1605

    2 жыл бұрын

    Nhai ah

  • @masbaekatanda6987

    @masbaekatanda6987

    2 жыл бұрын

    So true!!!

  • @brilliantshumba-fn7dv

    @brilliantshumba-fn7dv

    Жыл бұрын

    Ayehwa pastor vanogona kunyatso taura nemonemo. Doctor vanenge vachipopota popota

  • @margaretmandimika5160

    @margaretmandimika5160

    12 күн бұрын

    ​@@dephinecee8815zvechokwadi

  • @kundayimiedzomellisa1962
    @kundayimiedzomellisa19622 жыл бұрын

    First couple iyoka!mafirimu chaiwo chaiwo!Dzangoo nharo dzekunzi rorin akaroriwa 😂

  • @nyashachakaora3178

    @nyashachakaora3178

    2 жыл бұрын

    Kkkkkkk shuwa maihweee gegege mahumbwe

  • @pumpkins5390

    @pumpkins5390

    2 жыл бұрын

    Lol i just translated comment yako and ndangotanga kuseka cause couple yacho ma 1 chaiwo

  • @chiyenyumba7135

    @chiyenyumba7135

    2 жыл бұрын

    @@pumpkins5390 kikkkkk Google inofoya

  • @mimzy2022
    @mimzy20222 жыл бұрын

    Welcome back tete tanga takusuwai

  • @sarabiwamufasa5490
    @sarabiwamufasa54902 жыл бұрын

    you might as well take Dr Choga off the show bcz you barely give him time to talk...kuvadamburira kwamunoita its like whatever he is saying is senseless to you yet Pstr Elijah munee muchingo gutsurira chero vakaita 1hr chiiko nhai tete?

  • @Lucas-se6in

    @Lucas-se6in

    2 жыл бұрын

    You are right, what she does isn't good at all

  • @Lynn_1605

    @Lynn_1605

    2 жыл бұрын

    Shuwa vano cutter doctor Choga zvinotobhowa, she should let him speak even the couples she doesn't let them speak 🤦🏾‍♀️

  • @lesleymadzorere1641

    @lesleymadzorere1641

    2 жыл бұрын

    True reflection of how she feels about him..I don't think she values his input that much...its like she wants to be in control of everything cause its her show

  • @lionessandcubs3848

    @lionessandcubs3848

    2 жыл бұрын

    Couldn't agree more. I really want to hear his advice but iiii zvakaoma!

  • @tinashemapfumo3361
    @tinashemapfumo33612 жыл бұрын

    Chirongwa che vanhu😍😍😍😍😍

  • @Briannyanguwo
    @Briannyanguwo2 жыл бұрын

    First couple mahumbwe chaiwo

  • @cathrenencube632
    @cathrenencube6322 жыл бұрын

    Hello babakazi and Sekuru Choga welcome back and Happy New year

  • @zvisineimeki6290
    @zvisineimeki62902 жыл бұрын

    Pastor maivepiko? I needed you years ago...muripamberi

  • @memoriegomana5341
    @memoriegomana53412 жыл бұрын

    Tete vadzoka na pastor ne doc chonga makadini makadini happy new ye

  • @susanziso7993
    @susanziso79932 жыл бұрын

    Love this show.Very educative

  • @praise9837
    @praise98372 жыл бұрын

    First couple dzangovawo nharo😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @frankmoyo7001

    @frankmoyo7001

    2 жыл бұрын

    Kkkkkkkkkkk hanzi undikwanire ndakakuudza kuti handiite zvisina mari mukati

  • @violetgapiti8481

    @violetgapiti8481

    2 жыл бұрын

    😂😂😂taura hako firts couple iyo mmm mafunniez

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak14642 жыл бұрын

    Kuita mwana sembanje 🤣

  • @tendymoyomazuru

    @tendymoyomazuru

    2 жыл бұрын

    Nhai zvako

  • @Godschosenone-sq4qk
    @Godschosenone-sq4qk2 жыл бұрын

    Thank you Tete and your panel.I wish every couple a happy 2022 madomestic issues aite mashoma.

