Келесі
- 4:13
- 67 М.
- 3:31
- 65 М.
- 01:00
- 14 МЛН
- 16 күн бұрын
- 00:22
- 10 МЛН
- 20 күн бұрын
- 00:51
- 3,5 МЛН
- 8 күн бұрын
- 00:29
- 45 МЛН
- 12 күн бұрын
- 4:29
- 72 М.
- 6:45
- 60 М.
- 4:55
- 51 М.
- 4:24
- 9 М.
- 4:46
- 74 М.
- 4:17
- 77 М.
- 4:55
- 8 М.
- 4:59
- 124 М.
- 4:41
- 77 М.
- 01:00
- 14 МЛН
- 16 күн бұрын
Пікірлер: 181
kkkk mama veee takutokuona seimkadzi sure kutokanganwa kuti uriMrume 😸😸😸😸😸
You can never disappoint mama vee
😂😂😂😂😆 I love the type of Shona the old woman is speaking...
@chidodzapasi616
Жыл бұрын
Love mama vee
Step manji. Kuita mbuya chaivo. You are good at your work.. Entertaining people.... Kupedza musha wese kukumbira😅😅😅😅😅😅😅😅
Mama Vee makuda kukwereta airtime nemurume futi🙌
hahahah mai vhai first statement renyu ndarasa tea pa laptop ,,,,hanzi unopona here munhu wamuri kutaura uyu hahahahaha
Kukumbira kwacho kwazonyanya. 🤣🤣🤣🤣🤣🤣Yuhwiiiiiiiiiiiii
Mama Vee to the fullest ,makaenda kuchikoro chekukumbira sure
I love the way those round houses were built. They are strong yet they didn't use cement.
@dephinenhamoinesu7558
2 жыл бұрын
They used cement
@wilmarmarara2448
2 жыл бұрын
Ndomatakakurira imomu.nhasi vana wedu havatoziwi yawanhorondo chete
@luckymazhambe8211
Жыл бұрын
@@dephinenhamoinesu7558 dzitori nemafloor chaiyo true
Your acting is amazing mhosva
Mama vee never disappoint
You never disappoint mama Vee
Always on point
Aaah mai vhai ibasa kkkk ko kuzoita shopping pamba pe vanhu 🤣🤣🤣
u r natural .kuita gogo chaivo kkkk
kkkķkkk asking for everything Mai Vhai you are something else kkkkkl
Confident kkkkkkkk pazvinhu zvawo😍🥰🥰🔥🔥🔥🔥🔥😍🥰🥰🥰😘😘🥰
Aaah kkkk mai vee
The shoes for me 🤣🤣 mnondipedza stress mama vee ramba wakadzvanya ipapo
Kkkkkk mai vhai vanokumbirisa asi ivo kunyima too much
Admire so ,ummmm une chpo ndotonzwa mabayo kuseka mama vee
🤣 🤣 🤣 🤣 🤣 🤣 This one killss me yoooh. Ehonde
Mama vee u the best 😂😂😂
Asi unechipo zvako Admire 🥰🥰🥰
Kkkkkkk yauinayoyo ndipe yaunayo kkkk 100% approved
Ma skits ekumusha aya arimberi wasu unogona 😂😂😂
😂😂😂iiiih kubva wakumbira grocery rose hre kkkkkk
Kkkkk Mai vee the best comedian
Hahaha neighbour yakadi haite kuita shopping yese muma neighbours
Grocery rese🤣🤣🤣🤣🤣Mai vhai
Yoweee nhasi ndaseka Mai Vee chirudzii chamunotaura chinonakidza😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Kkkkkk Mai vhai mazonyanya
Hi mama vee kukumbirisa mhani 😂
Nailed it kweduyo kwatakakuriravvaiveyo Mai aikwereta heavy muanhu hey. Thank God she had so many children now all children better jobs life vakuchikwereta ana awo 🤣🤣🤣🤣
@patience6069
2 жыл бұрын
Kkkkk kwanzi watore nge marongomuna
@admiremarange6562
2 жыл бұрын
