Breaking🥵Zanu-PF Cabinet react after Mnangagwa's son Millitary boss Sean counted in Fuel Scandals💔🤯

Ойын-сауық

Пікірлер: 13

  • @gilbertguzha5373
    @gilbertguzha537321 күн бұрын

    Imba yese baba naamai nevana mbiri yehuwori aah ndokuguma kwazvo zvishoma nezvishoma zvine nguva zvinhu zvose

  • @user-vq3ol2uq2p
    @user-vq3ol2uq2p21 күн бұрын

    Like father like son

  • @it3788
    @it378819 күн бұрын

    ,zvinhuzvacho from bad toworse from frying pan to the fire hendei😮

  • @gilbertguzha5373
    @gilbertguzha537321 күн бұрын

    Ibasa remapurisa kutsvagurudzavkuti ndiyani ari kuita izvozvo kwete cabinet iyo cabinet inongoenda chinyararire kupolice police yotsagurudza vanhu vosungwa vari kuita izvozvo kwete kunge kuchundutsira ma whistleblower

  • @tangawaonaduma-xt4ht
    @tangawaonaduma-xt4ht20 күн бұрын

    Sean ano shandisa Company ipi kuArmy Presidential Gaurd Kana Commando ndava ano buda aine two different berets

  • @timothiusmusonza3424
    @timothiusmusonza342421 күн бұрын

    But haisi latest they also found black market yemari

  • @fortunemugero3658
    @fortunemugero365820 күн бұрын

    George Charamba naNicky Mangwana zvimbwasingata zvaE.D.Madofo anoshandiswa neZANU!

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya21 күн бұрын

    Kusabatana mazimbabweans hubwa chaihwo kungohukura haana chinoitwa nyika yese chokwadi tirikutotoneswa nemunhu 1 zvakaaoma chokwadi

  • @nharonharo6503

    @nharonharo6503

    20 күн бұрын

    Wadii watanga iwe. Ukangozvipira to be on the forefront the rest will follow u.

  • @mrmechanic17
    @mrmechanic1721 күн бұрын

    Kkkkk ED huchi

  • @fortunemugero3658

    @fortunemugero3658

    20 күн бұрын

    E.D huchi hwekumba kwako nemhuri yako. Zibenzi remunhu. Kushaiwa zvekutaurauko!!!

  • @Chadyaniki
    @Chadyaniki20 күн бұрын

    Chatunga akati anotumika hanti? When his dream was to follow in my footsteps and become an MP. Tarisai flyer. Ririmo mungangikire mangu. I was so proud of it. I have one more mission for him. Ndakasiya ndavudza vekufatican kuti Chatunga achauys okanda chitombo paguva raJohn Paul. I liked it when he wished merry christmas. I used to broadcast it to my people!

Келесі