  • @Lynn_1605
    @Lynn_16052 жыл бұрын

    Couple yekutanga iyo ma1 eh 🤣🤣🤣hanzi ane madhimoni uyu, pfutseke yacho mmmmm

  • @chiyenyumba7135
    @chiyenyumba71352 жыл бұрын

    Ve 15 years avo Bamunini hamuchadiwa that mainini sounds like she is abusive and over him. I wish vabvunza kuti vana 3 vakazvarwa nemapiritsi here? If not track your steps back mowona pazvakazotangira. It seems bamunini vashingirira imba yavo kusvika pamapiritsi but havasi kudiwa. Shame. Sometimes nothing will work kana mudisadiwe kana kudanana. It's the opposite of vakadzi vanotora miteuro kana murume afuratira. It sounds toxic that relationship.

  • @cresenciakaseke4325
    @cresenciakaseke43252 жыл бұрын

    Makadii Pastor, Doc na Tete

  • @vickysosa73
    @vickysosa732 жыл бұрын

    ❤happy new year tete

  • @nonnyvundhla4715
    @nonnyvundhla47152 жыл бұрын

    Ava ve 15 years masalad chaiwo hehehehe

  • @greenflower2919

    @greenflower2919

    2 жыл бұрын

    🤣🤣🤣🤣🤣

  • @frankmoyo7001

    @frankmoyo7001

    2 жыл бұрын

    Kkkkkkkkk vanenge vanogara kunana America kkkkkkkk

  • @anthropologist5690

    @anthropologist5690

    2 жыл бұрын

    kkkkkkkkkkk and i love them kkkkkkkkkkkkkk

  • @tindo8745

    @tindo8745

    2 жыл бұрын

    Aiwa they said kwavanogara it’s 2 hrs different neZim saka mheno kwavari kwete America

  • @chiyenyumba7135

    @chiyenyumba7135

    2 жыл бұрын

    Love does not live in that marriage anymore

  • @ruthphilip5837
    @ruthphilip58372 жыл бұрын

    All they have to do for both of them to heal this sexual healing is to play that Song”Sexual healing” by Marvin Gaye before they start romancing. They can also buy a bottle of Rose wine and drink. This will help to bring out all the feelings and both enjoy.. Another issue here is this woman was wrong to continue loving this man when she knew her husband wanted to keep the woman’s child. As a woman I would never allow anyone to force me to hide anything to with my child. His family should know about this child. The mother can should put her foot down and let him accept this child.. so when this woman is trying to make love she feels disgusted when she thinks of her child. Be careful this child can easily suffer in the of this man. Please mother keep your child together with your other child so that there’s always a. bond between the children. Vamwe Mai vakanzi kana uchindida kanda mwana wako mudziva undiratidze rudo rwako rese sekuti mwana uyu haasi wangu. Mukadzi akakanda mwana mudziva murume akati wakanda pamusana pekundida nhai. Murume uye akatarisa mukadzi uye akati saka wakanda mwana wako mudziva kundiratidza kuti unondida nemwoyo wako wese? Manje Ini handisi kukuroora handidi nezvako mwoyo wako wakawoma kana Ini haungandide. Murume akasiya mukadzi akamira iye murume akaenda. Saka please vakadzi I dai vana venyu kupfuura varume vana ava venyu please ndapota hangu.

  • @anitabero8230
    @anitabero8230 Жыл бұрын

    Tete munondigonera zvisingaite nyaya dzamunotipa dzinotivaka🙏🙏🙏🙏

  • @ruvachazika9988
    @ruvachazika99882 жыл бұрын

    Murume ayo watanga kufona anopenga haadi kurambwa cy kuda kuita rudo rwekumanikidza

  • @irenemayiyasi7300
    @irenemayiyasi73002 жыл бұрын

    Welcome back aunty ,doc napastor wish you a happy 2022 be blessed munondigonera mufunge

  • @abiller-blue03
    @abiller-blue032 жыл бұрын

    Second on ur comment list..i'm connected from chipinge....thank you.

  • @blackcherry9344
    @blackcherry93442 жыл бұрын

    Baba mune muchino imi yowe

  • @priviledgemabhiza6967
    @priviledgemabhiza69672 жыл бұрын

    Vengero andoita mnhu anot handidi kupushwa nemnhu andochengeta rondibhowa vara iroro zvicngate

  • @tarisaikachamaenza4455

    @tarisaikachamaenza4455

    2 жыл бұрын

    Chokwadi zvinorwadza ndakamboaudzwa mashoko iwaya nanhasi ndorwadziwa

  • @leechazvino8095

    @leechazvino8095

    2 жыл бұрын

    Kana neni zvandibhowa shuwa

  • @fredahama3957

    @fredahama3957

    2 жыл бұрын

    Ndabva ndatoona kuti kana mwana wemukadzi haakwanise kumuchengeta,ane hutsinye

  • @tendymoyomazuru

    @tendymoyomazuru

    2 жыл бұрын

    Kuita kunge arikuchengeta huku

  • @chiyenyumba7135

    @chiyenyumba7135

    2 жыл бұрын

    Imboko apa muri kuchengetana he might provide money but the woman keeps the home

  • @gogokazima3547
    @gogokazima35472 жыл бұрын

    Ko iye aka nga ari mukomana here?