Haaa this homeboy of ours's acting is out of this world. Hazi Dorca riri paSaurombe zvikazi paChipango haaaa
Kkkkkkkkkkk haaaaaa mai vheeee kaaaaa ko kuzotora zvakawanda kkkk munokumbira shame🤣🤣🤣🤣
Hezvoo inga mange mati 1🙈🤷♀️🤦♀️🤣🤣🤣
Kkkk kukumbira kwacho kwanyanya
Kukumbira kwacho mama Vee manyanya
Mama vee👌🏾👌🏾👌🏾👌🏾😂😂😂😂
Kkkķk mama vee vanondogonera havo
Ah ndakutadzai mai imi kukumbirisa kudaro here ah
This crew😂😂😂😂😂
Iiiiih mai Vhai hamugariki nemi muraini shuwa
Degree rekupemha mai Vee kkkkkkk
Sei bhutsu yedu isingadambuki nhai mama vee
🤣🤣🤣🤣🙆♀️🙆♀️🙆♀️ degree rekupemha chairo
Makanyanya munopadza masports 💥💥💥🙉
mai vhai 🔥🔥🔥
Mai Vhai makuzvuwa gumbo kkkk
Mama Vee makutoita shopping pamba pevanhu kkkk
Uuuu kukumbira zvese here mai vee uuuuuuu zvakwana
Yuwii nhai mai Vhai kukumbira kwacho. Chingotorai henyuka imba yacho 😂🤣🤣🤣😂
Mhamha Vee makanyanya❤️🔥❤️🔥😹😹😂🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkkk Mai Vee .mazonyanya kukubhira
Haaaa mama vée munopedzera masports henyu😆😆😆😆
kkkk,haa ndapererwa,ungataureyi pakadayi asi
Kkk yaaa mai vee kaa
Ndipeiwo manhanga ndibike nhopi😋😋😋
Kupemha nemurume wacho ere amuna woyeee usazodaro sahwira
😂😂😂😂 chakanyanya ichi 😂😂😂😂😂
Mai V makanyima vamwe hupfu musiuya 😂😂😂
Mabva matopihwa zvese zvekushandisa Mumba Mai vee kkkkk
@petronellazefania4925
2 жыл бұрын
Ndanyara chokwadi kkkkkk
Mai vhai usadaro shaa Matikiti ayo andifungisa ku mhatso
Cooking oil yegwama kkkkk
Kkkkkkk yuwiiiiii
Watsonza kkkkkkkikest yooweee
@millybadze2117
2 жыл бұрын
Kutsonza kudii nhai🙈😁
I like that
Iiiiih surrender 🙌🙌🙌🙌🙌🤣
Mumy veee hand bag itai muchichinjawo kaa
Kkkk mandipedza strong
😂🤣🤣 mama Vee zvakaoma
Ndipeiwo manhanga weduwe
Ehooo for me kkkkk ..
🤣🤣🤣🤣🤣Nhai Mai Vee grocery rese pamusha 1here
Kuchiri kukumbira here
Apa mhamha vee munonyima zvokut
Mama Vee 😍 😍
Imwi woyee
Haaaa mhosva unonakidza kkk
Kkkkkk unogona mhosva ramba wakadzvanya
🤣🤣🤣🤣mai vhayi mokumbira zvese here yoooo sahwira wacho ane tsitsi
Mai Vhayi...😂😂😂
Haa sure degree rekupemha, hahaha
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk mama vee to the world
Kkkk haa kupemha kwacho ma1
Mama Veeka
😂 Ine MOYO murefu neruoko runopa iyi Mai yacho inokumbirwayo
Kkkkkkk hanzi momuzhuwa kjj
MaBocha muriyo ere....
Mama veee pane mapasa
type of shona inondipedza ,is it ndau or vitori
😂😂😂😂 ummm level hombe
@WilsonMatenga
Жыл бұрын
Kkkk munhu uyu aivepiko nhai imo aaaa
Matikiti mukutora bhara rese here amunawee usadaroba mai vhaiii
MamaVee munondigonera
um here for Mai Sauti
Kkkk mama vee
zvamatora imba yese amutsveruki ere mai v kkkkk
Zvese here mai vhai
Nhamo yemhino kushaya lid 😂😂
Nhamo yemhino kushaye rid🤣🤣🤣🤣