Apostle knows that verse Zigo, Stand guided. It is for those who claim to be in control yet there are not.
@faraimakambe855623 күн бұрын
Zigo you lost it bcz Paul and Jesus havana kumboita vana kana magirlfriends if you were born like that yes as a Eunach kwete kuita sleep around woti Paul anga asina kuroora haaaaaa ngatikurei amana
@user-kv4os3ne5c25 күн бұрын
It's better kusaroora that kutora zvakaendwa nevacho vanemota Madhara atori nema families inini ndochitora Bhasikoro Rekanzuru kuita rangu no
@user-uu3cw8hx2q25 күн бұрын
Kuparidza munogona asi yai zvekunyomba mamwe masangano
@stancelee25 күн бұрын
zigo nhas apostle vapinda mugarden mako 😂😂😂😂😂
@tafadzwakasere40225 күн бұрын
That's it true gospel
@PartsonGwena25 күн бұрын
Real life story love ❤
@Redeemrise24 күн бұрын
Zigo 👍👍👍
@My_name000Y24 күн бұрын
name of sermon?
@shingimanyame415719 күн бұрын
Marriage huuuu,zviri nani ndirambe ndiri mukomana zvangu,hapana chandinobva
@recallchannel325824 күн бұрын
Zigo you are behind ....that issue of Paul was addressed in part 2
Even muchivanhu chedu munhu akadarikidza zera rekuroora anodaidzwa wopiwa warning after that anotsvakirwa partner. It's never healthy for the community for a fully ripped somebody to roam around unattended, anoravirwa kusvika apera, teaspoon yakapedza gaba reshuga
@PraiseDube-jg6tl20 күн бұрын
Still searching women's comments 😂
@AndrewsPbc25 күн бұрын
Uri joki
@user-lu1od1vj3r25 күн бұрын
Sometimes vanomboti rasikei Apostle asi apa parohwa shoko,asi hamunga manikidze munhu kuroora zve
@user-bh8qg5fl7n
25 күн бұрын
Urigava
@chetmaisva23 күн бұрын
Zigo. Don't comment on doctrinal matters
@MosesChakanyuka25 күн бұрын
Ivo vavanaye here Apostle or vachiri kutsvaga
@user-kv4os3ne5c25 күн бұрын
Kuroora kwakanaka kana Wekuroora aripo , Vanhu vacho dzavamhandu Vakadzi Havagariki Navo avo ,Why must I marry ma Single Mothers Awo Vakaitiswa Vana nevarume Vevanhu Inini kutora Hanga yemusango Kuita Yangu
@miguelnehm5791
24 күн бұрын
@@user-kv4os3ne5c 😂😂😂😂😂😂 pakaipa
@shingimanyame4157
19 күн бұрын
Taura zvako zviri nani ndife ndiri mukomana kana ndisati ndamuwana
@Joyful-hb8rz25 күн бұрын
To force apo manje ,,ah 12months manje mmm
@kmetsi2225 күн бұрын
ko iwe Zigo ukuda kudii nhai . kuita gotokoto remukomana
@nyasha053325 күн бұрын
So Apostles Paul was a boy ahhh even Jesus 😂😂😂 this is not supported by the Bible what He is saying.
Iye Mukomana anemota wacho ,Akaishanda kupi nani Mota yacho , Chikuru rudo that's wy kamukomana kekwa Murehwa kakatora Chembere yako
@bonuspawari7819
25 күн бұрын
Inga zvri clear tenga yako uzotaura zve class. Kwete ungori nemagaro wot ukuda ane mota
@miguelnehm579124 күн бұрын
So you saying Apostle Paul who died not married and also our Lord Jesus and Elijah who never married they are boys 😂😂😂Heresy. But on the other I think he means those man not slaves to Christ as a calling but just ordinary and single ipapo I agree. Basa Ravo kuchinja vakadzi zvechibenzi benzi
@BrianMadzanira-bl7jn
24 күн бұрын
Inga urikunzwisisa Context wani. Hapana heresy apa
@cathrinegutsa24 күн бұрын
Please people don’t subscribe Zigo just watch his videos without subscribe,😂,Ziklagites unsubscribe he is very childish.
Пікірлер: 49
Amen mhamha apostle T F chiwenga bhukuuuuu
Apostle knows that verse Zigo, Stand guided. It is for those who claim to be in control yet there are not.