  • @rejoicetakaidza9794
    @rejoicetakaidza97942 жыл бұрын

    Mom hamusi mega tapfidza nekahu rough rough ukataura unobva watounzwa rough futi

  • @brendaziyenge9182
    @brendaziyenge91822 жыл бұрын

    First couple amaiwe kwangova kutungana kwembudzi hapasisina rudo,mabhuru maviri muimba 1 hazvibude😂

  • @lovenessphiri6118
    @lovenessphiri61182 жыл бұрын

    yowee this marriage i surrender

  • @masbaekatanda6987
    @masbaekatanda69872 жыл бұрын

    First couple matakanana chaiwo

  • @zanelebango2904
    @zanelebango29042 жыл бұрын

    Thank you Tete,i missed Sunday show ndaibata nhasi

  • @sandrataderera4487
    @sandrataderera44872 жыл бұрын

    Mjolo weeeee😂😂😂

  • @lindamudarikwa730
    @lindamudarikwa7302 жыл бұрын

    Tatakusuvai

  • @veronicamasvimbo6916
    @veronicamasvimbo69162 жыл бұрын

    Tete makadini ini ndinenyaya yangu ndokumbiravo number dzenyu

  • @pumpkins5390
    @pumpkins53902 жыл бұрын

    Listening to the 1st couple Iyi episode ndo yaifana kundzi mudzimai nemurume vorarama semhuka

  • @Lynn_1605

    @Lynn_1605

    2 жыл бұрын

    😂😂😂😂

  • @brendaziyenge9182
    @brendaziyenge91822 жыл бұрын

    Dzimba idzi mmmm zvakaoma ko isu tisati tava mumba tichadii apa ndine hana nhete zvangu

  • @masimbakambuve688
    @masimbakambuve6882 жыл бұрын

    Next time please just let us know that the program is canceled or postponed. Vamwe tinenge takutorwara nekushaya program. Let's hope this is the last time

  • @zanelebango2904

    @zanelebango2904

    2 жыл бұрын

    Asi vakaoneka Tete pavakaenda ku holiday Dec last yr , iyi ndo first episode ya 2022

  • @masimbakambuve688

    @masimbakambuve688

    2 жыл бұрын

    @@zanelebango2904 missed that. Isu BP dzinenge dzatokwira Sunday afternoon tisina kuona program yedu.

  • @zanelebango2904

    @zanelebango2904

    2 жыл бұрын

    Sorry hako vakataura kuti ndakumbozoroora for weeks.sorry mkoma

  • @ruvachazika9988

    @ruvachazika9988

    2 жыл бұрын

    Vakataura tete kuti vari kuenda kuzororo last year

  • @frankmoyo7001

    @frankmoyo7001

    2 жыл бұрын

    I think vakataura kuti tave kumboenda kuhoriday

  • @wishbornmupotaringa7409
    @wishbornmupotaringa74092 жыл бұрын

    Madzoka tete murisei zvenyu

  • @mzee5533
    @mzee55332 жыл бұрын

    Tanga takaimirira ipopaya goredzwa ko Secrets and confessions iripi

  • @chrishlungus8876
    @chrishlungus88762 жыл бұрын

    Murisei tete

  • @ruvachazika9988
    @ruvachazika99882 жыл бұрын

    Ungati munhu anokuda chii asingadi mwana wako hapana rudo apa

  • @frankmoyo7001

    @frankmoyo7001

    2 жыл бұрын

    True bnini avo he seems like munhu uya anekahutsinye coz mwana aripo haachadzokere mudumbu ma mainini secondly vakawirirana kuti mwana aripo.

  • @choco-mp7oz
    @choco-mp7oz2 жыл бұрын

    I agree drilling to China is not the way and a guy that is rough is a turn off 😉. A woman needs to be worked up to the actual intercourse, not expected to turn on like a light switch. Fore play is very important dear men.

