To us who love this combination manyama
😂😂😂 munondigonera Mai Sauti tinombaikutendai ZVIKURU nekutizvarira Mai Vee ,mhosva Wedu uyu❤❤❤❤❤❤
Kkkkkkk Ruka kupinda nemumateya diko
Ita reku fryer oti papa 😂😂😂
Mama Vee i loved your "haarroo" when you made that phone call.
Mutare woyeeeeeeeee🎉
Huku dzinoda nyaya idzo ndapota kkkk
Kkkk
😂😂😂😂😂😂😂😂Ruka tiza neupenyu hwako poto iyo inokudhinda mama Vee havatambi, hanzi namai Chihwa wakainonokera Colgate 🎉🎉🎉❤❤❤❤❤
And the funny thing is be4 I even watch it I'm already laughing 😅😅😅😅😅😅
Kkkkk Ruka usadadire mkadzi hezvooo wopinda ngepasi pemakombo
Team rinondisetsa ndiri ndoga anhuwoyee. Kumbaita senge takawanda mumbamo, apa kuseka ndiri ndoga.
Ndotombokanganwa kuti mama Vee is a male diko
Pakwinywa skirt, I died. Mukwasha nemumateya haaa guys you are good.
Ndanga ndatorwadziwa kuti ndoenda ere kubasa ndisati ndaona one❤
Hezvoness mukwasha uyu ma one..Every script is different and more more fire😂😂😂
Business associates😂😂😂
😂 komabhareta manje
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 chimbozamai plan B
Ko bhareta ra Bambomunini😂😂😂😂😂😂😂
Mama vee ..to the fullest...makaitawamiii😂😂😂😂
This combination kumberi,haa munogona guys
Maiguru ndibatei ndouraya munhu😂😂😂
Kurota ndichirumwa nenyuchi Mai Chihwa dzimbe musadaro ndatodonha rute Kuno
Ahaaa previous kwazi New Method yekuitira maikuru vanenge vabika hove imwe😂
Bambomunini mokuvadzwa nepoto 😂
Yoo ndazofunga kuti mama Vee murume coz mapindiro aita Ruka pakati pemakumbo haana kumira mushe 😂😂😂
Mainni mai vhai ndavatadza🙌🏻🙌🏻🙌🏻
Munondigonera hanku ini kkkkk❤❤ dai makaitwa vakadzi raive basa
😅😅😅😂😂😂😂😂 ruka ruka tenzi woye
Maikuru ndinovharirwa kkkkk mujeri
Love the new hat Mai Chihwa
Wazviona hre kut ma hats avakapfeka akafanana ,zvangosiyana mapfekero
Good combination yes 😂😂😂🎉
😂ko pose yekuvhara door nhai mama vee😂
Ha ha ha 😂. Ndokugona munhu uku.
😂😂😂😂😂😂😂😂 ita rekuti papa
Ko mabhareta ndipeiwoka 😂😂😂 ❤❤
Iiiiiiiiiii mum veeeee makumberi neteam renyu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Stress yangu yapera 😂😂😂
Mai chihwaaaa kkkkkk mandisetsa
Ma hat ayo kaaaaa🎉🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉 Ruka Ruka
kkkkk Ruka wapinda nepapi
Mama vee vangu kkkkk❤
Mukwambo nemumateya aambuya pfeeeee 😂😂😂😂
Dangerous combination 😂😂😂😂
Mama vee namaikuruka munopedzera😂😂
Top namhamha vee😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndanga ndatotadza kushanda 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂 hanz ndokudhinda
kkkkkk kucheka mbudzi
😂😂😂😂veduwe ka muchatiuraya nekuseka manzwa
Ma hat enyu akanaka maikuru namainini
Unodhindwa Ruka
Kkkkk kudhindwa nepoto namai V
Kurapei simukai muende 😂😂😂😂
😂😂😂😂mama vee ka
Mai Veee and mai Chiii wuchiiiii
Haa plan b manyama kkkkk muface akasira kurwadziwa 😂😂😂😂
Mai chihwa kuseri😂😂😂
Mai kuru ndibatei ndinovharirwa
Wavakutopfuurira awana plan b nhasi mandisetsa😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkk wakainonokera korogeti😂😂😂😂
Aaah unopera strong
😂😂😂😂😂 hanzi 2 weeks anocheka mbudzi
😂😂😂😂 asi varume chii nhai
Ndozvawanoda vanhu vacho 😂😂😂
🤣🤣🤣🤣Ruka for me
🙌🙌🙌🙌🙌🙌
Kwaaaaa
My team ❤❤❤
Ukaita mukwasha kuvanhu 2 avoo haaa unenge uri pama 1 kkkkkkkkkkk
Mai Chihwa makachena.maiwee KO.mabag aripi
😂😂😂
Kkkkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkk kkkkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂😂
❤
😂😂😂😂😂
❤❤❤
Makanyanya Guys Mama Vee namai Chihwa
Jongwe iri ihombe
😂😂😂😂😂😂😂
Ehonde
Ndipewo mabhareta
Mai sauti dzoserai admire mudumbu mugare mapindura nyoka obuda ari mai vhayi
Diko Ruka ungapinda nemumateya shuwa
Entrance 🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂😂 bhora rapinda nemumateya hure kkkkkkkkk
😂😂😂😂vuye bodo KZread yava nzvimbo yekutandarira😅😅😅
Ruka nepasi pemakumbo ere ruka ka
Mai vhai
kkkkkkkk
Ko musikana kugashidza gupuro akatsikitsira
Anogara achiuyuyu
Ruka hoyoooooo
Ruka waita makunakuna wapinda nepai iwe😅😅😅
Tag team iyi yakaipa 😂😂😂
😂😂
Пікірлер: 110

@beatricekayiya9270
Ай бұрын

@user-ee5mr6gt1u

@user-vq9ro2cd7d
Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂 bhora rapinda nemumateya hure kkkkkkkkk
😂😂😂😂vuye bodo KZread yava nzvimbo yekutandarira😅😅😅
Kkkk
Ruka nepasi pemakumbo ere ruka ka
Mai vhai
kkkkkkkk
Ko musikana kugashidza gupuro akatsikitsira
Anogara achiuyuyu
@user-vd4or3kh2k
Ай бұрын
Ruka hoyoooooo
Maikuru ndinovharirwa kkkkk mujeri
Ruka waita makunakuna wapinda nepai iwe😅😅😅
Tag team iyi yakaipa 😂😂😂
😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