Zigo you lost it bcz Paul and Jesus havana kumboita vana kana magirlfriends if you were born like that yes as a Eunach kwete kuita sleep around woti Paul anga asina kuroora haaaaaa ngatikurei amana
It's better kusaroora that kutora zvakaendwa nevacho vanemota Madhara atori nema families inini ndochitora Bhasikoro Rekanzuru kuita rangu no
Kuparidza munogona asi yai zvekunyomba mamwe masangano
zigo nhas apostle vapinda mugarden mako 😂😂😂😂😂
That's it true gospel
Real life story love ❤
Zigo 👍👍👍
name of sermon?
Marriage huuuu,zviri nani ndirambe ndiri mukomana zvangu,hapana chandinobva
Zigo you are behind ....that issue of Paul was addressed in part 2
Nzwisisa context ye nyaya zigo
Hanzii ko naAMAI
Zigo wakaroora ?????
Kkkkkkkkkk Zigo kana isina mukadzi urichigotokoto
This reminds me nhetembo 'Rufu rwepfunda' 😹
Varume vajayira kuyita hunzenza ndosaka vasingade kuroora nevakadziwo
Yaaa ichokwadii ichocho 😂😂😂😂
Powerful
😂😂😂😂 hoyooooo pa Amen ipapo
Degree reyi iroro ikoko Kuchikoro kwacho kuriko Kuridyiwa Vasikana Nemadhara Zvaendwa izvo ,Kuroorwa or kuroora Inyasha Dzimba zhinji Dzadonha
@emmanuelnyoni3954
25 күн бұрын
Even muchivanhu chedu munhu akadarikidza zera rekuroora anodaidzwa wopiwa warning after that anotsvakirwa partner. It's never healthy for the community for a fully ripped somebody to roam around unattended, anoravirwa kusvika apera, teaspoon yakapedza gaba reshuga
Still searching women's comments 😂
Uri joki
Sometimes vanomboti rasikei Apostle asi apa parohwa shoko,asi hamunga manikidze munhu kuroora zve
@user-bh8qg5fl7n
25 күн бұрын
Urigava
Zigo. Don't comment on doctrinal matters
Ivo vavanaye here Apostle or vachiri kutsvaga
Kuroora kwakanaka kana Wekuroora aripo , Vanhu vacho dzavamhandu Vakadzi Havagariki Navo avo ,Why must I marry ma Single Mothers Awo Vakaitiswa Vana nevarume Vevanhu Inini kutora Hanga yemusango Kuita Yangu
@miguelnehm5791
24 күн бұрын
@@user-kv4os3ne5c 😂😂😂😂😂😂 pakaipa
@shingimanyame4157
19 күн бұрын
Taura zvako zviri nani ndife ndiri mukomana kana ndisati ndamuwana
To force apo manje ,,ah 12months manje mmm
ko iwe Zigo ukuda kudii nhai . kuita gotokoto remukomana
So Apostles Paul was a boy ahhh even Jesus 😂😂😂 this is not supported by the Bible what He is saying.
Ooh. Ok
Kuroora hakubvise chihure unogona kuroora wohura kudarika vakomana
Zigo uri gonzo 😂😂😂😂
Kkkk uuuum church kwayakuenda ma1 zigo mkadzi ndeweupenyu hwese kkk
Chigoto koto 😂😂😂
Kune vasikana vakawanda varikuda kuroorwa asi varikusha anovaroora nanongosanganawo nematsotsi vamwe vakaiswa munyama
Apostora vave kunanairira Bhuru Temba Mliswa, chigotokoto, coward... Zigo chenjera ndiwe wazotaura zvaBhuru, unopinda pa crossfire.
Iye Mukomana anemota wacho ,Akaishanda kupi nani Mota yacho , Chikuru rudo that's wy kamukomana kekwa Murehwa kakatora Chembere yako
@bonuspawari7819
25 күн бұрын
Inga zvri clear tenga yako uzotaura zve class. Kwete ungori nemagaro wot ukuda ane mota
So you saying Apostle Paul who died not married and also our Lord Jesus and Elijah who never married they are boys 😂😂😂Heresy. But on the other I think he means those man not slaves to Christ as a calling but just ordinary and single ipapo I agree. Basa Ravo kuchinja vakadzi zvechibenzi benzi
@BrianMadzanira-bl7jn
24 күн бұрын
Inga urikunzwisisa Context wani. Hapana heresy apa
Please people don’t subscribe Zigo just watch his videos without subscribe,😂,Ziklagites unsubscribe he is very childish.
@francismuzuvagumbo3049
23 күн бұрын
yes mkom