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri19282 жыл бұрын

    Zviuya hzviwabane

  • @mellisaamadi1648
    @mellisaamadi16482 жыл бұрын

    Mainini vekutanga avoka mmm...vanoda kurohwa chaizvo

  • @lucringo6798

    @lucringo6798

    2 жыл бұрын

    Why?

  • @tendymoyomazuru

    @tendymoyomazuru

    2 жыл бұрын

    No need for violence please. He needs to just leave, she asked him to

  • @frankmoyo7001
    @frankmoyo70012 жыл бұрын

    Amai avo zveshuwa vanemadhimoni

  • @meaganreminah1757
    @meaganreminah17572 жыл бұрын

    Avo bamnini vasingadi mwana wemukadzi vanopenga chete

  • @blackcherry9344
    @blackcherry93442 жыл бұрын

    Mkadzi uyu ahaaa Kwai undikwanire

  • @tendymoyomazuru

    @tendymoyomazuru

    2 жыл бұрын

    Lol 😆 zvirimudzimba umu

  • @blackcherry9344

    @blackcherry9344

    2 жыл бұрын

    @@tendymoyomazuru Vhayorenzi vachatitadzisa kuroorwa kkkk

  • @tendymoyomazuru

    @tendymoyomazuru

    2 жыл бұрын

    Me am married, I would NEVER dream to speak to my hub as such 😱

  • @blackcherry9344

    @blackcherry9344

    2 жыл бұрын

    @@tendymoyomazuru ndanzwa kunyara haana hunhu belittling his husband like this

  • @blackcherry9344
    @blackcherry93442 жыл бұрын

    Hanzi kupushwa nemunhu wauri kuchengeta murume uyu thts not good

  • @tariromasvosve
    @tariromasvosve2 жыл бұрын

    Eish thus couple of 15 years in marriage this woman might have never experienced the big O its a shame veduwe .Apa uri married no wonder why vakadzi vachizo hura

  • @chiyenyumba7135

    @chiyenyumba7135

    2 жыл бұрын

    Havachadanana

  • @priviledgemabhiza6967
    @priviledgemabhiza69672 жыл бұрын

    Doctor Choga c English is🤞

  • @ratidzomudzengi9099
    @ratidzomudzengi90992 жыл бұрын

    These polygamists are in trouble.Chete hazvo inyora mavanga ekuda ….

  • @jacqualinetaruwinga4074
    @jacqualinetaruwinga40742 жыл бұрын

    munhu wandiri kuchengeta what kind of mutauro is that

  • @morganmubengo8226
    @morganmubengo82262 жыл бұрын

    you don't see humhandara you feel hazvifungidzirwe.

  • @anitabero8230
    @anitabero8230 Жыл бұрын

    How are you tete tilder

  • @shelterhwingwiri9855
    @shelterhwingwiri98552 жыл бұрын

    Hallo 2022

  • @ndubuisiobu7517
    @ndubuisiobu75172 жыл бұрын

    Kana nenio ndabatikana shuwa kuti munhu wandochengeta haaa bmnini ava ummmm

  • @wassupzim466
    @wassupzim4662 жыл бұрын

    siyanai nekuroora mvana idzi 25 years mwana ane 6 years meaning aksita mwana at 19 , ndovasikan vsnenge vachiikwirisa raini rese ava, syanai memvana idzi

  • @modestamanatsa1770

    @modestamanatsa1770

    2 жыл бұрын

    Welcome back my best proramme and my best team team. Happy New year! Bsa sebsa

  • @tendymoyomazuru

    @tendymoyomazuru

    2 жыл бұрын

    How do you know, maybe the child's father died or she was raped?

  • @sandrataderera4487

    @sandrataderera4487

    2 жыл бұрын

    Urizibenzi iwe mvana chombori chiii. Hauna kukwana . Mvana ndiwe. Macircumstances akamupa mwana do u know them. Mvana dzemoyo ndodzatinoda kwete kuti virgin to a woman who will cheat in 2 dqys mxxxxmm

  • @chiyenyumba7135

    @chiyenyumba7135

    2 жыл бұрын

    Hezvoo ko idzo tsvimborume dzinokwira raini rese dzoitwasei kooo 🤣🤣🤣

  • @Briannyanguwo
    @Briannyanguwo2 жыл бұрын

    First couple mahumbwe chaiwo

Келесі